Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Welldone mambo team renhombo iri rinonetsa
Nhombo kkk ayas hupenyu uhu
Mmmmm ndosaka varoyi vasingaperi madii matanga mafamba
Munhu asina chikuripisa haatyi kupara mhosva nokuti anoziva kuti chero chikonzi chikauya chinoshaiwa chokutora. Mambo manzwa kuchema kwe mwana wenyu magona mukamurerusira mutongo nokuti shuwa gore rino kune nzara inotyisa
Chairman vacho kkkkkkkk havana kana chinhu ndazoseka woyeeeee
Guys chairman anopiwa position sei kumaruzevha koz apa hapana zviripo