Iweeka Frank Jah Prayzah doesn't copy maNigerians pamusic yake let alone Tuku,the only person who's managed to copy Tuku is Benard Betera...siyanai naJP. Rather the likes of ana Baba Troy,Oriyano naiyeyu Gushungo are the ones who seemingly seem to imitate Jah Prayzah's voice Tuku was unique sha...kwakazouya copycat Benard Betera who's trying to be like him Jah Prayzah is still unique ndosaka achishairwa genre and a lot of people now want to climb the ladder nekutedzera his way of singing and his voice JP doesn't copy anyone. Titende!!!!
Tell him kut zvaakandiita hazvisi bho mface uyuu... Akauya pa tuckshop pangu akakwereta zvinhu apa haachada kubhadhara..... And nditorii system yak hazvimuendese mberi
vanhu vanouya apa vanongozvifonera.... they seem to feel like successful actors, musicians etc.Hapana wavo ati asvika anywhere kwekuti you can say yaas.Munhu akangoita a few likes aakutoti ndabudirira.Justin bieber had millions of followers on social media before he was even discovered....
Gushungo vanoda munhu akaita seni anovadzidzisa kupindura mibvunzo ku interview Vanondifananidza na JP nekut ndiri kutoona sekut ndinogona sa JP kana Andy ndofunga ndosaka vanhu vachindifananidza nevanhu vanogona-
Pane zvandauyira ku comment section kkk zvakatanga na Michael Jackson kusagutsikana neface yake kk chigame chacho kungokopana kopana Andy akatokopawo jahpreza saka handei
Mwari munhu mutema ende vadzimu vako vatema asi urikuti une manjuzu how ?your ancestors can never take care off someone who is trying to get rid of their blackness you actually have an evil spirit that is tormenting you to reject yourself tsvaga mwari vadzimu vako vakakusiya kare right now you are operating under a satanic marine spirit
Who are you to judge him? Its not lyk urispokesperson waMwari zve nhai. Perhaps iye naMwari wake vanoziwana. Y judging someone as if ndimi mune constitution redenga
Kupihwa manjuzu or kusapihwa l don't think you have the ryt to judge someone. Get schooled on religion my guy. All religions are equal be it lslam, Christianity, ATR etc ... Don't be shallow minded to judge someone's spirituality. Us Christians we have a problem yekuda kuzviita ana holier than thou contradicting with the Bible racho rinoti do not judge.
@@sharonchiringa8588 that’s where your problem is religion is a school of different beliefs according to different cultures but mwari mukuru is one almighty the God of all Gods and He is a spirit ane vanhu vake vaanoda vaakakomborera , those people are blessed with fertile lands and rich minerals and those people have a rich culture they are black people blessed with melanin and rich lands every God every satanic spirit is under him if you want to know if you are following the true God of Abarahama meaning our first ancestor as Africans the one who gave birth to our relatives you will love your skin colour and your culture and all the blessings of our great ancestor aka bara hama will be bestowed upon you
I love this man he is our ATR
Tinemi gushaz our nxt super star munosvika chete ,kana varipasi vatendera tinosvika chete
It’s so scary how this bleaching trend has affected men in Zimbabwe🤦♂️ What happened to being black melanin kings??🤷♂️
Chivanhu hachis I chese chakasviba.. I thank yu gushungo....
Chese chakasviba, mweya yesvina
❤❤❤ gushaz 🎉ngazviende mberi ngonya
Next super star is jah pure mark my words olla
I love your humility you gained a new fan. Your music is really going up, lovee Dziva re njuzu weldone!!!
Asi manjuzu ese anofana kubleacher
Gushungo ATR love your music
Hanzwadzi yangu olla first time kunzwavo mutupo vangu ngushugo
Gushungo vanoimba musamba wavo. Only that vanhu vakada kufanana. Semunhu wemhepo voice rinochinja
Dj Ola todawo mai Denzel apo 🔥🔥
I second this point!
Respect Gushungu keep pushing my brother usaterere vanhu iwee
Weldone gushungo
Haa ollah I surrender kkkk 😂✋️
bhubhi yesah madii wechidhaka
Munhu ne munhu anosarudza zvaanoda hanty manzwa kuti mapstor's vanopirawo here
Haa aah i like this guy hes very cool shem
Gushungo to the fullest.Anogona hapana asingakope music worldwide.Even JP anokopa vana Mtukudzi neNigerian music asi tinongovada vakadaro
Iweeka Frank Jah Prayzah doesn't copy maNigerians pamusic yake let alone Tuku,the only person who's managed to copy Tuku is Benard Betera...siyanai naJP. Rather the likes of ana Baba Troy,Oriyano naiyeyu Gushungo are the ones who seemingly seem to imitate Jah Prayzah's voice
Tuku was unique sha...kwakazouya copycat Benard Betera who's trying to be like him
Jah Prayzah is still unique ndosaka achishairwa genre and a lot of people now want to climb the ladder nekutedzera his way of singing and his voice
JP doesn't copy anyone. Titende!!!!
Gushungo wekwambwetete
Manjuzu anoda rasta
Homey Kwa zvimba
Gushungo munogona, please work on the CZcams channel we want more music. Makati koshera. Simudzirai culture yedu.❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Unonyepa gushungo prince musarurwa aiyera moyo sinyoro inga kumatare todzidzisana chokwadi wani hahaha ive
Pliz interview jp
Tell him kut zvaakandiita hazvisi bho mface uyuu... Akauya pa tuckshop pangu akakwereta zvinhu apa haachada kubhadhara..... And nditorii system yak hazvimuendese mberi
Inhamo inoita adero akasimuka anobhadhara
@@stanfordzamazama7832 🤣🤣🤣
Aizve😢
Nice
Yaaaa GusHuNgo NgaVaSiYane NeKuZoRa MaFuTa EchiDzimai
Mafuta ekuzora hahasi echidzimai ndeemunhu wese
Ko anochinjirei voice akuimba rake ritori boe🔥🔥
Majuzu anenge oimba
Lol 😂 aghhh tsvagai mabasa muzaya
vanhu vanouya apa vanongozvifonera.... they seem to feel like successful actors, musicians etc.Hapana wavo ati asvika anywhere kwekuti you can say yaas.Munhu akangoita a few likes aakutoti ndabudirira.Justin bieber had millions of followers on social media before he was even discovered....
Oscar Pambuka was good
Haas ndi endy straight away mavoice arunofanana zve na jar
Gushungo anogona
usadzokere kumashure unogona
Gushungo vanoda munhu akaita seni anovadzidzisa kupindura mibvunzo ku interview
Vanondifananidza na JP nekut ndiri kutoona sekut ndinogona sa JP kana Andy ndofunga ndosaka vanhu vachindifananidza nevanhu vanogona-
Gushaz ko panzwara apo madi!
ndedzekuridzisa mbira kanhai bhangwela kkk
Confusion just comes when one says Mwari nevadzimu vakawirirana or mixing Mwari nevadzimu.
Tibvirwei imi why judge wen uri sinner futu
Kana uri munhu mutema utorine chivavhu chiripauri..hazvitadzise munhu kunamata mwari
Ndozvinenge zvichiitika.hapana confusion apa
Ahyas… Saka Mwari naJesu chete here? Ko iye Jesu haasi mudzimu wevamwe here? Nothing confusing here.
Pane zvandauyira ku comment section kkk zvakatanga na Michael Jackson kusagutsikana neface yake kk chigame chacho kungokopana kopana Andy akatokopawo jahpreza saka handei
Chimwe chichauraya macelebrity akavarairwa iinterview naOllah hanzi saka ukuti vadzimu ndovakati usiye chikoro kkkkkk Ollah mibvunzo yake anoiwanepi nhaimi
At least he answers questions in a good way not like Sabastan Magadya you can even see it on his forehead
Mwari munhu mutema ende vadzimu vako vatema asi urikuti une manjuzu how ?your ancestors can never take care off someone who is trying to get rid of their blackness you actually have an evil spirit that is tormenting you to reject yourself tsvaga mwari vadzimu vako vakakusiya kare right now you are operating under a satanic marine spirit
Ndinovimba kuti haana kunyatso tsanangura haye vanagara dziva vanokokwa nemidzimu yedu neimwe nzira ndirikuti vanagaradziva madzisahwira anodanwa nemudzimu wako...
Who are you to judge him? Its not lyk urispokesperson waMwari zve nhai. Perhaps iye naMwari wake vanoziwana. Y judging someone as if ndimi mune constitution redenga
@@sharonchiringa8588 sister kana makapihwa manjuzu ingotaurai handiti mweya wetsvina unozivana same ne mweya yakanaka zve manjuzu haagari pamurume njuzu mukadzi mweya wemumusha haisi slay queen spirit haisi bleaching spirit inovaka nekubatanidza vanhu
Kupihwa manjuzu or kusapihwa l don't think you have the ryt to judge someone. Get schooled on religion my guy. All religions are equal be it lslam, Christianity, ATR etc
... Don't be shallow minded to judge someone's spirituality. Us Christians we have a problem yekuda kuzviita ana holier than thou contradicting with the Bible racho rinoti do not judge.
@@sharonchiringa8588 that’s where your problem is religion is a school of different beliefs according to different cultures but mwari mukuru is one almighty the God of all Gods and He is a spirit ane vanhu vake vaanoda vaakakomborera , those people are blessed with fertile lands and rich minerals and those people have a rich culture they are black people blessed with melanin and rich lands every God every satanic spirit is under him if you want to know if you are following the true God of Abarahama meaning our first ancestor as Africans the one who gave birth to our relatives you will love your skin colour and your culture and all the blessings of our great ancestor aka bara hama will be bestowed upon you
Copy Cat chaiyo
But why are u bleaching
Manjuzu kudii, kuda mudzimu here tsvagai mabasa kana kutengesa paZim panyanya n'anga nemaporofita ungati tisu tega tine nhamo pasi rose
Ummm Andy neGushungo vanobva kumaraini mamwechete, vofanana kudaro futi hazvidi kana DNA izvi
They are both Gushungos, Ngwenyas
Bleaching nzara dimbura I love your songs but chivanhu tekaidzai zinoda vasharukwa venyu kunyikadzimu
Ma naills here ayo??? Musadaro Gushungo
Yes they help to play mbira
Hmmm ya he is copycat hake..tries to sing like Andy, looks copied from Andy and the way he puts up his lyrics ndiAndy zvake kkkkk