Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Mai takawira has grown in her role shem.
Ukangonzwa anoti ndokupa nhasi chaiye ,usamupe anenge azoiwanepi😂😂😂
Kkkkk taura zvako. kana achiiwana same day sekutaura kwake why cant s/he wait ozongoshandisa kana yake yaita
😂😂😂😂chokwadi
unenge watonyura wakatarisa
Eish I feel for you Mai dube.. Unohwa seunotsva
Crisis mai Dube i loved the low voice kkkkk
😂😂😂😂😂 it's the look yekunyepera kudzungaira for me
Utsotsi mai Takawira....I love u kuchina the Genesis
Kkk mai Takawiira havana kumbofitwa ne rough kķ
Iiiii izvi zvomamisisa mai Takawira mugare mazviziva zvekut pamba penyu inenge yave imwe nyaya
Mai Takawira ndivovega vanogona mai Duve
Mai Takawira isaskam.
Gamu Warova bring mother pamusika
Also bring Patricia
Love these 2😍😍
Ndorova munhu pakadaiii,aaa ko kuzoita rough nhaiii
Miedzo yasatan iyi
Mai Takawira😂😂😂😂
Mai Duve my fav❤
Thank u Gamu i missed your skits ❤
Mai Takawira Mwari ave nemi😂😂😂
Hesy Gamu am the first one.but unomborova zvako
Hie dear thank you so much for your support
@@gamuchiraiduve unorova wena apa unonakidza. Dumbu iro bho here if its what lm thinking congrats dear
Ndanga ndakusuwai
Kkkkkk ndozvinoda kuitwa maroja anonetsa
Landlord mboko chaiyo kkkkkk next time musavape futi😅😅
kkkk mai takawira vanoda kuisirwa chorera muchikafu. kuroya uku kwavaita 🤣🤣🤣
Gamu you're my best actor 🎉and
Aizve yakubatirwa parent
Eish zvakaoma sure sorry Mai Dube 😂
Mai takawira 😅
❤❤❤❤
Sarah ndanga ndakusuwa
😂😂😂😂😂Nhasi chaiye
iii zvakawoma shuwa
Ndanyatsobatikana hangu
Mai Takawira itai mushe aah kkkkkk
iii Mai Takawira vane rough
door iro harinawo zvirinani kusunga newire ma1
Nhaimi nhaimi landlord havasi mai vako yohhh
😂😂😂 hameno y but vanhu vecrisis vanouya nekavoice kari pasi pasi
Mai Takawira itsotsi😂😂😂
😂mai Taka ityai Mwari
Haaa unohwa seunotswa shame 😂😂😂😂😂
Gamu ko Pamusika inouya rini
Ko pamusika gamu
Land lord 😂😂😂😂 awaaa
Gamu plz vamwene vangu how far usadaro
Kiikkk😂
Mother pamusika plizzzz kana Vamwene vangu give us content
Mangwana vamwene
Uri tsotsi Mai Takawira
😂😂😂😅 pamusika how far😅
😂😂😂ayas ma landlord ka
Muri. Very rough
Haaaaaaa unonzwa kutsva sooo
Kkkkkkk Mai takawira marwadzo chaiwo
My husband hwfar
Mai takawira bodo. 😂😂😂😂
Hesi Gamue. Warova hmm unoti tovaraidzwa naniko if not you
Iiiii iiiiii landlady hamusi makufarisa here
Mai Takawira😂😂😂