Chimina! Wakawiga munhu husiku

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 20. 08. 2024
  • Chimina! Wakawiga munhu husiku

Komentáře • 7

  • @user-gr5fe6kx1w
    @user-gr5fe6kx1w Před 2 měsíci +1

    Flue haisaine ndokwedu kushamva kkkkk munebasa Tembo nenio ndiri tembo mombe ngaiuye ko huku yasahwira akashandiswawo nguva isiriyo kkk chivanhu chiriko sure kunoti 68 ikoku hakuitwe mahumbwe

  • @TsitsiKwangwa
    @TsitsiKwangwa Před 2 měsíci +1

    Zvakatityisawo izvi apa sekuru hapana chikutsanangurwa chonzwissika

  • @user-gr8oc9ij9e
    @user-gr8oc9ij9e Před 2 měsíci

    Mai kabvundu noise pa mic 🎤 please even mambo vachitaura

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika Před 2 měsíci +2

    Chibanda bvisa ma speaker pedyo namai kabvundu vanotaurisa yoh tinenge tichingonzwa Ivo