Tongaiwo Nyaya Iyi Mukadzi Akamwa musombo wauya kumba naBaba Anganzi ane mhosva here???

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 29. 08. 2024

Komentáře • 11

  • @WandifadzaShupiki
    @WandifadzaShupiki Před měsícem +2

    Gogo ava pese pavanotaura vanondiita bhoo 😂big up one mbuya 🎉ndisabhuku handiti 😅

  • @paulchavhunduka7964
    @paulchavhunduka7964 Před měsícem

    Varume nevakadzi vemazuva ano vari kuita chipfambi zvakanyanya 😅

  • @Davitiee
    @Davitiee Před měsícem

    Fighting someone is different from winning a fight. Thats unfair ruling 😢

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi Před měsícem

    Kna asingade mukadzi musiyei zvichiri zvakanaka kudai hatidi kuti azochema mangwana plus ngavataure chokwadii it's not about kamusombo zviripo zvri kuitika pavaviri apo

  • @emiamushambi1050
    @emiamushambi1050 Před měsícem

    Imi amai munganwe doro nekuti marova hr

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda Před měsícem

    Kna munhu ati haachadi zvonetsa kugadzirisa chinogadzirisika inyaya yekurwa asi vachidanana

  • @elizabethshonhiwa
    @elizabethshonhiwa Před měsícem

    Too much mubvunzo ma Sheff haaa munhu another confusika kutaura nyaya yake ...mambo munoziva kutonga asi vamwe mibvunzo pliz

  • @Luciasithole-sy1xb
    @Luciasithole-sy1xb Před měsícem

    mazuvano kurambwa ratove drama ko kungosiyana musina kupedzerana nguva nekt azvichashamisi

  • @markmax3112
    @markmax3112 Před měsícem +1

    Mai musamwe doro hazvina hunhu zvachose chose siyanai nazvo maintain your moral values zvimwe dzidzai kuramba musaitiswe .mangwana murume anokupandukira.

    • @elizabethshonhiwa
      @elizabethshonhiwa Před měsícem +1

      Haa kunwa Doro doesn't mean. Having hunhu ...kune vanotonwa vachifara zvavo ...asi type yedoro determines chte

    • @SelinaLembani
      @SelinaLembani Před měsícem +1

      Doro harina kuipa zvachose, vasingatonwe ndovazhinji vasiri vatsvene