DHEWA - RARAMO (LATEST ALBUM MUNYA DHEWA MOYO )đŸ”„đŸ”„đŸ”„đŸ”„2024

SdĂ­let
VloĆŸit
  • čas pƙidĂĄn 8. 09. 2024
  • #dhewa #music #zimmusic #latest #dropped #gwezere #guitar #viral #tiktok #rythm #capcut #music #artist #lead #video #sungura #zimbabwe

Komentáƙe • 19

  • @emmanuelushoma3639
    @emmanuelushoma3639 Pƙed 3 měsĂ­ci +1

    My best song

  • @emmanuelgondo3034
    @emmanuelgondo3034 Pƙed 3 měsĂ­ci +1

    The rising one

  • @WashingtonBare
    @WashingtonBare Pƙed 3 měsĂ­ci +1

    Munya unechipo mukomana Mwari vakapindirira uchaona kubata kwedengaaa

  • @paulthecctvinstaller5510
    @paulthecctvinstaller5510 Pƙed 4 měsĂ­ci +1

    Iiiiiiiiiiiiiiiiigweeeeeeeee,gore rino ndinomaaaaaaaama chete kutomamama dhodhi chairo nemhanzi 🎉🎉🎉🎉🎉uyu anenharo

    • @whatmoregwezere
      @whatmoregwezere  Pƙed 4 měsĂ­ci +2

      😂😂ndazofa nekuseka manje Tenga coffin rangu

  • @changamirenungu7819
    @changamirenungu7819 Pƙed 4 měsĂ­ci +1

    Ehee zvikunzwika izvi❀ndibatei ndiise mabvs kumashows uko

    • @whatmoregwezere
      @whatmoregwezere  Pƙed 4 měsĂ­ci +2

      Horyt mukoma tinotenda zvikurusei nekubatirana nesu pamwe

  • @godzillalexliner7325
    @godzillalexliner7325 Pƙed 4 měsĂ­ci +1

    Uri kugona wamai chava kudiwa it's marketing chete .push wamai yu are on the right way

  • @whatmoregwezere
    @whatmoregwezere  Pƙed 4 měsĂ­ci +4

    ❀THANK YOU FOR SUPPORTING TO OUR CZcams CHANNEL PLEASE 🙏 KINDLY SUBSCRIBE ❀❀

  • @buthondlovu7782
    @buthondlovu7782 Pƙed 4 měsĂ­ci +2

    Ngubani lowu manje 🎉

    • @buthondlovu7782
      @buthondlovu7782 Pƙed 4 měsĂ­ci +1

      This is real tongai moyo keep it up boy like father like son

  • @vengierusolkanojerera9710
    @vengierusolkanojerera9710 Pƙed 4 měsĂ­ci +2

    Masimba Amwari, nice1

  • @briankamba5566
    @briankamba5566 Pƙed 4 měsĂ­ci +2

    Uyu ndiye ane voice rababa manje uyu

  • @steadynyandebvu178
    @steadynyandebvu178 Pƙed 4 měsĂ­ci +2

    Nice. Tongaii. Paari

    • @whatmoregwezere
      @whatmoregwezere  Pƙed 4 měsĂ­ci +1

      Tinotenda zvikuru kwamuri nekutsigira waya Dze lgwe moyo dhewa bvumavaranda

  • @tiagomabuya6409
    @tiagomabuya6409 Pƙed 4 měsĂ­ci +2

    Ndiani muimbi uyu

    • @Olcool
      @Olcool Pƙed 4 měsĂ­ci +2

      mwana watongai moyo

    • @tiagomabuya6409
      @tiagomabuya6409 Pƙed 4 měsĂ­ci +2

      Anogona guitari ra tongai mouo shairo,buti igwe vanga varimurume shaiye

    • @alfordkoza14
      @alfordkoza14 Pƙed 4 měsĂ­ci

      Ane vanakomana vanganiko Dhewa​@@Olcool