Vana vanodzidzeiko mambo dzidzai Kuna Tinashe Kut rinonz bota kana kutanha murivo
My teacher vakadzunge lssacc frm my home l salute u....
Mambo could have asked 'wakatsikwa bapiro kangani...not the words he used so freely anonyadzisira.
Apa mukadzi wacho ngaanakee nxaaaaah arutoonekaa kutii aondeswa nemhosva 😅😅
Anyadzisa mwanasikana yoo,unotoshaya pekutarisa.Asiwo varume vazhinji vekwaRusape chimbori chii,mukadzi anogariswa makore nemakore ari ega kumusha ikoko murume achinzi ari kubasa.Whats wrong with staying together nhai veduwee,apa vachiri vadiki umm,yaa zvakaoma.
@@eliasnerwande1646 Manje vemazuvano havamirire izvozvo,unoona bamdiki vekuita practice
Kudewedzo kuri free and kumusha y usina kunogara nemukAdzi uchigarisa mukadzi kumusha
Zvakaoma mwana haayamwe here zvamuri kuhura 😂😂😂😂
Ko president wemadzimambo hamukwanisi kudzidzisawo mambo avo kutaura rurimi rwakareruka here mungataura zvinyadzi pamberi pevanhu mudzidziseyi vana mambo imi munofanirwa kubviswa umambo hamugoni kutaura zvachose kunzi mambo hakusi kuti you're a above the law wochitaura zvinyadzi
Padare panoenda vanhu vakuru panotaurwa zvazviri ,mutemo wedare kutaura zvazviri
Tsano vakaita zvinonyadzisa yooh🤔
Aaaah mambo makoni 😂😂😂
Wakanzwa kuti mukadzi akabatwa iwe hauna kubata 😅
Matare ose mazuvano vavakungo tonga nyaya ye chihure che vakadzi vevanhu..munombopindirei mudzimba dzacho huyai ku Tachi line tiwande
Saka vanga vachimirira chenura kudya bota here. Baba mukuru vamorevera chokwadi nema jigs ese ataurwa.
Nhai weduwe kuhura hehanzvadzi😔
Vakadzi makaoma henyu sando dzenyu
Mambo wezvitsveru!
Ko mambo hanziiko rerutsaiwo rurimi pz
My guy chase away this B$tch ,,,she belongs to the streets kutsvinda nhema... Thumb up Mambo as for language wise aiwa ndomutauro wekudare straight to the point
Ihanzvadzi yake mwana vababa vake here ,same blood here or what@@thegoodneighbour
@@kudakwashesevenzo5295 kubuda kwazvakaita kwandiri is exactly as you say. I have encountered a couple of situations dzakadaro, one vaitova vateedzani chaivo who grew up so close zvekuti chero kunogeza vese they never stopped sekutaurwa kwazvo. in another situation vaive hanzvadzi nehanzvadzi vekuti umwe akazvarwa nasisi wamai mukadzi wemufesi ndiye akabata tete vari pasi pemufesi wavo, anova hanzvadzi kuna tete...zvakaoma
Zvinotyisa zvinoera😮
Mambo hapana chavatadza nekutaura mazwi sezvaari. Mudare munotaurwa zvaitika chaizvo kwete chibhende. Hapana chinonyadzisa. Tinashe Mugabe ndiye ari kutotadzira rudzi rwedu nekutaura kuti kudya bota zvinonyadzisira. Iye zvino ukati kumwana huya udye bota anotokuti muri kutaura zvinyadzi. Lets be proud of our African language.
Life soooooo ka
Mukoma vakuda kuvhara nyaya yavo yekudya $100 ye firiji .....
Kana vachivhara sei mkadzi abvuma kuti akakwira ka4 , mkadzi arikuvhara futi ere imi musazodero
Eish zvakaoma
Chief munorerutsa mazwi
Nhai mambo hamusi mukuwashawo here kune wamwe dzidzaiwo kurerutsa mukamwa
Chief ava zvinyadzi ngavazvidzore
@@admirari1In a language thts not yours, zvakareruka but mururimi rwedu, hmmm
Vanhu Ava kuita maBuns😂
Mmmm ko chiiko vanhu vakaroorwa kuhura kudaro. Varume venyu varikukutqdzai hr, or watove mweya zvawo
Zvakatangira kumahumbwe kusiya vana vayaruka vachirara mumba imwe nevabereki vabereki muchiita mutambo vana varipo, kana Kuradza vana mumba imwechete, kizouya urombwa mumhuri zvizivikanwa nevakuru vedzinza
Zwakawoma wakadzi warikuhura these days y kungoyisa runyoka ndo solution wanhu warikuderera these days
Kusiya mukadzi akanaka kudaro kumusha anopenga
Haisi nyaya yekusiya mukadzi akanaka kumusha kwete. Chero mukadzi akanaka ari mutown anogonawo kudero futi. Upombwe chete hama.
Vakadzi vatsuku ava
Musazosvirana pahukama, makunakuna mudunhu.
Ngakanake kamunhu!
But mkadz hadzina kunyatsot twssa kunenge kupusa, kuvata, kuvota something is wrong mubrain
Kushaya mabasa kutonga mijolo yevanhu😊
Munopa mambo ava basa .heyo makunakuna ayo zvatanga 😅😅😅😅
Inga zvakaoma veduvee kudya Mota natsano here
Mainini nekutsvinda kwenyu ndiko kurikukufurirai kubvisa bhurugwa kune Hanzvadzi yako😊
I felt sorry the woman😔😔.....there should be a reason zvakaitika.Vanhu vakuwanza hurombwa munyika 😮.
Kkkk iwe dnt justify chipfambi akashandisa advantage kti mrume haapo thnx kti mkoma akadya Mari then truth ws exposed
Dai aigara nemukadzi wake , mukadzi aisakwirwa ..... kwaanenge achigara murume iyeye anenge achikwirawo
Asekuru ,, mukadzi haana mugoni ,, uchiyenda kubasa anotonotsikwa gumbo
Asi une mweya kani nhaiwee mwana sikana,mambo hamutonge mukasaisa yenyu mombe ipapo.
Sakambandakongo bata jira dai😂😂
Chief ava rinenge hure vo madiro avanoita zvinyadzi so
Mambo avo ndimambo here kana vakangonhongwa, chii nhai chinenge ngozi
Zvakaoma chii chiri kumboitika chokwadi
Ummm vakadzi tinonyadzisa sure chiiko ishayi ere nyika yashata hubenzi hwanyanya
Mambo ava vanobhowa pakutaura zvinyadzi
But u can't take mombe dzevabereki kuripa mhosva of a whole grown man. Unfair.
Kushilana zhenyu ahhh mambo so🤣🤣🤣🤣🤣
Así mmm hapana makunakuna apa mmm
Mambo nehukuru wenyu mashaya kutswaga mabara asinganyadzise,chii kuswirana At your adge
bota is expensive 😅
Mukadzi wacho ngaanake zvake asi chiiiko wo 😂
Mukwasha anotaurisa .ASI tsano Chii chakadaro chinenge ngozi
Mambo ava havana hunhu what a disgrace
Zvakaoma veduwe
Wangu iwewe ripigwa hongu asi wozogara navo here vamuhure ava
Mukadzi wemunhu kuzipa and anorohwa nyoro kuti unatsonzwa muto kunatsonzwa supu
Why does this mambo normalise that word nhai. Vanodii kuti kudya bota havo.
Hanzi mayisvirana aaah zvaMambo futy
ummmmm ma one
Baba musaignore mwana pls haana chitema
Vanhu dzaimbwa
At list butiro riripo
Hure ngarirambwe.
Mambo Shona yenyu yakanyanya wena mungabva mati maisvirana shuwa ko kurerutsa motiwo makarara kangani
Fende remunu
Kwai ihanzvadzi nehanzvadzi pakayi handina kupanzwa
Ndasvoda hangu
Ma Puma kushandisira hanzvadzi
Veduwee eka vuhure rudziiiko mishonga here
Ko nhai amai makadii kuhura nemutorwa ummm izvi makuna kuna
Makunakuna chaiwo
Kkkkkkkk zvakaoma nhayi mwariwe ummmmmmmm
Vanhukadzi chii chanetsa
Zvivindi zvakadaro munozvi hodhepi vamwe vakadzi zvekungo waranyura marokwe pese pese ,zivai zvamunoda musati mapinda mumerechi
Ngaavarohwe vaburitse mombe. Sabhuku anoita zvisina basa anehunjire. Tengai doro ndiuye kuzomurova ini
Mambo ava vane dambudziko re selection ye mazwi. Pane mazwi anoreva zvimwechete anogona kurerukira vateereri.kutonga vanogona hake.
Haisi hanzvadzi yake iyo hapana makuna kuna apa hapana ukama
Chatotsvagawo yellow bon yangu pfambi ndinoisa kumusha ndofuma ka1 kkkkk
Vape hadzvadzi yavo
Iwe uchimbosiirei mkdz kmusha
Vanyadzisa amai mwana hazvidi kudaro muhukama
Zvakaoma hazvo yooh tsano here vakomana
Mai ava vananga straight to the point .havadi kubvunzisiswa zvakawanda