Ndiri kukiyirwa zvinhu zvangu

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 30. 07. 2024

Komentáře • 497

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 Před rokem +30

    Thank you Headman Chigodora. Munotonga nehuchenjeri. Tamary ari vulnerable vanhu vanoda kumushaishira nekuti mupengo. Maonero angu Tamary ane bipolar zvizhinji anoreasoner. Plus chinhu chandadzidza panyaya dzake. Tamary kana ari mupengo mupengo usinga nyepi. Unotaura chokwadi chakaitika. Vanenge vamutadzira vanouya kudare neconfidence dzekuti Headman wachati Tamary mupengo. Chikumbiro kwamuri Headman Tamary anoda kupihwa kakewo kanzvimbo machigodora panotiwo Tamary.

    • @evelynmashasha2678
      @evelynmashasha2678 Před rokem

      Shuwa henyu mataura chokwadi Tammry aida kuitira Go fund avakirwe she's very intelligent Lady

  • @tribal1546
    @tribal1546 Před rokem +56

    Tamary taking everyone to court😂😂😂😂 my hero❤

  • @cathrinebare2213
    @cathrinebare2213 Před rokem +6

    Mess with Tamari and she will take you kwaHeadman 😂😂🙌

  • @melodyzimunya5253
    @melodyzimunya5253 Před rokem +10

    Thank you Headman for standing up with this vulnerable Tamy cz people tend to take advantage of her ❤🎉

  • @evelynmashasha2678
    @evelynmashasha2678 Před rokem +9

    Above all things Tamara she's very intelligent,wise, full of wisdom may all her grandchildren be blessed.

  • @alowismusodza
    @alowismusodza Před rokem +7

    Vote for Tamari... She might have her challenges but she is a thinker. I wish she could be aided with her mental health issues...

  • @Ishmael4513
    @Ishmael4513 Před rokem +8

    Tamari akutowana kwekuswera achitandara hake😅😅😅😅😅

  • @rebeccatsungai6120
    @rebeccatsungai6120 Před rokem +14

    Tamari anoziva kwekutizira hake ...thank you mambo

  • @rachelmutim8973
    @rachelmutim8973 Před rokem +4

    The way Tamare explains her stories...guys she is top notch😅😅😅

  • @princessmamthe
    @princessmamthe Před rokem +28

    Tamari for the people , to the people 😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @blantinambewe1096
    @blantinambewe1096 Před rokem +19

    Headman Chigodora..thank you for being Tamari's keeper.wese anhu arikubatira Tamari ngawaripe headman❤🎉Tamari ngaapiwe stand yake ega pliz headman🙏😅

  • @tanyex
    @tanyex Před rokem +8

    Headman ndipeiwo munda kwenyu.mune unconditional justice.thanks for looking out for the disadvantaged.God bless you Headman🙏🙏

  • @marthazulu9369
    @marthazulu9369 Před rokem +17

    Tamari never disappoints🤔🤔🤔

  • @cathrinebare2213
    @cathrinebare2213 Před rokem +4

    Tamari always win 😂😂😂😂😂🙌thank you Headman nekuva Tamari's keeper

  • @sharon3601
    @sharon3601 Před rokem +8

    Mess up with Tamari at your risk. She will make you straight 🙌🏽

    • @floriana301
      @floriana301 Před rokem

      😂😂😂😂

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 Před rokem

      Tamari is doing good people take advantage of her abusing her physically and emotionally

  • @apostleben5253
    @apostleben5253 Před rokem +2

    Thanks you Baba Taps for your commitment, covering nyaya dzepa Headman Chigodora. Tamari is very intelligent, may God bless her. No one is safe na Tamari.

  • @pertumuchemwa2590
    @pertumuchemwa2590 Před rokem +17

    Vese varikuti Tamari akujaidzwa hamuna moyo, coz chamunofanirwa kuziva ndechekuti vanhu vanotora advantage kuti murwere wepfungwa hapana zvaanoita also akataura kuhama hapana anomunzwa complain yake, so iye anozoenda kwaHeadman coz ndovanomunzwa and also ndikwo kwaanowana help
    ❤Tamari for the people❤

  • @percychuma8424
    @percychuma8424 Před rokem +8

    Headman torai tamari mugare naye. Tione mwedzi ukapera zvakanaka 😂

  • @nadianicolas-pd7ri
    @nadianicolas-pd7ri Před rokem +12

    Thank you headman for supporting Tamari

  • @user-ip2ho6kp7l
    @user-ip2ho6kp7l Před rokem +15

    Tamari ndiye arikurira kwachigodora😂😂😂

  • @franciscawurayayi9131
    @franciscawurayayi9131 Před rokem +45

    Tamari taking the whole village to court one by one😅

    • @user-ei8vr5wn6j
      @user-ei8vr5wn6j Před rokem +5

      Mambo ngawadzidze kuti tamari akauya nenyaya yake wanomuti tichakudanai nekuti magumo achasungisa munhu asina mhaka

    • @user-lj7bh9iv7w
      @user-lj7bh9iv7w Před rokem +1

      Vachapera vese kwaHeadman😂😂😂😂

    • @veejay9436
      @veejay9436 Před rokem +1

      Ummmm headman vachapenga navo vaka teedzera tamari 😂😂😂😂😂😂😂😂

    • @rosemuzenda3714
      @rosemuzenda3714 Před rokem +1

      😂😂

    • @franciscawurayayi9131
      @franciscawurayayi9131 Před rokem

      When she's done with the whole village achapindira mapurisa aheadman, ndipo pavachaona kuti Tamari ndiTamari 😂

  • @sharon3601
    @sharon3601 Před rokem +3

    Tamari ane soft spot na Headman kkkk she shall be back again and again. Queen Tamari

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa Před rokem +7

    Big up to Tamari ❤❤❤ kana asipo hatina nyaya shuwa. Baba taps kuti chuuuuuuu waiyepo here ndaiyepooooo

  • @fortunatemuchekadzese1939

    Pamberi naTamary, thank you Headman kupa mukana kune vanhu vakaita saTamary

  • @KaguviKaguvi-xy4mq
    @KaguviKaguvi-xy4mq Před rokem +3

    Team Tamari lets all gather here

  • @magdaline6383
    @magdaline6383 Před rokem +9

    My girl is back. Vanotongwa vese.

    • @mnn440
      @mnn440 Před rokem

      😂😂😂 We should just visit Tamari

    • @magdaline6383
      @magdaline6383 Před rokem

      @@mnn440 yes we should,

  • @djladygee1269
    @djladygee1269 Před rokem +9

    Please don't take advantage of Tamari's situation, I'm hurt

  • @tapiwamarime3006
    @tapiwamarime3006 Před rokem +11

    I knew it that Tamary will be back in the court soon. At this rate, panopera gore the whole village inenge yayendeswa kudare na Tamary 😂😂😂😂

    • @SheStoicForLife77
      @SheStoicForLife77 Před rokem

      Kana kuendesa vanhu kwaHeadman kuchipfumisa homwe, haaa Tamari is bringing the most revenue to the coffers 😂😂😂. Taking ndururani dze village to book.

  • @bernmubuyayi656
    @bernmubuyayi656 Před rokem +4

    😂Tamary atova celebrity,,,manje manje ma well wishers ari kumuvakira imba nemagirosa mirai muwone

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura9943 Před rokem +5

    Kkkkkk muchati ekeeee gore rino na Tamari 🤣🤣

  • @evelynmashasha2678
    @evelynmashasha2678 Před rokem +2

    Go fund Tamry inodiwa zvayo kana tazogara that lady she is very intelligent anonyatsotsanangura straight 😊

  • @reeghanmakuwerere3707
    @reeghanmakuwerere3707 Před rokem +3

    Mumwe achapedzisira anopika shuwa 😂😂😂 musadheerera Tamari

  • @Dollars_Cash
    @Dollars_Cash Před rokem +2

    Kooo Tamarii mariii yedaree arikuiwaaana kupi everytime kusara😂😂😂😂😂😂

  • @tafadzwachimbarara9650
    @tafadzwachimbarara9650 Před rokem +6

    Tamari never go wrong😂😂

  • @munekanimunekani6115
    @munekanimunekani6115 Před rokem +3

    Tamari should be given her own stand abatsirwe kuvaka, she is capable of taking care of herself

  • @muchmuleya9651
    @muchmuleya9651 Před rokem +2

    It's high community must stop abusing someone physically and emotionally because of her status, headman thank you for understanding Tamari situation, I wish I can get some of zim Crue here in diaspora and make a change for Tamari life she needs her on stand

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 Před rokem +2

    They’re taking advantage of her illness. I believe they were stealing from her considering the room she’s given has no locking system. That’s why she decided to put her stuff mu room ine lock. Anotenderera musoro but this lady is intelligent to know what’s going on around her. I agree if they’re helping her genuinely they need to put a locking system pa door rake then she can lock her stuff up. Mkoma Tito ava hmmmm.

  • @victoriazimbao6756
    @victoriazimbao6756 Před rokem +5

    Tamari to the fullest ❤

  • @user-gc5pg4el4e
    @user-gc5pg4el4e Před rokem +3

    😂😂😂😂😂😂 main actor Tamari

  • @ruthmakwara1974
    @ruthmakwara1974 Před rokem +3

    Waiyepo here, kuti chuuuuuuuuuuuuu😉. Tamari madzokoi

  • @girlyygaming_
    @girlyygaming_ Před rokem +9

    Tamari anotsanangura nemo nemo😊

  • @reeghanmakuwerere3707
    @reeghanmakuwerere3707 Před rokem +2

    Tamari ndiye ega anongotadzirwa here 😂😂😂

  • @TakmoreMare-ys6nb
    @TakmoreMare-ys6nb Před rokem

    Besides zveurwere Tamary haarware evryday kubva pamatsanangurire aaita zvinotooneka kuti sekuru ndivo vakanga vachiba zvinhu havo hukama haugezwe nesipo kana arimuzukuru wavo ngavamuchengetewo isu tinavo vana vehanzvadzi dzanababa i love them unconditional ngatiitirane rudo mwari votiropafadza

  • @lucymachiridza7400
    @lucymachiridza7400 Před rokem

    Tamary murwere asi ataurawo chokwadi, thanks Hardman maonawo hurwere hwake ,,makakosha Hardman chigodora

  • @chicaldochico7838
    @chicaldochico7838 Před rokem +3

    Bless you Tamarie

  • @liliantembani9095
    @liliantembani9095 Před rokem

    Headman I salute u ndakutouyawo kotsvaka stand machigodora

  • @tainzanamgobheri5029
    @tainzanamgobheri5029 Před rokem +8

    Sekuru vaTamari imbavha vakaona kuti Tamari avagona ndokukiyavo padoor 😂 , Chikumbiro changu vanhu ngavarege kuti Tamari murwere wepfungwa achizvinzwa zviri kutomudya moyo ende mazuva ano atori normal ndokusaka achiisa nyaya dzeke kunaChigodora coz akatoona kuti vanhu vari kutora advantage yekuti akamborwara nepfungwa

  • @kawinamusa4288
    @kawinamusa4288 Před rokem +3

    Ndofunga tamari akakukwazisa ukasadaira,kwaheadman straight😂😂😂

  • @joinahmukanangana2993
    @joinahmukanangana2993 Před rokem +3

    If you look back now you can see kuti tamary is having good time padare newese waanfofnga

  • @paulinemercy7262
    @paulinemercy7262 Před rokem +4

    THE RETURN OF MIGHTY TAMARI EPISODE 20...😂😂😂🕊️

  • @normachenjerai1559
    @normachenjerai1559 Před rokem +1

    Tamary wangu mudare again 😅😅😅you never disappoint

  • @isaacpinielo
    @isaacpinielo Před rokem +11

    Good judgement. I was hoping the headman would ask more about the people she says are threatening to kill her.
    On another note, I was jealous to see my crush secretary at 17:25 going to answer the phone away... who could have called her?😂😂😂

    • @nancyrimai1224
      @nancyrimai1224 Před rokem +1

      Hahaha 😂😂😂 crush yatorwa wakatarisa🥱🤣

    • @isaacpinielo
      @isaacpinielo Před rokem

      @@nancyrimai1224 heish🙆‍♂️🙆‍♂️😂😂😂

    • @tektekchihera8466
      @tektekchihera8466 Před rokem +1

      Isaac Haa ndaseka zvangu. Svitsa Shoko through Headman may be gero rakaroorwa

    • @isaacpinielo
      @isaacpinielo Před rokem +1

      @@tektekchihera8466 I will travel all the way to that village... is that Mutare or what?

    • @pascaliamugwagwa8428
      @pascaliamugwagwa8428 Před rokem +1

      😂😂😂your crush

  • @nancyrimai1224
    @nancyrimai1224 Před rokem +5

    Lets help Tamari guys totuma hedu baba Taps

  • @AfroWisdomVault
    @AfroWisdomVault Před rokem +2

    Tamari to the 🌎 💕

  • @paidamoyomutaka-sl3zy
    @paidamoyomutaka-sl3zy Před rokem +1

    Tamarin my fighter

  • @irenemhembere2548
    @irenemhembere2548 Před rokem

    Ngaangobvapoz e Tamari wacho ...hanti iroja here🎉

  • @paterniahchitems824
    @paterniahchitems824 Před rokem

    My favorite Tamari

  • @parseechanzenza9083
    @parseechanzenza9083 Před rokem +2

    Our Tamary to the fullest

  • @liviemusampa640
    @liviemusampa640 Před rokem

    Thank yu headman.❤

  • @fadzosadiki4364
    @fadzosadiki4364 Před rokem +3

    Tamar the story teller ko kupfunya chisero😂😂

  • @maipraise
    @maipraise Před rokem +1

    Tamari atowo celebrity 😂😂😂😂😂😂😂

  • @tintoshava-hr4pq
    @tintoshava-hr4pq Před rokem +1

    Tamary tamary tamary 😂😂😂😂how many times did I call you 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤❤❤ thanks karanganda 🎉

  • @nomatterzengeni9519
    @nomatterzengeni9519 Před rokem +1

    Thank you Headman chigodora uyoo tito anobhaiza big tym

  • @JonelleApollis-dl8oc
    @JonelleApollis-dl8oc Před rokem +2

    Tamari is going to marry the chief

  • @princematica5952
    @princematica5952 Před rokem +1

    Mr Alan,makazopedzerana naPrince here,kana musati,mirai kuita jury!

    • @loicevavi2968
      @loicevavi2968 Před rokem

      Kkkkkkk vanotonga dzevamwe like nobody's business

  • @mikemagidi5365
    @mikemagidi5365 Před rokem

    Tamari to the world😂

  • @MableSande
    @MableSande Před rokem

    headman munogona henyu..Tamary anotaura chokwadi ❤

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura9943 Před rokem +2

    Tito kufanana na vhara zipi 😂😂

  • @juliamudhara8703
    @juliamudhara8703 Před rokem +2

    Tamari 😂😂😂😂😂 you stand for yourself never loose mudare

  • @lorrainechikowore9236
    @lorrainechikowore9236 Před rokem +1

    Tamary to the world

  • @tiko3631
    @tiko3631 Před rokem

    Uyoo Tamari ndiye wamunoti anorwara here nguva nenguva Tamari aaaha

  • @user-dl2xe8rv1u
    @user-dl2xe8rv1u Před rokem +1

    Hmmmm but this Tamara she's becoming too much because she knows they will take her side,no no no.If it was me staying with her I was going to chase her away or never help her whatever bothers her.

  • @machuma9192
    @machuma9192 Před rokem +2

    Headman shake hands nekuchengetedza Tamari akatowanawo mubereki wake kwamuri🤝🤝🤝

    • @sueeland5675
      @sueeland5675 Před rokem

      Shhwa lm so happy to him treating her like everyone equal

  • @nya974
    @nya974 Před rokem +3

    ❤l love you too much Tamari

  • @violamavhatu6434
    @violamavhatu6434 Před rokem +2

    😂😂😂sabhuku wane bsa awa sabhuku unongoterera zvese Tamary

  • @kurrieoriginale3613
    @kurrieoriginale3613 Před rokem +1

    Tamari I celebrity wo

  • @tatendadaniel8969
    @tatendadaniel8969 Před rokem

    Tamari she is very brilliant on her thinks but people they need to take an advantage of her

  • @reeghanmakuwerere3707
    @reeghanmakuwerere3707 Před rokem +1

    Tamari for the people ❤❤

  • @faithmazwi6436
    @faithmazwi6436 Před rokem +1

    Tamari to the people

  • @eunicenyandoro8009
    @eunicenyandoro8009 Před rokem +1

    Clap hands for tamari.. hnzi chakaita Kut ndikiye door inhau yekubirwa

  • @varaidzotsvangirai
    @varaidzotsvangirai Před rokem

    Aaaaah Tamari anhuwoye hiii Mwariwoye

  • @agneschimbandinga8370
    @agneschimbandinga8370 Před rokem +1

    Tamari ti the fullest

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura9943 Před rokem

    Aaah sekuru Tito musadaro itao moyo inga muri munhu

  • @jimmymuzenda2541
    @jimmymuzenda2541 Před rokem

    Tamari is dominating the Headman's Court. Sei muchivhiringidzwa nemunhu wamunoziva kuti haana kugadzikana pfungwa. Nhai Headman, munhu anodziya musoro anokwanisa kumira mudare here?
    Uyo murume ane Nike T-shirt anenge asina zvokuita zvachose.

  • @danimoremusonza9153
    @danimoremusonza9153 Před rokem +1

    Tamary anoshupa yoh😂😂😂😂

  • @victoriatsabasvi4764
    @victoriatsabasvi4764 Před rokem

    Tamari in the house aging 😂😂😂😂

  • @nesterjambaya4841
    @nesterjambaya4841 Před rokem +2

    Tamari anenyaya dzake . Ndiye asingagarisane nevamwe zvakanaka uyu . Anonetsa munharaunda

  • @WishesManyudza-kl7qw
    @WishesManyudza-kl7qw Před rokem

    Tamari to ther world

  • @virginiachikomo6852
    @virginiachikomo6852 Před rokem

    Tamary, Tamary, Tamary how many times have I called you, you are great woman 👩.

  • @alfredmuvhimi4059
    @alfredmuvhimi4059 Před 7 měsíci +1

    Tamary wogadzirisa nyika😂😂😂

  • @trapeeztrapanese5746
    @trapeeztrapanese5746 Před rokem

    Maglass in the house

  • @user-sj5id1ts7b
    @user-sj5id1ts7b Před rokem

    Tamari chiii nhai kkkk

  • @chrissymuch8437
    @chrissymuch8437 Před 9 měsíci

    Tamari will report everything 😂😂😂please hear her out pple take advantage of the vulnerable .She is very smart

  • @wilmarmarara2448
    @wilmarmarara2448 Před rokem

    Iyepoere sandinyole❤😂😂😂😂mamukasei baTaps nemhuri

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 Před rokem +1

    Tamari to the fullest

  • @paulinemercy7262
    @paulinemercy7262 Před rokem +1

    I think headman vakaudza Tamari kuti anenge akunetsa uuye undiudze bvaaaaa gore rino vanochiona😂

  • @consymuri479
    @consymuri479 Před rokem +2

    See you next month Tamari with another case😂

  • @EmilyHiya-xi6vy
    @EmilyHiya-xi6vy Před rokem +1

    Tamari for the people😅😅😅😅😅

  • @mildretmuperere2667
    @mildretmuperere2667 Před rokem +1

    Tamari for the people😂😂😂

  • @jesca7368
    @jesca7368 Před rokem

    Karanganda ndimi mune chimuti 🙏