Uyu anokwapaidza zvake,Song yekuti ndinovada ami yelast year,I can play the it whole day,
Solo moyo ndizvo .chipo hachibvaruki mdara keep walking on that step
Kutinya Express
Vakomana kanandada ichochimbvana changu mundisiye solo moyo ❣️❤️😍😍😍
THAT GUYS CAN SING, NOT EVRYONE CAN PUSH THAT VOICE LIVE , WELL DONE SOLO I AM BIG FAN , MOSALA NDE KITOKO MAKASI TRES TRES BIEN
Big machine King Solomon
Hmmmmmmmmmmnaaaaaaaaaaakkkkkkkkka
Unogona chibaba
Great voice
Uyu anogona uyu
Keep pushing king Solomon
Chibaba ichi
Solo zvavazvinhu kwava kumberi hama
Homeboy keep it up
Wakapenga Solo 👏🏾
Solo Moyo akaipa muface uyu
Big up to you Mukoma Solo munogona asi palyric yekuti covid chaiye satan mukwasha waMwari?handisi kunzwisisa ipapo
Pakapotswa ipapo musiki haisi shamwari yedu.asi kuti muridzi wedu.mwari Havana mudzimai Saka satani haana mwana wamwari waakaroora pakatadzwa
Madii matanga kuzivisa muimbi kuvanhu kuitira azivikanwe nemunhu wese uye nevamwe vachazoteerera i think thats what we call introduction yemunhu hameno kana ndichinge ndakanganisa asi ndiwo mawonero angu
Solo anogona chaizvo but haatori music se business but hobby.akatanga kare .a very talented guitarist.compser but. he does not perform.he records and it ends there. A non performance artist takes time to be recognized.unorira ku radio zvoperera. Ipapo.he is a Leonard dembo/ Tongai moyo predecessor but unlike them he has refused to perform.i lov his music but practically he is doing nothing..
Ano.ridzisa.uyo
Good music music solo