I want to attack your device through the ad bro, I am kidding but stop mislead other to just click on the ads some are malwares and are vulnerable to your laptops or computers so it is just a warning to you and the rest of you guys.
@@darlingtonkatsuwa9689 maya these ads are from reputable companies...hapana malware apa what i am trying to say is that companies pay only when their ad has been watched for at least 30 seconds,,so thats why ndati to support mfesi wedu ngatingoonai ma ads acho mfesi aite mari
fantan na mwonzora there is no different mwonzora arikutiwo ndeye akatanga ku opposer ruling before the late Dr morgan tsvangirayi uye arikuti he was mujibha panguva yehondo
Kana uchifarira Nigel isa like apa...
If you love Comic Pastor isaiwo Like
Seniortarry Touch toosa like pa video iwe wapinda pai ipapa ?!?
@@bilaalal-afriki8697 ayo ka 14 evamwe vasina godo nezvisina basa avo
Seniortarry Touch 14 vanhu vekuGokwe varikufunga kuti zvine shine. Why uchiita chibharanzi chakadai?!? Kungoda kunzi une maLikes ?
@@bilaalal-afriki8697 saka iwe wabatwa nei
Seniortarry Touch zvandinetsa because ndiwe type yekuvhotera ZANU
guys when you watch comic pastor plz just watch the ads ndopane mari yaccho...lets support our guy tisangoti skip ad
I want to attack your device through the ad bro, I am kidding but stop mislead other to just click on the ads some are malwares and are vulnerable to your laptops or computers so it is just a warning to you and the rest of you guys.
ma aids zvimbori zviiko izvozvo nhy hama yangu noitasey kut zvisabatike pandoda kuona zvangu zvhinhu?
@@darlingtonkatsuwa9689 maya these ads are from reputable companies...hapana malware apa what i am trying to say is that companies pay only when their ad has been watched for at least 30 seconds,,so thats why ndati to support mfesi wedu ngatingoonai ma ads acho mfesi aite mari
@@morgizamhofunyashanu9839 itongomaonai mudhara haabvisike kkkkkkkkkkkkkk makamirira zvinhu zvenyu kty zvitange
Hatizvizive ko vanodii kudzidzisa vanhu
Fantan akatumidza zita mwana asiri wake(zimdancehall) 😂😂😂
Akairasa kkk coz yapindirwa nemasnr
mufes ana pastor aita ndifunge john banda #MHSRIP
Ndi pastor futi ..
kkkkk ndimfundisi
wakafanana shuwa
I am the first one to watch!!!
Well done school boy Slick Pastor
I love the art in you.
Nigel kkkkk nice nacomic pastor
DANDARO ROCKERS STEREO ONE ROUGH NECK SILVERSTONE PAMAZIGU APO 1985_94 WAS THE TIME
😂😂😂 last part iyo😂😂
Hahahaha handiuye church dzakadarooooo haaa comic so
I underrated u munogona Comic and mufundisi u are good too
fantan's stomach is bigger than his music career
kkkkkkkk
kkkkkk full of talent untold story told nw
fantan na mwonzora there is no different mwonzora arikutiwo ndeye akatanga ku opposer ruling before the late Dr morgan tsvangirayi uye arikuti he was mujibha panguva yehondo
Hanzi "nebody yake iyoyiya"......😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Comic makagona mukadzosa ps Nigel... Varibeyond futi man ivavo 👏🏻👏🏻👏🏻
Fantan kkk ne body yake here shuwa
Kkkkkk ayewa comic pastor kuseri
Booker Tee ....mazita ayo ummm😂😂😂....amana musadaro
Ndiye mumwe atizii mazuvaano asi achigona
Mamunhonga kupiko nhai Comic
😂😂😂 uyu anonzi comic pastor ma1 uyu
Comic makanyanya big up
the trousers boizzzzzz
kkkkkk Fantan achionawo hre kkkkkkk comic muri mukuru
Kkkkk wamboona trouse here
😂😂😂....this time regai ndimbonyarare nhasi
Sniper ndiye akatanga
Haiwa bhurukwa irooo🤣🤣
kkkkkkkkkkkkk comic pastor boe here
Good combination - #pamamonyaIpapo
Great and amazing acting 🎭
2nd💪🏻
Nebody yake 😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkk Fantan apinda busy na Comic
Pazochinjwa nyaya pekupedzisira shamwari kkkkkk
Comic pastor imi mukuitawo makuhwa moti " handiuye kuchurch dzevanhu vakadaro"🤣🤣🤣
Thanks we didn't know
... " ne body yake iyaya ndiye arikutaura kuti ndiye akatanga.." 😂😂😂🤣🤣🤣🤣 ahh pastor mavharisa
kkkkkkkkkkkk haungapi zita mwana asiri wako kkkkkk mauraya comic
Kkkkkkk Comic pastor makuhwa haa muri mberi chaiko
I like the combination. mapastors munezvipo imi
Finally ko pastor vamwe avo hembe maisepi
Ndi Sniper storm. Kkkk
kkkkk sniper akatorambawo czcams.com/video/Y3CfXDvdpLI/video.html
Fantan mwana kunana Daddy Diee nana Apertieee wepaNorton.
Fantan gara pasi
Ndanga ndangouya kuzoona trouse kkkkk
😂😂😂
Saka maramba saka ndiani manje mudhara
kkkkkk comic pastor mafunnies
Gegegegege nhai comic
Gather your facts bamunini kkkkk
Ha nyika payanga yaida kuguma kkk nijo
Kkkk inyaya yafantan iyi kkk
Haaa guyz iri rorasa nyaya 😂😂😂😂
Trouser iro ma1
Fantan akuda kujairira vanhu muudzeyi comic chero muchimutenderera henyu kkkkkkj
Battle of pastor's kkkkkkk
kkkkk haaaa nyaya yaFantan yanetsa
fantan for fanta
comic apa ashaya hake kkkk asi comic makanyanya imimi even kushaya kwenyu kofaya
Ndazonakirwa kwekupedzesera
Kkkkk fantan ngaatikwanire haasiriye akatanga
Fantan🤣🤣🤣
Haaaaaa i like mdara
Trouse rekwa Valve..muchirikumuziya here? or mamsati mako
Sunday ku ztv kkkkkk re red
Comic is just natural
😂😂😂😂😂 trouse rekufamba uchizunza makuhwa
Fantan ngachigare pasi
ahyaaaa
kkkk handiuye church dzevanhu vakadaro ini
Trouse ramufundisi iroo uuum
OK hanzi haasi makuhwa kuverifaya mafacts. Nhy kaaa Asa Nigel wetrouzi
Hahaha DJ Fantan vakabyza...
We hate people who brag...#kuganzaNemadhodhi
Vakaitasei pliz um lost
Kkkkk brugwa kkkk
comic pastor to the fullest... makanyanya mdara
kkkkkk mushakabvu akasiya trouser iro aichena
Gather your facts
trousers iro
Kkkkk gyz if yu know yu know
Hahahahaha troji iro ndazoriona finally
😂😂😂
Ha ha ha ha comic
Ka Nigel kakumberi
chibaba icho ma 1
tauraa hako
Kkkk bhurugwa iro kumhiri
Lol haa comic Pastor vanondiitira bhoo manje
Slik kkkkkk
If you know you know
Trouser irons ka lol
Trouse 😂😂
Mapenzi 2 panzvimbo 1 ma1 😂😂😂😂
Kkkkk gather your facts
Rivho iyo
pa Batwa Fantan apo !!!!!_
Sec
Haha hanzi iro zikubhurukwa rako iri
the two crazy pastors. Never imagined this combination. Funny guys
Kkkkkkkkkk ndafara wena,umwe pastor akati handiuyi kuchechi yakadero
@@tholakelesaule9517 I like both pastors, u have no idea how excited i was to see them together. I hope they do more skits together.
@@victormwanyumeka6945 they are so talented hey
Hanzi muri mufundisi but munofamba muchibvunza makuhwa
Makuhwa ...😂
Saka mukuti fantan akasimbisa dumbu reumwe here
Kkkk hanzi handiuye church dzevanhu vakadaro ini...
Trousers iro nikis arrrr wariwanepi rakadaro nhai nhai
Trouse kkkkkkkk
😂😂😂😂😂😂😂😂 handiuye kuchurch dzevanhu vakadaro