Kubata kwashe Choral Group feat Joseph Tivafire- Usacheuka
Vložit
- čas přidán 27. 11. 2023
- #trending
Please Subscribe to our Channel for more hits from Kubata kwashe choral group, dont miss a thing
Genesis 19:26
But Lot’s wife looked back, and she became a pillar of salt. - Hudba
kubatakwashe Choral Group zvava zvinhu makumberi kwekuseri aiwa makanyanya ,nice video and clear picture quality its so appetizing ,mashoko aripo akaurunga aiwa ndatenda zvangu munotipasa manyemwe
Handicheuki ini nekuti ndanzwa manzwi enyu. Ndatenda hangu 👏
Kubata kwashe vanogona varume ava🎉🎉🎉
May God continue to bless you guys ,your songs are so touching ,I will never look back in Jesus name Amen
Kana ndakaremerwa ndikangoridza yo songs guys ndinonzwa kurerukirwa
ngazviende mberi.mwari ari muyamuri wenyu
Zvinofadza izvi ,,, powerful massage, asi camera man akanyanya kuwandira kuma lead vocalist chete ,,,, paifanirawo kubuda maclose up mumwe nemumwe achionekwawo sechikwata.Komborerwai Kubata Kwashe Rambai muchiwedzerwa rimwe simba muparidzire nyika AMEN.
Amen Hallelujah
No turning back
Wow powerful may God bless you vanhu vaMwari usacheuka help me lord to keep on focusing on u🔥🔥🔥🔥
❤here for my pastor Joseph Tivafire😊
May god bless 🎉
He has eyes and ears he will answer all yr prayers Don't give up keep going
Woow ndobva ndatoon ndiripa zim .ngazviende mberi guys
Amen and amen powerful msg handicheuke🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤haka hakaaaaaa
Mukoma Jose namainini, ndati musacheuka. Tivigirei zvakawanda. Kandai nhanho tiyende mberi. Musacheuka!
❤❤❤ it's hard to follow the way but there is future when you allow Jesus to be in your life
May the almighty Living God continue to guide,give you wisdom and enlarge your territory
Amen, handicheukee
Joseph takamirira tikunzwewo🙏🙏
Nice song guys keep on going
Rabai makadaro vanhu vashe
Groly to God my mentors in singing
Keep it up vanhu va Tenzi inokomborera zvikuru
Amen 👏.... Shayaaaa ngiyakuvuma ibambe njalo. I won't look back chinzwa
Amen powerful,, Lord help me to focus on you and learn to trust you in every situation
Tinoimba naye tedzi, I won't turn back.
Famba usacheuka iwee🙏🙏
No Weapon Formed Against me shall prosper 🙏
Waaal powerful. Beautiful Video Amen.
Jehovha ndibatsirei ndisacheuka
This song is too heavy, thank you
Ndibatsirei Jehovha ndisacheuka.......ndipei tariro
3 legends.you guys are awesome
Makagona apa ❤❤❤❤❤❤❤
job well-done guys munogona
Aihwa ndapa zvangu kutenga. Makagonesesa kupfuura kunonzi kugona.
Amen
Pakaimbwa apo go my brothers
This is wonderful 🎉🎉
May God continue blessing u
Joseph tafireyi is enjoying singing he always smiling
Mwanangu Usacheuka ❤❤❤ Amen ❤❤❤❤❤❤❤
Mwari ngaakupei rimwe simba musaparadzane makanyanya kani😊
Usacheuke famba
I ws look fo this video thank u
Amen amen 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏 ndatenda zvangu
Mbiri kumusiki makakabata basa
Mwanangu usacheuka zvenyika ino
Amen nice song❤❤❤❤
❤❤
Nziro inorema asi tichatsunga🙏🙏🙏
Thank you guyz rambai makadaro munotidzosa ndangariro mukurara ma
Amen powerful msg
Amen and amen munogona hama dzangu❤❤❤❤❤❤
Always on point
THIS IS OWESOME
Amen nice song
Nice ❤❤❤
Powerful song
Ishuka iyi chirikunaka munogona henyu team
This is lit
Please pay attention to the music you hear the meaning then you will love it love ❤❤❤❤ this please
Aiwa munoimba varume turner iyo huchi
Zvakarongeka🙏🙏🙏
Mwanangu usacheuka. What a warning message to us all. Lets remain focused. Jesus is coming back. Lot's wife did look back and lost it. Powerful. Shalom.
Amen 🙏
Team rangu makanyanya ,kuseri kwekuseri guys
Chokwadi munhu ngaamire panzvimbo
Pakabatwa Ngoma apa
Amen strong warning 🎉
Haaa zvaazvinhu kani
Glory be to God
Good song
KkC manyama munoita zvinoinda kure
Munogona guys jealousy down sando dzenyu
Basa rakanaka rikomborerwe
I love the dance
Ngavapindewo muupenyu hwangu mwari ndosaka ndakupaiwo number yangu annual amwari ndinamatireiwo
3 legends.you guys are awesome
Amen
Thank you guyz rambai makadaro munotidzosa ndangariro mukurarama
Amen
Amen
Amen
Amen