Ba Rwizzi is impressed by Ba Phinias' English Breakfast. Maybe even too impressed. Find out how the comedy and drama unfold on episode 2 of Mukadota Reloaded.
@@nyashagrace11No disrespect but I think if you follow the comments chronological,then you will get r answer infact you have answered yourself and once again no disrespect and sorry kana natural but zvimwe zvinhu zvino ngoda ka common sense mbichana 😊. 😂😂😂
I have watched so many dramas from Zim, but not only is this so funny. It has brought back so many memories. The person who played Mukadota, well done to you and your cast. Great stuff
Apa bhutusi kubva aita chibaba rwizi chemashuwa...body voice type of dressing chibaba rwizi chemashuwa.....apa kuzotaura chirungu kunge baba rwizi vemashuwa😂😂😂
Bhutisi is the best comedian in Zimbabwe, period!
No lie detected
Is Bhutisi the one acting like mkadota??
@@nyashagrace11No disrespect but I think if you follow the comments chronological,then you will get r answer infact you have answered yourself and once again no disrespect and sorry kana natural but zvimwe zvinhu zvino ngoda ka common sense mbichana 😊. 😂😂😂
@@ShortCircuit05445 thank you shortcircuit
Amen ipapo ,, i wish to act with him one of the days
To the point👌. Mukadota is smiling in his grave. Team racho riri kuketa rese. Ba Phinias is lit
I have watched so many dramas from Zim, but not only is this so funny. It has brought back so many memories. The person who played Mukadota, well done to you and your cast. Great stuff
Yaa this guy is talented . Hats off to Bhutisi. Very intelligent!
What a good actress Mai Rwizi😂😂
Ngavaedze kamwe kakunyengerera so kaive naMai Rwizi
Both Gringo and Mukadota are back. Now I'm waiting for PARAFFIN
Paraffin we have Nijo
Paraffin Ma1 kkkkkkkkk
Na Mutirowafanza
Parrafin achanetsa kuwana kkk
Na baba bhobha
Bhutisi is the real deal about comedy❤🎉💯💯Case Closed!!
Bhutisi kunyatso ita sa kaMudota chaiko. Keep it up
Waita hako butisi ndokuti ma2k azive kuti taiona zvinonakidza kudhara 😂😂😂
Nice...I wish there cld be a Paraffin and Mutirowafanza too doing the reloads 😂😂😂
The acting was top notch.Well done!!
Person of my calibre ne social standing yangu kkkk handidye porridge.
It's mato nema options for me 😂😂😂😂
Waah mukadota is back, brilliant
woooooow this is excellent!!!!!!!!!1
Baba Phinias😂😂 hanzi vanongonzi cook cook, go home now vobva vatouya kumba😂😂😂
Mai Rwizi munhu aida murume wake shem 😂😂😂😂😂
Murikuona imimi? Mukuona inini? Kudhara ikoko baba Rwizi😂
😂😂😂😂 baRwizi kuzopisa tsitsi
@@tondetanditonny802 imboko baba ivavo
Baba Phinias , ukuona iwewe , ukuona inini kudhara ikoko...
This is too hilarious,bhutisi wakanyanya,watidzora ndangariro
Kkk this is top drawer .... but it silently lays bare the pressures that we undergo as Man in our quest to be a real bread winner of the family !!
🤣🤣🤣🤣🤣Mukadota is back, wooow wonderful kkkkkk
😂😂 softness yaBaba Rizwi hasha dzese dzopera
Idyai porridge makanyarara Mhofu😂
"ndoita sei? ndibatsireiwo, handiti tanga tichidya tese" 🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂
Ichi chibaba😂😂😂 Bhutisi kuseri. this is excellent
😂😂😂hanzi unosimba zvekudarika ma hips amai finiyas 😅😂😂
You really taking us back there. Which is a good thing.Keep it up guys
😂😂😂😂 Ba Rwizzi vanozosiririsa zvirifunny
Thanks, we love this❤
Baba Phineas vanogona kupopota 😂😂
Haaa bhutis haaa urikumberi ndabvuma😂😂😂wakanyanya
Mukadota will be proud of you the new Baba Rwizi
Excellent 😂😂😂😂😂
Brilliant stuff proper acting
But mukadzi uyu akugonawo, mai Rwizi
Bhutis ka ma1 Baba Rwizi varikufara kwavari ikoko Well done keep it up 😂😂😂
😂😂😂😂baba Rwizi kuseri😂😂😂
No one can not do this in zimbambwe this man was the best acter I miss him
Kkkkk hanzi ukuona iwewe ukuona inini ( kudhara ikoko) haa sasi iroo rotyisakuudzwa
Weduwee Ba Rwizi ka musazodaro
Ukaita kuterera voice unoti maybe ndiye kah kkkk, well done, kudos
😂😂😂😂😂 haaaa nice kwasara Bambo wako haana bhachi... Mutirowapfanza!!!
Matoone maoption😂kuba zvakunoita
Mukadota voice guys I'm happy
Butisi anogona excellent ivo baba phineus kuseri fut
Kkkk kubva watedzera voice ramukadota racho....maHey days.....mukadota parrafin and gringo maGoat acho
Haaaaaa watipedzera. Down memory lane. Thank you Bhutisi 🤣🤣🤣🤣
Great comedy! Mukaka haurungwi keep it up guyz
Well done guys
😂😂😂😂Mai rwizi muchadarika mai Phineas mahips well done guys
Well done team ❤
Ukuona inini ukuona iwewe kudhara ikoko.
Baba Phineas vatsamwa
The best zveshuwa mukadota chaiye
Outstanding stuff.
😂😂 Good series, Baba Phineas is good
Bhutisi ndicde period!
Makazvironga Seiko 😂😂😂❤❤❤Best content magona vana vedu vanyatsoonawo
Apa bhutusi kubva aita chibaba rwizi chemashuwa...body voice type of dressing chibaba rwizi chemashuwa.....apa kuzotaura chirungu kunge baba rwizi vemashuwa😂😂😂
Please bhutisi keep acting like mukadota.ndopako chaipo chaipo.u are acting it real
😂😂😂 this is funny mhani 😂
Mahips amai Finiyasi😂😂😂
Ichi ndachida ichi keep it up mkoma baRwizi .
😅😅😅😅😅😅bhutisi ma1
Ndaseeeeka hangu
Mwos mdhara😂😂
Bootis ka😂😂😂😂
I agree is the best comedian
Mukadota to the pple
😂"kubaaa? Varikubira ma India ?👑😂
❣️❣️❣️💯🔥🙏
Baba rwizi na mai rwizi munogona
Kkkk manje muchaitasei ....hamhenoka ndibatsireiwo kkk
Kuitira cholestrol kkkkk😂
Mows suyanai naye baba rwizi ....Mari inoshandwa kkkkkkkkkk
Drama manyama thank you guys nekudzora ndangariro.
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 we are waiting for episode 3
Kkkkkk voice ....hhhh bhutisi anogona
😂😂😂😂😂😂 hanzi varikuds kundiita sei vari kundirongera...anditi tanga tichidya tese kkkkkkkkkkk
😂😂😂hoyoo ma1 aya
Good job
bata wakadaro kkkkkk😂
Kumberi kwekumberi munogona. Asi mai Rwizi namai Phenias roles ngaareveswe. Mai Rwizi vane character yamai Phenias chaiyo
Kkikikkk the only chance yekybuda munhamo, haa ndaknotsvaga hangu mumwe
Well done Bhutisi
Good acting guys
Kuzhangaira Kuzhangaira haa manake ayo baba Rwizi.
I have 1 qsn, who's still watching ztv these days 😂😂😂
This is excellent💯💫
hanzi matone maoption lol
Baba Rwizi ka 😂😂😂😂😂😂😂
This is good mhani 😂😂😂😂
Back in the days tichiona Mukadota pablack and white
Yess
Person of my caliber 😂😂😂😂
Well done bhutisi😂😂
Cook cook go home 🤣🤣🤣🤣
Voice manje Bhutisi😂😂❤❤❤
Reply to @adamzipala kune ana James Bond hobho wani ,,,,,,keep it up Bhutisi especially baba Finias nailed it
Kkkkk baba Phinias matova nema options 😅
Kudos to mai rwizi.she is spot on.