Chenjera zveunotaura.Amwe matauriro anokunonotsa zvirimberi.Evangelist T Muparinga

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 25. 01. 2022
  • Words are very powerful.Mashoko ane simba.
    Saka taura mashoko ane simba nguva dzese.
    Kubva kuvana vako ,mukadzi,murume vako.
    Taura zviri positive kuti vange vachichinja kuve vanoita zvakanaka.

Komentáře • 13

  • @batsiemarufu9487
    @batsiemarufu9487 Před rokem

    God bless you for more

  • @matthewmukuya593
    @matthewmukuya593 Před rokem

    amen pajoin yezion

  • @admirezvavahera7084
    @admirezvavahera7084 Před 2 lety +2

    God bless the teaching of his word.Amen and amen🙏

  • @addmorechikomo6192
    @addmorechikomo6192 Před 2 lety +1

    Baba thank you for this powerful word

  • @annahtiwana5512
    @annahtiwana5512 Před 2 lety

    I have learnt a lot from this sermon. Thank you Pastor. Thank you Holy Spirit

  • @fortunatemusendekwa2354
    @fortunatemusendekwa2354 Před měsícem

    Amen,we mustn't judge.

  • @tinashembizah451
    @tinashembizah451 Před 2 lety +2

    g ndaadzidza nhasie kutenda kunouya nekuramba uchinzwa

  • @tinashembizah451
    @tinashembizah451 Před 2 lety +6

    pane mamwe mavoices arikungobudawo asingakodzere kunge achinzikwa every setion

  • @mukuraarthur
    @mukuraarthur Před 2 lety +3

    thank u so much.. but ndanga ndine chikumbiro..
    vakomana wenyu vano recorder dai vachiti kna vachiita ma recordings enyu vombomira kuita nyaya.. handis kuvarambidza kuita nyaya but ngavasaite vari pa camera ...nyaya dzavo ngavazoite zvavo vapedza ku record.. plus pane kamwe ka tone kanobuda pa almost every video.. ngavaise ma phone avo pa silent.. ndatenda

    • @TheTatatata08
      @TheTatatata08  Před 2 lety

      Noted.Thanks for your contribution.Rambai muchikomborerwa.

  • @muchamanyowa3333
    @muchamanyowa3333 Před 2 lety

    Amen