I come from Gutu, cutting trees for firewood, farming in wetlands (matoro) can never be avoided. This is a basis of our live. If alternatives are not provided pple will die
😂😂😂😂😂sabhuku vharazipi manje nenzara iri gore RINO muchatora mabagwe ose muchiti ndimi muridzi we village muchinyora mazita e family yenyu ese nevashakabvu kkkkkkk
Sabhuku vharazipi and mbuya mai john fans lets gather here 🎉🎉🎉🎉❤❤❤
This VZ is too good
❤❤❤VZ naMai Joni pagutu rural hre magutu mupandawana hre umuuu.....masvingo muriko hree
Effective messaging and pure talent from the trio.
Shabhuku vharazipi vanogona zvavo rambai makadaro
mbuya ngavachidzorawo moyo kani, Sabhuku vave nenguva vasiigwa responsibility
Kkkkkkk nhai mbuya mashoko emushakabvu amutendi seiko 😂😂😂😂😂😂
Sabhuku VZ will never disappoint
Kkk well done munotigonera
I like combination yambuya John na sabhuku it's amazing
Well done Sabhuku
Ko paitwa clap hands ndaitawo ndokuzogaya kuti ivid😂😂😂😂
I like this man very well
🎉🎉🎉 yaaah vagona kutaura kwete kungozosunga vanhu musingavadzidzisi toziva sei isu tichaigara kumaruwa
Vz killed it on this
Natural talent maiona here? This trio is intact & perfect. Well done!
kkk😂😂😂
you guys are so talented
Sabhuku m proud of you and your team
Mbuya hwisisaivo sabhuku vachema chose
These guys never disappoint🤣🤣
Good work team especially, curbasi,lopez and vitor roque
Excellent 🎉🎉🎉
You guys are very talented beyond our expectations 👏👏
Well done Masvingo
Pretty nice art huh
I come from Gutu, cutting trees for firewood, farming in wetlands (matoro) can never be avoided. This is a basis of our live. If alternatives are not provided pple will die
VZ VZ is talented
😂😂😂😂😂😂 Murimuroi mai imi
Sabhuku Vharazipi munechipo chenyu zvenyu ndapakutenda zvangu.Vana wezhira woyeee
Kkkkkk kna usingagoni kudhidha unoinda😂
wow the combination is unmatched ❤...
Nice renovations GRDC ❤
Weldone .....munogonesa
Team rogona iri zvaro 🎉🎉🎉
Mashoko emushakabvu anondi spaka kubva 2011 chakachaya and mashoko aya haas ksiiwa everytym,😂😂😂😂😂😂😂😂
Mushakabvu akasiya ataura mbuya shuwa
Vavarazipi hamunetiwo kutara her kkk
Great
Varume tine zhara muno.....
Usingagoni kudhidha unoyeredzwa
Kkkkkk mbuya vane nharo ava kupikisasana nemashoko emushakabvu shuwa kkkkk
Well Done
Sabhuku V Z 😂😂😂😂😂😂 creative
Haas team mondigonera mbuya Mai John 😂😂 ne voice Ra vz vz
Fodhla ndoyapera yapere eeh
bravo
😂😂 kana vasingagoni kudhidha vanoeeredzwa
Ava vkanyanya mnje
Magutu medu here kkkkkk
Ndiani anosara achitonga kkk
kkk chienda coz wakatarisana nemuroyi
😂🤣😂😂mashoko emushakabvu anetsa ay
Ku actor pa mberi pevanhu vakatarisa pama fon
Masvingo hoyee
Vz and the zipi crew
Pamberi nokutitandadza
Kana usiongagoni kudhidha unoendwa newe 😅
Wow❤
Kkkkk vadhara ava
Point and interesting
Diva Diva muzaya wangu kurisei
Vharazipi ma1
😂😂fodhla yapera
Ndazviziva hangu kuti kumagumo mashoko akasiya ataurwa nemufi achataurwa kkkkk
Kkkkk VZ VZ pamasvingo apo 😂😂
fodhla ndoyaperaka
Kkkkkkkk ayaya 😂
kudos sabhuku
,😂.inodya ipapo ipapo😅
Very educational
masvingo ine chipo kani ululululuuuuuuuu
Mukoma ndokuziva 🎉
Lovely
Muneiko mubag 😂😂
Asi sabhuku kah 😂😂😂
Very good
Sabhuku vanobata basa
❤❤🎉
KK vz ibasa chairo
😂😂😂😂 vharazipi ibasa chairo
Awa magetsi mbuya john naVZ moto
❤❤❤❤
Sabhuku makanyanya
😂😂😂😂😂sabhuku vharazipi manje nenzara iri gore RINO muchatora mabagwe ose muchiti ndimi muridzi we village muchinyora mazita e family yenyu ese nevashakabvu kkkkkkk
Thanks
Ndomenyu here
Sabhuku mudhidhi mukuru, vanogona kudhidha kana mvura zhinji yauya.😂
vharazipi you funny
Vz vz masabhuku kunge isu 😂
❤❤❤😂
Muri vanhu vavo kaaa
😂 VZ vz
Noone communicates gvnt policy kunyasi like vz, mbuya nachairman. Nick mangwana must learn
Fodya yapera fodya yapera fodya ndoyapera
😃
Isu kuno tatorongeka 😂
Vz vz the power pagutu ipapo
Mogona va vhara zip
Done❤❤❤❤😊
Vharazipi zvakare
Bhora mberi
Famba VZ Famba