Deno mweya wamunawo wekubatana neku shandidzana wapindawo kuvakuru vedu venyika, haaa nyika yedu inoita mukaka chaiwo. This is excellent keep it up guyz❤
Iiiiiiiii iyi wekuramba chaiyo... Makapenga boys... Ko lee and nijo kee.. so combination yasvika pakuti mane. Salah and firmino 2 of comic's plus one either dan anotodiwa... Makaipa
I like this new character, the strict kind of individual who is always serious😂
frrets ndiye ega comedian anoitwa followed na winky d
"ndakatononoka nyangwe ndiri pano hangu" 😅
😂😂😂😂😂 combination ya sorora frets na Lee, inodzingisa basa iyi ❤
Baba vacho its one and half chaiyo!!!😂😂😂
Bt this crop yema actors and comedians is that which must be called ONE LOVE!!
😂😂😂 kti ndakanonoka chero ndiri pano haa fretso ma1. Good combination
Hanzii ndakatononoka nyangwe ndiripana 😅😂😂😂
Hanzii ririkurema umborinesimba here 😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂😂 rinorema mumbori nesimba here😅😅
we like before watching isu...all the way from beitbridge
Lee; Ndimi munawo maguava aya,
Ndimi ka mukumatemha ndisipo kaimi
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Shiri inotoziwa kuti iro iro 😂😂😂
Sandibvunze Sina basa handisi shamwari yakoo 😂😂😂😂haa frets ma1
Fretz ma1. He has brought a missing dimension
Frets kkkkk kubva aita baba zvema shuwa
I'm falling in love with Frets haaa excellent ❤
Deno mweya wamunawo wekubatana neku shandidzana wapindawo kuvakuru vedu venyika, haaa nyika yedu inoita mukaka chaiwo. This is excellent keep it up guyz❤
Kkkkkk hanzi naFrets ibattery here kana kti ipower bank😂😂😂
Hanzi ndakatononokawo nyangwe ndiri pano 😅😅😅😅😅.... Frets ayas
Frets usavape…hanzi na Sosora une ka gotsi
Frets 😂😂😂 one munhu anodzokamisa Lee
Basa rekungouya netusikana muchiridza Amapiano😂😂😂
Ibattery???...ipowerbank???😅😅😅😅
Kkkkk hanzi usandibvunze zvisina basa handisishamwari yako😂
I like mudhara uyu. No nonsense person but kind! Ziso manje
Frets donzvo
Frets vakadhinhiwa 😂😂😂😂😂
Lee Lee Lee .....how many times did l call u??????😂😂
Sosora ❤🎉 alongside Lee chibba😅😅
Leeroy always creative 😂😂😂
Fretz ×Comic elder =Sosora😂😂
😂 imagine vari vana vemunhu 1
Haaa combination yacho sooo😂😂😂😂
@@tanakasosora 😂😂😂😂😂
😂 this combination is super 😅
Mu history yemabattery makambizviitirwa here izvi😂😂😂😂
Combination yese iyi motooo😂😂🔥🔥🔥🔥
My comic relief 😂
Munondidakadza 🙌🏿
😂😂😂rinorema mumborinesimba here...ndakatononoka nyangwe ndiripano hangu
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂hanzi usandibvunze zvisina basa handisi shamwari yako ...rough yacho
Iri chiiko itai aka😂😂😂😂
kaBlaz ako karikudira mweya non-stop
Frets donzvo
Kakapenga
Kkkkkk haaa lee ko tie ❤❤
😂😂😂😂😂😂 baba ndovose hanzi usandibvunze zvisina basa andisi shamwari yako ini 😅😅😅😅😅😅😅 ❤❤❤❤
To the world Lee 😂😂😂😂😂😂😂😂❤
Seriousness ya Frets 😂😂😂😂 mnje
Lee azosangana ne match hake😂😂
😂😂😂😂😂 ndachema zvangu haaa munogona guys keep it up
Haa this combination is lit❤️🔥 ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Good work❤
😂😂😂😂😂😂zvinokurwadzai kuona mota yangu yakamira
Statement ihombe irorooooo
I battery? Ipowerbank😂😂😂😂musati iri itiii aka😂…. ndakatononoka kunyange Ndiri panapa…😂😂😂
😂😂😂 umm vanhu vacho vasangana hahaha , thank you guys nhasi torara zvakanaka tabvisa ma stress ekubasa
Nyaya dzacho here...... unenge uchingoti ndakuenda
Unoita seuchangoti ndaakuenda😂🎉
ko enda ka😭
Usandibvunza mibvunzo isina basa handisi shamwari yako ini😂😂😂😂❤❤
Hanzii ndotanga kufamba 😂😂😂😂😂😂😂😂
Guys 😂😂😂good combination
Ndakatononokawo nyangwe ndiri pano hangu 😂😂😂😂 Frets asi chii newe
best combination
Nekufunda hamuna makaiwanepiko MOTA iyi gat me rolling
😂 ndotanga kufamba Lee 😅😅😅
Chinorema mumbori nesimba here 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mudhara wacho arikukumbirwa anewo moto kkkkk
Frets donzvo
Hanzi ibattery or ipowerbank kkkk chamunogona kuuya muchiridza mapiano apa andimafariri Kkkk are you killing me😂😂😂
Irichiiko itai aka😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉sando dzako frets
Heavy combination with Frets
Frets sooo ayas😂😂😂 hanzi hesi achasasamura kaoko...hanzi iri chiiko itai aka😂😂😂😅...Frets anemoto
Kkkkk anopisa
Iri chiiko 😂itai akaa 🤣😂😂🤣🤣😂😂😂🤣🤣🤣
Hanzi ndotanga kufamba 😂😂😂
Kkkkkkkk Baba wacho ziso ndo ma1😂
😂😂😂😂 ngakave kekupedzisira 😂😂😂😂
Hanzi power bank na frets😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 ndakatononoka chero ndiri pano Frets
Combination iyi inosiya munhu mbabvu dzauseless🤣🤣
😂😂😂😂 hanzi nekufunda hamuna makaiwanepiko Mota iyi😂
😂😂😂Hona tayi chete ❤
History yemabattery
😂 😂 😂 Ndotanga kufamba haaaaayaaaa
Nhasi ndini ndaita first kuonawo nekucommenta😂😂😂
Wagara kuita wekutanga wandingaridza tri magrade 1 ukaita number 20 waichema asi number 1 waifara
Ndakanonoka chero ndiripano😂
Iiiiiiiii iyi wekuramba chaiyo... Makapenga boys... Ko lee and nijo kee.. so combination yasvika pakuti mane. Salah and firmino 2 of comic's plus one either dan anotodiwa... Makaipa
😅😅😂😂😂😂😂😂nxaa Lee hauna kwana
Chibaba icho 🔥🔥🔥
Combination 😂✨
Frets akaipa 😂😂😂😂😂
😂😂😂 frets frets amana 😅
Kkkkkkk hanzi shiri inotoziva kuti iroo
😂😂 itayi aka....ipower bank
Ndotanga hangu kufamba 😂😂😂😂
Hanzi ndakatononokawo nyangwe ndiripano hangu😹😹
😂😂😂😂😂😂Frets hanzi ndikumhanya chero ndiripano zvangu
Lee 1952 wanga Uchiri mudiki kupi kkkk😂😂😂
Mkoma lee makuzikanwa nekutaurisa muchivhara vanhu 😂😂😂😂😂
Ndotanga kufamba😂
Kings of comedy zvopedza bhora ndati
Same here i like the guy
Last part kills. Me 🤣🤣🥲
Haa this Time tie yenyu Comid😂😂😂😂🙌
Kkk hateam ndimi muneese kk
Mdara is a good actor more of him
Frets donzvo
Kukwata ndokubasa😂😂
Leeman 🔥🔥
🎉🎉
Frets akaipa😂😂😂
me first 🎉🎉🎉🎉 like be4 we watch
I used my next month rent money for data Lee and Sosora😂😂😂😂😂😂
Frets akaipa😂