Ngoma yaChangamire The High Priest St Nimrod. Johane Marange Church.

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 13. 09. 2024

Komentáře • 39

  • @user-el5kn6hm2b
    @user-el5kn6hm2b Před 4 měsíci +1

    Mwari Munarosimba St Nimrod.

  • @stephengochera1817
    @stephengochera1817 Před 3 měsíci +1

    Mambo wemadziMambo

  • @DanmoreChikwanha-ui7ju
    @DanmoreChikwanha-ui7ju Před 3 měsíci

    Batai mazwi🙌

  • @godknowsdavidchowa
    @godknowsdavidchowa Před rokem

    Mweya Mutsvene tichingetei, hameno zvavo vanomuramba havana kutanga nhasi. Tinokutendai nekuti makatida tisati takuzivai mukatisarudza kubva murima kuti tipinde muchiedza. Jehovah vanoera.

  • @YohaneMchenga-j2s
    @YohaneMchenga-j2s Před 27 dny

    Mwari mwaita basa,, Malawi

  • @blessmemarumura7106
    @blessmemarumura7106 Před 7 měsíci

    Ndokabviswa murima namutumwa nimirod ndakufambanavo ndinotenda zvangu

    • @nyanhuriketv
      @nyanhuriketv  Před 7 měsíci +1

      Mambo Jeso une simba. Ngatirambe tichitenda Mambo Nimrod vakatumirwa kununura isu. Mbiri yaTenzi Jeso weNazareta ngaikudzwe pasi rose

  • @nyanhuriketv
    @nyanhuriketv  Před 3 měsíci

    Huya ufambe naJehova..... aPiristi Jehovaaaaaaaaa.
    Guys batai mazwi!
    Mukuru aiziva kuti rasara riri mumaoko mavo. Church iyi yakavakwa kare tose tisati tavepo pasi pezuva

  • @PeterMtetwa-qr4tj
    @PeterMtetwa-qr4tj Před 5 měsíci

    Vanoibata St Nimirod

  • @godknowsdavidchowa
    @godknowsdavidchowa Před rokem

    Ishe wesabata tinokurumbidzai, musazotisiyawo tinochemera nyika itsva. Zvenyika ino zvingarema asi imi ndimi moga makatumirwa kudzikinura isu kubva mukati merima, ndimi munotitura mitoro inorema.

  • @simonchikwengo1148
    @simonchikwengo1148 Před 2 měsíci

    Huyai mufambe na jehovah

  • @josephngoshi3949
    @josephngoshi3949 Před rokem +1

    One of the best

  • @danielchisoro6620
    @danielchisoro6620 Před rokem

    Mukuru wemazuva ndiye muridzi wemahakros.......tichararama nekusingaperi!

  • @teclamudziwechi5564
    @teclamudziwechi5564 Před rokem +1

    Mutumwa Nimrod tichengetei mambo waa mambo

  • @FaithChikowe-b7g
    @FaithChikowe-b7g Před 5 měsíci

    Tenzi musandisiyawo kunyika itsva

  • @anatahtaguta5472
    @anatahtaguta5472 Před měsícem

    Chibaba nimrod

  • @musiduve9423
    @musiduve9423 Před rokem

    Mweya mutsvene mweya mutsvene ❤

  • @samymbuembue5072
    @samymbuembue5072 Před rokem +1

    🙏🙏🙏🙏

  • @johnaugust7446
    @johnaugust7446 Před rokem

    priest Nimrod tikundisei matambudziko anetsa. Baba Mukuru wedu

  • @godknowsdavidchowa
    @godknowsdavidchowa Před rokem

    Sabata howooo, Sabata rinokosha.

  • @godknowsdavidchowa
    @godknowsdavidchowa Před rokem

    Do you also have ngoma yaElijah Machodo paanotambira ngoma apo.

  • @danielchikuni7535
    @danielchikuni7535 Před rokem

    Apa boshwe
    Vazhinji vasingakuziwi kuti ndiye mukuru ari kurowa ngoma

    • @nyanhuriketv
      @nyanhuriketv  Před rokem +1

      Ichokwadi ichocho coz vanhu vanga vari murima asi maSport akanga akapera kare kubva musi wakabarwa Nimrod.

    • @billymapindu9424
      @billymapindu9424 Před rokem

      Ndinovimba nemi mambo

  • @gabytembo7120
    @gabytembo7120 Před rokem

    garai nesu tenzi mwari wedu nimrod

  • @paulchisuko9838
    @paulchisuko9838 Před rokem +1

    Ndakutoiteerera haina kumira mushe iyi

    • @nyanhuriketv
      @nyanhuriketv  Před rokem +1

      Mukuru wemazuwa. Akabarwara ari muPriest.

  • @gabytembo7120
    @gabytembo7120 Před rokem

    kana uyu mukuru hapana upenyu ndatenda tenzi

  • @betty6788
    @betty6788 Před rokem

    Mambo

  • @danielchikuni7535
    @danielchikuni7535 Před rokem

    6:52 pane akatosheedza kuti Brian

  • @mathewmutungwe5743
    @mathewmutungwe5743 Před rokem

    Masiiro akaitwa ngoma na bambo Conorio vachipa nimrod ayo akangoratidza zvaizouya kumberi kt nimrod achasara ne church cz ngoma haina kumbodzima paakapiwa ngoma meaning church haisi kuzofa isu tiri vanhu ve mweya tatoona

    • @nyanhuriketv
      @nyanhuriketv  Před rokem

      Shuwa, why akanhonga iye yet pamberi panga pane vanhu vakawanda waikwanisa kusiirwa ngoma. There a meaning on this.

    • @mathewmutungwe5743
      @mathewmutungwe5743 Před rokem

      @@nyanhuriketv yeah akasiya tito akatora nimrod

    • @godknowsdavidchowa
      @godknowsdavidchowa Před rokem

      Yeah chaiva chihebhuru chakadzika.

    • @LazzyMakozho
      @LazzyMakozho Před 5 měsíci

      Chokwadi hako ndabva ndarangarira mazuva ema pasika nemusangano wegore tiri Masvingo pama Paranyanga every April vana bambo Andrew Momberume nana Maisiri varume vanosimudza ngoma ivavo