Ndakanyeperwa kuti ndakabata murume chibharo" umwe wevakadzi vakasunungurwa otaura

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 18. 04. 2024
  • Ndakanyeperwa kuti ndakabata murume chibharo" umwe wevakadzi vakasunungurwa otaura
  • Zábava

Komentáře • 251

  • @Ndinonzi_gg
    @Ndinonzi_gg Před měsícem +43

    Inini Mai Stella Muusha vanondigonera

  • @mutsaipmuguta5954
    @mutsaipmuguta5954 Před měsícem +15

    Vanhu vakarukwa misoro zviri neat ava kutokunda vamwe varipanze 😂😂😂

  • @liniagumbo9339
    @liniagumbo9339 Před měsícem +44

    Idzo dzekutema munhu nedombo hadzichinje idzo,dzinenge dzichiri dzakatodhakwa😂😂😂😂

  • @TakmoreMare-ys6nb
    @TakmoreMare-ys6nb Před měsícem +18

    Ko sisi vekupomerwa avo havana kutaura kwavanowanikwa here dakumubatsira, uyo kana kumutora aite mai vevana bhooo zvekuti

  • @levertynazare5411
    @levertynazare5411 Před měsícem +3

    Hi, Ms Stella. Your dedication, professionalism, and expertise shine through in every segment you host, making it a pleasure to tune in, to be honest.
    I recently came across a story covered by Sly Media, titled "Takaba Ma Diamonds Anosvika Million Dollars," which intrigued me greatly. However, I couldn't help but notice that the interview conducted lacked the depth and insightful questioning that your expertise brings to the table.
    Given your exceptional skills and ability to extract valuable information from your guests, I was wondering if there might be an opportunity for you to revisit this topic. Your unique perspective and probing questions would undoubtedly shed light on this intriguing subject, providing viewers with a deeper understanding of its complexities.
    I understand that your schedule may be busy, but if there's any possibility of revisiting this story with your expertise, it would be greatly appreciated by your audience, including myself.
    Once again, thank you for your outstanding work, and I look forward to seeing more of your insightful presentations in the future

  • @cub_paw
    @cub_paw Před měsícem +16

    mai vemusikana we coccaine avo ndivo distro we ma drug avo

    • @rashedngadze8853
      @rashedngadze8853 Před měsícem +1

      You have a point

    • @prosperplumbers5098
      @prosperplumbers5098 Před měsícem

      On point

    • @bosslimpopo8532
      @bosslimpopo8532 Před měsícem

      Vabuda papi mai vemusikana we cocaine imika

    • @nyashapamire-yq8hb
      @nyashapamire-yq8hb Před měsícem

      Ndazvionawo Apa ndanga ndichitofunga havasi mushona

    • @nanof3593
      @nanof3593 Před měsícem

      Ed. Ed. Releasing all these people and yet the economy is the worst it’s ever been. Matsotsi atowedzera, more problems for law abiding citizens. Ed arikutsvaga ma votes and yet arikukanya nyika. If the country was functioning properly in the first place some of these people would not have been arrested in the first place but now they are praising him, no common sense nxaaa

  • @nyaradzosango2355
    @nyaradzosango2355 Před měsícem +13

    What I know is 80% of those released will return zvakare kuJeri

  • @MelodyBaddas
    @MelodyBaddas Před měsícem +13

    Ibvai maita chirongwa behind bars please munogona interview

  • @GavaMarengenya
    @GavaMarengenya Před měsícem +4

    Vanga vachida kuvanza mwana is rehabilitated abva ataura, apa chekunyara kumunhu ava free in mind and ready to move on.

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j Před měsícem +2

    Mai avo vakatindiwa musoro kuzvida here vachitaura chirungu😂 zvoenderana nemusoro wavo.

  • @melodykapfunde2065
    @melodykapfunde2065 Před měsícem +6

    Asi vakadzi vakatsvukira mufunge kuita kunge vanga vasiri muhusungwa

  • @nancyngobeni6105
    @nancyngobeni6105 Před měsícem +3

    Sisy Stella..you are the best

  • @melodykapfunde2065
    @melodykapfunde2065 Před měsícem +7

    Sista Stella you are the best

  • @petronelamusiyiwa2960
    @petronelamusiyiwa2960 Před měsícem +4

    Destiny Tv huchi

  • @ephraitmwitha9999
    @ephraitmwitha9999 Před měsícem +4

    Mai veka tint kuzvida kwacho ummm

  • @nyaradzosango2355
    @nyaradzosango2355 Před měsícem +7

    Vanhu vacho zvavarikutobuda vakatsvukira

    • @mariajuziel7415
      @mariajuziel7415 Před měsícem

      Ehe nhai kutorukwa zvakanaka kudarika varipanze Haa vakatsvinda😅😅😅😅

  • @taagono
    @taagono Před měsícem +8

    tobirwa gore rino😮

  • @clarakingston2255
    @clarakingston2255 Před měsícem +1

    Apa ngavanake vaskana avoo🥰

  • @brendanzombe3859
    @brendanzombe3859 Před měsícem +5

    Idzi dze 22 years dzinenge dzakarohwa nemudzepete already

  • @ChrisMufunga-jt9dz
    @ChrisMufunga-jt9dz Před měsícem +6

    kana usina kumbobvira wakayenda kuboma hauzivi ma goodies elife, isu vamwe rakatiswatanudza nguva yava Mugabe ndiri pachawagona hapana, hu salad hwese hwakapera

    • @monnietaah9583
      @monnietaah9583 Před měsícem

      I hope you’re now living a reformed life.

  • @user-tp7cg8cc3h
    @user-tp7cg8cc3h Před měsícem +1

    Mbavha nevanouraya vachida ngavagaremo😊

  • @memorygoche2574
    @memorygoche2574 Před měsícem +13

    Sister vane 22yrs avo vekutema munhu nedombo hmmmmm handifunge kut vachagona kugara bhoo

  • @nyaraichizuzu8303
    @nyaraichizuzu8303 Před měsícem +4

    Ndokufarira Stella

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa Před měsícem +3

    Vakatsvukira madzimai vese ava yoooo...manje kunosangana ne ZIG endefutika😂😂😂

  • @lilmap7286
    @lilmap7286 Před měsícem +9

    Avo blaz vanedzungu! Búdaí musangane nema ZIG. Next month munenge madzoka!

  • @iilianmajiga4843
    @iilianmajiga4843 Před měsícem +2

    Mai vechirungu avo avo kkkkkk

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nh Před měsícem

    Hello my sister Stella destiny TV manyama live and direct 🎤

  • @shumzaali714
    @shumzaali714 Před měsícem +5

    Hie sisi Stella wedzerwai nyasha

  • @RoyaleHighness-fi6uz
    @RoyaleHighness-fi6uz Před měsícem +8

    Madzimai 23 chete nhaimi apa mbavha hobho dzabva dzavhurirwa 🙆🙆🙆🤦🙍

  • @graciouskasanga9345
    @graciouskasanga9345 Před měsícem +11

    Asi munonwiwa doro here mujeri sis vered vavanemge vakatodhakwa wani

  • @user-uq8lh5yw1m
    @user-uq8lh5yw1m Před měsícem +1

    Hanzi vanhurume vashomaa aaah vangarega Ivo vazere kuJeri kudaro 😂😂😂😂

  • @user-xz3rb2ke5x
    @user-xz3rb2ke5x Před měsícem +1

    Haaaa😂takuzonyatsobirwa manje

  • @MimieRivulet
    @MimieRivulet Před měsícem

    Kkkk king vestallion avo uum havasati vaita sober nanhasi

  • @debrandengu8638
    @debrandengu8638 Před měsícem

    Kkkkk blessing

  • @stephanieelizabethchipangamail

    Haaa sisi vekutema munhu nedombo ,zvawakatoita kunge vakadhakwa😅😅

  • @tarirobhunu131
    @tarirobhunu131 Před měsícem +2

    Vane tshrt ye green avo ndiye sister ya mallot 😂😂😂 ndiwo mabasa avo joni vakasiya vaparadza

  • @pertumuchemwa2590
    @pertumuchemwa2590 Před měsícem +1

    Sisy Stella potai muchitiitirawo chirongwa Behind Bar, munonyatsogona kubvunza mibvunzo.

  • @KudakwasheMamhunze
    @KudakwasheMamhunze Před měsícem

    Aaa kubuditsa vanhu vaakutoda kubuda 😂😂

  • @alcatelthree
    @alcatelthree Před měsícem +4

    Mbavha dzadzoka mungwarire mikova 😂😂

  • @delphinechimuti9908
    @delphinechimuti9908 Před měsícem +1

    Dzekutema munhu nedombo dzinenge dzakatorhekenwa 😂😅😂
    All the best ladies go and be safe

  • @mutsaipmuguta5954
    @mutsaipmuguta5954 Před měsícem +1

    Stella Muusha always on point good questions and hauna kuvhengedzera wakatyora

  • @mutsaipmuguta5954
    @mutsaipmuguta5954 Před měsícem +1

    Mukadzi munaku akakona kuroya anoba😂😂😂😂😂😂

  • @tarirobhunu131
    @tarirobhunu131 Před měsícem +3

    Wedombo uyo akudzoka soon nekut haasat ava sobber

  • @kudzaiczenda1884
    @kudzaiczenda1884 Před měsícem +2

    Asi Blessing uchiri wakadhakwa nestalion yacho nanhasi?

  • @melodymusasanya6247
    @melodymusasanya6247 Před měsícem +3

    Musikana uyo akatopera hake shame 😢😢Mwari tinzwirei nyasha shuwa vana vaparara nema drugs

  • @unity9896
    @unity9896 Před měsícem +3

    Vakadzi ndomabhinya chaiwo,mbavha dzisingadzoreke

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 Před měsícem +1

    Sure kubuditsa mabhinya akawanda vachisiya vakadzi nxaaaaa

  • @barbragawaneni3363
    @barbragawaneni3363 Před měsícem +2

    Ndiani akambosvika pauri achiti hesy ndine 28 years 😢mbuya iyi yekubata mwana ane 13 ngaikwane ..tototya kusiiya vana vedu vakomana cz kune chembere dzisinganyare ...mwana ane 13 mucheche iyeye woona sekuti ane 28 ..tell me why mai iyi yakapihwa 8yers not 80yers ...chembere isinganyare

  • @peembano253
    @peembano253 Před měsícem

    Vane red avo chibaba😂

  • @user-uq2pj9jp6i
    @user-uq2pj9jp6i Před měsícem +4

    Mombe nembudzi dzinopera varume hobho vabudiswa avo!! Mamboti madii nezhara iriko zvipfuyo zvinopera,,

  • @langtondzinovatonga8397
    @langtondzinovatonga8397 Před měsícem

    Aaaah ma manyepo nyika hayiendeswe kumberi nematsotsi

  • @leveniamaregere4573
    @leveniamaregere4573 Před měsícem

    ❤ this heart is for mama stella muusha

  • @brendatondaya7003
    @brendatondaya7003 Před měsícem +1

    Vanhu chengetedzai vana mabhinyaaya abuda😢😢

  • @mutsaipmuguta5954
    @mutsaipmuguta5954 Před měsícem

    Magarinya garinya vanhu vacho

  • @LibertyShuroWildlifeArtist
    @LibertyShuroWildlifeArtist Před měsícem +2

    Dzedombo dzine kudhakwa kwe 5years😂😂😂😂😂😂😂

  • @kellylincolnkwaramba1374
    @kellylincolnkwaramba1374 Před měsícem

    Zimbabwe yochitanga bsa

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950 Před měsícem

    Stella Muusha💯🇿🇼Uyo wekutema nefombo hanzi ndinoona kana ndaveko😅. Saka apo anotori sober here?😅

  • @MatuzviMuchandiwona
    @MatuzviMuchandiwona Před 29 dny

    Mukadzi akapomerwa rep uyoo ndikumuda tichengetane arikuonekera

  • @GavaMarengenya
    @GavaMarengenya Před měsícem +4

    Iyo mhai ye tint ngaitikwanire nxa

  • @calistomunditi7960
    @calistomunditi7960 Před 27 dny

    Takeover behide bars, zvinodakufumurwa please

  • @user-tg2co8vb8j
    @user-tg2co8vb8j Před měsícem

    Ngavaburitsewo ku Khami uko plz

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 Před měsícem

    Va Idhi 😂😂😂😂😂 yuhwiiiii mazimba mondishamisa zuvaly

  • @gladysmunemo1662
    @gladysmunemo1662 Před měsícem +4

    Vekumbare sis vedombo avo kana kubuda Havana kufara nako vakarohwa zvavo nemupeta

    • @nyaraingadella4924
      @nyaraingadella4924 Před měsícem

      ndaona sekuti anga achida kuchema tarira panzi ko amai vakambouya here

    • @abeautifulheart
      @abeautifulheart Před měsícem

      @@nyaraingadella4924 chokwadi - aita emotional shuwa paati hapana akauya

  • @maiboys3934
    @maiboys3934 Před měsícem +6

    Mai vetu tint panebasa

  • @thandiwechinaa5453
    @thandiwechinaa5453 Před měsícem +1

    Sister ve22 yrs vakatodhakwa havo kare

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h Před měsícem

    Kana ane mhanza achatendwa na Wicknell Chivhayo pa vanhu vabudiswa ivava .

  • @maiboys3934
    @maiboys3934 Před měsícem +1

    Sisi ve 22 years vakatodhakwa zvavo asi munowanikwa zvodhaka here mujeri macho

  • @evemudungwe168
    @evemudungwe168 Před měsícem

    Uyuywo mbavha kufana nababa vako vacho zvese nehumhondi dununu risingazive baba ximbavha kufarira kunoba nxaa

  • @craig9687
    @craig9687 Před měsícem

    I couldn't believe itsss

  • @nomsanyoni4191
    @nomsanyoni4191 Před měsícem

    Heyi aaaa ngavadzokere futi vanopedza mhosva dzavo vanu ava😂

  • @melodyzvimba7050
    @melodyzvimba7050 Před měsícem

    Mai ve model avo vananga vakatorohwawo nawo

  • @netsietumu7767
    @netsietumu7767 Před 4 dny

    Haaaa ane red uyu hapana chaadzidza uyu

  • @YonathaMakanda
    @YonathaMakanda Před měsícem

    Momz vemwana we13yrs havasat vachinja hw can someone say ndaisaziva kut mwana kumusha kwekut you all know vanhu vese around you

  • @user-uq2pj9jp6i
    @user-uq2pj9jp6i Před měsícem +2

    Aaah hanzi ed huchii kkkk mukati Gare Gare muchadzidza zvakawanda,, but why varume vabuda vakawanda than vakadzi ,,vabirira apo

    • @barbragawaneni3363
      @barbragawaneni3363 Před měsícem +1

      Its because population yevarume mujeri is way more than yevakadzi ..vakabudisa same number kuvakadzi sevarume vabuda avo kuFemale kunosara kusina vanhu ..vakadzi vashomanani kuJeri

  • @noelmatemedhandabanda8726
    @noelmatemedhandabanda8726 Před měsícem

    Anyway vamwe vatojaira kugara mukati vanodzokera mukati

  • @kudzanaipedzisa4170
    @kudzanaipedzisa4170 Před měsícem

    Apa dzakatodhakwa zvadzo

  • @kennedymaphosa320
    @kennedymaphosa320 Před měsícem +1

    Mbavha for ED

  • @noelmatemedhandabanda8726
    @noelmatemedhandabanda8726 Před měsícem

    Distiny ka 1

  • @BhemaValleyStudios
    @BhemaValleyStudios Před měsícem

    Uuuuum mai veuyo wema Drugs ndaona vatosiya amwe paDen anotosvika nekuBhema

  • @millicentnzanga3322
    @millicentnzanga3322 Před měsícem

    Stella Muusha is the best

  • @kingmatts7157
    @kingmatts7157 Před měsícem

    Mbavha iMbavha

  • @user-mx7ei7gu4f
    @user-mx7ei7gu4f Před měsícem

    Maloti arikutsvagei apa

  • @agnesmurefu3209
    @agnesmurefu3209 Před měsícem +8

    ahahhha hanzi i cant disclose iye abva adiscloser hake kkkkkkkkk

  • @madyedzomunyonga2036
    @madyedzomunyonga2036 Před měsícem +1

    Mbavha ndozhinji ipapa dzirikudzokera kunoba futi

  • @jayroyal3257
    @jayroyal3257 Před měsícem

    Iyu weku stoner munhu achiri aka dhakwa u

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 Před měsícem

    İmi vanozviita seiko munhu ari kubuda mujeri 🤦🏾‍♀️🤦🏾‍♀️🤦🏾‍♀️. Zvimwe zvinhu zvinotaurwa nevanhu vezanu havana brain 🤦🏾‍♀️🤦🏾‍♀️🤦🏾‍♀️🙌🏾

  • @millicentchimbera682
    @millicentchimbera682 Před měsícem

    Why kuburitsa 21 vakadzi chte asi varume hobho kudaro

  • @blling8500
    @blling8500 Před měsícem

    We coke uyo anogona kunge achititadzira coz coke is expensive

  • @mandlenkosidube
    @mandlenkosidube Před měsícem

    imbwa dzevanhu

  • @mutsaipmuguta5954
    @mutsaipmuguta5954 Před měsícem

    Chema 4ne icho chidhakwa apa munhu number plate bhooo

  • @user-hg4dy7he3n
    @user-hg4dy7he3n Před měsícem

    Uyoakagara wekutemamunhu nedombo achakatodhakwa

  • @loicechirumba8357
    @loicechirumba8357 Před měsícem

    Ndaona mumwe apihwa mota

  • @rosemarymunyukwi2479
    @rosemarymunyukwi2479 Před měsícem

    Vakadzi vari kupiko

  • @prudencemapito5464
    @prudencemapito5464 Před měsícem

    Baba vekuruka zvigubhu ibasa chairo

  • @partsonwatch
    @partsonwatch Před měsícem

    Saka Mari dzemabhazi vanenge vanadzo here ipapa

  • @user-tp7cg8cc3h
    @user-tp7cg8cc3h Před měsícem

    Vanhu vafara

  • @eppahsinzamala6541
    @eppahsinzamala6541 Před měsícem +1

    Muchasuwa sadza remujeri kunze kwakaoma,ndaona vazhinji vadzokera mukaty

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa Před měsícem

      Kwaaaaaaaaaaaaa ndachema zvangu😂😂😂

    • @chingombedaries
      @chingombedaries Před měsícem

      Koiwe seyi usingaende kujere sezvo zvinhu zvakaoma

  • @user-rp5ko5iy4g
    @user-rp5ko5iy4g Před měsícem

    Atogona coz avana chikafu chekupa vasungwa vacho

  • @user-ge5si1sd5v
    @user-ge5si1sd5v Před měsícem

    Ndomuziva Blessing mwana wa mr ugly vekuEpworth

  • @confidencegutu4029
    @confidencegutu4029 Před měsícem +1

    Sisi vebhurugwa remitaro avo kuita sablaz