Peter Dewa Moyo vs Tongai Obert Moyo Vachionesa Vanhu Horror On Stage

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 8. 09. 2024
  • Peter Dewa Moyo vs Tongai Obert Moyo Vachionesa Vanhu Horror On Stage
    #sungura #music #viral #live #africa #duet #dance

Komentáře • 20

  • @LeeroyKambale
    @LeeroyKambale Před měsícem +2

    Tongai Moyo Junior "Obie" voice rake bho zvekuti
    Peter Moyo stage work anopedza coz utakataka DEWA akasiya simbi dzebasa

  • @user-mo5jc2oq3s
    @user-mo5jc2oq3s Před 2 měsíci +2

    Peter is now perfect in everything,keep on mwana nzambe

  • @user-yl5he2xp6z
    @user-yl5he2xp6z Před 2 měsíci +4

    Peter kwavakusei taurai chokwadi
    Stage work plus lead guitar Peter wavakugona

  • @user-yl5he2xp6z
    @user-yl5he2xp6z Před měsícem +1

    Obert needs more time
    Stage work achiri sure
    Sungura inorema
    Peter kwava kuseri

  • @libertymhaka996
    @libertymhaka996 Před 2 měsíci +1

    Peter kumberi

  • @user-ct2hr4sj9w
    @user-ct2hr4sj9w Před 2 měsíci +1

    Vana vanyamunhu avo havavhunzwe kuenda kwatinashe mugabe kupedza nguva, yaa vakomana murikugonesa endai mberi naro basa renyu iro

  • @user-wh3zu7ze1k
    @user-wh3zu7ze1k Před 2 měsíci +1

    Voice rapetso rinoramba,keep on polishing..

  • @user-hz5xi1qe2g
    @user-hz5xi1qe2g Před 2 měsíci +2

    muchina muhombe peter ❤

  • @TafadzwaMoyo-cw3gx
    @TafadzwaMoyo-cw3gx Před 2 měsíci +2

    Junior muhombe ramba wakasimba mafana

  • @dkuudzerema9
    @dkuudzerema9 Před 2 měsíci +1

    Obert boe hake , but peter stage akurova hake

  • @thubandawani1244
    @thubandawani1244 Před 2 měsíci +2

    Vose bho but Peter avekumberi

  • @emmanuelmahove9989
    @emmanuelmahove9989 Před 2 měsíci +1

    Junior ramba wakadaro voice kuita rababa vako chairo

  • @CollinsMakiseni-vv2wi
    @CollinsMakiseni-vv2wi Před 2 měsíci +1

    Pakutevedzera vanovona havo

  • @AnywayUrigah
    @AnywayUrigah Před 2 měsíci +1

    Wakaimba sa baba vako obie pawagona ndinotenda

  • @jericomoyo8727
    @jericomoyo8727 Před 2 měsíci +2

    Junior kumberi

    • @bovernhwezva7224
      @bovernhwezva7224 Před 2 měsíci +1

      Kana asati akubata gitare achiri mwana

    • @user-fo3jq3gv4r
      @user-fo3jq3gv4r Před 2 měsíci

      Peter is now polished guys listed to his latest album.... also attend his live shows. Munonakirwa