Mai vanoimba Havo Avo-Maprazi Diaries Somewhere in Chiweshe

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 13. 09. 2024

Komentáře • 112

  • @user-hn6bk1rq2g
    @user-hn6bk1rq2g Před 6 měsíci +11

    Amai ava chombo chikuru Mwari ngaavachengetedze kubva kuvavengi .

  • @mitchy3608
    @mitchy3608 Před 6 měsíci +11

    Mweya mutsvene arikutaura tru her singing ❤powerful

  • @judx34
    @judx34 Před 7 měsíci +16

    I think mambo dhuts should feature her in one of his songs

  • @user-pd8ut3ye4w
    @user-pd8ut3ye4w Před 6 měsíci +4

    Amen amai munoimba komborerwai uye pihwai nzira chaiyo mwari vakuitirei zvakanaka komborerwai madzimai kana kuenda kudenga zvakadai ndinoenda munoimba amai asi chenjerai mweya iya yakaonekwa najohn achiiuya

  • @user-hl3cl6zb3e
    @user-hl3cl6zb3e Před 7 měsíci +8

    Herrrrrr fambai naro ❤❤❤❤❤❤varipiko mai ava sowe revo rokomborera ndofunga nekuimba chetè

  • @NyashaMashavave
    @NyashaMashavave Před 6 měsíci +5

    Amen Amen komborerwayi madzimayi maimbiro enyu anokomborera amen

  • @FadzaiMujaku
    @FadzaiMujaku Před 6 měsíci +5

    Haaaa vanoimba Mai ava veduwe vakomborerwe nevedenga

  • @nicksonmavaza-lm2wz
    @nicksonmavaza-lm2wz Před 6 měsíci +7

    Uyu mweya ukuimb uyu. Ndamuziva

    • @NyikaRwizi
      @NyikaRwizi Před 18 dny

      Vanoimba mai avo.ungaitewo mamwe masongs avo

  • @mixonmeya8842
    @mixonmeya8842 Před 6 měsíci +8

    Kuimba here or varipaMweya . Madhara ayo anenge ane nyaya dzavo varikutoudzwa

  • @reasonkatsangu1
    @reasonkatsangu1 Před 7 měsíci +5

    Amen and Amen we thank the living God. Miriam

  • @user-xb5ll9cz3q
    @user-xb5ll9cz3q Před 6 měsíci +6

    madzimaib awooo vakatumwa zvawoo

  • @tapiwakutama6815
    @tapiwakutama6815 Před 7 měsíci +7

    kumasowe kunoyimbwa hako yooh....

  • @blessedmatizira480
    @blessedmatizira480 Před 7 měsíci +6

    I listened more than 4 times 🙏🙏

    • @Svosve
      @Svosve Před 6 měsíci

      Likewise, the verse has been on repeat since I downloaded it🙏🏿🙏🏿🙏🏿.

    • @user-si5zq2li6u
      @user-si5zq2li6u Před 4 měsíci

      I tried to download it but I can't

  • @angellinecharityngwenyama684
    @angellinecharityngwenyama684 Před 7 měsíci +4

    Amen amai vangu makatumwa kuyambutsa nekushaura maverse

  • @user-ov5uw9vu1l
    @user-ov5uw9vu1l Před 2 měsíci

    Mambo dhuterere murikupi ❤❤❤❤

  • @KudaEdutainmentTv
    @KudaEdutainmentTv Před 5 měsíci +1

    Kuimba kwemweya mutsvene. Mutumwa Baba Micho is happy wherever he is

  • @judithshumba3541
    @judithshumba3541 Před 3 měsíci

    Famba positori.... Handeeeeee

  • @GertrudeViyazhi
    @GertrudeViyazhi Před 5 měsíci +1

    Amen...mweya mutsvene Ari kutaura...Mwari vakanaka

  • @user-du7qg2ln9p
    @user-du7qg2ln9p Před 6 měsíci +2

    Shoko mberi mberi madzimai❤

  • @RonikaNyadombo
    @RonikaNyadombo Před 2 měsíci

    Chivanhu nechiporofita sebande mukaziva izvozvo zvobatsira mudzimu nemashavi at its Best

  • @welazmaboyi73
    @welazmaboyi73 Před 6 měsíci +4

    Vaive pamwemweya

  • @FadzaiZvomuya
    @FadzaiZvomuya Před 7 měsíci +6

    Ndanzwa kukomborerwa hangu

  • @killencesaurosi9876
    @killencesaurosi9876 Před 6 měsíci +3

    Best song ever

  • @user-tc4us1ip5i
    @user-tc4us1ip5i Před 6 měsíci +3

    Mwari ngavakurangarirei amai

  • @AngellJohnson
    @AngellJohnson Před 7 měsíci +4

    aaah momz vane talent avo

  • @user-nk6ck7vy6r
    @user-nk6ck7vy6r Před 6 měsíci +2

    Ndatenda hungu ❤❤❤

  • @chihorsechemaboss5304

    Zvirikunzi paita nherera pakutumwa baba

  • @user-gv5ue1fl7n
    @user-gv5ue1fl7n Před 6 měsíci +3

    Mai ngavachetedzwe ndapota

  • @sinceasima665
    @sinceasima665 Před 5 měsíci

    ❤❤

  • @josephinekaripedza5116
    @josephinekaripedza5116 Před 7 měsíci +2

    😘😘😘 I can listen to her the whole day vane Chipo wena ....vari kunzwawo ma words tipeiwo

    • @Thedogboy1994
      @Thedogboy1994 Před 7 měsíci +1

      Apa havasi kudzokorodza zvavamboimba iwee

  • @sarukadzenga5919
    @sarukadzenga5919 Před 6 měsíci +3

    Paimbwa apo❤

  • @JulietChihota
    @JulietChihota Před 7 měsíci +2

    Amen 🙏🙏 Kuda kwenyu ngakuitwe Mwari

  • @EutonMakaza
    @EutonMakaza Před 6 měsíci

    powerful lyrics thank you madzimai, endai mberi nevhangeri

  • @BManie
    @BManie Před 5 měsíci

    Yooh thats excellent.munogona zveny madzimai🎉

  • @user-zy3bq2yb5l
    @user-zy3bq2yb5l Před 6 měsíci

    🙏🙏🙏🙏

  • @patrickmuchofia5902
    @patrickmuchofia5902 Před 7 měsíci +2

    Vane Chipo madzimai avo 🎉🎉

  • @giftnyanhowo537
    @giftnyanhowo537 Před 7 měsíci +5

    Amai munechipo chenyu rambai muripachitsividzo ichokwadi munoumba muri mumweya

  • @YvonneMachaya
    @YvonneMachaya Před 3 měsíci

    Powerful keep on good work madzimai

  • @jacqulinetaderera2727
    @jacqulinetaderera2727 Před 7 měsíci +2

    Amen muno tikimborera amai

  • @user-xb7cn8yh6i
    @user-xb7cn8yh6i Před 7 měsíci +2

    Ndirikunzwa se varikuti rinenge jeee rakakutuma baba.

  • @JEROMENyathi-py1qj
    @JEROMENyathi-py1qj Před 3 měsíci +1

    Muimbi uyu

  • @Prospermachesi
    @Prospermachesi Před 6 měsíci +1

    madzimai vanoimba wena vanofana kurova collabo naDhuterere

  • @carolinemuyambo8705
    @carolinemuyambo8705 Před 6 měsíci +1

    Keep it up madzimai 🙏🙏🙏

  • @user-ji2dr7xc2q
    @user-ji2dr7xc2q Před 5 měsíci

    Amai wedu

  • @user-gs3ex7fd6n
    @user-gs3ex7fd6n Před 5 měsíci

    Musazondisiya pakuimba ndinoda kudzidza well done

  • @CephasSibanda-dk7po
    @CephasSibanda-dk7po Před 6 měsíci +2

    Varikubvumira varikuti (vachenjere vachakutumai kkkkk

  • @MaryKhumalo-gk5ou
    @MaryKhumalo-gk5ou Před 7 měsíci +3

    Ayiwa munoimba amai komborerwai

    • @neliarubacha4056
      @neliarubacha4056 Před 6 měsíci

      Ndanzwa kunge varikutii ndinenge nherera pakutumwa

  • @Euna-wi7kn
    @Euna-wi7kn Před 2 měsíci

    Mai vanoburutsa ngoni

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 Před 2 měsíci

    Mai avo vanofanirwa kumbo recorder plus collabo ba Dhuterere

  • @prosperjanhi7779
    @prosperjanhi7779 Před 7 měsíci +3

    hmmmm voice iro ma1

  • @user-vo2fs4ed6o
    @user-vo2fs4ed6o Před 7 měsíci +2

    Kuita hangaiwa chaidzo

  • @user-wi9wk7fy8t
    @user-wi9wk7fy8t Před 6 měsíci +8

    Mweya urikuimba apa

    • @Tinah1450
      @Tinah1450 Před 6 měsíci +1

      Handiti munhu mweya 😂😂😂

    • @KudaEdutainmentTv
      @KudaEdutainmentTv Před 5 měsíci +1

      Kana musina kumbopinda mosowe hamungazvihwisise

  • @MaiGire-fj5bv
    @MaiGire-fj5bv Před 6 měsíci +2

    Hamen madzimai

  • @Massy-me4wd
    @Massy-me4wd Před 7 měsíci +2

    Ndokumbirao ma lyrics esong handisikunyatsonzwa Kuti varikudaira varikutii

  • @Madubewangu
    @Madubewangu Před 4 měsíci

    Chero ngoni dzinoburuka pakaimbwa zvakadai...amai ingoma zvavo ava

  • @getrudemazarura7923
    @getrudemazarura7923 Před 6 měsíci +1

    Amai tipei mashoko ayo komborerwai mai

  • @CyrilShumbamhini
    @CyrilShumbamhini Před 5 měsíci

    Hamuna masong amunawo here Mai moimba henyu

  • @NgoniSeremwe
    @NgoniSeremwe Před 6 měsíci +1

    Haaa ngavapinde mu studio madzimai ,, vanogona

  • @gladyskayemba4709
    @gladyskayemba4709 Před 6 měsíci +2

    Vakatumwa pakuridza marimba unoyambuka chete nehwamanda dzakadai a a vanotopfekwa

  • @teacheapmoregain
    @teacheapmoregain Před 7 měsíci +1

    Komborerwai amai , munechipo pakushaura apa vazhinji tineshuviro yekugonawo kudai asi tinozvitadza

  • @josephinekaripedza5116
    @josephinekaripedza5116 Před 7 měsíci +6

    Kana garment ndovatengera amai ava

  • @user-sb7qm1ct8b
    @user-sb7qm1ct8b Před 7 měsíci +4

    Vanhu wanogona kudaira

  • @GloryMabs
    @GloryMabs Před 5 měsíci

    Wese aisadaira akapindirwa mumunda make 😅😅😅

  • @evahkatiyo7313
    @evahkatiyo7313 Před 6 měsíci +1

    Amen and amen 🙏

  • @edinahshumba
    @edinahshumba Před 7 měsíci +4

    Ndokumbirawo arikunzwa kuty kur kunz regerera akakudiiko Aiwa unokomborerwa nekungonzwa chete tatenda

  • @TrymoreGundani-s9g
    @TrymoreGundani-s9g Před 7 měsíci +1

    Mai varikuimba chaizvo.ASI NGWARIRAYI KUTI CHINAMATO NDICHO HERE CHINOISA VANHU KUNAMWARI MUZITA RATENZI WEDU JESU KRISTU. Uye mongwarira kufarira kuimba kwamai musati MANZVERA MWEYA URIKUSHANDISWA PACHIBAMATO NEKUTI IYE WAMUNOTSVAKA ANOTI TANGAYI NANZVERA MWEYA MUSATI NAMHANYIRA KUTENDA KWAURI nekuti chakakosha kuwana zvakanaka pane zvamatenda kwazviri

    • @carolmakaza9625
      @carolmakaza9625 Před 6 měsíci +1

      At this point hapana church yandichatenda kwairi nekuti vazhinji vava kuda mari kudarika Mwari saka hakuna angamira achiti mutsvene or ari kunamata chaizvo … zvava kwauri se dunga munhu

    • @carolmakaza9625
      @carolmakaza9625 Před 6 měsíci +2

      At this point hapana church yandichatenda kwairi nekuti vazhinji vava kuda mari kudarika Mwari saka hakuna angamira achiti mutsvene or ari kunamata chaizvo … zvava kwauri se dunga munhu

  • @tashwinclaasen4117
    @tashwinclaasen4117 Před 7 měsíci +1

    Amen

  • @marytavagadza6993
    @marytavagadza6993 Před 5 měsíci

    Inini ndikuda kuziva manzwi avari kutaura haaa handina zvandonzwa

  • @user-hn6bk1rq2g
    @user-hn6bk1rq2g Před 6 měsíci

    Amai Mwari ngavakutungamirei kuzvokwadi yavo yakazara.

  • @johnmuzungu
    @johnmuzungu Před 6 měsíci +1

    kombererwai nekuimba kwakanaka amai

  • @user-si5zq2li6u
    @user-si5zq2li6u Před 4 měsíci

    Munoimba madzimai chengetwai

  • @FadzaiMujaku
    @FadzaiMujaku Před 6 měsíci +2

    Umwe achabatwa otamba chaiko

  • @BaAno360
    @BaAno360 Před 7 měsíci +2

    Chipo chakauya chakangovananga

  • @rolandmoyo-yy3ok
    @rolandmoyo-yy3ok Před 7 měsíci

    Africans are talented.

  • @user-rz7ml9rq9l
    @user-rz7ml9rq9l Před 6 měsíci

    Aniskunzwisisa mashoko avarikutaura,Kunze kwe vadairi vanoti usadherere akakutuma

  • @user-mv6ny2ix5h
    @user-mv6ny2ix5h Před 5 měsíci

    Mai vaiva pangoni

  • @gletwinmushore4533
    @gletwinmushore4533 Před 6 měsíci

    Avo vakatumwa havo pakuimba

  • @user-gu2kj1ju9f
    @user-gu2kj1ju9f Před 6 měsíci +1

    Ndkumbirawo ma lyrics esong

    • @Svosve
      @Svosve Před 6 měsíci

      Mazwi ekupupura nekurumbidza mabasa neraramo yaMutumwa Micho anova ndiye akatanga Johane Masowe yeNyenyedzi nomwe.

  • @StabelorutendoPrimmubaiwa
    @StabelorutendoPrimmubaiwa Před 7 měsíci +1

    Chipo

  • @Masas-ekwamupapadzire
    @Masas-ekwamupapadzire Před 7 měsíci +2

    Ndekupi uku please help me nenumber ndisvikepo l need help

  • @TalentCharehwa
    @TalentCharehwa Před 6 měsíci

    Maivanoimba avo gys izvi ndezve chipo

  • @lovenessmusiyiwa3729
    @lovenessmusiyiwa3729 Před 7 měsíci +2

    Zviri kunzii kudiiko nhayi vanhu vaMwari handisi kunyatsa kunzwa zvakanaka

  • @user-tc9pb7gl4e
    @user-tc9pb7gl4e Před 6 měsíci

    She is too much abeg!!!!!

  • @reasonkatsangu1
    @reasonkatsangu1 Před 7 měsíci +3

    Share the numbers dza Amai ava todawo mashoko acho

    • @PahashaTv
      @PahashaTv  Před 7 měsíci +1

      Ok wìll organize from the source

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 Před 7 měsíci

    Munyika ma Makope munonakidza akomana, ndatoona mumwe wandakamboona aive mudare nenyaya yekupomba 🤣

  • @calvinsimbagohori9862
    @calvinsimbagohori9862 Před 5 měsíci

    Mai avo ndovadawo kusowe kwangu vaite muimbiri wemweya

  • @Fuitallis
    @Fuitallis Před 6 měsíci

    Please translate in English! Is she prophesying?

  • @user-ly2wy9bc1p
    @user-ly2wy9bc1p Před 6 měsíci

    Vachecjipo

  • @SilethokuhleMahandu
    @SilethokuhleMahandu Před 5 měsíci

    Amen