Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
😂😂😂😂😂 they are committing a crime by impersonation of the government officials
Kunyeba watumwa naEkedhi awa tsotsi
Vele
Asi ropa racho rakaendeswa Kwa ED
Zvinogona kudaro why mutungamiri vanyika akupindira panyaya iyi
Baba ngavanyarare havo.Mhepo yataura kuti ndichakutungamirirai kusvika kuma Pena?😢😢😢😢😢😢😮😮😮
Havasi tateguru ka avo saka haambotadzi kutaura sleng hanty akafa recently
president office yafumuka shuwa
Mhepo ngaidambure vnhu
Tusutu ava vanoda shamhu ava kunyepa president has to put them in jail for life.kkkkkkk hanzi usanyepere vanhu kkkkkkkk
Sekuru Kanengo ndavangorova back to sender Ekedi apengewo
Asi ropa raEvans rakaenda kuoffice kwapresident here
Matsotsi kusanyara vatumwa nani please be careful
Kokwamaodza ndiko kwatanga guitar godobori here
Vmasuit hokoyoi napresident maface ematsotsi mnje 😂😂😂 mamisa vnhuu mkomna akagrwa kna watoona kty kunyperwa
Mmmm lm not sure of those people in suits
Zviriko here ???
Ko Muzukuru akutotadza kuenda kubasa sorry hake
aiwaka machinda mapurisa amambo varipo vano chengetedza runyararo tibvirei apo, regai mhuri igadzirise musha wayo.
Rovaib basa sekuru.Vachazvirega zvekuponda vanhu.Famba chikomana pisa vanhu.Hokoyo nengozi.
Aaaa sekuru itai back tusenda warikujaiira wanhu awa
Kwakuzvibvuma izvozvo🤣🤣 president vanenge vashaya basa here kupindira zvakadai
Mabusinessman aya vkutsvka kuzviurayisa shame
Haaa ko sei mauya ndimi vanaani
Sekuru Ekedhi musanusiya ...varume Ava varikunyepa president veyi
Kkkkkkkk ummmmmm uuuuùuuusanyepere vanhu wanzwa here zvandareva?😂😂😂😂😂😂😂😢😢😢😢😢😮😮
Vema suit ndovakatuma Ekedhi
Varume ivava vanozviziva hre kuti vanogona kuzoripa ngozi iyoyi ne zvavakaita coz apa vatongofanana na Ekedi vatovawo mabhinya
Zvichafamba sei manje sekuru aiwa ava vatumwa na Ekedhi mhondi idzo
Say it again
Zvaonekwa na munsngagwa vanhu vanoshereketa shuwa
Mutungamiri venyika dzake apedza hre or ndiye akapiwa ropa racho
Yowe kugona ngozi kuiripa havanzwire tsitsi munhu akaurawa hr
Boys reku savadha iro 😅😅😅😅😅
Ekedhi ndiye atuma tulume itwotwo
Yowee
Pamwe pacho unozoseka nhamo serugare.But in actual fact zvisingasekese ?
Ekedhi chii
I zita romuporofita
President vazvinzwirawo kupi nyaya dzakadai huye bodo asi vane zvavari kuziva here ivo adambudzo vacho
It's all acting kutsvaka cash ndezvemari
Ndevapiko avovema sutu
Nyararai ukoo hanzi musanyepere vanhu
😅
In other words ndovanhu varikutuma Ekedhi kaa avo kuti auraye
Taurai yenyu chokwadi
Acting dramma
Sekuru chiii chakuitika apa zvakutipa kufunga zvakawanda manje kana vemasuit ava vakuuya