Every time i listen to this true Word,i feel renewed...Zimbabwe is the bread basket of Africa...Shoko irori rechokwadi rowanikwa muZimbabwe zvekuti Africa ngaiuye kuchingwa kwete chekuBakery asi Shoko raJesu,iye Chokwadi,Amen.
Chishuwo changu ndechekuti munhu wese anzwewo shoko iri nekurinzwisisa asi vangarinzwa sei vachitenda kuti Magaya munhu Wa Mwari haaa tinoda nyasha love you Apostle listening from Namibia
The true word of our Lord Jesus Christ will never lose its value. This sermon gives us a very high hope of life. It will leave you out of lies and know the true way.
Thank you Jesus.Now l am settled because Jesus you shaw me who you are through apostol TF Chiwenga.I don't have anyone to compare with and decide who to follow.l have only 1 apostol Chiwenga.Lord Jesus thank for this gospel.Makorokoto Zimbabwe neshoko rakadai.Ngatifareyi kwazvo taakuwana zvinotipinza mu kingdom yamwari.
Ooo9oo9ooooooooooooiooiooooooiooo oi ooooioiooooooooooooooooiooo9ooo9oooooooooooooooooooooiooooooooooOoo9oo9ooooooooooooiooiooooooioo ooooooooooooooooioooooooooooooooooo ooooo
Magaya
Makandiwa
Angel
Guti
Java
Hamunzwi kunyara here varume imi kana muchinzwa shoko from Chiwenga. Hapana zve prosperity, hapana zvana anointing oil, hapana zvana tithe. Hapana zveku seeder. ishoko chete muchokocho. Thanks apostle mune book.
I totally agree here, this Man is GoD sent
Chiwenga is the true man of God
Ndinobvumira nemi,shoko chairo ❤
Ukashaiwa Jesu wowana zvinhu zvaJesu unenge waparidzirwa nhema.
Miracle haiponese mweya wako unotonotsva after receiving miracles
Poto-o-o-o!
Every time i listen to this true Word,i feel renewed...Zimbabwe is the bread basket of Africa...Shoko irori rechokwadi rowanikwa muZimbabwe zvekuti Africa ngaiuye kuchingwa kwete chekuBakery asi Shoko raJesu,iye Chokwadi,Amen.
Chishuwo changu ndechekuti munhu wese anzwewo shoko iri nekurinzwisisa asi vangarinzwa sei vachitenda kuti Magaya munhu Wa Mwari haaa tinoda nyasha love you Apostle listening from Namibia
Hazvibvi kune anoda kana anomhanya asi Kuna iye munzwi wengoni
amen@@kureyam
The true word of our Lord Jesus Christ will never lose its value. This sermon gives us a very high hope of life. It will leave you out of lies and know the true way.
Thank you Jesus.Now l am settled because Jesus you shaw me who you are through apostol TF Chiwenga.I don't have anyone to compare with and decide who to follow.l have only 1 apostol Chiwenga.Lord Jesus thank for this gospel.Makorokoto Zimbabwe neshoko rakadai.Ngatifareyi kwazvo taakuwana zvinotipinza mu kingdom yamwari.
True
Thanks and glory to the most high bcz ndaive murashiki now ndazarurirwa muzvokwadi
Only midziyo yokuparadzwa ndiyo yaunonzwa ichipikisa vhangeri iri. Kudzwai kristu
Haa ini hangu ndatenda uyu akapihwa shoko na Mwari vanomuvenga vengai
Anoziva book mkomana uyu
True.. He has changed my life
@@tanniamahamati2943 neniwo ndakuzivawo magwaro
Chokwadi shoko anaro,ini anondi komborera ❤
Shoko raMwari isimba kune vachaponeswa uye upenzi kunevachaparadzwa Amen apostle
AMEN God bless u best preacher in Zimbabwe!
Mbiri yose kuna Mwari
😅😅😅 shuwa iyoyo wangu famba naro shoko chiwenga
Vhangeri rechokwadi raishe wedu Jesu.
Amen .....zvokwadiii ichakuponesaii
So blessed, takaitirwa nyasha kupihwa apostle wazvokwadi
Shoko roramba richitaura nemoyo wangu
Ahhhhh pabatwa chokwadi apo. pabatwa shoko mhani apo
This is a true gospel keep going man of God.Amen
Takaitirwa Nyasha. Neshoko rechokwadi iri.
Apostle ndanzwisisa chokwad kuti Jesu ndiye Mwari
Ndinotenga akatumwa na Jehovah muchaziva chokwadi and chokwadi chichakusunungurai ...mazviita
Tinotenda Jehova...nokuda kwesoko rapuhwa Pastor Mapfumo
Dzemusango nedzepamba
Thank you Jesus for the true word
Being blessed zvangu neShoko🙏🏾🙏🏾
Chengetedzekai muna Kristu, thank you God for this gift of your saint
Thank you Lord Jesus Christ. For you have choose me to your true Word .it's all about you
0000000099999999999990000000000000900009999000000099990900099000000000099999990000000999999000000009999900999999000000990000000000000000000000000000000000000000000000000000000
This is called Revelation for real
Ndakawanirwa nyasha ini ...jeso wakandisarudza ...ndotenda ne shoko iri
Amen tinotenda
Ndo shoko rechokwadi iri..kwetecrimwe roparidzwa nana torai mati untd
Amen munodzidzisa chokwadi
Tinotenda Mwari neShoko rake. Nyasha dzakawanzwa kwatiri kune vakadanwa. Mwari ngaakudzwe sezvaakafadzwa iye pakuda kwake. Zvandinetsa kuti vapfumi vairehwa ndevemari here
M blessed to witness & hear this true gospel 🙏 of our lord & savior Jesus Christ 🙏
Please Jesus forgive me my sins rwirai mweya wangu mugena Nyoraiwo zita rangu mu book yeUpenyu
Shoko rezvokwadi richiparidzwa kudayi
Amen
Bhuku
True word .marketing strategy kuenda ku radio nevanhu kikikiki
Amen and amen
Bhukuuuu
Jeso ngavakudzwe
Vhangeri ndarida iri
Glory to God
Best ever!
Shoko Apostle
Jesu chete chete
Amen
GLORY BE TO GOD🙏🙏
Yes ,my soul says yes
hmmmm this is deep
Shoko apostle
True Gospel
Powerful
Amen!!
Iri ndiro shoko
It's all about Jesus. Hebrews 10:7
shoko
Wow 😲 true
💕💕💕💕💕
Book
Chibaba cheshoko
Kkkk amen
kkkk hausiwe Shava wacho here?
Ko part 2
czcams.com/channels/rDdEH6YC0pUv30Rup9_0Rg.html
Ooo9oo9ooooooooooooiooiooooooiooo oi ooooioiooooooooooooooooiooo9ooo9oooooooooooooooooooooiooooooooooOoo9oo9ooooooooooooiooiooooooioo ooooooooooooooooioooooooooooooooooo ooooo
Amen
hmmmm this is deep
Amen
Amen 🙏
Amen
Amen
Amen
hmmmm this is deep
Amen
Inonzii sermon iyi
@@knowledgedura8921 Varombo navapfumi part 1
Amen