Carol Mujokoro - Mbiri Kugwayana | Gwayana RaMwari

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 7. 01. 2020
  • Mbiri kugwayana! mbiri kugwayana!
    RaMwari! RaMwari!
    RaMwari! RaMwari!
    Mbiri ngaive kwamuri baba, nekugwayana rakabaiwa nekuda kwangu
    Ndinoti rumbidzwai kubva kubuda kwezuva!
    Rumbidzwai kusvika zuva richinyura
    Rumbidzwai nekusingaperi peri!
    Makakodzera rumbidzo dzose Ishe
    To him who sits on the throne and to the Lamb
    Be praise and honor and glory and power forever and ever
    I thank you Lord for my life
    I thank you for my husband
    I thank you for my child
    You are the mighty God, let all praise be unto you
    Glory to the Lamb of God
    Glory to the Lamb of God
    The Lamb of God, the Lamb of God
    The Lamb of God, the Lamb of God
    Audio Recorded 2002
    Album Ngatimunamate.
    Album Released March 2003
    Video recorded In Israel, 2003
    Tinodzorera Mbiri Yose KuGwayana
    Zim Gospel | Zim Worship | Shona Worship | Mbiri Kugwayana
    #mbirikugwayana | Mbiri Yose KuGwayana
  • Hudba

Komentáře • 243