How Mnangagwa will be "removed" from Power, achida asingader,
Vložit
- čas přidán 3. 07. 2024
- Mnangagwa this time anoenda chete
To Sign up with StreamYard please follow the link below
Want to create live streams like this? Check out StreamYard: streamyard.com/pal/d/63585880...
Smith waiva nani chaizvo nhokuti Smith ndiye akasiya avaka Zimbabwe yose yatirikuona Zanu pf yakauya kuzoparadza zvose pane kuvaka nyika ichikura hupfumi hwuchienda mberi
Good luck. You are on the right track.
The message is good... But this needs to be in an audio to go kumamisha kwacho
This is the education appreciation and knowledge lacking in Zimbabwe and most of the our African countries.
Munangagwa you are not as unconquerable as a chewing gum.One day one day basa ucharisiya.,Zimbabwe does not belong to you alone
Thanks for letting them know, good massage and well explained.
This is worth sharing and listening too.
Pple come and comment negatively, ask yourself what are you are doing to change Zimbabwe. If you are doing nothing do not comment and do not spread fear. We are not afraid and we are ready to die. Kufa kufa. Protests must go on Ed, ZANU and his criminals should all go. We are ready for change.
These are varakashi who are being sent to disrupt the massege.
Saka poitwa sei kana pasina anovavhotera, asi vachingoramba varipo, vachingoti vahwinha
Powerful message methords
The problem is most people are fanatics, and tribalistic, nepostic. They support Zanu like supporting Dynamos because they live or stay in Harare until they realise that zanu is destroying their lives, their kids', their grandchildren they will be imprisoned and die like paupers.
True
Wabaya .ndinotenda nekuudza vanhu chokwadi. True.
Wagona
Usape mhosva vanhu iwe havana chavstadza Vanhu vakuzama pavanogona zanu inobirira ziva izvozvo now vakurambidzwa kuita ma strike saka usape vanhu mhosva
True true very true you have said it
Point
Chokwadi chemahala
Vanhu vakushandiswa nezanu kutoitwa mapenzi chaiko
Magona
True. Vanhu vekumusha are happy waiting for the next bag of maize in 5 years time... They have no sense of urgency. They feel special kuwana zvekunyengedzwa izvozvo.
It's all about fear dear, people know urban & rural, fear fear nothing else
if our people could understand that simple truth it would make a world of difference come voting time.
Ko kana povho vari varungu vavo vanoroverei vanhu. Nguva yose
Mnangagwa angabviswe pay power naani sure, he is the black Smith "not in his lifetime"?
We said the same about Mugabe. Remember insights and also when people go out in masses with peaceful demonstration he will fall believe u me. Now the world saw what happened just at the recent elections, the Ticknall issue, sadc and now S.A is no longer just ANC no more backing up of Zanu
👏👏👏👏👏👏👏👏 well said my dear brother
You think so
Ngavaite.zvavakaita.mugabe vakutyei.nhasi vachiona iyo mhandu yorasa.mutswe wayo
Abasher zanu pf ..Abasher.
MUFANA WEKUNJANJA VAUDZE,NDOKWEDU IKOKO,MUSARIRI,MHOKORE,MUDYIW,MAKWEME
UYU ACHA GWA EGA...KUPUNZIKA EGA
KUTI PUUUUUU PASI.
Chokwadi.muri kutaura ndizvozvo chaizvo
Headline and content are worlds apart.. Msg is directed to the wtong audience
Context matters. What happens after education of masses? Will that Make Mnangagwa stay?
😂taura zvako hama. 14:56
Ibvaipo imi kani udza masoja neporisi ipanduke first cz ndovanepfuti izvi zvepeaceful munourayisa vanhu itai vaite zvawakaita mugabe nemi vashamarari get fokol mukutaura imi muri safe siya tife nenhamo yedu mngangwa ibhinya
Iwe shamwari iwe udza vanhu chokwadi taivaziva saizvozvo kare munangagwa asati auya
True Gogo,that old madala went in the grave is the trouble courser of all this and
others are following the footsteps.
Off topic
Yes i agree but at least he is trying to open the eyes of our rural forks.
Nonsense
You think it's nonsense because you are a zanu pf puppet who doesn't want people to know the truth. Futseki mhani
Frustration
Iwewe waudzwa chokwadi ka murakashi.wanga uchida kufa wakaruma sejuru.