Zvinoyera, Zvinoshamisa: Mweya wemufi akapondwa pamasowe uri kutaura pamuzukuru wemumhuri
Vložit
- čas přidán 8. 07. 2024
- Zvinoyera zvinoshamisa zvinotyisa zvinoda kufumurwa. Mhuri ine hama yakapondwa pa masowe uye mweya wemufi urikutaura pa muzukuru wacho vari mu studio.
#TilderLive #bizzare #CZcams #Shocking - Hudba
Dzangova nharo chete asi tichazvirega hedu zvemasowe
Haureve nhema
😂😂😂😂😂😂
Kwasekuru Kanengo kwakazoendwa hako vanhu vese vakuziva through social media. He knew everything and every name.
Iwe tendawo ,Koo zvekt akaenda kun'anga husiku makazvinzwa nani
Rwanda managed to close all dodge churches, i think Zim must follow suit these mapositori are a pandemic
Their political votes come from that sector...so it's impossible
Vanhu muchadzidza kuti mwari ndiye anopedza maprobs kwete munhu
Taura hako hama
Ane shungu kani muzukuru😢😢😢
Ngavaende kujeri mapostori aya zviito zvavo hazvina mwari mukati ndiwo manenji arikuitwa nyika ichiona
Tilda ane rough I don't like her
Sure hanzi musataure mazita evakuru nezvisina basa .Chii chakadaro
@@nyaraichinyoka9399 nhaimi matauriro erudzii hanzi chibudai
I said it long tym kti she is rude bt someone attacked, i like Andrew Neshamba and his Drewmas team very respectfull, he dont' interject munhu achitaura
Ari rough nd judgemental unoshaya anodanirei vanhu apa kungokatakata
🤣🤣🤣🤣
Munhu aharapwe nemunhu mwari ndiye murapi
Mambo Makope vari kudzifambira idzi.Ekedi ari pama1
He is breathing fire in English😂😂😂
😢😢😢😮v hanzi taura kuti ndiri mumiriri wa satan
Yooh @@TheresaMaps
Ekedhi apedzerwA nasekuru Kanengo nemaporofita
bamunini vanoshandepi coz vanogona kurondedzera nyaya
Ini ndakaudza hama dzangu bf mandiendesa kumasowe pliz chipatara first handijaidze ipapo
Akauraya asingaurayiwe .apa kana kupedza makore zvakasika kubuda pachena
Haaa uyu waramba kutsitikwa uyu ipapo ipapo
Akatanga kumuka music waavigwa
Tete murisei gavauye kubulawayo ini ndiriku matopo ndokwedu dodawo magetsi😊
Hello aunt venyika
This is so sad. Chokwadi kushungurudzwa mwana wa mai venyu muripo.
Akabvuma nyaya yake nezuro iye Ekedhi akapinzwa busy na sekuru Kanengo
@tawandachipomho3825 thanks sahwira I was thinking kuti zita rataurwa nasabhuku sounded familiar and I thought I had heard and seen it somewhere,yaa Zimbabwe yarema shuwa.😊
Mufi akavaudza zvake kuti muchaungana😅😅😅
Saka unosekei
@@user-ud8zc9ys9x ndinoseka kuti vaizviita vakangwara vachihwanda nechimunwe nhasi ndezvipi anasorojena🙏🙏
Ko mucharambidzirei zvenyu mazita bcz takatoanzwa kudhara.Ekedi akatobvuma kuti ndiri mumiririri waSatan
Makatodyawo muchifara 😂😅😂 tete kaa mandityora kkk
Mazita please
Masowe ,Masowe!Why vana vaMwari?
Team maodzwa😂
Kkkk tiripano
😂😂😂😂
Volume bhoo hre
Tete masports mopedza...haaa Ekedhi tamunyarira
Ko Tiridha unoti usataure zita ra garwe why ivo vanhu vakauya vachiti vatumwa na garwe..ipa vanhu nguva vataure zso wavadayidzirei kana uchivarambidza kutaura...
Munhu mukati
Awo sabhuku awo ndiwo vanga vachinzi vskatovhiringidzwa na ekedhi
Vainzi naivo vane zvavo
Ko vakutsvakei fut ku radio zvarikubatsirwa asi tikuvharwa kai na kanengo
Apa panoda gamba rengozi mukotsanjera
Fact anovapedzera manje kule mukotsanjera
Ekedi anetsa manje na Sekuru Kanengo anogadziriswa
Tete nyaya iyi inorwadza
Kkkk hanzi tisataure zita remukuru wenyika 😂😂😂😂😂
Mazita no its okay
😂😂😂😂😂😂😂 Primu 😂😂😂
Zvondinakidza asi ndivo vanenge vavadaidza mustudio macho😂😂😂😂
Sabhuku vakapfava havo
Kumurwadzseiko? Muchidyirei nyama yake.
3(
Hie tete.😂😂😂😂
Hana yangu yarohwa nehana.
😂😂😂😂😂🎉🎉
Tete dai mati sekuru vagare pasi aah
Tete Tilder remekedzai harahwa iyo aah respect mustudio ndoyandinoda ini, vari baba venyu maivamisa awa nehafu here asi chituro chiripo
Ko muzukuru uyo arikuita kunge chihwa cheguhune wani
😂😂😂hiwe
Tete pokutanga munoti vanhu ngavarondedzere zvose zvakaitika asi mozoguma moti hatingoendai panenyya zvombofamba sei
Ehe nhai
Masowe masowe ayaka
Andiendko zxangu l pray bymyself
Ekedhi hauna zororo zvakudzokera
Ekedhi akauya husiku ihoho ,paichema mufi ndipo paaichekwa dai makamuka makatoona zvaiitika
Masowe ndeekumhata
No Comments because andisati ndazvinwa
Vakanamata masowe ndevakanamata kare not now
Hanzi nyay irimumaoko emapuris mapuris akusungur Ishumairi sak Eked ndiy avanozogon