Mugabe ghost haunts Mnangagwa, Zim

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 2. 10. 2022
  • Mugabe ghost haunts Mnangagwa, Zim #hstvzim

Komentáře • 103

  • @ZivayiChikweya
    @ZivayiChikweya Před 12 dny

    Thanks for updating

  • @charibannywell
    @charibannywell Před rokem +11

    watching this interview breaks my heart .People are myopic and lack exposure. Vanhu havasti vatambura sure!!!!

  • @musashoko1389
    @musashoko1389 Před rokem +6

    @09:40 he's the real man...he nailed it kwete zvekuda kufara fara nhema

  • @ndiniuyawuya2644
    @ndiniuyawuya2644 Před rokem +11

    Mugabe was okish when Sally was alive. Things went bad when he got the 2nd wife. People are just afraid to say the truth about ED. ZanuPf yabura zero, nyika yafa

    • @ltsikis9161
      @ltsikis9161 Před rokem +1

      True Sally aiva mukadzi aishingirira

    • @niconkola9314
      @niconkola9314 Před rokem

      What ok you talking about when mugabe brutality ndebelele ne gugurahudi yetuzwi Mugabe never Listen anyone except him self

    • @ndiniuyawuya2644
      @ndiniuyawuya2644 Před rokem

      @@niconkola9314 I think you lost it in translation. It was said and I quote,"The master mind of the Matebeleland genocide and all the killings in Zimbabwe was ED." When did Mugabe die? Has the violence stopped? Have the killings stopped? We have a mafia for a president right now. ED is the master mind of violence. Listen to his speeches. Which President in a right state of mind preaches violence? Ofcouse Mugabe as a President at that time should have told ED to stop shading blood.

    • @niconkola9314
      @niconkola9314 Před rokem

      @@ndiniuyawuya2644 but Mugabe was the prime minister ka if he was good leader he should not aloud that gugurahudi happening those zanu people from top to bottom what comes out of they mouth is dirt they do no how to speak nice to citizen always intimidating people but munangangwa he got more sin in this earth that guy won't rule for ever days are numbered on him even age is catching up with him

    • @ndiniuyawuya2644
      @ndiniuyawuya2644 Před rokem

      @@niconkola9314 I think we are speaking the same language.

  • @martinboulton5954
    @martinboulton5954 Před rokem +5

    Mugabe ooooooverstayed .

  • @petermatapo3330
    @petermatapo3330 Před rokem +4

    Lack of exposure will kill us 😂

  • @takueldzwahmhunguel6913
    @takueldzwahmhunguel6913 Před rokem +1

    pa 8min 06 seconds bhoo here😂😂

  • @bountybae86
    @bountybae86 Před rokem +9

    today l have discovered why zanu pf is in power, it's like our fellow brothers has been brain washed, strue🤞

    • @GmanGura
      @GmanGura Před rokem

      😀😀😀😀😀😀sit the down, not everyone believes the propaganda of Daddy Hopeless and all his goons.

  • @chasuraWeBuhera
    @chasuraWeBuhera Před rokem +4

    I thought we have suffered enough we want someone anotipa better life we deserve but it seems like people are oky with the situation now ..it pains me as a young Zimbabwean

  • @tatendamupurwa3007
    @tatendamupurwa3007 Před rokem +2

    Kkkk my people from kaguvi

  • @adonischakamanga4824
    @adonischakamanga4824 Před rokem +2

    3:43 haaaa mfesi apedza maspots uyu kkkkk

  • @nastybuoy
    @nastybuoy Před rokem +4

    Actually Mugabe was not couped by people, but zanu pf leadership, people blindly participated and later told ( ichi chinhu chedu) by Christopher Mutsvangwa, if it was democratic, all political parties must have formed a leadership waiting for elections

  • @gmucmusic3256
    @gmucmusic3256 Před rokem +4

    Avo Mai ve dairy board varikuti life yemu street iri kuvaitira here

    • @bountybae86
      @bountybae86 Před rokem +1

      Ndadziswa pano ne dairy wangu kkkkkk

  • @takueldzwahmhunguel6913
    @takueldzwahmhunguel6913 Před rokem +1

    gushungo vepa wedza avo😂😂😂👐

  • @takueldzwahmhunguel6913
    @takueldzwahmhunguel6913 Před rokem +1

    aaaagh honai zi amai reku dairyboard 🤣🤣🤣hanzi tikudya tichiguta hehehe🤣🤣

  • @brightonmoyo5267
    @brightonmoyo5267 Před rokem +4

    Hapana chaakata mhani taingotambura president anouraya ma citizens

  • @maslinechachona7500
    @maslinechachona7500 Před rokem +2

    Haaaa dai matoti henyu nguva yaSmith ndoyaive yakanaka vezanu hapana kana chinhu chavakaita basa kuba mari vachizvichengeta nemhuri dzavo nxaaa tatambura navo mazanu

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 Před rokem +3

    Nxaaaaaa vamwe vanhu madofo, tinodya maroads here isu, Mugabe era was better compared neyatiri yaED

  • @abigailmawi1385
    @abigailmawi1385 Před rokem +2

    Aslong as its still Zanu person on power no better tisanyeperane....

  • @nyikayaramba7460
    @nyikayaramba7460 Před rokem +4

    Vanhu kutya kutaura zviri kuitika kkk

  • @realwellowisemazengenyani5918

    Vanhu vamuri kuInterviewa vananisa zvokuti they even don't know how Mugabe ruined their lives. Only that one young man who seems to know what he's s doing

  • @takueldzwahmhunguel6913
    @takueldzwahmhunguel6913 Před rokem +1

    rasta vemu 7 mins 40 seconds avo vane noise aaagh👺😂😂

  • @kudzieheartdlyn1095
    @kudzieheartdlyn1095 Před rokem

    Pa Minda VA Mugabe number one kudzosera Ivhu kuvaridzi although vasi vese vakapijwa Minda Vamugabe was sabotized nema Urooeans nemamwe ma African nations Havana Ku supporter move yakaitwa na Mugabe Mamwe ma African nations vakatya kumu supporter nekutya ma eastern nema uropeans He started a good leader though

  • @tonderaimuroh1220
    @tonderaimuroh1220 Před rokem

    Hahaha mai vekuDairyboard varifairwa ngelife

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 Před rokem +1

    Uyu mkadzi ari kutaura kuti magetsi ariko aripiko nhai, 16 hours no electricity these days umwe munhu oti zesa is there

  • @takueldzwahmhunguel6913

    aaaaagh ma zimbabweans kaa🤣🤣🤣ayi kwiti

  • @thesensationalshingie2104

    chikadzi cheDairibord icho chinopenga ichooooo .During Mugabe reign he said loadshedding will be the thing o the past and indeed true to is words haana kuzoenda ikozvino tonzi the water levels in Kariba arikukonzera loadshedding yet mvura comes from as far as Angola then nekuDRC
    into Zambezi via Vic Falls and flows to Kariba but magetsi achinzi arikushaikwa muno but kuZambia ariko yet we share the same hydropower station which is just metres btween the 2 nations

  • @geeteepictures3461
    @geeteepictures3461 Před rokem +1

    There is no hope. Victims of extreme abuse heap praise on their oppressor! And see nothing wrong?

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 Před rokem +2

    Next don't interview zvigunduru, uyo mkadzi wekuDairyboard neuyo murume aitaura zvekuti nyika haitorwe nepen zvigunduru chaizvo

  • @peacerunnerleesher4065

    Aikaka Kasi interview yemapenzi Ummm dzimwe type dzandiri kuona eish

  • @user-fq1yb8pk3l
    @user-fq1yb8pk3l Před 2 měsíci

    Rasta ataure chokwadi

  • @blessedmhlanga2109
    @blessedmhlanga2109 Před rokem +6

    We deliver conversations to the nation

  • @simbamukandatsama6333
    @simbamukandatsama6333 Před rokem +2

    Zvaka oma izvi

  • @thomasruvangu1507
    @thomasruvangu1507 Před rokem +2

    Avo mai vanoti magetsi ava kuwanikwa vanogara kuState House kahi

  • @melodymandava7902
    @melodymandava7902 Před rokem

    4days no zesa pa Graniteside taurai chokwadi imi

  • @preciousphiri7390
    @preciousphiri7390 Před rokem

    Uyu wetradekings uyo Brain dzake hamuna hapana chakanaka apa nhunzi haigadzire huchi

  • @takueldzwahmhunguel6913
    @takueldzwahmhunguel6913 Před rokem +2

    19;45 ane vision mfana uyu😂👍👍👍

  • @brightmangove9979
    @brightmangove9979 Před rokem

    No one is really good

  • @sithabelamandlawenkosiwodu6298

    You don't even bother to put subtitles.

  • @lavumonhambavu4987
    @lavumonhambavu4987 Před rokem

    mungabvunzawo zvigunduru chokwadi ,sure murume mukuru kutaura zvemaRoads akasiiwa naSmith mbwende chaidzo ndarwadziwa ini

  • @maryzacharia2973
    @maryzacharia2973 Před rokem

    Amai vekudairyboard ngavaite mushe kana vashaya zvekutaura ngavanyarare

  • @richardmuswavinda1741

    Mugabe ne Zanu pf regime uuummmm kubva kare kusvika afe akakonzeresa kutambambura kwevanhu nanhasi tirikungokanga waya

  • @abbielemonson7215
    @abbielemonson7215 Před rokem

    Both Mugabe naMnangagwa wacho same same

  • @generalbevenmundida2339

    kakadzi kekuDairy ako kaah nxa

  • @sandrashoko5238
    @sandrashoko5238 Před rokem

    Ko varikuti hupenyu hurinani hwupiko kana iwe urinani usataure nhema ndiwe urinani kwete tese

  • @leesencemhlanga2972
    @leesencemhlanga2972 Před rokem

    pfungwa dzevamwe vanhu bodo sure ungaita bridge rekuverenga kuti fly over kuti yekwakati

  • @zee-pougebndouyebani9828

    Mugabe was a real devil, that devil will forever haunt zimbabwe.
    Look Mnangagwa and Chiwenga are products of an evil system.
    Cry my beloved zimbabwe.

  • @nyashagrace11
    @nyashagrace11 Před rokem

    Kakadzi kane t shirt ye dairiboard ako kanopenga benzi chairo nxaaaa

  • @dove5584
    @dove5584 Před rokem

    Takudawo president akasvikawo at least form 2 zvavo

  • @melodymandava7902
    @melodymandava7902 Před rokem

    Balga haridyiwi here nhywe mkadzi mari unayo arikushanda here bond ririkutengei makushora munhu nekuti haasisipo here taurai shuwa imi yes nyika hainakiri munhu wese but ummm zvinhu zvakaoma hamawe

  • @dianahmandizvidza9682

    Taura chokwadi zvaive zvakangofanana nzara hobho

  • @miketafirenyika5925
    @miketafirenyika5925 Před rokem

    Type ya Mugabe haidi sympathy ini handina kumboshanda all my life ne naro dzavo

  • @debrajemwa526
    @debrajemwa526 Před rokem

    Mugabe anga ari boe paEducation not zvatakuona now vana vedu vachazovei ? Now maGay awanda munyika zvakusemesa

  • @rachaelrae4532
    @rachaelrae4532 Před rokem

    That woman with a Dairiboard T shirt must be living in a different Zimbabwe, what a load of trash. It breaks my heart to see a lot of youth loitering the streets.

  • @kudzieheartdlyn1095
    @kudzieheartdlyn1095 Před rokem

    The problem vanhu vari kubvunzwa Ava havana kumwe kwavakamboenda vachionawo zviri mudzimwe nyika Zanu pf must just step aside Pane zvaakaitawo va Mugabe but vakaita ma wrong advisers ndokurambira vari pachigaro now vaivapa mazano are worse than Mugabe although Mugabe aine zvaakapotsawo Remember all politicians are not perfect if vakazorambira pachigaro Looting ndo yauraya nyika zvakare

  • @peacerunnerleesher4065

    Mnangagwa nezvigunduru same same

  • @user-lf7fd1ox8e
    @user-lf7fd1ox8e Před rokem

    Zimbabwe is better off without ZANU PF .we need to return to democracy

  • @kingjamesZW
    @kingjamesZW Před rokem

    Mugabe naED zvakafanana

  • @starcks1686
    @starcks1686 Před rokem

    Nyika haifanirwi kutongwa nemunhu one kudarika two terms uchingotonga nyika haisi yemunhu one ko ma criminals around pres akazobatwa here akaitirwa coup pane nyaya apa same same vanhu vaingotambura kubva kare nanhasi makwikwi all sectors roads, water , health system, judiciary system, army system, education system zvadhakwa apa vana maCala kuxul echii nawo zvinostresa vana

  • @faithmavhaza5234
    @faithmavhaza5234 Před rokem +2

    Ini Mugabe ndaimudirapaEducation aikurudzira dzidzo kwte zvatiri kuona izvozvi kuuraya education

  • @gerriedoll154
    @gerriedoll154 Před rokem

    But look what hapoend in Zimbabwe poor !! No jobs no money ni food !!

  • @leesencemhlanga2972
    @leesencemhlanga2972 Před rokem

    idzi dziblaz dzekuti takaoma musoro pakuti nyika haiyende nebhilo nebepa ndovanhu vanotumwa kunorova vanhu

  • @edmoremarange3429
    @edmoremarange3429 Před rokem

    Ndachema, kuti kupusa here kuti kudzungaira kwevanhu kana vaenda pamic

  • @angelakwaramba9752
    @angelakwaramba9752 Před rokem

    Amai vane skipa yedairyboard vatengwa here. She is wearing a Dairy board t shirt apa vachiti tigere.

  • @tabitanhanvuruzamainato6530

    Havasati varwadziwa pavachagara murima hupenyu hwese vasina magetsi vachavhurika weaked people

  • @royalmutopa4293
    @royalmutopa4293 Před rokem

    One mistake done by ZANU and laid on him was the land grabes. Otherwise mugabe was better than ed.

  • @Mchilowamakhosikazi
    @Mchilowamakhosikazi Před rokem +3

    Mugabe to me is a big noooochero vcakapembedza zvinengei to me noooooo until l die

  • @sheik253
    @sheik253 Před rokem

    Same crew. Mugabe was equally despotic, very corrupt, heartless and useless. Hapana zvekuti anga ari nani. President ngaaite zvido zvevanhu uye zvichisimudzira nyika.

  • @duncanzisengwe7680
    @duncanzisengwe7680 Před rokem

    Mgabe aka zobhaiza paku garisa pachigaro and team racho reZANU rasara hapana zviripo zvatowa worse

  • @dorothymate3755
    @dorothymate3755 Před rokem

    Zvaingezvakaoma

  • @tatendamanyozo
    @tatendamanyozo Před rokem

    I think you were targeting clueless people, who have no idea what Mugabe's leadership style caused to the ordinary person.

  • @melodymandava7902
    @melodymandava7902 Před rokem

    Saka urikuda kuti nyika yenyu isaita mari yayo here ukutaura zve bond ukuda kushandisa yevamwe kusvika rini dai watoti mari yedu iwanewo value

  • @adonischakamanga4824
    @adonischakamanga4824 Před rokem +1

    9:37 to 10:00 haaaa ghetto yut rakapenga iri, ndiwe wega wataura

  • @ItalUnga_Majahman
    @ItalUnga_Majahman Před rokem +1

    Mugabe is the best Zimbabwe has ever had... Mungaise wese wamunoda panyanga but brain function, reasoning and cognitive ability vese vaita vana pari Baba Bhona...

  • @edwinmutyaso4988
    @edwinmutyaso4988 Před rokem

    Mugabe hapana chaakagona he was the most evil president ever existed.

  • @takueldzwahmhunguel6913
    @takueldzwahmhunguel6913 Před rokem +1

    kozoti kababa ke jersey re liverpool,,,,,,,, hanzi '' staff like that staff like that''😂😂😂

  • @lancelotthemba8252
    @lancelotthemba8252 Před rokem

    Mugabe was a bad man from the onset especially if you remember Gukurahundi.but otherwise as a nation builder the man was unwavering.he would attend to what he believes in without fear.other problems came because of whiteman,they love you when you are serving their interest but you become devil when you attend to interest of your black majority.its sad we lose focus of the main enemy of black people,whiteman ,imperialists

  • @christophertafirenyika7140

    Is this country have people, nonsense
    Vanhu ava vanopenga chokwadi, wasting time to interview vanhu vemutoriro ava
    Hapana kana 1 chakaitwa na mugabe na munangagwa ne zanu pf, only destruction

  • @shuvaimuzvidziwa7655
    @shuvaimuzvidziwa7655 Před rokem +1

    Itshokwadi vanhu vanotaura zviripo zvavakuoneka manje nyika yavakutoerera nenyadza hapana punduko.uuh ichadzoka kotodiwa kuti Robert vatomutetembera

  • @lawrencemanyanga2572
    @lawrencemanyanga2572 Před rokem

    Did some good but made a lot of evil decisions... These Zanu Pf people many of them are too selfish

  • @proudnyakunu5880
    @proudnyakunu5880 Před rokem

    Yaaaaa mugabe akabhaiza ndiye akagadzira this system yatirikuona iyii ... mugabe go to hell