Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Ngatiwedzere ma likes my fellow ZimbozThis song is too deep ....let's support our very own Prince ...Well done Prince Chigwida
Hanzisimudza kutenda nyatso terera mudikani mwari anotiyambutsa vanotivenga vachationa tayambukira mhiri uye hapana angarwa nesu angatikutunda kana mwari aripo hama yangu vimba najehova mwari wako zvese zvinoita kuburikidza neyasha dzake haaa ndonzwa kufara nekubata kwari kunoshamisa Famba zion Amen❤❤❤🎉
❤
An all weather song .munguva dzemufaro nemunguva dzemu matambudziko
To us who likes before listening ❤🎉
Prince thank you so much for this 1 ,,,,,,I've been waiting and praying kuti dai waita video on this song and now minamato yangu yapindurwa
Apa ndirikunzwa kusimudzirwa spiritually.May God bless you brother
Amen,munotiira zvakanaka ndinobva ndaona ndiri pa Defe
This song last year yakandinyaradza ndasiiwa nemurume ndikangoiridza ndainzwa zviri nani
Just found myself repeating this 😮🥰vanotivenga vachationa tayambukira mhiri🙏🙏😭
Makwidza unosangana naMateru. Kutenda kunodiwa. Thanks man for a strong message. Giving up never!
Ndiye anonyaradza vanochema 😭😭😭😭😭 anopukuta misodzi🥰🥰🥰🥰 tamhiri
Munondigonera Mr chigwida 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Rumbo rwemoyo wanku❤
Ngaakudzwe Mwari
In love with this song 🎉thank you my brother
Powerful song haaa ndanamata🙏
Powerful music. Thank you Prince 🎉
Song yakabikwa iyi 👏🏼👏🏼👏🏼👏🏼powerful lyrics
Haaaa iwe unondigonera hangu mwari ngawarambe vachikupa simba usaneta kutiimbira kudai🔥🔥🙏
Ndachema hangu😭
Ndicharamba ndichisimudza kutenda
Ndanyarara ndakutosimudza kutenda ❤️
Vanotivenga vachationa takundiswa (tayambukira mhiri)
Powerful song.Thank you
Wachema neyi ko washaya mufaro ney❤❤
finding myself repeating the song everyday
I feel like crying 😭
Ini first time to hear this song I cried
Amen unosimudzira mweya yedu my bro usaneta kuita chakanaka Jovha une zuva raachazviita
Ma smarts🤩🤩🤩🤩
Song yako inodzika dzika pasi pemoyo 😢😢 ine ndanga riro😢😢
Mukoma arikuuya hot
Well done bro 🎉🎉🎉🎉✅✅💯💯 richabuda zuva iro ,richabuda nemaruva
Thank you..this is powerful simudza kutenda
We are so proud of you Prince ❤ keep on pushing 💪🏽 Mwari vari mubatsiri unosvika chete 🙏🙏
Jesu ndiye anonyaradza ngatisimudze kutenda let's not lose hope 💃💃
Simudza kutenda❤Zvaariye Jesu anonyaradza vanochema.anopukuta masodzi❤
Well done broo 👏 but inondichemedza neshungu😢😢
Simudza kutenda
You are as genius as Biggie Tembo
you are the best Prince
Uyu anogona kana mazogara
Aiwa anogona chokwadi
Ndakomborerwaa zvangu
Aaaamen!!!
Thank you so much
Amen and amen
Pretty Gakache🎥🔥🔥🔥💯
Thank you so much brother ❤
So much for this song
Thank you Chigwida
😢😢😢makwidza 🙏
Always got my support bro keep the bars higher n let the flag seen flying from far ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
AmenLet's have faith in the God of Zion. God founded Zion. Munyaradzi, mumutsi wezvakafa, mubvisi wekunyadziswa kwose, muyambusi, Isaiah 25 Vs 8
Welldone musvohwani wedu
That's the great work keep it up always come with something which makes us feel joy
Keep going my brother, in love with this song 🎵 my everyday prayer song 🎵 🙏 ❤ ♥ 🎉
What a powerful song
Very powerful
This is wonderful
Ndinokumbirao # dzako
My favourite ❤️❤️❤️❤️❤️
musamire mukoma Princo makadanwa kunoparidza vhanderi iri nokuimba my favourite
Uyu handidi naye
My crush ❤
Simba pamoyo 😊tinongo simidza tofamba nako
🎤🎤🙏Amen Amen 🔥🔥🔥🔥ndichasimudza kutendaSong iyi inondisimbisa 🙏🙏🙏
Princo 👊👊🔥🙏🙏
🎉🎉Listening to the song every day everyday
Great song
Amen amen 👌👌
Wachema neikoo wachemanei haaaaaa ndapinda pakadxika Wena wandisiya panaZhakata chaipo😢😢
❤❤❤❤❤❤❤ super wakabatanadzidza glory to Jesus
🔥🔥🔥thanks mukoma Prince munechipo chenyu👏. Simudza kutenda
Powerfull song, you are talented bro keep it up I love your songs ❤
yweeeeeeeee good song asi wasimba😅😍
Lovely song keep it up bro princo
Powerful
Ndidzo dzako idzi very good ❤
keep it up Chigwida👏👏👏👏
Takamirira hedu pano
You are the best at this type of music....thanks a lot
this guy is on another level yoooooo
Excellent
Amen,lts powerful and interesting song God bless .
Wooow this is nice.une chipo
❤❤❤poweful mukoma prince
Amen Amen dimudza kutenda
Mkoma wangu munondiimbira masong anondidzosa asi ndaneta nekumirira yekuti nhume plz 😢😢😢
It’s coming
@@princechigwida can't wait 💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃
🔥🔥🔥🔥 Heavy heavy Maprongo wedu
Powerful my brother .❤❤
Amen 🙏
Quality ye song iyi yakadhakwaa
Powerful 🙏🙏🙏
You're the best,welldone❤❤❤
Powerful Zion weeeee🎉🎉
Well-done Bamnin❤❤❤ Christmas muuye paMangondo tidye goat
Waiting Mr Chigwida matinonokera
May the Almighty God continue to guide you bro
Unstoppable Princo
Powerful song🙏
You're talented 👏 ✨️ urambe wakadaro
Powerful indeed ❤❤🎉thank you Princo🎉Keep it up❤
Ngatiwedzere ma likes my fellow Zimboz
This song is too deep ....let's support our very own Prince ...Well done Prince Chigwida
Hanzisimudza kutenda nyatso terera mudikani mwari anotiyambutsa vanotivenga vachationa tayambukira mhiri uye hapana angarwa nesu angatikutunda kana mwari aripo hama yangu vimba najehova mwari wako zvese zvinoita kuburikidza neyasha dzake haaa ndonzwa kufara nekubata kwari kunoshamisa Famba zion Amen❤❤❤🎉
❤
An all weather song .munguva dzemufaro nemunguva dzemu matambudziko
To us who likes before listening ❤🎉
Prince thank you so much for this 1 ,,,,,,I've been waiting and praying kuti dai waita video on this song and now minamato yangu yapindurwa
Apa ndirikunzwa kusimudzirwa spiritually.May God bless you brother
Amen,munotiira zvakanaka ndinobva ndaona ndiri pa Defe
This song last year yakandinyaradza ndasiiwa nemurume ndikangoiridza ndainzwa zviri nani
Just found myself repeating this 😮🥰vanotivenga vachationa tayambukira mhiri🙏🙏😭
Makwidza unosangana naMateru. Kutenda kunodiwa. Thanks man for a strong message. Giving up never!
Ndiye anonyaradza vanochema 😭😭😭😭😭 anopukuta misodzi🥰🥰🥰🥰 tamhiri
Munondigonera Mr chigwida 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Rumbo rwemoyo wanku❤
Ngaakudzwe Mwari
In love with this song 🎉thank you my brother
Powerful song haaa ndanamata🙏
Powerful music. Thank you Prince 🎉
Song yakabikwa iyi 👏🏼👏🏼👏🏼👏🏼powerful lyrics
Haaaa iwe unondigonera hangu mwari ngawarambe vachikupa simba usaneta kutiimbira kudai🔥🔥🙏
Ndachema hangu😭
Ndicharamba ndichisimudza kutenda
Ndanyarara ndakutosimudza kutenda ❤️
Vanotivenga vachationa takundiswa (tayambukira mhiri)
Powerful song.Thank you
Wachema neyi ko washaya mufaro ney❤❤
finding myself repeating the song everyday
I feel like crying 😭
Ini first time to hear this song I cried
Amen unosimudzira mweya yedu my bro usaneta kuita chakanaka Jovha une zuva raachazviita
Ma smarts🤩🤩🤩🤩
Song yako inodzika dzika pasi pemoyo 😢😢 ine ndanga riro😢😢
Mukoma arikuuya hot
Well done bro 🎉🎉🎉🎉✅✅💯💯 richabuda zuva iro ,richabuda nemaruva
Thank you..this is powerful simudza kutenda
We are so proud of you Prince ❤ keep on pushing 💪🏽 Mwari vari mubatsiri unosvika chete 🙏🙏
Jesu ndiye anonyaradza ngatisimudze kutenda let's not lose hope 💃💃
Simudza kutenda❤Zvaariye Jesu anonyaradza vanochema.anopukuta masodzi❤
Well done broo 👏 but inondichemedza neshungu😢😢
Simudza kutenda
You are as genius as Biggie Tembo
you are the best Prince
Uyu anogona kana mazogara
Aiwa anogona chokwadi
Ndakomborerwaa zvangu
Aaaamen!!!
Thank you so much
Amen and amen
Pretty Gakache🎥🔥🔥🔥💯
Thank you so much brother ❤
So much for this song
Thank you Chigwida
😢😢😢makwidza 🙏
Always got my support bro keep the bars higher n let the flag seen flying from far ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Amen
Let's have faith in the God of Zion.
God founded Zion. Munyaradzi, mumutsi wezvakafa, mubvisi wekunyadziswa kwose, muyambusi,
Isaiah 25 Vs 8
Welldone musvohwani wedu
That's the great work keep it up always come with something which makes us feel joy
Keep going my brother, in love with this song 🎵 my everyday prayer song 🎵 🙏 ❤ ♥ 🎉
What a powerful song
Very powerful
This is wonderful
Ndinokumbirao # dzako
My favourite ❤️❤️❤️❤️❤️
musamire mukoma Princo makadanwa kunoparidza vhanderi iri nokuimba my favourite
Uyu handidi naye
My crush ❤
Simba pamoyo 😊tinongo simidza tofamba nako
🎤🎤🙏Amen Amen 🔥🔥🔥🔥ndichasimudza kutenda
Song iyi inondisimbisa 🙏🙏🙏