Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
That area is very besutiful. Uumm the greenery i love it
Taking us to another level 💯
Taking us to another level
Neshamba you are doing a good job. Urikuita tione zvirimunyika keep this job up
First to comment nhasi ndisu vana mukuruwambwa wacho tirimo hedu muhonde valley medu muchitipa nhau dzematunhu♥️♥️
Ndiko kwangu hauna
Hama yangu ndiri machuma
Shumba iripo hayo makadiiwo imi shumba 👏👏
That gogo is a beautie
I think zvekubvunza kuti ndiyani Ari kukuroya zvakashata,munopesanisa vanhu
Saka better urambe hako uchidhiswa ikoko neari kukuroya
Thanks Shumba nebasa you are taking us to another levels for sure thumps up
Murora wavo mai ava qngaasikachati kuchengeta mwana .ndosaka vainyeperq kumuka
Andrew shumba you're taking us truly speaking to another level 🎤
chikomba ndokwangu chaiko ,get well sister
Always smiling, get well soon mainini
Drewmas Media taking us to another level ❤️ following you kwese kwese
Drewmas media I LOVE YOU
praying and watching both!
Yaa niwomutauro wengu vanawasu tiriyo+ chibahwe booo
Tisu hedu kkkk
Vaneshamba masiya wangu mlilo 🥰
Tonamata apore. Thanks vane shamba
Drewmas media taking you to another level
Poor lady she always smile varoyi musadaro
Andrew xaaaas wangu mutupo wamusiireiko nhai MaDhliwayo
Shumba chikara chiripano
Praying for her apore.
Tinacho chimunya thank you drewmas
Mai ava ngavaite low panyaya yatete
Ana Wasu muriyo here
Tiripo pamuzinda
Ko humba makombe handina kumbozwa muchiutaurawo ba
Shumba Tiri kudzvova😜😜😜
Vanhu vanoroya vedu
Wana wasu musadaroba anhu woye Murikuguta muripo pa honde mapedza moroya ....wamwe wachirorana wari warume
😂😂😂😂😂😂
Apo waita basa dhiya watanga nemutipo wangu Zhou
Amai ava yaive shasha pangano but sry hako
Zvakaoma shua hupenyu uhu ma1 shame... Mhoroi Shumba kutokusuwai chaiko
Mukoma shumba
Witchcraft is real 🙌
Zvakaoma hama dzangu, nyika yaipa
Wanhu warikuroya aah
Thanks drewmas media
Kumusha kwangu paHauna apo
Chero ichibereka vana
Kuita nhumbu chaiyo
Andrew neShamba ndopanoti Drewmas Media
Conditions mazimvura to be drained. Infection iyo.kkk
Kkk surgery yenyu iripi chiremba? Ndoda kuuya ku drainage
The word kundoita weti ....harinyadzise here ?Ko kungoti kuBathroom
Ahhhh zvakazonyadzisa riinhi kuti kuweta?
sorry mavende
Kutsvaka ma customer uko dumbu racho riri kupi tione picture vanhu musatsvake mbiri nezvichembere zvemishonga izvo
Tipeiwo number dza mbuya chusuko
Shame zvakaoma
That area is very besutiful. Uumm the greenery i love it
Taking us to another level 💯
Taking us to another level
Neshamba you are doing a good job. Urikuita tione zvirimunyika keep this job up
First to comment nhasi ndisu vana mukuruwambwa wacho tirimo hedu muhonde valley medu muchitipa nhau dzematunhu♥️♥️
Ndiko kwangu hauna
Hama yangu ndiri machuma
Shumba iripo hayo makadiiwo imi shumba 👏👏
That gogo is a beautie
I think zvekubvunza kuti ndiyani Ari kukuroya zvakashata,munopesanisa vanhu
Saka better urambe hako uchidhiswa ikoko neari kukuroya
Thanks Shumba nebasa you are taking us to another levels for sure thumps up
Murora wavo mai ava qngaasikachati kuchengeta mwana .ndosaka vainyeperq kumuka
Andrew shumba you're taking us truly speaking to another level 🎤
chikomba ndokwangu chaiko ,get well sister
Always smiling, get well soon mainini
Drewmas Media taking us to another level ❤️ following you kwese kwese
Drewmas media I LOVE YOU
praying and watching both!
Yaa niwomutauro wengu vanawasu tiriyo+ chibahwe booo
Tisu hedu kkkk
Vaneshamba masiya wangu mlilo 🥰
Tonamata apore. Thanks vane shamba
Drewmas media taking you to another level
Poor lady she always smile varoyi musadaro
Andrew xaaaas wangu mutupo wamusiireiko nhai MaDhliwayo
Shumba chikara chiripano
Praying for her apore.
Tinacho chimunya thank you drewmas
Mai ava ngavaite low panyaya yatete
Ana Wasu muriyo here
Tiripo pamuzinda
Ko humba makombe handina kumbozwa muchiutaurawo ba
Shumba Tiri kudzvova😜😜😜
Vanhu vanoroya vedu
Wana wasu musadaroba anhu woye
Murikuguta muripo pa honde mapedza moroya ....wamwe wachirorana wari warume
😂😂😂😂😂😂
Apo waita basa dhiya watanga nemutipo wangu Zhou
Amai ava yaive shasha pangano but sry hako
Zvakaoma shua hupenyu uhu ma1 shame... Mhoroi Shumba kutokusuwai chaiko
Mukoma shumba
Witchcraft is real 🙌
Zvakaoma hama dzangu, nyika yaipa
Wanhu warikuroya aah
Thanks drewmas media
Kumusha kwangu paHauna apo
Chero ichibereka vana
Kuita nhumbu chaiyo
Andrew neShamba ndopanoti Drewmas Media
Conditions mazimvura to be drained. Infection iyo.kkk
Kkk surgery yenyu iripi chiremba? Ndoda kuuya ku drainage
The word kundoita weti ....harinyadzise here ?
Ko kungoti kuBathroom