Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Hanzi akafa apa ngaasiye mumba musina mvura😎😏🙌🙌🙌🙌Team frets kusvika Jesu adzokA
Akamuka ndi Jesu chete, rimwe crew rese haridzoke😂😂😂
Wese aona glossary Isa like apa 😂😂😂😂
Kkkkk akomana zidhanzi ranga rakuvhurwa apo mamborionawo here 😂😂😂😂😂😂😂
Haaa muri kuona combination iyi haa inosvika kure rambai makadzvanya team rangu along side tsano vatsano neCc vechirungu 🎉🎉🎉🎉❤
Ahh musikana uyu 🎉🎉🎉
Aaaaaaa kkkkk frets chirungu charamba kubuda hanzi saka you are you you you😅😅😅
Arikudeedzera hove ndeupi uyu togona kutiitira dzimwe 😂😂😂😂
ndikubva kunotengesa wheelchair yagogo kty nditenge data😹ndione fretz
May God bless your hustle byz vawedzere njere keep it up ❤❤❤❤
Thanks so much
DD Bio Mudimba wekuJata....anomuziva isa like pano😂😂😂😂
Ndewepiko 😅😅
Munhu akafa akamuka ndi Jesu, imwe crew yese iyi hatidzoke isu 😂😂😂😂
Lee's dance for me 😅😅😅😅😅😅
Kuvhundutsa vanhuu😅😅😅
Iii ndadzokorora kuita kunge huku irikuvhurudza. Aah these guys are not serious with our ribs 😂😂😂😂
I like coolness yatsano vezvibhorani vanooneka kuti munhu boe chaizvo in real life
😂😂😂😂 mamwe matsano atosangana nawo mukuroora umu 😅😅😅
Dhanzi munu akafa aha a kusiya bvura 😊❤😅😅😊😊😊😊
Akafa akadzoka ndijesu chete imwe crow yese hamudzoke 🤣🤣🤣
😂😂😂Munhu achisiya mkadzi wake achijairira vamwe varume
Um here for Frets Frets wevanhuFrets wenyikaAnopedza ndatiLee Lee combination iyi magetsi mhani
It's okay nyaradzwayi muriipapo 😂😂😂😂
kkk uyu lee ibenzi kkk pane akudaidzira hove uyo ndeupi munogona kungotiirawo dzimwe
Team team aaah imi combination yenyu yakapenga manje mnotibvisa ma stress😂😂😂😂
Kkkkkk next time musatenga wehupfu😂😂😂
😂 anzi kana ndada kuparadza ndoparadza futi
Vanozviita khule ava😂😂😂😂
Haaa ndotsindira
😂😂😂 hnzi next time musatenga hweupfu tengai hwakavira haa Lee kaa😊
Tsano Clive ndakayenda navo pachikoro paRaffingora high school
Ahh kwaManhanga maimbosvika Here?
Aaaah haaa in wakomana awa ndawatadza 😂😂😂😂
Haaa Frets never disappoint 😅😅
Hanzi naMoyo next time hamutenge hwe hupfu😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊.
Kkkkkkkk akafa akamuka ndijesu
Imwe crew yese haidzoke😂
😂😂
😂😂😂@@Kudzymutema
Vamwe tose hatidzoke 😂
Glossary bho here lee iwewe imbomira😂😂😂😂😂😂
frets fans gather here
We are here❤
😂😂real definition of mukwasha muukuyu hampered kudyiwa😂😂lee
😂😂😂😂😂 leee muhombe game changer
Next time musatenge we hupfu
😂😂😂😂😂 hanzi kuita mubudisa maspeaker panze😂😂😂
Yaita diki ... DT bio mdimba wekujata kkkk
😂😂😂😂 It's mamwe matsano for me
You got my like wangu frets
We waiting. Frets is a legend in both acting and music. I pray you blow up bro😊
Kkkkkkkkk MaDance aLee ayo boe here😂😂😂😂😂😂😂😂
Wakuda kujata jata hre wangu kkkkkk
😂😂😂😂😂😂😂hanzi machine chaiyo pasina female kana male .....aaah Frets kaaa u make me happy
Kkk hanzi pane kumwe kwatinoridzira doro🤣🤣🤣
Yaaa😂😂
❤❤❤.much love
Kkkkkk Lee hanzi akafa haachadzoka vamwe vese kufaa aaaa aaaa 😂😂😂😂😂 system tazvida manje wezhira ka pangu paZaka
Kkkk munotsemura bhurukwa nemadanzi comic kkkk
this is great work guys.lots of love.
😂😂😂😂😂Frets 🙌🙌🙌
Zvakakuomera Frets,hauna kwako kkkkkkkk😅😅tsano vachapinda biz avo naFrets
Dhanzi rekwacomic elder😅😅😅😅
This is good stuff 😂😂😂😂 famba fretz
Hanzi next time musatenga hwehupfu 😅
Kkkkk hanzi haachadzoka iyeye
Its aah Chiregayii for mee 😂😂😂😂
Was waiting for this masterpiece
"aaa hevoi " 😂from comic ihombe
😂😂 Doro rehupfu noo
Leee madhanzi ako ayaka 😂😂😂
Frets unondigonera hako
Munhu akafa akamuka ndiJesu chete😂😂😂😂
Hazvibunzwe😂😂😂 chiregai 😂😂😂
Uyo anonzi Comic elder hatina zera naye anogona
Tsano vanopedza havo😂😂😂😂
Ndakanonoka 😢😢😢...nways I'm here
Kids of amaizing 🤣🤣🤣🤣mad team
Mayonnaise tengai imwe tsano😂😂😂😂😂😂
Lee can dance for Africa guys😂❤
Panovhurwa hombe dikoo
😂😂😂😂 panovhurwa large ndatii
Following😂😂😂 Frets na Lee zvopera mushe here
Munondigonera team❤❤
Lol...iri team ma1❤❤❤
tsano vanopinda busy na frets na comic kkkk
Haa iye mskana uyuu...ayisarentaa
Hairume iyi 😂😂😂😂
@gammue wedu ndewechirungu kkkk
Mkwasha wa tsano ...hukama uhu ndehupi
Munyasa uya weku studio aaaaaah mazondikuvadza mupinze ave Tezvara vako 😅😅😅
😂😂😂 ndo ma groceries acho here...kokuzotakura fon Lee so
Haaaaaa boys 🙌🙈
I love musikana uyo mukaka uyo❤
Hanzi kasi next time musatenga hwehupfu
kuwana tym yekuterera kana kuona Frets it's better pakunyeperwa kt ndodiwa 😂😂😂
Haa frets nacomic combination yacho maone 😂
LEE: imimi ndimi mamwa kubva uku ka 🤣🤣🤣🤣
Frets you have my vote ✅
Yaah ayandoma2k chaiwoo kkkkkkkko makapenga gyz
Mkoma Lee uuum 😂
Lee is the tie for me 😂😂😂 Kurasana ne color kudaro
Kkkk frets wakatitumirwa
😂😂 good combination
Kkkk chabatanidza vaviri ava idoro
😂😂 grocery yacho ende Lee
Kkk kkk ko uyo wehove abva nepi kupinza baClive busy 😂😂😂
Mukuwasha manyama 😅😅😅
Frets ukunonokera hausi kuona kuti it's an open check here, hanzi kumba kwenyu haasu kuda😂😂😂😂chingomuudza kuti ok takuitira kwenyu kwacho.. 😂😂😂
Isu vana Moyo tinoyananisa kkkkk
Video yacho yakutonakidza tisati taiona
😂😂😂😂moyo ma1 ahhh vanotoshungurudza
Kkkkk Moyo wako kuti unodawo l don't know
Zvaunoitiswa😂
Hanzi akafa apa ngaasiye mumba musina mvura😎😏🙌🙌🙌🙌Team frets kusvika Jesu adzokA
Akamuka ndi Jesu chete, rimwe crew rese haridzoke😂😂😂
Wese aona glossary Isa like apa 😂😂😂😂
Kkkkk akomana zidhanzi ranga rakuvhurwa apo mamborionawo here 😂😂😂😂😂😂😂
Haaa muri kuona combination iyi haa inosvika kure rambai makadzvanya team rangu along side tsano vatsano neCc vechirungu 🎉🎉🎉🎉❤
Ahh musikana uyu 🎉🎉🎉
Aaaaaaa kkkkk frets chirungu charamba kubuda hanzi saka you are you you you😅😅😅
Arikudeedzera hove ndeupi uyu togona kutiitira dzimwe 😂😂😂😂
ndikubva kunotengesa wheelchair yagogo kty nditenge data😹ndione fretz
May God bless your hustle byz vawedzere njere keep it up ❤❤❤❤
Thanks so much
DD Bio Mudimba wekuJata....anomuziva isa like pano😂😂😂😂
Ndewepiko 😅😅
Munhu akafa akamuka ndi Jesu, imwe crew yese iyi hatidzoke isu 😂😂😂😂
Lee's dance for me 😅😅😅😅😅😅
Kuvhundutsa vanhuu😅😅😅
Iii ndadzokorora kuita kunge huku irikuvhurudza. Aah these guys are not serious with our ribs 😂😂😂😂
I like coolness yatsano vezvibhorani vanooneka kuti munhu boe chaizvo in real life
😂😂😂😂 mamwe matsano atosangana nawo mukuroora umu 😅😅😅
Dhanzi munu akafa aha a kusiya bvura 😊❤😅😅😊😊😊😊
Akafa akadzoka ndijesu chete imwe crow yese hamudzoke 🤣🤣🤣
😂😂😂Munhu achisiya mkadzi wake achijairira vamwe varume
Um here for Frets
Frets wevanhu
Frets wenyika
Anopedza ndati
Lee Lee combination iyi magetsi mhani
It's okay nyaradzwayi muriipapo 😂😂😂😂
kkk uyu lee ibenzi kkk pane akudaidzira hove uyo ndeupi munogona kungotiirawo dzimwe
Team team aaah imi combination yenyu yakapenga manje mnotibvisa ma stress😂😂😂😂
Kkkkkk next time musatenga wehupfu😂😂😂
😂 anzi kana ndada kuparadza ndoparadza futi
Vanozviita khule ava😂😂😂😂
Haaa ndotsindira
😂😂😂 hnzi next time musatenga hweupfu tengai hwakavira haa Lee kaa😊
Tsano Clive ndakayenda navo pachikoro paRaffingora high school
Ahh kwaManhanga maimbosvika Here?
Aaaah haaa in wakomana awa ndawatadza 😂😂😂😂
Haaa Frets never disappoint 😅😅
Hanzi naMoyo next time hamutenge hwe hupfu😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊.
Kkkkkkkk akafa akamuka ndijesu
Imwe crew yese haidzoke😂
😂😂
😂😂😂@@Kudzymutema
Vamwe tose hatidzoke 😂
Glossary bho here lee iwewe imbomira😂😂😂😂😂😂
frets fans gather here
We are here❤
😂😂real definition of mukwasha muukuyu hampered kudyiwa😂😂lee
😂😂😂😂😂 leee muhombe game changer
Next time musatenge we hupfu
😂😂😂😂😂 hanzi kuita mubudisa maspeaker panze😂😂😂
Yaita diki ... DT bio mdimba wekujata kkkk
😂😂😂😂 It's mamwe matsano for me
You got my like wangu frets
We waiting. Frets is a legend in both acting and music. I pray you blow up bro😊
Kkkkkkkkk MaDance aLee ayo boe here😂😂😂😂😂😂😂😂
Wakuda kujata jata hre wangu kkkkkk
😂😂😂😂😂😂😂hanzi machine chaiyo pasina female kana male .....aaah Frets kaaa u make me happy
Kkk hanzi pane kumwe kwatinoridzira doro🤣🤣🤣
Yaaa😂😂
❤❤❤.much love
Kkkkkk Lee hanzi akafa haachadzoka vamwe vese kufaa aaaa aaaa 😂😂😂😂😂 system tazvida manje wezhira ka pangu paZaka
Kkkk munotsemura bhurukwa nemadanzi comic kkkk
this is great work guys.lots of love.
😂😂😂😂😂Frets 🙌🙌🙌
Zvakakuomera Frets,hauna kwako kkkkkkkk😅😅tsano vachapinda biz avo naFrets
Dhanzi rekwacomic elder😅😅😅😅
This is good stuff 😂😂😂😂 famba fretz
Hanzi next time musatenga hwehupfu 😅
Kkkkk hanzi haachadzoka iyeye
Its aah Chiregayii for mee 😂😂😂😂
Was waiting for this masterpiece
"aaa hevoi " 😂from comic ihombe
😂😂 Doro rehupfu noo
Leee madhanzi ako ayaka 😂😂😂
Frets unondigonera hako
Munhu akafa akamuka ndiJesu chete😂😂😂😂
Hazvibunzwe😂😂😂 chiregai 😂😂😂
Uyo anonzi Comic elder hatina zera naye anogona
Tsano vanopedza havo😂😂😂😂
Ndakanonoka 😢😢😢...nways I'm here
Kids of amaizing 🤣🤣🤣🤣mad team
Mayonnaise tengai imwe tsano😂😂😂😂😂😂
Lee can dance for Africa guys😂❤
Panovhurwa hombe dikoo
😂😂😂😂 panovhurwa large ndatii
Following😂😂😂 Frets na Lee zvopera mushe here
Munondigonera team❤❤
Lol...iri team ma1❤❤❤
tsano vanopinda busy na frets na comic kkkk
Haa iye mskana uyuu...ayisarentaa
Hairume iyi 😂😂😂😂
@gammue wedu ndewechirungu kkkk
Mkwasha wa tsano ...hukama uhu ndehupi
Munyasa uya weku studio aaaaaah mazondikuvadza mupinze ave Tezvara vako 😅😅😅
😂😂😂 ndo ma groceries acho here...kokuzotakura fon Lee so
Haaaaaa boys 🙌🙈
I love musikana uyo mukaka uyo❤
Hanzi kasi next time musatenga hwehupfu
kuwana tym yekuterera kana kuona Frets it's better pakunyeperwa kt ndodiwa 😂😂😂
Haa frets nacomic combination yacho maone 😂
LEE: imimi ndimi mamwa kubva uku ka 🤣🤣🤣🤣
Frets you have my vote ✅
Yaah ayandoma2k chaiwoo kkkkkkkko makapenga gyz
Mkoma Lee uuum 😂
Lee is the tie for me 😂😂😂
Kurasana ne color kudaro