God forbid ,,,I pray God my bless me from my own sweat mmm Wy chitsotsi kuvanhu nhai ,munhu anonyunyuta zvodhakwa Shem plus kakuganza kacho kanozinyanya zvimwe zvinoda kudzikama hama dzaneta nazvo ndosaka nw havachabatsire Shem Sorry hako Mai Tt tsvaga basa ushande udye zveziya rako
I hope it's true.. people deserve their money. Kwasara mota neproperty yemumba. Torai. Vanhu vakatraya kukupa time yekubhadhara mari dzavo. It's time. Plus family yake yaneta naye.
Munhu anopiwa nguva hooyo otokudzimira foni wotokutiza ndinayo mbavha yaksndibira inototiza kana ndiri around kupusa kusaxiva kuti hakuzi iko kupedza nyaya munhu face your problems motaurirana iwe mbwa Mai Keith Mashiri.
Haaaa guys mai tt is a proper thug. She has released these made up chats so that her fans contribute to wards her buying a new house apa hapana imba yambotorwa . Cat family hokoyoi amai venyu vakumbira Mumba ahahah
Ma hanzi acho anyanya mother saka akangotorerwa imba even isina ma title deeds here pasina kusungisana nhaimi zvisina dare mkati aaaa muchanyepawo imi haiwa
Next time she will learn Kuti kushamisira dzimwe nguva is not necessary apa uchirarama fake life nekutuka futi vanhu asi nooo she thought she was a goddess…haaaa uku kurumwa nechekuchera
It takes papers , lawyers and more to collect somebody s house signatures too , imba ayingotorwa like that . Makushaya nyaya post the proof that the house has been taken. Makutsvaga fame in the wrong manje avenues. Toda proof . makushanda Mai Titi everyday hamuna dzimwe nyaya here , you don't posses a house like that
Mai TT va breaker record Kana iye murume ano roora izvi ane nhamo Kuzoita flamboyant kani xaaa Mari inoto shanda then wozo enjoyer Kwete kuda kusvasvamira dzau singa svikire Vanhu ngava puhwe mari dzavo pliz
So how is imba yekwaSabhuku repossessed? Nekuti ukapinda mubhuku ra Sabhuku unless you go nemuridzi no one can claim it onoti ndauya am now the new owner. Smthing not adding up.
@@user-ny7dk5fy7o zvikwereti Anazvo Kana iwe unazvo hausi mutsvene ipapa asi kungotaura nhema murume wake anaye taurai dzezvikwereti not personal life yake muchinyepa chikomba chipi chaanacho iye anemurume wake
Zvino hamusi kunyara here nhai imi nenyaya dzesina musoro dzamuri kuparidza?? Nyaraiwo kani.
Nhema munodzinyanya 🙌🏽🙌🏽look for other content
Saka vanhu vakungoti ukangofonerwa wakuto recorder, totongoita zvekuenda kumba coz pafon hapasisiri safe
It is a crime to record someone unknowingly
Anombotembei kutora zvikwereti kutengesa mota odya mari,
Vanhu vema round akavanyudza
Iye aiti zvinoguma nepi kuda kurarama fake LIFE😂
Ngaadzokere kujeri, kambavha kachidhumo
Masendeke
Kudya zvevapfupi nekureba nxaaaa
God forbid ,,,I pray God my bless me from my own sweat mmm
Wy chitsotsi kuvanhu nhai ,munhu anonyunyuta zvodhakwa Shem plus kakuganza kacho kanozinyanya zvimwe zvinoda kudzikama hama dzaneta nazvo ndosaka nw havachabatsire Shem
Sorry hako Mai Tt tsvaga basa ushande udye zveziya rako
Haaafi mai Titi, ndonodambura tambo yacho kana Ada kuzvisungirira
I hope it's true.. people deserve their money. Kwasara mota neproperty yemumba. Torai. Vanhu vakatraya kukupa time yekubhadhara mari dzavo. It's time. Plus family yake yaneta naye.
Kunana mother apostle please ipai henyu mari kuvasungwa vasina mhosva vari muzvipatara pane kupa hure rinokecha varume
Munhu anopiwa nguva hooyo otokudzimira foni wotokutiza ndinayo mbavha yaksndibira inototiza kana ndiri around kupusa kusaxiva kuti hakuzi iko kupedza nyaya munhu face your problems motaurirana iwe mbwa Mai Keith Mashiri.
Achabhadhara chete Mari yako
Ngatingo gutsikanei nezvati nazvo
Mai Titi vane zvikwereti hobho
Karma is real see
To those vainetseka kuti who is leaking nyaya dzamama i think tamubata ndivo vega amai vari kubuditsa nyaya dzavo. Who has access to her phone?
Vapedza voti madam boss naketty
Yaah bvavha hombe chaiyo yooooo 😂😂😂😂😂😂 anzi lorry yangu kwazvo kkkkk mwana unonyepa hake...ane class1 yekunyepa😅😅😅
Anonyanya ngaazviuraye haana basa.
Imagine mafamilies mangani vaakadestoyer achiba mari dzemarounds
Iwe unebasa hapana munhu asina basa
Dzekwasabhuku dzasiyana necouncil
Ndakatomboicivawo round iyoyo ...ndakazongonzwa izwi richiti siyana nazvo siyana nazvo😂😂😂😂😂😂😂
Haaaa guys mai tt is a proper thug. She has released these made up chats so that her fans contribute to wards her buying a new house apa hapana imba yambotorwa . Cat family hokoyoi amai venyu vakumbira Mumba ahahah
Just a quick question mukadzi uyu ane mhuri here ...anoyi wanepi time yekutsvaga nyaya dzevanhu like honestly I wonder
Ma hanzi acho anyanya mother saka akangotorerwa imba even isina ma title deeds here pasina kusungisana nhaimi zvisina dare mkati aaaa muchanyepawo imi haiwa
Mazuvano vanodada nezanu 😂😂 kuge munhu aneyese varikuita kufhayira nezanu shame Zanu ndiyo yakuonesa moto nhamo yese iyi its coz of zanu 😅
Who told you.
Unonyepa iwe
Ibvapo iwe kmbwa lunchtime zvisinabasa nekutawura chaiko haugone nxaa
That’s not the end of life. She can start over again. Let’s learn to live private life.
Very true and to be content with what you have
Tinei nazvooo
Mashaya nyaya...t
Ko mabodyguard ekucourt vakabhadhara nei?
Aya ndomanyepo manje
She wants sympathy plus Kubira ma fans through contributions. She is a proper thug ndatyka
Zvineyi nesu nhai
Umm kunyepa kti imba yavo ndiyo chete yekwasabhuku imi tsvagai dzimwe nyaya
Makuhwa itai mashoma she is the nw vanhu monyepereiko kudaro yoooh
Hello hello ❤
Uyu is her own enemy...kungoganza apa hauna cash unobira vanhu zvinhu.
Saka kana musina matiti hamuna nyaua
Hapana chake tongai wacho kkkk ginimbiwas smart he built a mansion kumusha iwe wazviwanepi unenhema😂😢😂😂😂🎉
Chakakosha hupenyu
Ko why do you say she loose the house?handiti yakabhadhara chikwereti imi makuhwa ibvai apa
But guz why munhu ane zodzo why kunovaka kudema beta kuvaka location than kwa Sabhuku sorry dia
zvine problem here jinimbi anga akavaka kudomboshava wani
Next time she will learn Kuti kushamisira dzimwe nguva is not necessary apa uchirarama fake life nekutuka futi vanhu asi nooo she thought she was a goddess…haaaa uku kurumwa nechekuchera
It's sad
Ndanzwira vana tsitsii
Your music is good.stick to that.ndochipo chawakapihwa.
Iiiiiiii mune humbowo here iiiii veduwe ka
Mumonyeba zvekuti hapana imba inotorwa pasina kuyenda kudare
Haaaa Ibva iwe Siya Mura uyo
It takes papers , lawyers and more to collect somebody s house signatures too , imba ayingotorwa like that . Makushaya nyaya post the proof that the house has been taken.
Makutsvaga fame in the wrong manje avenues. Toda proof . makushanda Mai Titi everyday hamuna dzimwe nyaya here , you don't posses a house like that
Ehe hatina imba yakadaro coz hatibe
Mmmm ziva kuti nyaya iyi iri kuma court yaTongai inoshamisirei imba isingasvike 45 000 kuvakwa
Kunyepa uku she does not have chikwereti chatongai @@petronellachiyangwa6766
Ummm kana chiri chokwadi tichazviona
Hapana zvandinofunga😢
Shame kana zvadai zvopisa Tsotsi but why kubrega neku blocker vanhu they always sei mhinduri nyoro inodzora kutswa mameme
Tikasangwara social media will play with our brain
Unonyeperei
She should stop trying to blackmail achiti akuda kuzviuraya can she relax mai tt Kane pamuromo dai asina big mouth dai pasina zvese izvi
Imba inotorwa ichiiswa muhomwe here
Ummm icokwadie hre icii
Zvikwereti zviri kuenda kumbatya dzake dzekupfeka
Haa pakaipa chaiko
Mai TT va breaker record
Kana iye murume ano roora izvi ane nhamo
Kuzoita flamboyant kani xaaa
Mari inoto shanda then wozo enjoyer
Kwete kuda kusvasvamira dzau singa svikire
Vanhu ngava puhwe mari dzavo pliz
Imba inotorwa zvekudaro here mmmmm uyu achanyepa
Uyu Andimu trust ini
Am not against Mai TT but if Ari masabhuku deals inotorwa
@@sibongiletafa1507 anonyepa chero vari wrong but anyanya kutaura nezvavo everyday iyeyu ndiye achauraya mai tt coz nyaya dzavo arikudziwanep
Mbwa dzevanhu hamunyari kunyepa
Imi cey muchifarira kutambura kwevamwe Mwari Dai arangarira Muraa
Munopenga here kutaura nyaya yekuyeba tibvirei apo
Ummm unodzokorora zvinhu and hapana nyaya irirpo yawataura
Dzenge nhema idzi imba iyi yaimbonzwa yakaputswa wani
Zvino ingeve life here kuti unobhadhara zvikwereti nezvikwereti
Handisi hangu kunyatsokuziva nyaya dzenyu asi APA hamusi makunyepa.
She is lying getting her news from Bittiness Family . She works for Ketina and Masiriri.
Nxaaa
Kunyeba uko mashaya zvekutaura
Mura akarombera hurombe zvikwereti zvakumuremera ende imba yekwa sabhuku inotorwa nyore nyore 😂😂
So how is imba yekwaSabhuku repossessed? Nekuti ukapinda mubhuku ra Sabhuku unless you go nemuridzi no one can claim it onoti ndauya am now the new owner. Smthing not adding up.
Ko ngaapuweka mari naDambu waanga akagwadamira uyo
Zvemakuhwa ndozvenyu kaaa
Tikutodzidza zvakawanda
ᴬⁿᵒⁿʸᵃⁿʸᵃ ᵏᵘᶜʰᵉⁿᵃᵐᵃ ᵘⁿᵒˢᵃⁿᵍᵃⁿᵃ nazvo
Unonyepesa iweee tsvaga bass
Unongouya nenyaya dzamaitt chete seiko everytym
Wazviona kupi izvozvo ibva apo
Pfutseke uri muroyi anofarira kutambura kweumwe mukadzi.Manje Mwari acharamba achiropafadza Mura imi muchingovukura
Ko vamwe havasi vakadzi here ? Asi unofunga kuti Mwari ndi sabhuku wekumusha kwenyu ? God is for all
Ngaatorerwe
Mind your own hokosi iwe putseki wako matako asina shape tisiye isu
No wonder why ava kuda zanu 😅
Muchanyebawo imi ummmmm
Iwe mutori wenhau what is your benefit about mai tt 's life.urimbwa yemunhu
Chasara kuroiwa chete 😂😂😂 mukadz uyu anyanya mmmm kunge dhodhi kuvengwa nemunhu wese 😂😂
Vakatomutadza kare zvongoperera mukupopota chete
@@user-wi9wk7fy8t mhosva hairove anoroiwa uyu takatarisa
Feli munhu anoda kurarama life yaasina apo kuvhara vanhu mari dzavo ngadzidze kudya cheziya.
Makushaya nyaya manje
Why you always digging on mura s life you can’t concentrate with your life nxaa
Tongayi adii kutora rhori yake maybe i ask
Imi tisiyei imi sure do we have to live for Mai Tt always haaaa bvaipa imi!!!!! Maivepo ere imba ichitorwa 😢😢
Yes iwe uri muhari. Kamuchacha is going down
Mwari akakanKa
Nguva dzese
Iwe unobhowa everyday Mai tt.
Where is Shumba pari zvino
Chikomba pakadayi chonyura
Vanaye Mukadzi wavo idzi inhema idzi haiwa taneta nebitterness family 😂😢😂
Dayi iri bitter mellisa akawana mariyake MOTi nyika yese inomuvenga here ,anenge anemishonga wekuti akangotaura chinhu pple vanoita sema green bomber kumunyin'inyira but anongoita flambo 2 mins zvovhazvayendwa ndozvairi mishonga
@@user-ny7dk5fy7o zvikwereti Anazvo Kana iwe unazvo hausi mutsvene ipapa asi kungotaura nhema murume wake anaye taurai dzezvikwereti not personal life yake muchinyepa chikomba chipi chaanacho iye anemurume wake
@@user-ny7dk5fy7o kunyura pai ivo vachigara vese vachiposter varivese everyday
Nonsense
Iwe usayepe will report your page usanyepe pfetseki
Ummm report chii koiwe
True,everyday mura apa kutaura nhema futi
Nhai zvako anoda ku report aaah mai tt chii every day
yhoooo😮😮😮fake life yakaipa
Ngakafe ka mbsvha hausati wakwata.
😂
Zim Gossip are you employed by Bittiness Family?Why are you lying?
You are full of hurt
Pano panonyepwa itai zvelife yeny vanh
Unonyepa iwe