Ngozi yenhumbu igandanzara,kurapisa varwere,kutengesa mombe

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 9. 07. 2024
  • Ngozi yenhumbu igandanzara,kurapisa varwere,kutengesa mombe

Komentáře • 14

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 Před 16 dny

    Atezvara ngavadzikame varikupinda papi apa

  • @TrypsenInvestment
    @TrypsenInvestment Před 17 dny

    Ngavakumbirirane ruregerero uye vambe ipapo vabatana

  • @kudakwashechikwiro3029

    Ko nhay mpostori anogorambirei mombe dzevakwasha chero dzikaiswa muzita ramukoma zvine basa rei

  • @SaymoreNdawi
    @SaymoreNdawi Před 16 dny

    Atezvara vakambira havafane kuwanika mudare revakuwasha

  • @innosyngwenya
    @innosyngwenya Před 16 dny

    Dzikule idzo ndedzekumama

  • @OlindaDziike-ck6xx
    @OlindaDziike-ck6xx Před 17 dny +1

    Kana dziri mombe dzenhaka vatezvara avo Havana need yokudairira

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 Před 17 dny

    Ko mombe hwani yabva yaramba kubuda kunorapisa munhu here nhaimi?

  • @kudakwashechikwiro3029

    Bamukuru varikuda kuti mombe dzese dzitengeswe ndoo pane nyaya

  • @tracychiumba1436
    @tracychiumba1436 Před 17 dny +2

    First

    • @nyaradzaikwaramba
      @nyaradzaikwaramba Před 17 dny

      Makuda kut rasikeyi asi ndinotenda kt mazoona zvenyu pamazoti vafambe vose cz uyo murume zitsotsi chairo iro kunyepa kwakariwandira ...Nhai mambo hamusi kuona hr kuona hr apo kuti murume uyo itsotsi baba mukuru avo zviri kunzi Ivo Havana kuenda kuudza muridzi wemukadzi hr kt vanoda kurapisa murume wavo apo murume uyo itsotsi uyo Ari kuda kuparadza Mombe nevana Vamai guru cz haanga taure kt akatadza kurapisa mupfana wake nokut Mai vaiva vapengu hazvina musoro zvaari kutaura uyo uye ATI Mai vake vakafa 2013 hant ko nguva yose aiva kupi asinga varapise now auya achiti murume vamainini Ari Mozambique abva ATI akafamba akanzi hurume uyo haachadzoke kuno Zimbabwe ko kana vakamuuraya cz Ari kuratidza kt haasi kutoda kuti adzoke uye musha wamainini avo hasi kutovada wn chose Ari kuratidza kt Ari kuda kutovadzinga wn apo honai Ari kutsika tsika kt vaende vose sei uyo murume uyo itsotsi chairo hombe anoda Shamu mambo

  • @MrKuda2008
    @MrKuda2008 Před 17 dny

    Baba madire amunoita puma yenhaka so.hamutsveruki ere seenzai anhu woye.pfuma yenhaka inoparadza ukama

  • @nyaradzaikwaramba
    @nyaradzaikwaramba Před 17 dny

    Asi murume uyo anenge ane mushonga cht cz muri kungomubvumidza kutaura wn asi avo muri kuvamisa wn kkkk asi ndirikuona kt hakuna achakunda kuitengesa cz panenge patobuda chokwadi apo zirume zitsotsi chairo iro

    • @blessingpongwa4298
      @blessingpongwa4298 Před 17 dny

      Munhu akatanga kuno mhan'ara ane evidence, saka vakatanga vanzwa humbowo before court ndivo mambo ndovakamutuma kunotsvaga zve mombe ku dhibhi Aine mapurisa a mambo