Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Mufundisi we had missed you especially that suit
Mfundisi vane love nevatendi here ava! 😅
Eheee bhoo zvekuti
Eeee kikiki. Varikutotiratidza zvatiri kutoitwa kunze uku. At least ava vanotomboshanyira zvino vekwedu haaaaaa havabati
Vane love ava
No kuda mari
Mufundisi kuda kubikirwa ne mari havo
This and Comic's are literally the only CZcams channels l ever comment on... Haa munogona henyu😁😂😂
They are unique and decent 🔥🔥🔥 Even ndichiziwa kuti this is a skirt re advertisement l still watch to the end bcz team racho muto 🔥🔥🔥🔥❤
l just started by LIKING before l even started watching!😂"The annointing takes time"
Vanhu ava vanoita as if they are not acting..as if ts real...munogona guys😘
Kuma sofa 3 ichauya here?
guys lets get this guy to atleast 50k subscribers...he's just good
ini ndatanga kuona bhachi richiita kupinda mhepo achifamba ndabva ndaziva kuti chakachaya😂😂😂😂😂
Nijo got a talent God bless u bro 🔥🔥🔥🔥🇿🇼
Mufundisi vakatorerwa basa ne #EasyHealth. Haaa guys moactor henyu. So natural
I saw the trawuza & I laughed before even watching 🤣🤣
I like Gamu, very natural.
Ini ndinotomuda
Pure African talent. Keep it up guys!!!
It's the brugwa for me and anointing ichiri kuma nails😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 ndachema zvangu
@@israelmairosi7955 Nijo ibasa kani
Always.liking before I started watching Nigel uri kumberi mhani
Pls bmnn Nijo itawokaa resend yeimwe advert yamakamboita yeplastic wall pls help ndamboritsvaka ndikarishaya pls bmnn batsirai
Can I just say the video quality is on point #imissthezimsun
Aaaah i was missing that Suit. Munhu arimuSuit ndanga ndichimuona hangu somewhere. ... i love Nigel
Ne voice yamandebvu "aaaaH baba ini ndoona sekunge thanks giving aichabude ...hàaa kuty inobuda iipapa?"
🤣🤣🤣🤣
Underrated comment,😃
Kkkkk mandebvu anopedza masports. Kavoice kaya bhoo here
anointing ichiri kunzara, it takes tym 😂😂
Nigel reminds me of John banda 😂😂😂
These guys need big funding and support
Nigel you made me laugh before I could listen # Gamu une yese
God bless you
Thats a beautiful country house
Love you guys from Ngundu
haa munogona guys, very natural.. well done.. 🙂
Mathanks giving achauya here apa....I like the emphasis kkkkk
Mufundisi Thanksgiving kueasyhealth zvadhakwa .....love u guys keep up the good work 😘
I saw the trousers & I just laughed before watching 🤣🤣🤣
😍😍😍😍😍Nigel ka uri basa chairo
@@noxblablabla136 basa chairo
😂😂😂😂
trouser ramfundisi
Haiwa nyaya dzacho hamuregi kudzifambira mufundisi
Ah Glory praise the lord
😂😂😂😂 Ah you guys are the best!
Mufundisi 😅😅😅😅😅😅apa the way u knock mandipedza hangu
Ko haaallo yacho wainzwa here 😂😂😂
Anointing matures kkk kudzidza hakuperi
Mufundisi ndandakusuwai😂😂😂hanz nagamu makumbo amaingonamatira achiramba kupora
Kip the fire burning guys......
Ndokumbirawo kaaa behind-the-scenes
Thanksgiving ndoyamafambira 🤣🤣🤣
Chishona cha nijo ndizvo. Love this location, where is this Mutare?
Miracle suit
Uuummm on this one you reduce God.....& you reduce the power of prayer......you reduce God to be honest makudza ma Dr kupfura Mwari.
Gamu akabatana 🔥🔥😍
FirstIsai ma like aNijo
Nigel 💘
Easy Health ndoyamakungotauraYakakunakirai vamwe
Glory glory 😂😂😂😂😂😂 maiguru makunyanya kutenda easy health
Makaipa guyz💪👌
Glory...hakusi kuti ndaikunamatirai zvichiramba.Annointing yaiva ichiri kunzwara😃😃😃😃
Kkkkkkk suit ndoyandubayaa big time
Nijo mdhara kubva kudhara🔥🔥
Yakakunakirai vamwe 😂😂
Combination iyi kumberi
The trouser is back😹😹😹
nigel is trying by all means kty awanewo mari
Kkkkk mfundisi akuchemera thanksgiving aaaaa. Nijo anemabasa 🙆♂️🙆♂️🙆♂️🤣🤣🤣
Saka isu ma Pastor topinda papi ene ma thanks giving hatichamaoni kkkk
😂😂😂annointing inenge ichi mature aaah🙌🙌
Kkkkkkk inenge ichiri kunzwara kkkkk
Hameni ipapo
Hanzi inoita mature veduwee ka. Apa hanzi naGamu ndakaona minamato yenyu isingabatsire
mufundisi wane masasi
Ma thanks geving maramba munamato Kkkk pastor munongwavha
anointing takes tym pamwe yanga ichiri kunzwara uko
Mufundisi tokugamuchirai manga marova sure kkkkk thanks giving amuisiye
Haa pastor nijo magets
Mfundisi manyura kkkk
Hanzi saka easy healthy ndooyamaa kungotauraka vamwe😂😂😂😂😂
kkkkk these guys are just so good
The anointing takes time inenge ichi mature😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kuropafadza imba tingosiyaa nyashaa kkkk
Zvipfeko zvemufudzi bhooo manjee😂😂
Hezvoo suit still wearable ndiyo og here kana kuti itsva
Turauzi mmmmm rakanyanya
Kkkk saka isusu takukwana papi apa 😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkk hanzi isu tichapindawo papi kkk vakutodawo zhet
Kwanzi ndakapihwa address namai Sibanda kkkkkk,
Tichingotenda Mwari ne Easy Health kkkk yakakunakirai vamwe
Nigel wanted to go in the house to be offered mazoe orange and maputi. Kikikiki. Ka voice kacho. Bhurugwa racho bero bell bottom. Ma srippas neka butchi.
Hanzi namufundisi saka manje isu pa easy health hatikwane here ipapo here..ayehwa kuti ndipote ndichibatsira vanhu🤣🤣🤣🤣🤣
Yatova loss
Yakakunakirai vamwe😂😂😂😂
That trouse long time
Haa hakuna munhu akadai Nigel ma1
Easy health yakaipa yakutorera maPastor mabasa 😂😂😂
Isu ma thanks giving tichaawanawo ipapa kkkkkkkkk nagi nagi
Lol@ anointing takes time😂
Our suit tho😂😂😂🤣🤣🤣🤣🤣
Anointing iri kunzara ichi machuwa kkkk Ninjo ka
Titende Mwari ne Easy-Health
Yakakunakirai vamwe🤣
Kutenda Mwari ne Easyhealth kkkEasyhealth yatorera Mfundisi basa
Kkkkk asiiwo mafundisi haagoni kujoinerwo here kkkk
Kkkk hanzi easy health ndoyamakungotaura baa munogona mkoma wanku.You do it natura you don't force kuva funny bt you are funny and talented bro
that trouse says it all lol
1st to comment isa like 👍
It’s the haaallooooo for me😂😂😂
Saka isu manje taakukwana papi apa....thanksgiving tanked 🥴
😅😅😅saka manje taakukwanawo papi
Kkkkkk hanzi aaa glory
Easy health ndoyamakunyanya kutaira 😂😂
Trousers for me 🤣🤣🤣
Ukangoona suit woziva kuti ma1 atanga
Vanhu veEasyhealth mapedzera pastor vedu kkkkkk
kkkkk mufundisi vakuda platform yawo zvawo kkk
😂😂😂😂😂Ma thanks giving apasisina mfundisi
Mufundisi we had missed you especially that suit
Mfundisi vane love nevatendi here ava! 😅
Eheee bhoo zvekuti
Eeee kikiki. Varikutotiratidza zvatiri kutoitwa kunze uku. At least ava vanotomboshanyira zvino vekwedu haaaaaa havabati
Vane love ava
No kuda mari
Mufundisi kuda kubikirwa ne mari havo
This and Comic's are literally the only CZcams channels l ever comment on... Haa munogona henyu😁😂😂
They are unique and decent 🔥🔥🔥
Even ndichiziwa kuti this is a skirt re advertisement l still watch to the end bcz team racho muto 🔥🔥🔥🔥❤
l just started by LIKING before l even started watching!😂"The annointing takes time"
Vanhu ava vanoita as if they are not acting..as if ts real...munogona guys😘
Kuma sofa 3 ichauya here?
guys lets get this guy to atleast 50k subscribers...he's just good
ini ndatanga kuona bhachi richiita kupinda mhepo achifamba ndabva ndaziva kuti chakachaya😂😂😂😂😂
Nijo got a talent God bless u bro 🔥🔥🔥🔥🇿🇼
Mufundisi vakatorerwa basa ne #EasyHealth. Haaa guys moactor henyu. So natural
I saw the trawuza & I laughed before even watching 🤣🤣
I like Gamu, very natural.
Ini ndinotomuda
Pure African talent. Keep it up guys!!!
It's the brugwa for me and anointing ichiri kuma nails😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 ndachema zvangu
@@israelmairosi7955 Nijo ibasa kani
Always.liking before I started watching Nigel uri kumberi mhani
Pls bmnn Nijo itawokaa resend yeimwe advert yamakamboita yeplastic wall pls help ndamboritsvaka ndikarishaya pls bmnn batsirai
Can I just say the video quality is on point #imissthezimsun
Aaaah i was missing that Suit. Munhu arimuSuit ndanga ndichimuona hangu somewhere. ... i love Nigel
Ne voice yamandebvu "aaaaH baba ini ndoona sekunge thanks giving aichabude ...hàaa kuty inobuda iipapa?"
🤣🤣🤣🤣
Underrated comment,😃
Kkkkk mandebvu anopedza masports. Kavoice kaya bhoo here
anointing ichiri kunzara, it takes tym 😂😂
Nigel reminds me of John banda 😂😂😂
These guys need big funding and support
Nigel you made me laugh before I could listen # Gamu une yese
God bless you
Thats a beautiful country house
Love you guys from Ngundu
haa munogona guys, very natural.. well done.. 🙂
Mathanks giving achauya here apa....
I like the emphasis kkkkk
Mufundisi Thanksgiving kueasyhealth zvadhakwa .....love u guys keep up the good work 😘
I saw the trousers & I just laughed before watching 🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣
😍😍😍😍😍Nigel ka uri basa chairo
@@noxblablabla136 basa chairo
😂😂😂😂
trouser ramfundisi
Haiwa nyaya dzacho hamuregi kudzifambira mufundisi
Ah Glory praise the lord
😂😂😂😂 Ah you guys are the best!
Mufundisi 😅😅😅😅😅😅apa the way u knock mandipedza hangu
Ko haaallo yacho wainzwa here 😂😂😂
Anointing matures kkk kudzidza hakuperi
Mufundisi ndandakusuwai😂😂😂hanz nagamu makumbo amaingonamatira achiramba kupora
Kip the fire burning guys......
Ndokumbirawo kaaa behind-the-scenes
Thanksgiving ndoyamafambira 🤣🤣🤣
Chishona cha nijo ndizvo. Love this location, where is this Mutare?
Miracle suit
Uuummm on this one you reduce God.....& you reduce the power of prayer......you reduce God to be honest makudza ma Dr kupfura Mwari.
Gamu akabatana 🔥🔥😍
First
Isai ma like aNijo
Nigel 💘
Easy Health ndoyamakungotaura
Yakakunakirai vamwe
Glory glory 😂😂😂😂😂😂 maiguru makunyanya kutenda easy health
Makaipa guyz💪👌
Glory...hakusi kuti ndaikunamatirai zvichiramba.
Annointing yaiva ichiri kunzwara😃😃😃😃
Kkkkkkk suit ndoyandubayaa big time
Nijo mdhara kubva kudhara🔥🔥
Yakakunakirai vamwe 😂😂
Combination iyi kumberi
The trouser is back😹😹😹
nigel is trying by all means kty awanewo mari
Kkkkk mfundisi akuchemera thanksgiving aaaaa. Nijo anemabasa 🙆♂️🙆♂️🙆♂️🤣🤣🤣
Saka isu ma Pastor topinda papi ene ma thanks giving hatichamaoni kkkk
😂😂😂annointing inenge ichi mature aaah🙌🙌
Kkkkkkk inenge ichiri kunzwara kkkkk
Hameni ipapo
Hanzi inoita mature veduwee ka. Apa hanzi naGamu ndakaona minamato yenyu isingabatsire
mufundisi wane masasi
Ma thanks geving maramba munamato Kkkk pastor munongwavha
anointing takes tym pamwe yanga ichiri kunzwara uko
Mufundisi tokugamuchirai manga marova sure kkkkk thanks giving amuisiye
Haa pastor nijo magets
Mfundisi manyura kkkk
Hanzi saka easy healthy ndooyamaa kungotauraka vamwe😂😂😂😂😂
kkkkk these guys are just so good
The anointing takes time inenge ichi mature😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kuropafadza imba tingosiyaa nyashaa kkkk
Zvipfeko zvemufudzi bhooo manjee😂😂
Hezvoo suit still wearable ndiyo og here kana kuti itsva
Turauzi mmmmm rakanyanya
Kkkk saka isusu takukwana papi apa 😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkk hanzi isu tichapindawo papi kkk vakutodawo zhet
Kwanzi ndakapihwa address namai Sibanda kkkkkk,
Tichingotenda Mwari ne Easy Health kkkk yakakunakirai vamwe
Nigel wanted to go in the house to be offered mazoe orange and maputi. Kikikiki. Ka voice kacho. Bhurugwa racho bero bell bottom. Ma srippas neka butchi.
Hanzi namufundisi saka manje isu pa easy health hatikwane here ipapo here..ayehwa kuti ndipote ndichibatsira vanhu🤣🤣🤣🤣🤣
Yatova loss
Yakakunakirai vamwe😂😂😂😂
That trouse long time
Haa hakuna munhu akadai Nigel ma1
Easy health yakaipa yakutorera maPastor mabasa 😂😂😂
Isu ma thanks giving tichaawanawo ipapa kkkkkkkkk nagi nagi
Lol@ anointing takes time😂
Our suit tho😂😂😂🤣🤣🤣🤣🤣
Anointing iri kunzara ichi machuwa kkkk Ninjo ka
Titende Mwari ne Easy-Health
Yakakunakirai vamwe🤣
Kutenda Mwari ne Easyhealth kkk
Easyhealth yatorera Mfundisi basa