Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
One muApostle akatumwa anoparidza chokwadi chekumuita hapana ndiye chete ichokwadi chandiri kutaura ichi hakuna mumwe mushumiri akaita seuyu pasi pezuva Herudhe chaiye wanetseka naye kutsvaga kuda kumuuraya asi haana kumbodzoka kumashure ari kutowedzera kuparidza chokwadi hukuna mumwe anoparidza vhangeri rakadai pasi pezuva achazouya zvake asi pari zvino ndiye chete Apostle TF Chiwenga bhukuu ❤❤❤❤
I have followed you 4 a while here in england. You are so refreshing and consistent with the word of Jesus christ
How I miss pagomba sermons parainyatsoradanurwa nekutambanudzwa muChishona. Poto yakagadzwa nekuda kwemuenzi dzakawanzwa.
Pagomba was the best,dzakatendeutsa wakawanda
Shuwa l love old sermons more than new ones cz ndino nyatsonzwisisa
Amen ndikukomborerwa
Apostle munogonesa .
True word of God
Mwari ngavarumbidzwe🙏🙏
My lovely pastor
Umnnñnnnn mazota ayo anogara mumosoro memunhu mipenyu here
Amen🙏🏾🙏🏾
Vhangeri huchi.....
Amen
Mwari ngaarumbidzwe 💯🙏🏾
Shoko!!! ngaabatwe makawa
The great preacher apostle chiwenga
Shava ndianiko?
Kwapaidza
Kkkkkk ngava hombe🙆
Iwe ndokufarira ini
❤❤❤❤
Potooo
True
Muimbi muparidzi
Tabalibonse bazuminana ejwi lya Leza likambawukwa ayoyu mulanda waLeza kambo bwamwi tamwitidwe kujwi lyiponya
wakanyanya
Potooooooo
Possessed
With the Holy Spirit yes
Handinzwisisi panyaya yechegumi mati hachifanire kubviswa sei ko malakai 3 vaitsananguri pavakati uyai nezvegumi zvese muimba ya jehovha plz help me
That's old testament. The new testament does not work that way. You have to understand what changed after fullfilment of the law when Jesus Christ died on the cross. Make sure you understand what testament means.
Bhuku
God bless this man
Poto
Powerful
Bhuuku