RUSHINGA-CHIMHANDA.......MHEPO YORATIDZA MAPFUPA-VABEREKI VOTAURA MAFIRO AKAITA CDE
Vložit
- čas přidán 1. 03. 2024
- KUVIGWA KWEVAKAFIRA MUHONDO KOENDERERA MBERI....
WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica - Zábava
Vanhu vakafira mahara vakudya ndevamwe
Vana vemaHeroes kna chavarikuwana hapana, shuwa vakafira mahara zvinorwadza 💔
Morambidzireiko vanhu kuchema hama dzawo aaah ,hama dzedu dzakafira ivhu reZimbabwe,😭😭😭😭 tosunungurwa rini hama dzedu hadzisat dzatopera kuvigwa ,hurumende inofanira kupindira pa this program,
Nhawu iyi yaida kubudiswa paNATIONAL television...mhakayi ndadaro kuti vakuru vedu vaone mweya irikutambura kumatondo...can't control myself zvinoradza...vakaifira ZIMBABWE🎉
I salute the villagers. Job weldone. Makabva kuvanhu. Munotendwa.
Zvorwadza kufira nyika hama dzoramba kuzogashira mufi kana abata pavapenyu nekt vamwe vanoti takunamata
Vodya havo mari yenyika vamwe vachiri musango
Zvakaoma hazvo unototi dai airima aripamba ndaidya sadza
Wotonzwa zvichinzi ivhu ndera nhingi 😭😭😭😭😭
Chivanhu chedu chiriko weduwe. Ndarwadziwa nechimbo ichi weduwe
Anzi ivhu nderemukru zvakaoma zvinorwadza hama dzedu dzakafira mahara kani💔😭
It's high time let him enjoy nothing last forever only God
Zvinorwadza izvi vnhu vakafira nhamo 😢😢 asi nyika yacho ichiri kutambura
Mnangagwa arikuona zviri kuitika hr ongoramba akati zii vachidya Mari yenyika vanhu vari musango kudayi nyika yacho inosununguka riinhi
Nhayi zvenyu hama dzedu dzakunge dzakafira kusunungura ed nemhuri yake here
Iwe hausi kudya mari yenyika? Uri mubako ripi tizokutora?
Handigare muZimbabwe ini ndiri parefu kutongoona zvangu zvamuri kuitwa ikoko tsvaga number dzangu uwone kt ndiri kupi.
@@MaxwellMunyayi muno tagara hatidi ngochani. Saka haungambomugare. Gara zvako wherever the hell u r!!
Mandhlovu please usaende musango ne zvitsvuku
Tirikudzidza everyday
Misodzi yangu yayerera handina hangu yakafira kuhondo vakadzoka vese macomrades but hey kwakusina kumira mushe
Cde ataura pokutanga mwana mudiki. Anozvichengeta. He looks kunge ari kuma 30 years.
Zvinhu nenguva mwana arimusango mombe yeyi iye akafira nyika akapiweiwo
Tamirira ❤
Chivanhu chiriko veduweee, honai powere dzirikubayiwa nemweya wemunhu wavasingatombozivi kusvika pakuwanika kwemufii
Thank so much vanhu vemuvillage neone love
Zvinosiririsa veduwee..kuzowanika mapfupa acho aparara futi kudaro..ndarwadziwa 😭😭
Team rakafira mahara iri..
Haaaa imi hamucheme hr mukaona pakapararira mwana wenyu musadaro imi siyai mai vacheme imi
Haaa zvakaitika ku area kwedu sure , Muna jirichiri mvura yanga isingapere even chirimo but pakaonekwa munhu uyu mvura Haina kuzogara
Ndatya nemabhonzo ummm ndarwadziwa veduwee 😭. Vamwe vanhu havarove
Tino tenda sabhuku Dambaza…👏🏽👏🏽👏🏽
Thank you Drewmas tirikudzidza zvakawanda. Chivanhu chiriko zvechokwadi
Ane red kwana haupenge comrade wechi
😅😅😅😅😅😅
I'm waiting,
OK MUZUKURU SISONKE
Drewamas tirikuda tumbira twenyu utwu, tonotwiwana kupi
Kana ndikatondera nehama dziri pasi misodziii 😢inobva yabudaaaaaaa ndikacherechedzaaa handina chimiroo midzimuu komboreraa Zimbabweeeeeee😭😭😭😭😭
Haiwao mhepo dzacho dzekuhondo dziri kudii kunonetsa nekuudza ana Ed vachengete mhuri yake vari kungoba vega mari dzenyika vachidya vega. Kungongwarira paduri sehuku vachimuka nekushungurudza vanhu vari kutozvitamburirawo zvavo
Kwakadii kufa ananhingi nanhingi ana Josiah vakararama zvimwe tingadai tiri pari nani.
Zvakaoma
Drewmas media taking us to another level
Zororai murugare Komuredhi 😭😭😭Thax ne basa ramuri kubata
Zvakaoma hazvo,chivanhu chiriko ndatenda hangu.
Chivanhu chiriko hachirovi nemidzimu inomira nesu
Saka hurumende handiyo here inofanira kuita basa rose iri, iiiii mwari huyai vanhu vakafira Zimbabwe awa
Nyaya dzekuhondo dzinorwadza
Kana Musangano uchikuudzai nhoroondo vanhu munoramba.
Zvinorwadza vasara.
Ndivava vakazvipira neupenyu hwavo kutisunungura.
Thank you Drewmas Media
Hatikanganwi varere mumasango vakafira nyika yavo vakafira nyika yedu, nyika yedu ye Zimbabwe.
Musangano waani, baba vangu vakonofira vanhu kwete musangano. Vapambepfumi munonetsa. Zvirinani kushungurudzwa nemutorwa pane kushungurudzwa nehama. Hudzvanyiriri hwevachena hwaiva nani pane hwenyu nhasi imi vemusangano. Munatya vadzimu vedu naMusikavanhu imi!
Musangano mbavha dzega dzega ndoteerera chii kumakororo
Hama yangu akuna anoramba chiri kuramba vanhu kudzvanyirirwa kuri kuitika munyika, vana vemagamba vakafira kuhondo apana kana rubetsero rwavakapihwa or rwavarikupihwa. It's so heartbreaking uchiziva baba vako vakafira kuhondo mahara
The song simuka Zimbabwe yandichemedza nhai veduwe.Kana cde akuchizorora zvake murugare.Yeah the situation is a rollercoaster of emotions for sure.
36:47 Zvinorwadza. Asi haisati yasununguka
Pakaipa
Nhy Drewmas ko anasekuru Nzou vakaendepi ndaivafarira vaye
Zvinotyisa
Zvakaomawo
Ini ndinongo mukai. Mese mune mapfipa asingazivikanwe pamari mukai tirikutambura futi mukai mukai nguva yenyu yakwana vhukai vhukai ukani ukani murwise mhandu dzakakutsipikai
😢😢😢😢😢kufira mahara shuwa mhuri dzacho dzichitambura kudai zveshuwa zimbabwe irikurohwa neshamhu vangatatarike zvavo zvachiti nyika inovakwa nevene vayo vachitaura zvisina bsa hazvo vamwe varimumasango pachena ummm hatimbobudirira hedu shuwa ndosaka tirikutambura
Uummm 😮zvakaoma shenm😢
Saka vazere mumasango umu kufira mahara sure apa ivhu racho rakafira ronzi ngera munangagwa ndochiii icho dambudzo kuita party nesu sure
Can't stop crying...😭😭😭😭
Sure zvinonzwisa tsitsi 😭
Taura zvko hama yang
Veduwee vanotochemazve nhaimi mwana wawakabereka kuti ange akarova usingazive kuti arere pai
Heiii zvinonzwisa tsitsi😭
these songs nhym 😢 Dai nyika yacho yachinakawo weduwee
Ndazongoona ndakuchemawo😢😢😢
Takagarira
Vana chibwido avo voimba vakawanda dhoololo haizikanwi
May your dear soul continue to rest in peace, munhu harowi chokwadi , zororai comrade
Murisei
Vazhinji vakafira hutandazi kuri kuzvipira kusunungura vana veZimbabwe. Chavasina kuziva ndochekuti vakange varikushandiswa kuti vasunungure vashoma. Vazhinji kunyanya hamadzavo dzeropa dzichiri muhunhapwa asi hwave hawo hunhapwa hwehutema zvinorwadza. Ndinochema babamunini wangu watisati taziva nanhasi kuti vakapararira kupi😢
Hapana kana madhara aye anzviti akarwa Hondo chavanogona kuba hupfumi hwenyika, vakarwa chaivo varimusango
Zvinorwadza izvi💔
Chivanhu chiritiiiiiii….
Zvorwadza vakafira fovhoro
Macomrades akafira mahara moyo wangu warwadziwa zvakanyanya nacomrade ava nyika ichiri pahutapwa.
Ndonational anthem yaimbwa kuhondo kani
32:42 apo hey
Comrade neshangu dzeyellow kana vava nenzara vanotauta chivanhu chinenge chrikupera
Asi kana ari weZambiya ngaambomira
Rufu runongorwadza chero usingazive munhu wacho 💔😭
Ane red kuda kuita chizanu hauna nyaya iwe
Kwedu buhera uko variko varimuzvuru huyayi muvatore. Panevakambofukunura vachichaya zvidhinha vakangofutsurawo zvikasara zvakadero
😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭
Zvakaoma apa Zimbabwe iya nguva yava mamvemve. 😭😭😭
Chivanhu Chiiiko Shuwa Wafa haarovi
Mandlovu mhoro
Kupa maSabhuku Mombe?? Vanopenga awo.
Munhu haarovi chokwadi chinorova inyama💔💔💔
I think its a shame to be called comrade these days. He is still poor and looking for ma bones his fellow but vasina chavakaita varikutodya hutepfe tepfe. Whilst they did nothing. Shame on you Munangagwa.
APA vakafira nyika vanhu vacho varikungotambura nanhasi
Vakafira mahara vanhu ava
Hazvishandi hurumende yacho inoda kungotumirwa nyuchi chete becoz yakapusa strek
So painful 😢😢😢
this is sad..😢😢😢
shame sekuru vangu makasiiwa irinhumbu ndarwadziwa zvangu but atleast mazovawana baba venyu
These so called comrades look extremely young. No self respecting war vet should be younger than 55 years. Manyanya corruption
May his soul rest in eternal peace.
Ministry of Defense and war veterians welfare ndovanofana kutanga kutaura nezvazvo at national level, nyaya idzi padzinobuda muno da President vaite sei?
Zvaida vakashinga chokwadi zveku hondo ndarwadziwa nekutambudzika kurikuita vana varimunyika
Mmmm baba vangu vakanyora book ravo rezvavakasangana nazvo kuhondo, zvinorwadza 💔
Caleb kwana haupenge hauna kurwa hondo iwewe wazvinzwa usanyepe iwewe wanzwa uchenjere kuchema mangwana nekunyepa
Vanhu vakafira nekukuvarira mahara nokuti varikudya vashoma very sad😢
Hurumende ngaipindirewo kwete kuti mhuri yakafirwa ndiyo itsvage mari.. atunzura hukushe hwemumhuno atunzura hukushe hwemumhuno mmmmmmm gvt be serious
So sad😢
Cde Chinyani basa sebasa
Rest in peace comrade 💪
Motoshinga kufamba bba Taps ndobasa racho
Havasi bataps idrewmas media
😅😅😅😅😅😅@@sheillahchakanyuka1260
Zvinobata moyo yedu zvikurusa, dai zvaihona ipaiqo musha wakwadambaza kamombe vadye nemusha wako. Mukadero mavachenurawo havachazouyezve kumhuri yekwenyu voti takakuchengeterai hama. After 30-40 years from now? Ndatenda vadambaza
Ko pfuti iripi
Mutungamiriri we nyika ngaremekedze Nyika kwete kuremekedza ma Chaina haa ED 😢
Drewmas Media taking us to another level
That family has to be compensated..
Saka vakasvika vachatomuradzika mumba here potoitwa namho chaiyo
Yes vanochema semariro votenga coffin voviga
So sad
Ummmmm zvakaoma veduweee. 😢😢😢😢
Mweya wemunhu waurove ?😢😢😢