I am a changed woman because of you man of God.Maonero achinja nekuteerera shoko raMwari.You are doing an amazing job.You inspire me.May God bless you abundantly
Saka hamuchizivi chizaruko baba!!! Chizaruko kuburitsa Kristu mumagwaro. 2 Corinthians 4:5 (KJV) 5 For we preach not ourselves, but Christ Jesus the Lord; and ourselves your servants for Jesus' sake. Mparidzi aribusy kuparidza vanhu....
Pabatwa Magaya akati yake haisi church, akabata vese vanonamatira maobjects akaita sana annointing oil, annointing water etc ndokubata futi vanonamatira vanhu. For you to know kuti pafumurwa vanhu unofanirwa kunge uchivaterera vanhu vacho. Mhando yekutuka kwakadai inonzi chisvinu. You leave people to guess kuti ndivanani varikutaurwa. Ini handidaro ndinongoti Magaya in'anga ndatopedza at the end of the day ini naye tataura zvakafanana!!!!
Hariendi kumweya rinobata nyama coz bible rinotaura nezvakristo apa ari ku adresser nyama chete krist handisi kumunzwa achibuda mumharidzo iyi kufadza nyama chete nezvinobatika
Ndapa kutenda hangu . Kana Mwari ada kutaura anopa imwe revelation iri deep and amazing pashoko rake
Listen to his testimony, you will realize that not all man of God testify like that. Most they only testify their good deeds
I am a changed woman because of you man of God.Maonero achinja nekuteerera shoko raMwari.You are doing an amazing job.You inspire me.May God bless you abundantly
Takafanana amai, He changed my life and mindset.
Deep word , foward ever, backward never. Keep touching people's lives..... Amen
very powerful. People perish for lack of knowledge. Vachitorerwa mari neva Profita venhema.
Amen to all the sermons they are very powerful thank you for such powerful preaching i am feeling blessed. It inspired me and courageous
2021 still listening
Amen munhu washe
MWARI na Mweya Mutsvene vaka Investor Chizaruko Mamuri hama Am blessed kunzwa shoko iri muchiripatsanura
Saka hamuchizivi chizaruko baba!!! Chizaruko kuburitsa Kristu mumagwaro. 2 Corinthians 4:5 (KJV)
5 For we preach not ourselves, but Christ Jesus the Lord; and ourselves your servants for Jesus' sake. Mparidzi aribusy kuparidza vanhu....
@@sirgonhovi listen nicely, take your time
Aiwa Muparinga wakanyanya Mwari ngaakudzwe chokwadi
you preach the word evangelist keep on sharing the good news
Powerful preaching thank u for that
Amen Muparinga u send for revelations
Papa Thanks for Revelations
Hallelujah
Munondigonera mufunge
Amen shoko renyu rino ndiyambutsa
True Gospel,preach it Sir
like it when you preach reality
This is deep woow!
Good sermon man of God.
Powerful
Powerful word Apostle Ameeeeeeeeeen
amen papa god bless you
Hazvisizvo zvinongotaurwa naChiwenga here izvi
this is sweeter Muparinga Mwari ngavarambe vachiwedzera wisdom
Chokwadi chakanyanya .hapana chokwadi chakadarika chamotaura munhu washe ummmm yaa makatumwa .
Shoko rakapfuma.👏👏👏👏
Itirwai zvakanaka Mushandiri WaShe
True revelation .
Kuparidza zvinotendeutsa
Zvose nekuraramisa
Nice part hautuki vamwe vafundisi
Pabatwa Magaya akati yake haisi church, akabata vese vanonamatira maobjects akaita sana annointing oil, annointing water etc ndokubata futi vanonamatira vanhu. For you to know kuti pafumurwa vanhu unofanirwa kunge uchivaterera vanhu vacho. Mhando yekutuka kwakadai inonzi chisvinu. You leave people to guess kuti ndivanani varikutaurwa. Ini handidaro ndinongoti Magaya in'anga ndatopedza at the end of the day ini naye tataura zvakafanana!!!!
Hapana kutukwa mnhu but he exposed to truth
Amen Amen
Amen sometimes kunyima kuri wise
Amen baba
Amen
Amen and Amen
Eeeh mashoko enyu akanaka bho mufundisi
baba vane mharidzo ava
i lyke this man...
Where are you man of God
Helives ibImvabwe harare
Yaaa the truth
camera man dont disturb people uchivateera necamera
Amenwecanlistenand repent ndoshoko
madamburo pashoko
Bvarurai baba kkkkk
isadza bodza
where is his church
ask him on his facebook page evangelist trymore muparinga
Haana church just he is a street preacher
Ahana church
His is not there for church members but for soul winning as he said before
Shoko riripo changamire but munenyaya yamuri Ku hider
Ipi
Very active nehuchenjeri asi shoko renyu rinonakidza haribayi moyo rinotekenyedza rinosetsa chete shoko ngaribayemoyo
Umm I don't think so
Hariendi kumweya rinobata nyama coz bible rinotaura nezvakristo apa ari ku adresser nyama chete krist handisi kumunzwa achibuda mumharidzo iyi kufadza nyama chete nezvinobatika
+elesie chitova utori nedemon inga shoko ririkungonzwika wani usadzikisire munhu
@@ivymubika3426 hauzivi vhangeri Ivy idzi ingano dzechembere dzinotaurwa nemukomana uyo vanhu vaparara nekushaiwa ruzivo vana Ivy ndosaka muchibirwa mari
+elesie chitova haisi nyaya yekubirwa mari but inyaya yeivhangeri ramwari murume uyu anoparidza zvemu bible zvinotipa ruzivo rweshoko ramwari hadzisi ngano idzi idzidziso yakanaka kwazvo,,,,, pamberi nevhanjeriiiiii
ishavi iri
Warova wena huya utore scud yako mangwana
Very powerful message Evangelist, more wisdom man of God.
Powerful
Amen munhu waMwari
Amen
Powerful
Amen
Amen