Haa Nyarie I give up newe. I think you represent a lot of woman here.
😂😂😂😂Nyariee,hanzi shenaniganz
Ndisazi wangu iyeye Nyarie mupei maruva ake achiri mupenyu😂😂😂
This thing its for u , u gut the talent mama
😂😂😂😂😂😂 Ñyarie Soo 🙌🙌🙌🙌 zvima shenaniganzi ndochii ichocho explain mean
Nyarie chero kumba kwako hakunwiwi mvura yooh 😂😂😂😂
Zvatanga i really love Nyarie very much her behaviour and attitude ndichaita vangu ndokusiya uchinaiwa nemvura😂😂😂😂
Apa Nyarie agona zvake. The girl and Danie disrespected Nyarie. Then Hanzi “tozongosangana mumwe musi usina vanhu”
Kkkk nyarie ukutaura hausi kuimba kkkkkk
Nyarie will never disappoint shem,
Ku Highfields here uku mukoma Dan, pa Dutch Reformed Church.?
Nyarie Nyarie ndokuda zvekudero Unogona hako 😊
kkkkk Nyarie kuzofitwa neshanje kudaro boe here 🤣🤣🤣🤣
Nyarie you are the best ❤
Nyarie Nyarie Nyarie ummmm🙌🙌🙌
Nyarie never disappoint us 😂😂😂
😂😂😂job well done Nyari,iye azviwanepi zviwindi zvekut ndiperekedzewo😅
Dan and Nyarie good combination 😂😂😂
Nyarie😂😂😂😂 but I love that hangu chengetedza murume wako 😂😂😂😂😂 wagona mwaaaaaaaaaaaaa
Ndokumugona hre mnhu anonzi murume.mangwana unoda help vanhu voti pane zvnhu wozodii
Nyari wofanana nachihera❤😂😂😂
Muchiri kushanda na comic elder hr
Ndiperekedzewo iyo vanhu vanoita zvavo but unenge wakwira BP kare ungatadza zvako kuita zvazoitwa naNyarie asi mwoyo ndizvo zvaune Uchida kuita
Takauya kumba kwenyu motipa kana mvura iyei😂😂
Mashenaniganzi hatidi shuwa sistren 🤣🤣
😂😂😂 Nyarie sando dzako
That's great
Nyari wakaoma uuum
Ndanyara
Any1 anoziwawo muimbi akaimba song yanga ichitedzerwa naNyarie ndinoida zvekuti
Guys munogona ndatenda hangu
Mashenanigans, Nyari azotirova nemabig words manje.
Nyarie wakanyanya 🎉
Shenani guns kkkk nyarie kaaa
Nyari hadi izvozvo ,mota Haina space 😊
Dannie usatakure mukadzi ane hip rinopfuura ra Nyarie hazvibude.
😂😂😂😂
Taikoko nyari tasiya kwa aldha
Toenda tese kugym😂
Iye anonyanya ota kana ina madam haikumbire lift
Nyari nDan ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Nyarie Nyarie ehhhh
😂😂 zvakakuomera iwe musikana iwe
😂😂
Nyari bodo ingotie wakawana murume ariboe hako😂😂😂😂😂😂
Haaaa paita different in laguage apo kkkkkk nyarie ndipo spelling he shinaniganzi kkkk
😂😂😂😂😂😂
Kunyima😂
Yeyi nyarie anenge anonyima uyu atora character yagamu chaiyo
Nyarie is correct apa, that friend has no respect. Hanzi ndiperekedzewo