Ndatambudzwa Ne Chipoko ChemurumeWandaka Torera Mukadzi WakeMurume Wacho Akazviuraya

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 13. 09. 2024
  • Zim Family Secrets and Confessions
    Deep Secrets and Confessions Google.
    In this first episode, we hear a story of a .
    Please listen, like, comment, subscribe and share.
    Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
    Link down below
    @goromonzitv
    If you have any confessions please feel free to contact us on
    +27678702658
    #Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

Komentáře • 49

  • @millicentnzanga3322
    @millicentnzanga3322 Před 2 měsíci +5

    Yoweee ukufunga kuti makangwara makavhara vanhu Mari zvichakudzokera

  • @rumbi6789
    @rumbi6789 Před 2 měsíci +4

    Dai chipolo chemurume uyu chichikurovai makafarisa mukoma hamungatuki muridzi wemukadzi

  • @nyonisehlulekile8607
    @nyonisehlulekile8607 Před 2 měsíci +7

    Karma knows the address

  • @TafadzwaMutsaru
    @TafadzwaMutsaru Před 2 měsíci +7

    Uuumm gore ramuchapengeswa kaaa nekuvhara vanhu

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 Před 2 měsíci +5

    Really munhu ngaavharwe mune Shuwa hre mukoma imi zvakangooma hazvo veduweee 😔 ndosaka ini ndisingazvide ba zvema Round plus muchabira asingabirwe

  • @sindy308
    @sindy308 Před 2 měsíci +3

    #1 muchakohwa zvamakarima mkoma

  • @user-en6dg2xg4c
    @user-en6dg2xg4c Před 2 měsíci +3

    Kutorera munhu womusvitesa futi aaaa chimboona hako chipoko wozoripangozi ko mwana wacho wamakaita aripi

  • @ctgmm
    @ctgmm Před 2 měsíci +1

    #2 ehe ndimi kaa makangwara boys repatown

  • @SharonKufakomwe
    @SharonKufakomwe Před 2 měsíci +1

    Last confession mmmmm kuita kunge im watching a movie

  • @BabaMusic1127
    @BabaMusic1127 Před 2 měsíci +2

    😂😂😂😂ma1...mwari vanoti mukadzi wemunhu habatwi...😂😂😂murume uyu hasati anzwabata.
    Chipoko...😂😂😂ma1

  • @SinikiweToronga-sm5in
    @SinikiweToronga-sm5in Před 2 měsíci +2

    Hayewa mufi ngaato nyanya kushika wazviurayawo sezvakaita nemazariro akaita vakadzi varikutodzi vakawanda kupfura varume asi iwe wakasarudza wemumwe nekuto mutuka a

  • @ViolaChakanyuka
    @ViolaChakanyuka Před 2 měsíci +2

    Vharayi zvenyu munonyura chete

  • @millicentnzanga3322
    @millicentnzanga3322 Před 2 měsíci +1

    Last conf l hope vamwe vakuita izvi vadzidza zvine makuva pasi izvi

  • @ChipoMarimo-sh2zu
    @ChipoMarimo-sh2zu Před 2 měsíci +1

    Maifanirq kukumbirq ruregerero mabatwa nemkadzi wemunhu chii chamakaita apa

  • @user-yu3do2su5e
    @user-yu3do2su5e Před 2 měsíci +2

    Vakadzi vasina varume vakazara asi munoda vevamwe vasinganetsi kuchengeta

  • @primrosebvindi7834
    @primrosebvindi7834 Před 2 měsíci

    This is why mari yema Round should be deposited directly into the Bank Accounts for all group members, by each member individually.
    It avoids such cases yekupiwha fake money.

  • @netsaigurure166
    @netsaigurure166 Před 2 měsíci +1

    Muchati mave kuteverwa nenyuchi henyu muchademba henyu kana kuora muchifamba mari inorwadza kuwana iyi

  • @christinarangaikwadinyakab4061
    @christinarangaikwadinyakab4061 Před 2 měsíci +1

    Brothers for life 😂😂😂

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Před 2 měsíci +1

    Lizoyeka ukwenza abantu izilima last

  • @violetmakaya6587
    @violetmakaya6587 Před 2 měsíci +4

    Zvekuti future iribho kunyepa uko Karma will finally come for you

  • @norahchingaira755
    @norahchingaira755 Před 2 měsíci

    Nyaya dzacho dzakaoma hadzo must go to theguys family and confess moripiswa

  • @tapiwayoutubechannel0297
    @tapiwayoutubechannel0297 Před 2 měsíci

    Huya ndikubatsire

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 Před 2 měsíci

    Yaaah ma1 chaiwo Shoko here rakaipa zvekuti ende harikanganikwe zvekumhanya

  • @chiedzamatumba9130
    @chiedzamatumba9130 Před 2 měsíci +1

    Enda unomuripa kutora mkadzi wemunhu imhosva mweya wake unosiyana newe. Nemukadzi iyeye mobva makumbira ruregerero hapana nyaya ripai mhosva dzenyu.

  • @carolinechirima
    @carolinechirima Před 2 měsíci

    Chi pick up ichocho dai chikabheuka beyond repair.misodzi yevanhu haienderi mahara muchadzoka pano ne part 2

  • @mtemavester
    @mtemavester Před 2 měsíci

    Last conf,maiwee🙆ndanzwa tsitsi

  • @barretobarreto3269
    @barretobarreto3269 Před 2 měsíci +1

    Uchamama hako iwe wekurara nemukadzi asiri wako

  • @blessingbikinyaamidu5224
    @blessingbikinyaamidu5224 Před 2 měsíci +1

    Chihure muchachirega zvenyu😂, and you guys kana maroora musaxoita sepwere look at this now😢

  • @user-vo1rb8ty1l
    @user-vo1rb8ty1l Před 2 měsíci

    Muchazvirega henyu zvekurara nevakadzi vevavhu hamusvodii ..muchamama henyu...😅😅😅😅😅😅😅

  • @rumbi6789
    @rumbi6789 Před 2 měsíci +1

    Ava ve round musanyanya zvenyu kufara mukarasa muswe nekuti vamakabira havasi kufara

  • @user-eg7bv5og9p
    @user-eg7bv5og9p Před 2 měsíci

    First confession zvichakuwanayi baba imi na blazi venyu hamuna matyira muchadzitengesa MOTA idzodzo mugosara musina kana chinhu.what I know is vanhu ivavo Havana kupeta maoko it can take years or months asi Havana kubvuma defeat not yet.

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 Před 2 měsíci

    Mkoma makakanginisa kumutuka maifanirwa kukumbira ruregerero bcz pada zvaiita nane pane kuti matadza mobva mawedzera kutadza tsvakai hama dzake muripe yatova ngozi iyi .

  • @susanamairosi8898
    @susanamairosi8898 Před 2 měsíci

    First confession varume mune hutsinye asi muchakohwa zvenyu zvamakarima bcz kugunun'una kwemunhu kunopa munyama

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 Před 2 měsíci

    Aiwa mkoma vangu chisi hachieri musi wacharimwa fake money yamakapa vanhu ichapinduka Mirai muone zvenyu unofa uri murombo kudarika vakomana vawakakura navo .

  • @TrymoreChiteshe-dk8wm
    @TrymoreChiteshe-dk8wm Před 2 měsíci

    Koiwe. Ukavharwawo unonzwa seyi

  • @teurayirugonye3346
    @teurayirugonye3346 Před 2 měsíci

    Imika imi hama dzangu let me just say Kharma knows everyone's post code and ZPS Yacho is always correct and at the right time.. Zvino panduka chete rimwe zuva. Zvinoita Satan ano shanda newe but anozo kusiya wavarairwa uye waapamusori apo and madonhero acho....muchanyara.

  • @BrianTakunda-cr4dn
    @BrianTakunda-cr4dn Před 2 měsíci +1

    Kwanzi munhu ngavharwe

  • @StylinNyirenda
    @StylinNyirenda Před 2 měsíci

    ❤❤

  • @user-eg7bv5og9p
    @user-eg7bv5og9p Před 2 měsíci

    Muno zviita vana chama ngwiza,pedzayi nyaya dzenyu .mune zvivindi kuto Wana nguva yekutora munhu azvisungirira ma pictures muchi senderana.shoko hari vhikwi kutukwa kuno rwadza pane kurohwa newe uri mu road mekupenga,

  • @PleaseBelieve
    @PleaseBelieve Před 2 měsíci

    2nd confession ...
    Give your life to Jesus Christ
    Ask Him to come into your life, ask for forgiveness ...
    Those are demons tormenting you, the dead are DEAD, when you kill, God removes his Holy Spirit from you, and there is nothing holding back demons in your life now ...
    So because you killed, well u contributed, God allows it to happen, that's why he said do not kill in the 10 commandments ... because of the consequences of what happens when you kill.
    With that being said ...
    Get on your knees
    Beg God for forgiveness
    Ask Jesus Christ to come into your life .. when he does, the tormenting will stop, because of Jesus Christ ...
    True story.

  • @primrosemandimutsira5908
    @primrosemandimutsira5908 Před 2 měsíci

    There is an error under the sun

  • @titusmushwana5245
    @titusmushwana5245 Před 2 měsíci

    Yaaa no help for learn to respect others

  • @miguelnehm5791
    @miguelnehm5791 Před 2 měsíci

    Zvekuvhara vanhu uchawana your reward it can be death !!!

  • @user-sc3yy6yk4q
    @user-sc3yy6yk4q Před 2 měsíci

    Hello bro Nashy

  • @AngelineGurwe-i2c
    @AngelineGurwe-i2c Před měsícem

    Thats karma

  • @mamadee2657
    @mamadee2657 Před 2 měsíci

    Karma will never forget your address

  • @Auntie134
    @Auntie134 Před 2 měsíci

    Mukoma vekuvhara vanhu mari musada kupembedza humbavha hwamakaita. Munombofungawo here mhuri dzevanhu vamakavhara. Zivai kuti karma is real and it knows your address. Ichasvika nguva yekuti muchasangana neminyama. Misodzi yevanhu vamakavhara haidonheri mahara

  • @BreshinevyNdatengwa-nu3dv
    @BreshinevyNdatengwa-nu3dv Před 2 měsíci

    It's ashamed to you every thing u a doing God is watching u will get yr reward in public although u do it in secret

  • @rosezulu-ng6jn
    @rosezulu-ng6jn Před 2 měsíci +1

    Ucharoiwa nekuvhura vanhu mari dzavo