Well done Stella. Love your reporting style. You make your interviewees comfortable, help them them make themselves clear and it's easy for all people to follow your line of questioning. 🎉🎉🎉
Machange money vanopa rate varikumboiwanepi, sungai vanhu mbavha idzo. Makabata one muchange money anokuudzai kuti rate rinobvepi, gorvenment is too soft for them
I think Satanism iri pa Africa, pane zvese zvatirikuita how do we feel uchitarisa harahwa idzo pa bank, unnona nhamo chaiyo nenzara hakuna kana ane hanya kana tsitsi. People are suffering vakomana.
$1-10 zig. Which means 0.50-5 zig. Simple guys.bcoz kuti tibvise us munyika hazviiti bhoo tine vane mari zhinji dzirikuma us. So mmmm gys lets just do the same thing to make all things also right
Reserve bank is full of short-cuts as if they also lake confidence and trust in what they're doing. Things have to be planned before implementing unotoona kut hapana kuzvitonga asi kutongwa zvekumbunyikidza.
Musango shooore , instead of uplifting the movement you take time to type nonsense, people just need a week or so to understand the flow , check history in the world when new currency is launched people get confused at first but catch up later
Government must gazette prices of fuel from feeling stations because business starts there,if people must decide on their own on things that must be done by officials it's a hipper inflation within some hours
to be honest zig ribho rine coin bt government ngaingoti 10zig ir 11 zig inotenga chingwa or inotakura munhu mu combi $ ngaritobviswe zvachose nekuti mukatongotanga ku compare ne zig zvatodhakwa
Mazimba mune dambudziko zvamunoda hamuzvizivi for once be proud to be a Zimbabwean sekunzwa kwandaita this current is powerful coz taxi kuita 7 zig inova iyo 50 cent kuma USA chanetsa chii manje
Much needs to be done to educate the elderly about this new currency otherwise vanozo chengeta valueless money se zvegoreriya.these are the potential victims of this zig zag saga
Stellah Muusha sando dzako unogona basa thumbs up for you my sister ❤❤❤❤
Yeah haa good job
You are a very capable journalist. Enough respect my sister. You will go far in this field.
Well done Stella. Love your reporting style. You make your interviewees comfortable, help them them make themselves clear and it's easy for all people to follow your line of questioning. 🎉🎉🎉
Dai Mwari watidzoserawo Mugabe pasina tsvina dzese idzi😢
Taurai henyu
No way he was part of the problem as well , all of them should go .
Taura zvako
Wakapusa
Madzimai Stella mazama muugwaru kubatsira kababa ako asi zvaramba. INFLECTION yokuvadza rudhende zweZimbabwe 😢
YOU ARE GREAT SISTER
WELL DONE
GREAT INTERVIEWING❤
Destiny TV manyama live and direct 🎤
Dai mwari vakomborera Zimbabwe 🇿🇼.
Zimbabwe hapana kwatiri kuenda ndati,,,, everyday confusion (economy n politics
😂😂😂😂😂😂 rega ndiseke hangu kana chirungu chichinetsa tawura neshona kkkkkkkk camera iyi🙌🙌🙌🙌
You deserve subscription from me Stella
Wechirungu zvake uyo mungamuseka but kumaths dzemari hamumboswederi vanhu vanoziva kuba mari ivava atotanga kti 30 Zig
Kana inflection yaaku transport sector then reflexion iriko futi kuma hard currents so far so good
Haaa serious yenyu sis munhu achityora chirungu kuita kunge musina kuzvinzwa henyu haa thumbs up😂😂😂
Destiny unogona basa thumbs up
😢😢😢😢 tosvikepikoooo Mwariweee 😢😢😢😢😢
Paangoti INFLECTION bvandatongoziva kuti chatochaya hapana kwatirikuenda😅😅😅yabva yangobairirwa pa30nemkomana
Hanzi so far so good 😂
Anoda kutsvagwa mukomana uyu araya zig
Imagine
Kungoramba ichiti inflection
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Zvakaoma zvezim zvotoda mwari oga
Zidununurezimdhara rine hat ye chiding instead of answering stella😂😂😂😂
Endai kuma church monzwa kuti vana papa vanotambira Zig here as offering or tights
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 kuisa zig mu busket kunyepera Mwari nokuti zig haisi mari
How about government said we banned usd now using zig mari chete in Zimbabwe
The economy will crumble, we have been there before
Koo vasinganzwi nekutaura vachaita sei. Uuuum its a long way to go🤦🤦🤦
Mupfana wemakombi uyo anoda kutaura nechirungu chasingagoni yooh.ndo type inomakisa kumababie iyo haàa😂😂
Kana muchida kuita reduce corruption in Zimbabwe sungai munhu ataura zvekuti 30 zig pakufamba.... Uyo
Zvemazigi hazvinei nekuti chembere dzega ndidzo dzinobirwa, munhu wese anobirwa zvakasimba tikashaya dzidziso
So far so good 30 zig takaenda takaenda😂
Its supply and demand which determines the rates.
Vanhu gavatambe iri kurira
The Bread Head Man was swapped for an UFO spaceship at Zimbabwe dollar era
Zimbabwe is a state of dramas
Haa mkoma wetransport wadiiko kungotaura Shona nhaimi 🫣
Machange money vanopa rate varikumboiwanepi, sungai vanhu mbavha idzo. Makabata one muchange money anokuudzai kuti rate rinobvepi, gorvenment is too soft for them
Hanty ma change money acho anopihwa mari nevekumusoro to spin for them 😅😅😅
Thank you Moses that's the only solution..change money vauraya nyika yedu
Ma driver anoita mari vakomana ndohwa tsitsi nevanoenda daily kubsa isu ma maid totohwa kwamuri ma conductor plz kwidzai mahwi😂😂😂
I think Satanism iri pa Africa, pane zvese zvatirikuita how do we feel uchitarisa harahwa idzo pa bank, unnona nhamo chaiyo nenzara hakuna kana ane hanya kana tsitsi. People are suffering vakomana.
Kana harahwa idzodzo dzapedza kutora Mari ycho vobva vavabira
This shows u don't kno wat Satanism is all about
So far so good mabalauta kkk😂
Kkkk zig hoyee in hangu naro enda bhooo
So far so good mazig acho akatorohwa neinflection 😂😂😂
$1-10 zig.
Which means 0.50-5 zig.
Simple guys.bcoz kuti tibvise us munyika hazviiti bhoo tine vane mari zhinji dzirikuma us.
So mmmm gys lets just do the same thing to make all things also right
Ooh ma God ,,, Mabhalauta kkkkk ..
English is not my Mother language😅
Zimbabwe nyika yechipikirwa😢
So far so good
Chirungu haugoni zvako dai wanyarara or dai wabvunza munhu wawaikopa kuchikoro kuti ndotaura sei uri mpfana mudiki chaizvo
Zig Zig Zig Zig zimbabwe tambudzika chokwadi😂😂😂😂
😂😂😂😂😂munhu aka nokora Zimbabwe tsoka mwari ave naye
😅😅😅
😂😂😂😂
😂😂😂praying
Saka mukureva here kt US ndkatenga naro handpuwi change re zig😢
Nice content
But background sound iii matinyanyira😅
Like every new thing they will get used
Mandimba ndimba taurai neShona vakomana. Iko kuzoramba achingoti yarohwa ne infliction 😂.
Kkkkkkk
Silungu nesilungulila🤣🤣
Kkkkkkkk infliction
Inflation not Inflaction😂😂
Viva zi
Reserve bank is full of short-cuts as if they also lake confidence and trust in what they're doing. Things have to be planned before implementing unotoona kut hapana kuzvitonga asi kutongwa zvekumbunyikidza.
Musango shooore , instead of uplifting the movement you take time to type nonsense, people just need a week or so to understand the flow , check history in the world when new currency is launched people get confused at first but catch up later
Inflaction 😂😂😂😂😂😂 really which school did you go to my friend?
Government must gazette prices of fuel from feeling stations because business starts there,if people must decide on their own on things that must be done by officials it's a hipper inflation within some hours
Mukomana weTransport-sector haagone kutsanangura.
Inflection😂 taurai neshona baba
Ten Zig imarii?
Muchinda weInflection uyo maone, apa abva aisa rate ku30
to be honest zig ribho rine coin bt government ngaingoti 10zig ir 11 zig inotenga chingwa or inotakura munhu mu combi $ ngaritobviswe zvachose nekuti mukatongotanga ku compare ne zig zvatodhakwa
n ..
So far so gud maZig hoyeerr
sofasogood 😅,inflection
It looks like a bearer checks already what confidence do you expect from citizens
Kule mwakafa pfungwa
Ahh maone
Tichabirwa kusvika Tati eke nemari iyi ichirikuvhiringidza vanhu
😂😂😂😂😂umwe anoendesa pay ne kupihwa 20.usd
Haaaa zvine mabhalautazi izvi zvezig
Ngavangosiya zvekuisa zig mufoni veduwe
Ndiri kuona distance ye50c, Komby ichange ichingoda 10ZIG. Vanhu tichatorerwa mari nhaka
Haiwa hapana mari apaa nxaaa kure ukooo
uchamama
Inflection n mabhalauta kkkkk
Mazimba mune dambudziko zvamunoda hamuzvizivi for once be proud to be a Zimbabwean sekunzwa kwandaita this current is powerful coz taxi kuita 7 zig inova iyo 50 cent kuma USA chanetsa chii manje
Wakwidza hanzi 30 zig pakufamba 😂
Saka tichaiona pamoney market ka panobuda us dollar.pound euro nerand kana ine power zvekudaro
Kuroiwa newakafa chaiko
Dzidziso yekushandisa mare here
😂😂😂😂😂
Zim katori ka dramatic zvedi
Pakutanga vaiti 1as 1 ASI ikozvino yapinda yakarohwa ne inflation saka monoda kuvhurwa fungwa nemunhu abva kuvafi here . Zanu yakundikana period
Yimali mhlobobani le enhasebenzi🙆♀️
Ini ma usd angu ndochengeta... Zvegore riye handizvipamhi😂
Kkkk
its inflection for me
Ma Change money need to be arrested as soon as possible.
Mari inongojairwa with winning and losing.
US parakauya pane akafundisa vanhu here.
Don't hurry they do thega😂
Much needs to be done to educate the elderly about this new currency otherwise vanozo chengeta valueless money se zvegoreriya.these are the potential victims of this zig zag saga
Mwari huyaiwo muzimbabwe
Zig harisi rekuchengeta mumba😂 unonyura
30 zig pakufamba Kkkk huye dont
Ashora VaMunangagwa mufana uyu idofo
Ey brother Benard inflaction.ko kungoti gagaga nerurimi rwaamai
Stupid mugweja uyu.
Vanhu vari kutosemeswa ndiwo mapaper awo haa Zim sarenda 😂😂😂
Pa service station inoshanda ere
Where in this world have you seen money with bar code ma Zimba itayi mushe imi madhara ese aya arikupenga rovai Mushayavanhu dzungu rake ripere
Changemoney i bank here? Sungai ma changemoney simple.Iro dofo remakombi ngarisungwe.$1 cannot be Z30.
whindi uyo anoda kusungwa ndivo vanhu vatirikutidzosera shure ava
1 to 13. Not bad. At all.
Vakomana vema kombi ndurrurani chaidzo vangat 30 ZiG pakufamba
Musadaro imi ko us how far
Kana bond harina kumbonetsa soo ummmh hey kwakuyogara ne calculator nguva dzese
uyo hwindi anoda kuiswa mukati morasa makeys . anogara abairira pa 30 azviwanepi
Zig parichatanga kutenga fuel ndopatichatanga kuritora srs!!
Mmmmm
Kamfana ako anopenga
Zig mabude😂
Bhalauta kkk
Zig itsvina
Yakarohwa neinflaction