Muchapiwa Korona chete kwamabva ndokure varume. Haizi nyore kusvika pazera ramava iri muchitaura chinhu chimwe. Zanu must fall, nhasi masvingo yamira mira nawo ma tear gas. Young people will save zimbabwe, Dr Nkomo said so. Mapfupa anopfuka chete
He should be president of the party. MDC needs that kind of passion and agression to fight ZANU not zvamfundisi avo vanoti 'God is it'. Zvenyika zvinotoda kuwoma musoro,
Basa inoise chete chete ko hamutarise matv here or check politics from other political like ana Julias Malema they fight for good things for their country not just make noise and corruption chete chete
Thank.you.so.much
you will rule zimbabwe one day. press on with one heart
Wiwa we are behind u all the way, tarisai Hon vanhu vese avo. God bless u leader.
Ko amwe ma provinces ke Cde. I am happy you are free at last.
Well done Hon. Magonesesa. Giving back to the community. Mashaina wezhira
Skala we never forget you wherever you are
Thank you Job Wiwa Shikhala for Donating the money back to the people of Zimbabwe!!!😘😘😘👏👏🤔
Shatirwai mhani honourable...we are fed up with Zanu
God is good now you are preaching to people that's that's the work of god
Sikhala strong like lion king no fear 👍
Job for president
viva mucheke hall
Zanu enough is enough now!!
Zanu itori nani buy far far
@@malabandusimanga1883 urikudyawo nayo saka iwe idya unyerers
Muchapiwa Korona chete kwamabva ndokure varume. Haizi nyore kusvika pazera ramava iri muchitaura chinhu chimwe. Zanu must fall, nhasi masvingo yamira mira nawo ma tear gas. Young people will save zimbabwe, Dr Nkomo said so. Mapfupa anopfuka chete
Urimbwa yaEd iwe.
@@patricksengudzwa8939 wanzwi kuita hasha.
Read the Scriptures ...Jonah HAANA kuyambuka nekutenda
Zanu yakaora. Muchaitonga chete
Colour?????????????.????????
... and then Job saved himself by chisuri.
Ndiye mumwe futi uyu."CHAMISA hoye hoye JOB WIWA SIKHALA hoye hoye."
He should be president of the party. MDC needs that kind of passion and agression to fight ZANU not zvamfundisi avo vanoti 'God is it'. Zvenyika zvinotoda kuwoma musoro,
I agree with you my brother.We don't have to be soft on this regime otherwise 2030 we will be still struggling .Let's # stand with this soldier
Chete.chete
Kkkkkk.kkkkk
Ko mhata mtengesi mudzuri iripi
Basa inoise chete chete ko hamutarise matv here or check politics from other political like ana Julias Malema they fight for good things for their country not just make noise and corruption chete chete
Wakavagona skhala nekusura ndomboma manje
Kkk yaa
Musuri