Very sorry bamdiki you will get the rightful lady. I can see a very bright future in you brother! Don't stress at aaaaaaalllll! Stay focused, work hard and never revenge!!!!!! I wish I had this guy's contact details!
@@ianzibagwewhat is intelligence???????? Nekuti asangana nehure hazvirevi kuti akadhakwa he was able to gather he used his intelligence...team tisangosvora vanhu pese pese Maida adiii Dai asina all that even vana tezvara vaitomusungirira
True but hauroore muskana asiri ready for marriage. I remember breaking up ne muskana ndaunganidza ye roora muskana akati she is not yet ready for marriage and I ended the relationship now 20 years later I don't regret my decision and I respected her decision.
Mambo murikukurudzira chihure. Mambo hamugoni kutonga. Imbopihwai ma lessons na Chief Mutasa. Munenge makabhadhara chief. Kana maverenga msg yangu good for u. Lessons needed to u
Akaroorera ma tsotsi plus it seems this boy is ready for marriage but sister is not yet ready even if vaine mwana ne mkomana uyu. Team rakanoroora was supposed to push kuti mari isvike pa rusambo vobvisawo kana $100 or $200 imwe yese yosiiwa iri jeredzwa. Mfana uyu futi anenge anoshusha
I think the responsible ministry must rebuke this kind of language. We are told Chiefs are the custodians of our traditions and values but this Chief is appearing worse than Zodwa wabantu. Thank you for exposing these shameful Chiefs. Handiuye kwadare kunashe vanonyadzisa kudare, imagine amai vako varimo mudare, unotarisa pai.
Hie@@lenso3757 It was absolutely unnecessary, tikati makarara mese its good enough in shona, pachirungu off course zvinogona kunzi you had sex but padare panenge paine vanyarikani there was no point. After all nyaya chaiyo yakange yagarirwa dare yakange yapera iyi was just a sideshow. Chief vakanyadzisa havo and we have lost respect for him.
@@bothwellnhidza9043 Usaite nharo bvunza chero ani muma courts umu vanoti atyora mutemo aramba hunhu so chichanyadzisa chii? Its just that zvimwe vamwe vano editor chete. Imboendai kuma courts baba murivatsva vetsambo. Kwana Mambo kana iri Mboro inonzi Mboro not chinhu. I''m saying so cz sekuru vangu vaiva mambo m talking from experience.
Hakuna zvakadaro Mambo vakatadza kutonga. kuroora hakuperi. Anasoro jena vamwe vacho hasati vapedza kuroora, tirikuzviona mudziinhamo matinoenda. That young man was in the right direction kuziva kuti kwatezvara kunoendwa kubvisa.
even ivo ishe ava pada havasati vatopedzawo kuroora it is very possible and he is busy kutaura zvenhando zvekuti rusambo danga unongotanga nekubvisa danga nerusambo usati wa tekenya ndebvu wabvisa vhuramuromo and stuff.. the useless council of ana sorojena alludes to this nonsense
Iwe zigo nyaya dzakasai usadziisa pa mhepo. Unotikanganisira vana vedu. Mambo vako Havana zvavanoziva. Dununu remunhu. What kind of Mambo is that. Nxaaaaa
Its a shame. May God give you peace again. What a tragedy of experiences in life. The whole family not faithful. They took the whole money to damage. Act like kuroorerwa. Akanonga. Everything was done in the process of marriage. Sometimes like us look a bit deeper in things like that. Go well young man. God have survived your life. This is demonic this was not your wife and even that child go for DNA, please. Be safe. Go far away from these characters. Please
Chikaranga chiri very simple vanhu wee. Kunyangwe pakatonhongwa $20 000, for aslong usina kubvisa rusambo hauna kuroora. That lady was not his wife but his girlfriend. Vana tezvara vakatogona vakatora tumari twese . Vajaira vapfana ava kuchengeterwa vana Nana tezvara
@@mbizi4573ihweeee kwana chero baba vako vakazvara iwe vasina kana kupedza kuroora saka Mai vako vaive girlfriend???????? Kwana Rusambo kudiii saka the whole world ma girlfriends zvee
Ko iyee paakamitisa akasiya mwana vevanhu, he deserves all this u can't just chengeterwa mwana wake kubva iri nhumbu nd wozouya hanzi ndipeyi mombe 5 kusanyara kwake he paid peanuts futi
Kunyangwe dai akataura, hazvina basa razvinaro, aslong usina kubvisa rusambo hauna kuroora. This case is straight forward. This Brain dude anguya netumapepa twe evidence yekuhura kwe girlfriend. Anotova ne problem uyo. Tunyaya twaanga achitaura twanga twusina basa rese at all. So off topic
@@mbizi4573my question to you is vese vari mudzimba ma girlfriends??? Paunoenda koroora wopiwa list inenge iri yei ndiwe ukutaura zvisina sense iwe go back mu life even your parents akabvisa Mari yese iwe usati waapo????
I have an uncle who gave me very wise advice. Only reward good behaviour as a man. If you have a woman you are staying wtih or have a child with, only pay roora as a reward for her being a good woman and mother. never do so as an incentive when there is already bad behaviour. After paying roora, don't just rush for a wedding. The wedding should be a reward for her being a good wife. Mukomana uyu akarasika in trying to incentivise a bad woman nekuroora. Once you see those colours, move on while you still have the upper hand. Woita dnas and kana mwana ari wako wochengeta, but kwete zvekumhanyira kunoroora munhu asiri kuteerera nakare. As a man, chivanhu chinokusungirira and ukaroora hure its your loss. protect yourselves gentlemen.
This is unfair.Even though he didn't pay the bride price but she belongs to him.Thats why vanhu vavakungopondana coz kwamambo inoshaya basa.Saka munhu anongoona zvakanaka kungoponda chikomba chacho.Its because of the type of chiefs like this one.
Chief atadza kutonga , in our Shona culture pa roora even wakatambira matekenya ndebvu its part of roora , Damage haribviswe isiri part of roora ,unless proven kuti mwana wacho ndewake , Young men enda Kuma DNA I don't think mwana uyu ndewako, seems as if udyire / mai awa I hure hombe waripamwe nemuhuri yawo , but one day Sisi you rip what you sow
Ndanga ndichitsvaga comment yakadai. Pese panoita zvirehwa rehwa panenge pari paroora. Hakuna mukadzi ano nhonga pa Damage chete. Ko matekenya ndebvu ne ndiro zvaive zvei. Chief angadai akashandisa evidence yeplaba yababa vemusikana to get the gentleman reprieve. This is so wrong. They should have charged Damage cheteka.
Musina ma dna maisabhadhara damage here..damage you can pay even for someone who you arnt dating anymore.Vakatora mari yavo yekuzvarisa mwana wako and they were taking care o their grandchild udyire ndeupi apa mukomana aisatenga even mapampers chaiwo😂😂😂.Damage is not roora dn the parents refused to take anything more that what they asked for and they asked for damages only.Ahungatu wabhadhara damage woti ndaroora,lst rinotouya rakanyorwa kuti this grocery is for this and this ,akuna lidlst rinongouya rakabata risina division.He knew what he was paying for.
@@teurayirugonye3346damage inobhadharirwa even ex girlfrend yawakakwira or kumitisa chaiyo shamwari..damage is not part of roora...damage inozvimiririra yega...chero makusadanana wakangorihwa nedamage you just pay it as a single unit..zvematekenya ndebvu izvo yatova roora preparations but rusambo ndiyo roora,rusambo ndoyekutora mukadzi pamba
@@teurayirugonye3346 the guys said he was told not to pay anything more rhan what they asked and they only asked for damages .ataura wani kiti valandito chimbomira kumhanya dont pay izvo chingotipa zvatakupa kuti uuye nazvo chete.And mambo said yes vakakudaro because mwana wavo anga avaudza kuti musandiroodze..
Kuroora ndizvozvo haana kuroora, madamages ndiwo akabviswa. Very unfair for him kutiakasangana nebhinya remukadzi but zvichamuwana. Zorora munin'ina wangu. Tanga hupenyu hutsva. Mwari vachakuitira zvakanaka. Siyana nazvo. Ini ndabvisa pfuma the following day ndikabata kuti mukadzi aihura, ndikasiya zvose
Sorry to say! Chief vari right mukomana uyu akatambwa chitsotsi nevabereki vemukadzi vaida kuti abhadhare damage iye achifunga kuti ari kuroora. Nekuti pakuroora unopiwa list inenge ine zvese kusanganisira rusambo, danga then wobvisa zvishoma zvaunazvo kana uine $600 unobvisa e g rusambo 150 wosiya imwe, danga wobvisa yaunayo chero wanzi mombe 7 ukanzi kana iri mari pamombe bvisa 250 iwe bvisa yemombe imwe chete then woti vanababa ndipo patakwanisa tava kumbonotsvaka tozodzoka asi tanga tichikumbirawo mukadzi wedu then motaurirana. Wava neright nekuti watoroora nekuti vatambira zvishoma zvaunazvo. Zvino apa haana kuroora muchinda uyu akangonzi bvisa damage ... grocery was part plof damage. However, my guy munhu wako uyo zvemba haasi kuzvida dai waimuroora waingosangana nedambudziko rakafanana neirori tenda Mwari and move on
Your spouse is not your personal property. She is also a human being who can decide what she wants. Cheating is becoming a big problem in our society and we need to look at ways to reduce it.
Yes she is not, since her and her family were in cahoots, vakamudyira mari yake vasinitarisiro yekuvaka Humana. 2. His alleged wife knew she was in love with her workmate before they got married, akamuitisa. Ndopane beef rake… ngapigwe refund amu boyfriend voroora bhebhi rave.
Just looking at you Brian you are handsome and intelligent…hure iro siyana naro after all hakana kunaka kanenge mbezo ASI chief vanhu vangani varikunzi murume nemukadzi vasina chaakabvisa imika makafumuka yuwiiiii
It's not useless , he is a responsible man who met the wrong person he needs justice to show that infidelity is real . People love to ask for bride price when they haven't checked with their daughters it's greed at its best.
@@irasthel638 the constitution of marriage has been destroyed . Now the child is gonna suffer for the selfishness of either party. Marriage should not be solely based on bride price people should learn to stick with their partners . Moving on to what because no one is perfect unless we learn each other and accept each other with our weaknesses. The moment you go into a break up through this way your life is defined by that especially when an innocent child is involved. People should learn to do courtship and nowadays it's all about financial power which is directly evil.
This should be a case of once bitten, twice shy. Even the bible makes a case for divorce in such matters. Obviously the woman has an insatiable appetite for sex. Chances are that she’ll do it again. Yes, it’s ideal for kids to live with both parents, who are in good terms, but this is not always the case. Mind you no one knows who got her pregnant. I’d advise my loved ones to run away from this woman as fast as Bolt.
This guy should have found out before even going to court kuti he is not married. He should have read it vana when vana tezvara insisted that he pays damage. He should have asked his own elders what it meant. That's elementary knowledge in our culture kuti marriage rushambo nedanga. Even if you pay part of Rusambo waroora.
I salute the following chiefs (Bushu, Nyamaropa) Headman Chigodora. Uyu muitirowo uyu ndautadza. Apa kutokurudzira chipfambi ka uku. Ngaaite ma DNA tests futi itsotsi iri
Now I understand, I was once married into this Chief's veMakoni's Clan. We had four Children though one is late. Paid some of my bridal price less Rusambo and Danga. Takakumbira muchato @ the insistence of my Wife and we wedded under 5:11. The marriage broke down. Hove inooraya from the head Clan iyi inokurudzira chifambi from the Chieftain Seat.
Ko mukadzi dai afira mumaoko aBrian or mumba ma Brian ana Tezvara maiti afira mumba memukuwasha here?? Saka moshandisa henyu mari ye damage yamakapiwa kuchengeta mwana ndizvo here?
THIS GUY AM TELLING YOU,,HES THE BEST IN COLLECTING V11ns . AM PROUD OF YOU BROTHER,YOU DESERVE A BETTER AND GOOD WOMAN THAN THIS
Kunonzi kusiiwa pachena
He deserve better not pfambi idzi
He needs to move on kwete pfambi iyi
Move on my brother
Ngaasiye hure iro out of Zimbabwe kunevakadzi nyama for less futi
The husband is so intelligent and he seems like an honest guy....wish you the best❤
Mambo vanokurudzira chihure chavanhukadzi nekuti murume uyo Ange atove mu road rekutora mkadzi wake
Akandipusira hangu bva kumashure uku, outsmarted by this woman
Only afraid and surprised by the composure he displayed akatogara nevaroyi vake
I'm sorry for muchinda uyooooo
Aitofunga akaroora kkkkk 😂 kudyiwa semukwasha chete...
Its so sad watching vana vakakura uchiona vachidai. Sekuru Brian dont worry zvichanaka. Watching from Rusape
Very sorry bamdiki you will get the rightful lady. I can see a very bright future in you brother! Don't stress at aaaaaaalllll! Stay focused, work hard and never revenge!!!!!! I wish I had this guy's contact details!
I can share with you
MaJounalist mutsvagirei basa he is very intelligent
😂😂😂😂
Gathering evidence yechihure Che baby ndo Intelligence 😅
Othink he at law school.manje zvadhivananachief zvinyadzi😂😂😂😂😂🎉
@@ianzibagwewhat is intelligence????????
Nekuti asangana nehure hazvirevi kuti akadhakwa he was able to gather he used his intelligence...team tisangosvora vanhu pese pese
Maida adiii Dai asina all that even vana tezvara vaitomusungirira
Mazidofo havazivi chinonzi intelligence
Chief ava havagoni zvavo pa fair, dzimwe imboendesai kwa Chigodora vanoku pedzerai
True
Problem ndeyekuti hatizive asi tinongoshora,zviri clear wani apa haana kuroora uyu.
Taura hako Headman Chigodora ndivo vanobata nyaya idzi nehunyanzvi hwechivanhu netsika dzechivanhu.
Shuwa chigodora he is the best chief ever kwete zvese izvi zvisingagone kupa mibvunzo nekutonga nyaya.
Kana nyamaropa anogona
That's why I like headman chigodora kwete imbwa iyi kutadza kutonga nyaya
Musvirirwi is very intelligent he has many evidences than required
but evidance yashaya basa ma groceries akaendera mahara
kkkkkkk
But embarassing himself for no reason infront of the pple
Evidence isina basa rese. Kuswerotsvaga Evidence yemukadzi waasina kuroora, apa mwana haachengete futi. Vanoda kurakashwa vapfana ava
Unoda kuripweiko pachihure
Uzozisola cc believe me . bhudi wami yekela zomthola ozokuthanda akuhloniphe yekela isfebe sihambe siyohamba sizala ingane ezilezibongo eziwu 10
Uqinisile sibili
Murume akapenga uyu anogona kutitsvagira 15 billion yakabiwa iya
He was planning to get married. Its not about money. Padiki padiki. Life is tough, mari hainhongwe. Upenyu hwaoma.
True but hauroore muskana asiri ready for marriage. I remember breaking up ne muskana ndaunganidza ye roora muskana akati she is not yet ready for marriage and I ended the relationship now 20 years later I don't regret my decision and I respected her decision.
Mambo murikukurudzira chihure. Mambo hamugoni kutonga. Imbopihwai ma lessons na Chief Mutasa. Munenge makabhadhara chief. Kana maverenga msg yangu good for u. Lessons needed to u
Unonyepa. Fair judgement there
Dako rambo
Chief muriwrong Dai vanhu ava vakamuudza kuti hausi kuroora but tirikuda kutora madamages edu. Kana wawari genuine vaifanirwa kumuudza mupfanha uyo
Akaroorera ma tsotsi plus it seems this boy is ready for marriage but sister is not yet ready even if vaine mwana ne mkomana uyu. Team rakanoroora was supposed to push kuti mari isvike pa rusambo vobvisawo kana $100 or $200 imwe yese yosiiwa iri jeredzwa. Mfana uyu futi anenge anoshusha
Kushusha kwemuchinda uyoooo kunobudaa papi, iweee ukanyimwaa chinhu unonyarara hre, hatingati munhu anoshusha kana achinyimwaa sinhi, unenge uchimbopa ani, murume ngaangopiwa gambi aname
Imi chief mukwanire nyika imi
Disgrace kanhi
ndakaenda ku cot chaiko vanoshandisa this language
I think the Chief is only interpreting the law, saka chinhu chakatodhakwa apa mutemo.
Nhaizvako
@@selestinomadombi7612 true
I think the responsible ministry must rebuke this kind of language. We are told Chiefs are the custodians of our traditions and values but this Chief is appearing worse than Zodwa wabantu. Thank you for exposing these shameful Chiefs. Handiuye kwadare kunashe vanonyadzisa kudare, imagine amai vako varimo mudare, unotarisa pai.
This chief is very very vulgar in all his courts. There are other respectable words to use to keep the court respectful.
Mudare umu wena ndomataurirwe acho kuti kusvira hanti aisvira? .
Mudare raMambo even ku High court kunotaurwa sezvazviri pasina kuzvengesa baba. So murivatsva mumatare umo. Bvunza vanoziva vakuudze
Hie@@lenso3757 It was absolutely unnecessary, tikati makarara mese its good enough in shona, pachirungu off course zvinogona kunzi you had sex but padare panenge paine vanyarikani there was no point. After all nyaya chaiyo yakange yagarirwa dare yakange yapera iyi was just a sideshow. Chief vakanyadzisa havo and we have lost respect for him.
@@bothwellnhidza9043 Usaite nharo bvunza chero ani muma courts umu vanoti atyora mutemo aramba hunhu so chichanyadzisa chii? Its just that zvimwe vamwe vano editor chete. Imboendai kuma courts baba murivatsva vetsambo. Kwana Mambo kana iri Mboro inonzi Mboro not chinhu. I''m saying so cz sekuru vangu vaiva mambo m talking from experience.
Ska munhu kana asina kuroora anohurirwa hre nekut haana kuroora Chief maresva imi😭😭😭😭
Imbwa mambo avo nxaaa
Apo pakaitwaa nhema apo haiwaa
Haaaaaaa handisati ndakamboona hangu investigation dzakadai😂😂😂😂😂 This man deserves better zve hule hule iro ngaasiye😊
Nzenza iyo, all the best Brian sonny 💙 siyana nenzenza iyo joki remunhu
Kkkkkkkkk haaaa mapedza andichanyori hangu
Ngakasapedza nguva yedare kapfamni akako
Kupa chikomba ndookuti haudi.murume
Pfutseke iweee baba wako wanewo udyire mambo mbo weee zviripachena 😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Hakuna zvakadaro Mambo vakatadza kutonga. kuroora hakuperi. Anasoro jena vamwe vacho hasati vapedza kuroora, tirikuzviona mudziinhamo matinoenda. That young man was in the right direction kuziva kuti kwatezvara kunoendwa kubvisa.
Chokwadi mambo avachihure chakavawandira vanokurudzira vanhu chihure mudunhu haaa ngavatorerwe umambo avooo
even ivo ishe ava pada havasati vatopedzawo kuroora it is very possible and he is busy kutaura zvenhando zvekuti rusambo danga unongotanga nekubvisa danga nerusambo usati wa tekenya ndebvu wabvisa vhuramuromo and stuff.. the useless council of ana sorojena alludes to this nonsense
My brother leave this beach In time haadi zvekuvanikwa uyo ihure I'm very sor young brother uchavana vako anokuda uyo anokubaya nestress
Cheaf muchiri kuda nguvazve imwe yekudzidza basa iri rekutonga hamugone kutonga murikukurudzira chihure munyika
Ama 2000 ,know our culture , damage you pay for your kids ,Rusambo ne danga ndokuti waroora mukadzi ,. African countries are the same ,.
Shadaya's has always preached about this ...never take her back after she cheated
Ndoo chokwadi. You tell the truth.
Chief kutaura kwenyu hakuna hako hunhu. Sorry mfanami kusangana nehure, zimunhu risina hunhu kuda kukupa hutachiona. Siya uchawana umwe shamwari. Chief is promoting chihure zvemhando yepamsoro. Zimkadzi iro harina direction imbwa yemunhh nxaa.
Kunongoshaya hunhu sei idzo nyaya dzacho dziri dzekusvirina.
Mkadzi ihure achatambura zvake vese nevabereki vake shit dzevanhu
Zvakaoma hazvo . Family yacho mazimbavha akazvara hure 😢
Akasvirwa
wakambopinda mudare here first of all??
Ooh my jeez...the complaint was loaded.,,he is intelligent that guy no doubt ..look at how the judge was listening wow..
Chief avo ngavabude pachigaro
Iwe zigo nyaya dzakasai usadziisa pa mhepo. Unotikanganisira vana vedu. Mambo vako Havana zvavanoziva. Dununu remunhu. What kind of Mambo is that. Nxaaaaa
So mfec uyooo ane maconnections for real,,chief vakapihwa mari avo and mfec wanguuuu wakatambiswa bhora ranga risina mweya.....ndabatikana fair
True
True
True
Aah mambo makuzoti mukwasha mukuyu haaperi kudyiwa azoita mukwasha kupi imi mati haana kuroora .
Its a shame. May God give you peace again. What a tragedy of experiences in life. The whole family not faithful. They took the whole money to damage. Act like kuroorerwa. Akanonga. Everything was done in the process of marriage. Sometimes like us look a bit deeper in things like that.
Go well young man. God have survived your life. This is demonic this was not your wife and even that child go for DNA, please. Be safe. Go far away from these characters. Please
Unfortunately they followed what the law says. Let's do what the law says........
Unfortunately but the law is the law
Chikaranga chiri very simple vanhu wee. Kunyangwe pakatonhongwa $20 000, for aslong usina kubvisa rusambo hauna kuroora. That lady was not his wife but his girlfriend. Vana tezvara vakatogona vakatora tumari twese . Vajaira vapfana ava kuchengeterwa vana Nana tezvara
@@mbizi4573ihweeee kwana chero baba vako vakazvara iwe vasina kana kupedza kuroora saka Mai vako vaive girlfriend???????? Kwana
Rusambo kudiii saka the whole world ma girlfriends zvee
@@mbizi4573uuummmmmmm
Chief apa makanganisa. Mhuri yekwa Makuyana yakaita hudyire apa. Vangadai vaisa reva zvimwe zvese zvimwe kunze kwedamage. Panobviswa damage hapana mapasuru nezvimwe zvese izvi. Uyu mukadzi haana kutaura kuti haachada kuroorwa.
Ko iyee paakamitisa akasiya mwana vevanhu, he deserves all this u can't just chengeterwa mwana wake kubva iri nhumbu nd wozouya hanzi ndipeyi mombe 5 kusanyara kwake he paid peanuts futi
Kunyangwe dai akataura, hazvina basa razvinaro, aslong usina kubvisa rusambo hauna kuroora. This case is straight forward. This Brain dude anguya netumapepa twe evidence yekuhura kwe girlfriend. Anotova ne problem uyo. Tunyaya twaanga achitaura twanga twusina basa rese at all. So off topic
No chief varibho bcz haungapiwi mombe pamukadzi wausina kurowora seyi woda kudya pfuma yemwana wevanhu kana zve
@@mbizi4573pandangonzwa kuti anoita sex ye force ndabva ndatomuvenga😂
@@mbizi4573my question to you is vese vari mudzimba ma girlfriends??? Paunoenda koroora wopiwa list inenge iri yei ndiwe ukutaura zvisina sense iwe go back mu life even your parents akabvisa Mari yese iwe usati waapo????
So painful 😢..my bro... Am sorry
Ngayende hake musikana uyo ... You deserve better..
Zvimwe zvima chief soo wotoshaya pane zvinozikanwa here
very disappointing chief. Iye kumuita ongororo simbayi izvozvi haasati apedz kuroora vakadzi vake vose to the last cent
Zvinei nenyaya iri mudare izvi ........kuroora kwachief kana kusaroora kwake hakuna basa . Chine basa ndechekuti uyo ari kutongwa haana kuroora chete
I have an uncle who gave me very wise advice. Only reward good behaviour as a man. If you have a woman you are staying wtih or have a child with, only pay roora as a reward for her being a good woman and mother. never do so as an incentive when there is already bad behaviour. After paying roora, don't just rush for a wedding. The wedding should be a reward for her being a good wife.
Mukomana uyu akarasika in trying to incentivise a bad woman nekuroora. Once you see those colours, move on while you still have the upper hand. Woita dnas and kana mwana ari wako wochengeta, but kwete zvekumhanyira kunoroora munhu asiri kuteerera nakare. As a man, chivanhu chinokusungirira and ukaroora hure its your loss. protect yourselves gentlemen.
💯💯💯mapedza
You are so intelligent my brother Siya vanhu ava idyire God will give you a better wife you deserve better than that ignorent one isifebe leso nxaa
Chief imi murimbwa hapana zvamoziva big up headman chigodora
Mukadzi achademba hake uyu..
all the best kunaBrian but we need a DNA
sure
Precisely
Sure pamwe mwana haasi wake
This is unfair.Even though he didn't pay the bride price but she belongs to him.Thats why vanhu vavakungopondana coz kwamambo inoshaya basa.Saka munhu anongoona zvakanaka kungoponda chikomba chacho.Its because of the type of chiefs like this one.
Taura hako
Do not risk your life siyana nemukadzi uyo utsvage umwe mukadzi soda kuroorwa kwete anoda Mari.
This is good when going to court evidence is the key kwete zvekuti ndakanzwa kuti and it makes the whole case easy.... peasy .....lemon squeezey....!
Chief ndewe fodya uyo haha aaoni ana bushu. Chigodora here
Mwana wacho ndwwako here
Tinashe Mugabe needed pa mwana
mambo apa maratidza a very open goot corrupt judgement maratidza uzanu chaihwo
Vechidiki ngavadzidziswe re:New Marriage Act otherwise guys, munowachiswa. Information is Power!
Chief aita sei matare haabudiswe pachivhitivhiti.Tsiurai Editor.
Chief ka😢😢😢😢 zvakaoma
Above all success is the best revenge that's not the end of life bro
THE COMPLAINANT IS THE BEST VERY CONFIDENT I LIKE IT ,KUFUNDA KWAKANAKA WEDU WE
Iyi nyaya iyi yaida headman Chigodora. Kaipedza masports kamdra kaye.
He must be a lawyer
Chief atadza kutonga , in our Shona culture pa roora even wakatambira matekenya ndebvu its part of roora , Damage haribviswe isiri part of roora ,unless proven kuti mwana wacho ndewake , Young men enda Kuma DNA I don't think mwana uyu ndewako, seems as if udyire / mai awa I hure hombe waripamwe nemuhuri yawo , but one day Sisi you rip what you sow
Ndanga ndichitsvaga comment yakadai. Pese panoita zvirehwa rehwa panenge pari paroora. Hakuna mukadzi ano nhonga pa Damage chete. Ko matekenya ndebvu ne ndiro zvaive zvei. Chief angadai akashandisa evidence yeplaba yababa vemusikana to get the gentleman reprieve. This is so wrong. They should have charged Damage cheteka.
Achazozvidemba mukadzi uyu
Musina ma dna maisabhadhara damage here..damage you can pay even for someone who you arnt dating anymore.Vakatora mari yavo yekuzvarisa mwana wako and they were taking care o their grandchild udyire ndeupi apa mukomana aisatenga even mapampers chaiwo😂😂😂.Damage is not roora dn the parents refused to take anything more that what they asked for and they asked for damages only.Ahungatu wabhadhara damage woti ndaroora,lst rinotouya rakanyorwa kuti this grocery is for this and this ,akuna lidlst rinongouya rakabata risina division.He knew what he was paying for.
@@teurayirugonye3346damage inobhadharirwa even ex girlfrend yawakakwira or kumitisa chaiyo shamwari..damage is not part of roora...damage inozvimiririra yega...chero makusadanana wakangorihwa nedamage you just pay it as a single unit..zvematekenya ndebvu izvo yatova roora preparations but rusambo ndiyo roora,rusambo ndoyekutora mukadzi pamba
@@teurayirugonye3346 the guys said he was told not to pay anything more rhan what they asked and they only asked for damages .ataura wani kiti valandito chimbomira kumhanya dont pay izvo chingotipa zvatakupa kuti uuye nazvo chete.And mambo said yes vakakudaro because mwana wavo anga avaudza kuti musandiroodze..
May God help you to overcome , and hold on to God your reward is coming.
Haaaa Brian is so so intelligent 🎉🎉🎉,Good luck bro
Musvirirwi seems to be a nice person, let's hope hauna kupiwa edzi najezebel, wish you the best in your studies mukoma
Kkkkk iweka
Nzenza inzenza, haichinje
I hure iri
Next door chief wangu anotaura akananga straight to the point 😂😂😂😂Apo panobudika here apo 😂😂evidence yacho yakanyanya
Evidence based presentation, hazvandzi yangu yaona moto,
Nzekete ma1 sure😅
Haaa pakaipa. 28:01
Aaaaah Zigo zvirikoo here izviiii...chief..chief 😅😅😅😅😅
Chief imhata mwana wehure
Kwana
Language pliz vana vashandisa internet pliz
@@NicholasMwenyeo-ir5pe iye chief wacho ndiyo language yake ndokubasa kwake nothing sinister
heyi pakaipa apo 😂
Waita kunga wa downloada njere dzangu hako iwe….wapedza ma sports. Varume ndoosaka vaakusviba moyo kuroora nekuda kwehutsotsi hunokurudzirwa chero nematare ncaaa
Dofo ramambo,zimuZanu Pf rakamama pfungwa,rakaona kuti musikana uyu ihure saka ririkudawo kusvira.doti yamambo
Kuroora ndizvozvo haana kuroora, madamages ndiwo akabviswa. Very unfair for him kutiakasangana nebhinya remukadzi but zvichamuwana. Zorora munin'ina wangu. Tanga hupenyu hutsva. Mwari vachakuitira zvakanaka. Siyana nazvo. Ini ndabvisa pfuma the following day ndikabata kuti mukadzi aihura, ndikasiya zvose
Mambo rikava dofo, dunhu rinoshaya gwara.....Mambo matadza shame
Madofo emadzimambo...
Guys the story is clear ,mambo is very fair
Mambo avo ini hangu avanakitonga chaizvo bt rega nditi kubrother dnt tress yo self family yemukadzi uyu avana hunu vanoda zvinhu tenda mwari vakuratidza hunu wavo siyana ne pfambi iyo tsvaga hako mumwe mukadzi god bless u
Apa paitwa kusarudzwa kqeganda anywhere zviriko fut life goes on broo
Chief moda kutakwa nema bwe ee
Aaaaaah 😢😢😢😢 I'm very sorry my brother Brian 💔 mambo imi matadza kutonga henyu apa kana makapihwa chemuhomwe ndizvozvo hazvo
Chief wanoda mari chete kune anemhosva
Mambo va right .. Brain chingosiyana ne musikana uyu. its good zvaitika early
Language abuse chief ava iiih🙌
Haaaaa this guy can gather evidance 🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌ihhhhhh
Shame i feel sory for brother Brian
It's a relief to the guy who thought he was a husband coz haana kudyirwa mukadzi.
Matongero ari kuita team Mnangagwa so kaaaa vari kuputsa zvekuputsa zviye
painful sorry brotherman
Ihure iro
Mambo avo vanopromoter chihure....
You are right ✅️
Vatiiko Mambo? Handisati ndaipedza😂
Ndoo chokwadi. He is linient towards women.
Wish you good luck bamnni mucharoora wenyu chaiye anokudai
Mambo uyo haagone ktonga vanozogovana zvinhu sei vasiri mkadzi nemurume hamusi kunyara here nematongero akadaro😅
KO zvatakutonzwa murder evidence apa😮😮😮😮😮😮😮
Nhai
Kuponda paChimanyika zvinoreva kurova munhu
Murder uyo taimutsvaka
Tsano tanhai dzamunosvikira aaaa shuwa all that effort mungadai makatobata ma babe hobho inga hamushoreki wani. Next time ngwarai
Kkk
Sorry to say! Chief vari right mukomana uyu akatambwa chitsotsi nevabereki vemukadzi vaida kuti abhadhare damage iye achifunga kuti ari kuroora. Nekuti pakuroora unopiwa list inenge ine zvese kusanganisira rusambo, danga then wobvisa zvishoma zvaunazvo kana uine $600 unobvisa e g rusambo 150 wosiya imwe, danga wobvisa yaunayo chero wanzi mombe 7 ukanzi kana iri mari pamombe bvisa 250 iwe bvisa yemombe imwe chete then woti vanababa ndipo patakwanisa tava kumbonotsvaka tozodzoka asi tanga tichikumbirawo mukadzi wedu then motaurirana. Wava neright nekuti watoroora nekuti vatambira zvishoma zvaunazvo. Zvino apa haana kuroora muchinda uyu akangonzi bvisa damage ... grocery was part plof damage. However, my guy munhu wako uyo zvemba haasi kuzvida dai waimuroora waingosangana nedambudziko rakafanana neirori tenda Mwari and move on
Zigo bby rako raroorwa. ENZO ANGA ARI RIGHT
Your spouse is not your personal property. She is also a human being who can decide what she wants. Cheating is becoming a big problem in our society and we need to look at ways to reduce it.
We dont see things that way in Africa. We are not swingers and cuckolds😅😂
Yes she is not, since her and her family were in cahoots, vakamudyira mari yake vasinitarisiro yekuvaka Humana. 2. His alleged wife knew she was in love with her workmate before they got married, akamuitisa. Ndopane beef rake… ngapigwe refund amu boyfriend voroora bhebhi rave.
@@Extra539 He cannot get a refund because the paid damages. He must submit proof that he paid lobola. Hapana chake apa zvavharana
Then refund the guy because our culture assumes ownership. Haisi freestyle iyi.
@@richmusicgod tht is the issue with this charging and paying culture. Its time to move on from it.
Hakuna chief akadai.... chigodora ane new
Agara hake Chief Makoni ane hudyire, apa atengwa paFair, the youngsters vanodzidzei from this case? Mabika mbodza apa, mbwezhu chaiyo
Uuuuuu ma1 zigo kumberi kana mazogara
Ini ndikaita mhosva ndouraya ndotongwa nepotis wants zvemadzimambo izvi kupedzera miseve kumakunguo
Nxaaa chief muridofo remakoko
Aaaaaa Mambo ava Kwahi urikuramba hako Asi kusv..... uri kusv..... Aaaaa yaas
Ahhh chief wangu Ava ndanyara navo chaizvo ....bt I think vanenge vane point
Chief akadhakwa
Aifanira kuita sei
@@bernardtsuro6898wangu iwe mwanasikana wako akanogara ne murume 2 months pasina Rusambo wototi mwana haana kuroorwa??????
Ana Mai vedu vakatopedziswa kuroorwa takura mhani nhema idzo chief zim dancehall iyo
As Zimbabweans we don’t need multi choice for entertainment 😂
Just looking at you Brian you are handsome and intelligent…hure iro siyana naro after all hakana kunaka kanenge mbezo
ASI chief vanhu vangani varikunzi murume nemukadzi vasina chaakabvisa imika makafumuka yuwiiiii
Doto chief uyo iye akazobvisa Rusambo when????
Yes, the "husband" would make a good investigative journalist or lawyer. The girl doesn't deserve that man.
Apana ihure iri chairo iri
Chief vari fair ,varume takapusira kuda kufosera patinonyasoona kuti hatisi kudiwa.
MaDitactive manyama,feel for u Brian
Slay Queen bro trust me watching from Jeffrey's bay
zigo inzwa mambo vako strong language hauri kukwi..... zvine hunhu here
He’s a pervert.
Mu court u say things as they are enda mutown parotten row apo unzwe
Haazivi language yecourt
The guy was supposed to leave the lady alone instead of embarrassing himself, gathering useless evidence. Clearly she didn't love him anymore.
I hope he reads your comment.
It's not useless , he is a responsible man who met the wrong person he needs justice to show that infidelity is real . People love to ask for bride price when they haven't checked with their daughters it's greed at its best.
@@ricndex8898It doesn’t look like he has grounds to pursue justice. Surely he should let go, learn and move on. Life happens.
@@irasthel638 the constitution of marriage has been destroyed . Now the child is gonna suffer for the selfishness of either party. Marriage should not be solely based on bride price people should learn to stick with their partners . Moving on to what because no one is perfect unless we learn each other and accept each other with our weaknesses. The moment you go into a break up through this way your life is defined by that especially when an innocent child is involved. People should learn to do courtship and nowadays it's all about financial power which is directly evil.
This should be a case of once bitten, twice shy. Even the bible makes a case for divorce in such matters. Obviously the woman has an insatiable appetite for sex. Chances are that she’ll do it again. Yes, it’s ideal for kids to live with both parents, who are in good terms, but this is not always the case. Mind you no one knows who got her pregnant. I’d advise my loved ones to run away from this woman as fast as Bolt.
This guy should have found out before even going to court kuti he is not married. He should have read it vana when vana tezvara insisted that he pays damage. He should have asked his own elders what it meant. That's elementary knowledge in our culture kuti marriage rushambo nedanga. Even if you pay part of Rusambo waroora.
I salute the following chiefs (Bushu, Nyamaropa) Headman Chigodora. Uyu muitirowo uyu ndautadza. Apa kutokurudzira chipfambi ka uku. Ngaaite ma DNA tests futi itsotsi iri
Nextm muise number dzevanhu vshungurudzwa kudai tivanyaradze isu 😊
Very intelligent in collecting v11
Now I understand, I was once married into this Chief's veMakoni's Clan. We had four Children though one is late. Paid some of my bridal price less Rusambo and Danga. Takakumbira muchato @ the insistence of my Wife and we wedded under 5:11. The marriage broke down. Hove inooraya from the head Clan iyi inokurudzira chifambi from the Chieftain Seat.
Chief Brain dzenyu I shoma ,dai mamboo Linda dare raChief Chigodora mungadzidza mbichana
Chief ava kkkk ngavakwane
Ko mukadzi dai afira mumaoko aBrian or mumba ma Brian ana Tezvara maiti afira mumba memukuwasha here??
Saka moshandisa henyu mari ye damage yamakapiwa kuchengeta mwana ndizvo here?
My guy wanga usingandiwe apa. Tsvaga rimwe babe, iri nderaDingaan
Srry bro ndakambisangana nazvo. Be strong zvinopera