@@lenso3757 so imi ndopamabata mukati ayituka Ruth l don't think so kuti angatuka munhu waizama kubatsira kuti ararame,family iyi ndiyo yakatotadzira Ruth nesu tese,ngavachingodzosa mari ibatsire vamwe.
Joy haana mhosva , she perfect and straight foward whanzvadzi ya Ruth takuda kutsvaga nyaya , inofanira udidza kugina kuenda kana munhu akakuitira zvakanaka kwete kusvibisa Zita remuhu senasvibisiro amuri kuita vamwe vanhu be social media makuzidzoja muti sorry ndakanga ndavhiringika be situation yenwana
Kana Joyie akazvitaura zvemabhonzi , aitaura nehasha yekuba mari yamakaita kusvika munhu wapera. Maiudzwa chikwadi. Pindurayi zve $60 000. $300 yake is group effort ndiyo yakaunganidzwa.
Izvi zvamakutaura dzangano ...munhu wataida ndiRuth imi hamuna basa ....mukuda kutsvaga zvekutengesa how imi mari munayo....dzosai mari itobatsira vamwe pliz
I understand your view point bhudhi, kana munhu aita zvakanaka saJoey mashoko ekuti munhu haasisina nyama haana kunaka zvachose. She has to withdraw them.
Don't blame joy my brooo blame yrself nefamily yako iwe vakatodya Mari mazimasuru kubuda nekudya Mari yehanzvadzi yako ndimi makakonzeresa rufu rwaRuth
These relatives let Ruth down. They abused the money that was donated. But where was this brother all along. He didn't contribute any cent. These people don't appreciate. Joy wanted to know kuti where is the money. I think this guy is just diverting attention. Tell the people... where is the money
Tati chii chakaita kti mwana arege kuenda kunorapiwa chete Joy hana mhosva ari kukutukai nekuda kwemari yamakadya.dai ndiri ini Joy ndaikuisai mbama chaiyo
Close sources say pakawanikwa mari mwana's heart was now operating at 22%. Kwahi chiremba vaingoda kuti ave stable kuti agozofamba such long distances. Yanga yakuimprover yakuma30% ikoko but akabva atanga kuita liver failure/ damage. Zvinhu zvacho zvorwadza hazvo
Is Joy a surgeon or Dr. From childhood I was suffering from kidney pains till the time I was diagnosed with kidney failure and I was like a stick 🏒 when I went under the knife 🔪 in 2010. Now I'm as healthy as ever even though I now have BP and diabetes type 2 but I'm ok with one kidney. So it wasn't Joy's right to make a decision if Ruth was fit for an operation because she isn't a doctor. She uses people to put food on the table
Zvinorwadza,family inosimuka too much when you die but they dont when you are sick. Sure munhu kufa nekidney failure mari yacho yaapo futi hayas.Zvinorwadza izvi.
Joyie is right. She had every right yekupopota because you were not responding to simple questions. It’s just common sense kuti panoitwa fundraising you should calculate and let people know how much was raised, how much was used and how much is left. Joyie just wanted transparency from you guys but maiita kahunhu kehumbavha.
Kana vainayo zvinoreva kuti vakagara vasina hanya nehupenyu hwaRuth otherwise they could have sponsored her treatment early enough. Varoyi. Ngavamusiye hake Ruth azorore.
80 thaza imari ine mumvuri , dzosai mari imi Bambo imi mave kutsvaga tunyaya Kuna Joey need mari idzoke chete cz hamuna kuzoendesa Ruth ku India. Mari iripi matofanana nevaye vekudya yema round mari
Imi mukoma imi mukwane imi. Maidii kutengesa kare zvamoda kutengesa nhasi. Muri madzenga evanhu you failed Ruth mari iripo. Joey has the right yekutsamwa nekuroaster ikoko bcoz muri vaurayi
Hapana chamuri kutaura baba imi. Maurayisa Hama yenyu mega. Even if you play that audio a million times, Joey, was right. Mari , makaisepi. Why didn’t you send Ruth for treatment since you got more than enough required funds? Hamuna Nyaya. Dzorai mari yenyu nxaa
Zvinebasa rei kuisa msg joey achitaura ma bhonzo zvapfuura .. God ndivo vane mhinduro kasi zvinhu zvinoda kujeka pazvinoitwa.. vanhu vakauya nechichemo vobatsirwa be open on wat is happening kuitira vamwe vachasangana ne nhamo vabatsirike...even abvisa 300 it still counted pa total hanzvadzi
Mukoma chero imi munoda kuziva kuti mari yakafamba sei so joy uyu ari kupiwa pressure because munhu wese akaisa ruwoko anoda kuziva mashandiro akaita mari zvamakaita izvi makutoda kuzovharira vamwe vachada rubatsiro mangwana
Exactly. Apa murikutoganza kuti you are able to raise the funds in question. Kana Mari munayo uye maive nechishuviro chekuti Ruth arapwe, why didn't you do something semhuri pachiri nenguva?
hama ngadzinyarare story ya ruth yakabuda ku woman to woman mwana uyu akagara ega ari grade six pasina kana hama dzaibatsira. ruth zorora hako murugare.
mwana we grade six ayizosiyiiwa achigara ega for a year veduwe ka ndarwadziwa zvangu. hama ngatidzidzei kubatirana pamwe. mwana uyu was better off kunambuya kumusha at mbuya munhu mukuru vayiwonawo parara mwana.
Ndimi makauraya 😢😢😢😢 shuwa kukoshesa mari kudarika munhu. Joey is 💯 you though muchangodya public funds vanhu vari zii. Iyo energy yacho maiwanepi vanhu vari kubva kuviga mufi?
Mhuri yese mbavha chaidzo. Uyo arikutaura dhoti. Kana ana joey vakauya without papers why did they accept their help. They took advantage yekuti Ruth,s heath state was way too serious n vakaona sekutambisa Mari kumurapisa. Imari ine ropa yavakadya
Joey chihera keep it up waida kubetserawo god should be with u waida kuti ararame
bhudhi energy yavakuisa apa yaidiwa pakumhanya mhanya kurapisa munhu, they delayed until the situation got bad i understand Joey´s anger
Ichokwadi chaicho
Sure
Mkoma yudont need to explain ukapihwa mari maybe yunkew she was onhospice may her soul rest inpeace shewas hospice ruth
That's why the family asked help zvairatidza kuti anga asinawoo mari yacho. Joy vacho kuburitsa muromo wekuti tumabonzo itwotwo ndokubatsira here.
@@lenso3757 so imi ndopamabata mukati ayituka Ruth l don't think so kuti angatuka munhu waizama kubatsira kuti ararame,family iyi ndiyo yakatotadzira Ruth nesu tese,ngavachingodzosa mari ibatsire vamwe.
Joy haana mhosva , she perfect and straight foward whanzvadzi ya Ruth takuda kutsvaga nyaya , inofanira udidza kugina kuenda kana munhu akakuitira zvakanaka kwete kusvibisa Zita remuhu senasvibisiro amuri kuita vamwe vanhu be social media makuzidzoja muti sorry ndakanga ndavhiringika be situation yenwana
MAIVEKO HRE
AAA imimi ndimi makakoshesa mari musade kuipisa munhu pamakauya muchida mari Ruth airwara now vakuda kuziva kuti zvikufamba sei makuti aisafanira kubvunza musadaro imi
Akagona Joyie.
Ndimi makaita kutu aite mabhonzo muchiba Mari.
Kana Joyie akazvitaura zvemabhonzi , aitaura nehasha yekuba mari yamakaita kusvika munhu wapera. Maiudzwa chikwadi. Pindurayi zve
$60 000. $300 yake is group effort ndiyo yakaunganidzwa.
@@josphinemandangu-ps6dcchokwadi
Chokwadi chinorwadza joy is write makauraisa hama yenyu Mega
Uuuh Inga dzinza rese rakacji master chi game chekuba. Kwakutoshorwa Joy
Haaaa ungataura zverudzi rwupi zvenyu but mari irikungoda kuzivikanwa mafambiro ayoFULLSTOP
Zvine basa rei Ruth hasisipo
@@ShingiraiMutau-df8zi zvine basa inobatsira vamwe pane kutenga mota
@@brendaziyenge207 hamuna nyaya imi
@@ShingiraiMutau-df8zi ko imi yenyu ndeipi??
@@brendaziyenge207 nxaaa nonsense
Public funds dzinongoda update. Joy anga ari hake right 100%.
A donation is not a public fund
Ndimi makazvishotesa. Joyie is representing everyone one. URI kuda kuti every one auye kuzotaura zve Mari yaka. Vatakati. MaMongoro , African Mongrel
Well done Joy you are the voice of the voiceless. Mbavha dzakadyira Ruth mari yekurapiswa👏🏼👏🏼👏🏼
Dzosa mari yacho. Mukanwa makaumburukwa nechidembo. Waivepi paitsvagwa mari , were was passion java wacho aivepi achitadza kubatsira fokofo
matanga kuda kushora Joey nekuti maona kuti maka rova mari .Dzosai mari dzevanhu imi vanhu.
Musarasa muromo. Makanonokerei imika .zivai kuti rinodoka richibuda .muchiri kurarama. Aiwa rufu rwaka svika yaiva nguva. Ndimi makaita kuti azo taura kudaro.
haa mhuri iyi muri tumapenzi evanhu.... makaba mari yemwana
Joey was under pressure from public vachida kuziva kuti mari yakashindiswa sei. We can't blame her for the way she was questioning Ruth's mother
Joy 100% haana mhosva zvamukaita family yaRuth hutsinye kumwana mari makaba zvenyu
Vakutsvga maudio ekutuukwa cz Joey akatsamwa kudya vkadya mari
Vakadya sei
@@maxwellguvava1709iripi mari yacho ngavadzose ibatsire vamwe
Izvi zvamakutaura dzangano ...munhu wataida ndiRuth imi hamuna basa ....mukuda kutsvaga zvekutengesa how imi mari munayo....dzosai mari itobatsira vamwe pliz
usd300 is a lot for one person to contribute, well done Joy, dzimwe nyaya dzekutaudzana dzinowanika kana zvinhu zvisina kufamba zvakanaka
I understand your view point bhudhi, kana munhu aita zvakanaka saJoey mashoko ekuti munhu haasisina nyama haana kunaka zvachose. She has to withdraw them.
Vanhu ava vakaba varikudiverter nyaya yemari
I saw the interview hake mmmm mazimba bodo
True
Matorasiswa focus 😂
Yes, muri mbavha mese. Used an ill child to steal from the nation. Tamanzwa ma audio aJoey, she’s right.
Tinomufollower coz ari kuda chokwadii chamari yakashandei yakaenda kupi urikuziva iwe kusvikira munhu pakufa muchispinner mari munonyadzisa imi zvaonekwa nepasi rose ngatiite rudo kunyangwe tisina hukama
Zvekuti bheee
Haaaaa ...kuuraya makauraya zvenyu mega ..Joey aitorwadziwa kudarika imi hama dzake. Pamberi naJoey .pasi neHwara mbavha family .
Haaa musade kupa joy mhosva imi makatadza wani kushandisa mari zvamakaikumbirira mari yakawanda iyoyo
JOEY IS 💯/%. MUNODA ANYARARE ACHITUKWA KUDARO NEVANHU. BVUMAI MAKAITIRWA ZVAKANAKA NEMURI YE ZIMBABWE 🇿🇼 IMI.
Zvako zvotsamwira Joy hazvisewenze coz makanonokera hupenyu hwaRuth
That delay was strategic so they could make the most of the funds. Mhuri yevaroyi chaiyo
Sure
Love u joy mari ngaidzoke kune vamwe varikutambura muri masatan kusanyara kudya mari ye ruzhiji
Don't blame joy my brooo blame yrself nefamily yako iwe vakatodya Mari mazimasuru kubuda nekudya Mari yehanzvadzi yako ndimi makakonzeresa rufu rwaRuth
Sekuru imi mukwane imi kutengesa chii chamunotengesa Ruth akarwara pava nenguva maidii kutengesa zvinhu zvacho kudhara mutori mbavha
Mari irikupi imi bhudhi imi
Joey has every right to get angry, we are all angry. Wabatikana nei makauraya mega Ruth. Uri mbavha dai Ruth akakumukira ngozi.
Haiwawo makabvisa mariiko wo yamunoti yakadyiwa.
Brother when did Ruth started to be sick,where were u all along when yo baby ssta was sick. Joey is 100% correct
Makatadza kutengesa kare 80k wakawanda mukunyerera kurwadziwa
These relatives let Ruth down. They abused the money that was donated. But where was this brother all along. He didn't contribute any cent. These people don't appreciate. Joy wanted to know kuti where is the money. I think this guy is just diverting attention. Tell the people... where is the money
Mbavha idzo, imi uncle musada kutsvaka dvene, tinoda tsanangudzo dzemari,
Sekuru makangokura mhumhu batai nyaya sezvayiri hamuna wisdom hamuvake nxàa munongo hakira
Tati chii chakaita kti mwana arege kuenda kunorapiwa chete Joy hana mhosva ari kukutukai nekuda kwemari yamakadya.dai ndiri ini Joy ndaikuisai mbama chaiyo
Close sources say pakawanikwa mari mwana's heart was now operating at 22%. Kwahi chiremba vaingoda kuti ave stable kuti agozofamba such long distances. Yanga yakuimprover yakuma30% ikoko but akabva atanga kuita liver failure/ damage. Zvinhu zvacho zvorwadza hazvo
Is Joy a surgeon or Dr. From childhood I was suffering from kidney pains till the time I was diagnosed with kidney failure and I was like a stick 🏒 when I went under the knife 🔪 in 2010. Now I'm as healthy as ever even though I now have BP and diabetes type 2 but I'm ok with one kidney. So it wasn't Joy's right to make a decision if Ruth was fit for an operation because she isn't a doctor. She uses people to put food on the table
Joy akaita decision ipiko imi munongotaura zvamusingazivewo imi. The family deciced to keep her Mari vanayo until Ruth passed on.
Zviri kunziiko ? *When you went under the knife* 😂😂 chirungu chandirasa. Joey shana mboita any decision chake kuda kuziva kuti mari yakafamba sei
Joey Ane Moyo wakanaka
Iwe usada kunyepa iwe
Isu tiri kuda mari usaita crocodile tears apa
Zvinorwadza,family inosimuka too much when you die but they dont when you are sick.
Sure munhu kufa nekidney failure mari yacho yaapo futi hayas.Zvinorwadza izvi.
Zivai chakaiita kuti ambomiswa kuenda ku India kwacho mozoisa comment
@@maxwellguvava1709 Chii?
Makuda kuhwanda nekushora Joey,imi ndimi nyanya huru, kushaya care nemwana kusvika pakufa, dzorerai mari dzevanhu,
Mari hapana apa uyu arikuona atotengawo kake ka Fit ke green
Imi vanhu dzidzai kutenda,Joey hapana chaakadza,makaregerera Ruth imi
Joyie is right. She had every right yekupopota because you were not responding to simple questions. It’s just common sense kuti panoitwa fundraising you should calculate and let people know how much was raised, how much was used and how much is left. Joyie just wanted transparency from you guys but maiita kahunhu kehumbavha.
Haiwa tibvirepo iwe saka munoda munhu asabvunze here kana isina kufambiswa kwazvo saka iye Joey wacho ndiye ofira mhosva dzenyu here imi
Bvunzawo hako
Havana moyo ava kuda kunyepedzera kunzwisa tsitsi dzenhema
Now akunzi akadya mari vakudii kumuchenesa ipapo
Marikuda kutizamari dzevanhu babaimi. Murikudaku 300$ imari yamusina imi baba imi Jere baba imi
Imi musade kuzviita mavictims musiri kutsarukana mhani imari dzevanhu idzo
Zvakaoma , imi mhuri yaruth makatadza kungoupdater kut mari yamapihwa makashandisei chete
Ini zvngu panyaya iyi handisati ndakutora side coz Mari yacho yaiiswa muaccount Mani ende joey haisafanira kutuka vanhu nguva yekuchma
Unozova hako iwee kana mashoko ekuti ainochekwa paiko munhu anga asiaina nyama ummmm mashoko akarema hawo kutaura nyangwe tichiti ava vanhu vane zvavakaita nemari ummmm
Vanhu vanomhanyira kutuka neku tongera vanhu uuumm hazvina kunaka mufunge Pamwe pacho munhu akaba Mari mumwechete kana vaviri, musha wese wototukwa kusanganisira Mai vemunhu. ini zvangu pakutukwa kwamai hapana kundiitira mushe
Vanoiwana kupi mari yacho.mari yakawanda makunda kuvenga joy
Kana vainayo zvinoreva kuti vakagara vasina hanya nehupenyu hwaRuth otherwise they could have sponsored her treatment early enough. Varoyi. Ngavamusiye hake Ruth azorore.
@@Nakathabo taura hako vanhu vakazopenga vaona kuti sei Ruth asiri kurwapwa .ndoona kunge vakuudzwa na doctor kuti munhu haacharapika mirirai zuva ramwari chete
Joy she is 💯 right,dzoserai nyika yese mari yese coz hamusi kugona kutaura Joy for Life
Haiwawo tibvirei makaisepi mari ye mwana mazobatikana zvino
80 thaza imari ine mumvuri , dzosai mari imi Bambo imi mave kutsvaga tunyaya Kuna Joey need mari idzoke chete cz hamuna kuzoendesa Ruth ku India. Mari iripi matofanana nevaye vekudya yema round mari
Kubva zvamapihwa mari makaitei..hezzvo muskana atisiya
Imi mukoma imi mukwane imi. Maidii kutengesa kare zvamoda kutengesa nhasi. Muri madzenga evanhu you failed Ruth mari iripo. Joey has the right yekutsamwa nekuroaster ikoko bcoz muri vaurayi
Bt kaa nhy mukoma vngu panguva yese yamaita nhoroondo iyii dai mngotaura kuti mari makadya sei chete zvekukangwa kwamai izvi yatove drama.....mhuri yezimbabwe ykamirawo wani kuti mwana ararame uye muchatadzisa kuti vamwe vabatsirwe vanenge vongofungawo kuti vnhu vese vachadya mari
Hapana chamuri kutaura baba imi. Maurayisa Hama yenyu mega. Even if you play that audio a million times, Joey, was right. Mari , makaisepi. Why didn’t you send Ruth for treatment since you got more than enough required funds? Hamuna Nyaya. Dzorai mari yenyu nxaa
Ngavatibvire vaifanira kuendesa Ruth kuindia mboko dzevanhu
Haiwawo aigoenda sei iwo ma doctors anga ati ambo mira coz heart yake iriku pumper zvisiri normal. Vhurai ma interviews a Ruth haikona kungohumana
Saka maida kuti Joey anyarare imi maisada kupa update pluz iye ainzi ndiye akaba mari.We love you Joey
Mari makaisepi simple mkoma musade kutsvaga tsvaga zvakawanda
Sekuru ava zigudo chairo rakugona kushoora Joey nhasi nemashoko, why risingataure nyaya yemari. Usatiudze mashoko aitaurwa naJoey. Tiudze kuti mari yakaindepi nxaaa
Haiwa sekuru tibvirei , maida mari ingodyiwa mahara isina kushanda zvayaifanirwa kushanda ...joy haana mhosva
Hanzwadzi iyo anenyaya....he has a case to answer😮
Joey is very right, mari makaisepi first. Makuda kudzosa nhasi , ko yekutanga maisepi
Nhai vakaisepi mari vaakutaura kti tinotengesa zvatinazvo apo vachipomera munhu mhosva yaasina
Imimi ndimi makachiva mari not hutano, Joey haasi hama yenyu asi ayitova nemwoyo kudarika imimi varidzi vemunhu, ndimi makaurayisa munhu wenyu mega makunyepera Joey manje, hanty makanga matononokerwa machiva mari, Joey ari right mari iripi vamwe varwapwewo
May her soul rest in peace zvokutaura hazvichashanda let ruth rest in peace
Mabatikana sei musina kurapisa mwana ibvapo zimusoro vanhu tiri kutonda nezvako makunda kuti Joey joey makadya mari uko
Doctors can delay vatoona kuti the chances of Ruth surviving were very slim saka vakaramba vachidelayer kuenda kwake kuIndia
@@LoreenChapepa chokwadi doc vanotoraura kuhama isu takasangana nazvo munhu haana kuzoita mwedzi 3 akabva afa
@@LoreenChapepaTrue
@@LoreenChapepavakadii kutaura vakadzosa mari dzevaridzi
😅😅😅😅😅zimusoro for me 😂😂😂
Ndimi muchapfukirwa kwete Joy
Giving people money can never be an excuse to abuse them.
Munhu mutema anonetsa kubatsira kana mazogara
Siyanai nemaburger epasocial media imbavha
Ndovanotadzisa vamwe kubatsirwa
Zvinebasa rei kuisa msg joey achitaura ma bhonzo zvapfuura .. God ndivo vane mhinduro kasi zvinhu zvinoda kujeka pazvinoitwa.. vanhu vakauya nechichemo vobatsirwa be open on wat is happening kuitira vamwe vachasangana ne nhamo vabatsirike...even abvisa 300 it still counted pa total hanzvadzi
Munotengesa zvamuinazvo sei kana mari ichiripo, saka mari yadyiwa
Vada kuunganidza chiiko ngavadzose iripo cause yakabviswa ahina kushanda nxiii chifamily chembavha matuzvi
Haiwa msataure zvv isina basa imi mkoma ska mkda ktaura kt joey akauraya Ruth hr ..muri mbavha imi ee he muri mbavha dzevanhu
Mukoma chero imi munoda kuziva kuti mari yakafamba sei so joy uyu ari kupiwa pressure because munhu wese akaisa ruwoko anoda kuziva mashandiro akaita mari zvamakaita izvi makutoda kuzovharira vamwe vachada rubatsiro mangwana
Dai maida kutengesa Dai makatengesa first musati mauya pasocial media maizouya kuti yashota pamwe Dai arimupenyu ruth
Mkoma ava musade kutiza musoro wenyaya by blaming Joey, we want answers kwakaenda mari full stop
Ngavangodzosa Mari muromo ipere sezvo munhu asina kurapiswa chete pane kungotsanangura zvakawanda
Kudzorera kunani nhai. Isu madonor hatisi kuida back
Isuwo sevakabatsira takapa nemoyo yese. Ndazvisatidya moyo kuti zvazoita sei.
Haiwa bvapa hauna nyaya iwe nxaaa murume mukuru kutsvaga makuwha chaiko budisa Mari kudakuvhara nyaya yemari chete apa .uncle saint vanhu vari toxic kudai siyanai navo
Joey haana chatadza apa kutochemera hama yenyu irarame makadii kuendesa mwana achiri kufamba 😢
Exactly. Apa murikutoganza kuti you are able to raise the funds in question. Kana Mari munayo uye maive nechishuviro chekuti Ruth arapwe, why didn't you do something semhuri pachiri nenguva?
Ah axana nyangwe uchida kuziva kuti mari yakashandei ndopaungati tumabonzo hre haa veduwe
Uchirwadziwanei Joey ariright 100% murimbavha dzevanhu!
Hapana arikukudxwirai tsitsi nemashoko enyu taurai mafambisiro amakaita mari chte
hama ngadzinyarare story ya ruth yakabuda ku woman to woman mwana uyu akagara ega ari grade six pasina kana hama dzaibatsira. ruth zorora hako murugare.
Don't come with silly excuses, pple want clarity on mari , don't blame joy at all
Mashayaka evidence yekuti akati mabhonzo hamunyare.... Joey akagona
mwana we grade six ayizosiyiiwa achigara ega for a year veduwe ka ndarwadziwa zvangu. hama ngatidzidzei kubatirana pamwe. mwana uyu was better off kunambuya kumusha at mbuya munhu mukuru vayiwonawo parara mwana.
Iwe ngochani usataure zveumbwa manje joy pamberi nebasa ngavasungwe mbavha idxi😊
Ndimi makauraya 😢😢😢😢 shuwa kukoshesa mari kudarika munhu. Joey is 💯 you though muchangodya public funds vanhu vari zii. Iyo energy yacho maiwanepi vanhu vari kubva kuviga mufi?
Mhuri yese mbavha chaidzo. Uyo arikutaura dhoti. Kana ana joey vakauya without papers why did they accept their help. They took advantage yekuti Ruth,s heath state was way too serious n vakaona sekutambisa Mari kumurapisa. Imari ine ropa yavakadya
Joey haana chaakatadza iyoyo audio yakapindura panga panzi kudii
Vari kudzosera Joey mari pamari dzavanadzo dzavakaba
Siyanayi najoey taurai kune Mari full stop Mai venyu hapana zvakaipa zvavakaitwa
Ayewa mhani dzoserayi mari dzevanhu chete to be honest
Munopenga imi parikubvunzwa kuti mari iripi indawa musina mwoyo naRuth ndarwadziwa
Tanga kuda kushora Joey nekuti maona kuti maka rova mari .Dzosai mari dzevanhu imi vanhu.
Ko ipapo pamuri kudzokorora ndopaita cei ayikuudzai chokwadi imi nlmuri njire dzevanhu haugone kuenda wakaita cey Joyie is 100 percent right chero ukamuvenga , uchisvoda iwe murume mukuru
Hamuna mukanwa baba imi nyangwe Joy akabvisa 300dollars ndeyake Mari imi hamuna chokwadi muri mbavha
Iwe hausi hanzvadzi yaRuth
Tofara Hwara ndiye hanzvadzi yaRuth anogona kutaura zvanzwikwa nemhuri yeZimbabwe❤
Ingodzosai Mari yevanhu chete
Joy haana mhosva muri family yembavha