Hymn 100 and Hymn 101 Easter 2016 | Paul Mwazha

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 26. 06. 2016
  • Hymn 100 at Guvambwa, Zimbabwe during Easter 2016 Gatheringof The African Apostolic Church ledy by Paul Mwazha o
  • Krátké a kreslené filmy

Komentáře • 22

  • @em3139
    @em3139 Před 3 lety +7

    Hymn 101 lyrics
    Zvatapinda ishe wedu
    Kune imba yako
    Titarire Mwari wedu
    Nedzi tsitsi dzako.
    Imba iyi imba yako
    Imba youtsvene
    Ishe uya tisangane
    Utiropafadze.
    Tinobvuma zvakaipa
    Mberi kwako ishe
    Tinokukumbira isu
    Zvino mberi kwako.
    Zvakaipa zvatinazvo
    Iwe unoziva
    Tinochema naizvozvo
    Nayo mweya yose.
    Tifadzise ishe wedu
    Noruregero rwako
    Tipupure mwari wedu
    Noyu mweya wako.
    Razarurwa dama rako
    Ngatirinzwe tose
    Tichiva Nomwenje isu
    Pane nguva dzose.
    Amen.

  • @em3139
    @em3139 Před 3 lety +7

    Hymn 100 lyrics
    Ishe taungana
    Muno mumba yako
    Uya newe zvatapinda
    Ishe mberi kwako.
    Iyo mwoyo yedu
    Inokutarira
    Nayo mweya yedu
    Ishe inokutarira.
    Hurukuro dzako
    Baba ngatidzinzwe
    Razarurwa dama rako
    Newe ngatikunzwe.
    Ngautigadzire
    Isu vanhu vako
    Kana tafa, tipinzewo
    Kune denga rako.
    Amen.

  • @user-hn2vn5pi1t
    @user-hn2vn5pi1t Před 5 měsíci +1

    Amen 🙏🙏🙏

  • @georgenhete
    @georgenhete Před 2 lety +2

    yes

  • @monalisamfaume5071
    @monalisamfaume5071 Před rokem +2

    Kudzai jehova

  • @brthonorpeace832
    @brthonorpeace832 Před rokem +2

    Am looking for a song called mumwe musi avemauro

  • @tre642
    @tre642 Před 5 lety +3

    I love you Jesus thank you for giving us Angel Africa

  • @jacobngwenya6230
    @jacobngwenya6230 Před 3 lety +2

    Amen

  • @agnessferemba1322
    @agnessferemba1322 Před 8 lety +4

    Africa forward never backwards

  • @kumbiraitakawira9305
    @kumbiraitakawira9305 Před 5 lety +3

    This is God. Mwari ngavakudzwe

  • @tendaimaposa3528
    @tendaimaposa3528 Před 7 lety +3

    mwari ngakudzwe amen

  • @faithlinah806
    @faithlinah806 Před 5 lety +3

    May God bless his servant baba mwazhaand hisfamily

  • @mudavose07
    @mudavose07 Před rokem +1

    igava iroo

  • @user-uo1sj4ih7h
    @user-uo1sj4ih7h Před 3 měsíci

    100 101 🎉🎉❤

  • @shingairaimudyiwa7757
    @shingairaimudyiwa7757 Před 7 lety +3

    this is melodious...GOD BE WITH YOUR PEOPLE FOREVER

  • @simbarashetamai9108
    @simbarashetamai9108 Před 7 lety +3

    Amen

  • @agnessferemba1322
    @agnessferemba1322 Před 8 lety +3

    Africa forward never backwards

  • @simbarashetamai9108
    @simbarashetamai9108 Před 6 lety +3

    Amen

  • @yeukaimarere1931
    @yeukaimarere1931 Před 5 lety +3

    Amen

  • @molinengwerume7481
    @molinengwerume7481 Před 8 lety +2

    Amen