Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Bako igava ,haana kutumwa naMwari,Hakuna prophet anotanga sangano
Hakuna mazambiringa anotanhwa pamunzwa ndiri umwee anotenda kuti haasi mweya waMwari anotaura nemurume uyuu
Munochiva zvisina maturo sevanhu vasina kuzodzwa namweya Mutsvene waMwari
Church ine basa rei hama chero kwaari ikoko chero basa raMwari richifamba chete
God is one amen
Akambobuda sei akadzingwa here kana akabuda ega
Manje bhibho iyi vakomana
konhai hama akambobudireiko church murume uyu
Kodiii
Ko kugera Musoro ndokunodiwa here Pana Tenzi
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 zvakaoma
kana tikanzwisisa kut Mwari vakaisa chipo mumunhu havabvise tichabatsirika, asi the greatest danger to miss heaven iri muvanhu vari gifted
@@valentinechirau8792 Amen mashoko akanaka aya baba👏
odzoka here akambodzingirwei?
🤣🤣🤣 akazvidzinga
Why worry nemabasa emunhu wamusina kusika worry about ur own works 😂