Headman Chigodora Vazukuru vs vana Sekuru wobuditsirana chakati tende

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 3. 12. 2023

Komentáře • 366

  • @pokellokingz
    @pokellokingz Před 7 měsíci +65

    Tipeiwo nyaya yekwaMureyani baTaps
    1) chipikiri paguva
    2) kufukunurwa kweguva remwana
    3) yemukomana wekuroora 9 yrs no mwana Tete naBamkuru varoyi amai vake mukomana vakanzi vakaromba joni

  • @kelvinmarongwe2844
    @kelvinmarongwe2844 Před 7 měsíci +24

    Alan Alan usawanze hasha nekutuka vanhu ko yako nyaya iya yakazoguma nepi yekunzi baba vako kudii kudii paye ngaidzoke mudare

  • @treddahkatsadzura9323
    @treddahkatsadzura9323 Před 7 měsíci +5

    anoziva mutoriro chete
    kwete kwamuyambo kwaarikutaura,ane hudyire
    Vanogona kuona tumwe tumidziyo
    Magumbeze vakatotora akatotsakara
    Headman Chigodora vanoziva our culture ❤❤ thank you

  • @sirclassics_uk
    @sirclassics_uk Před 7 měsíci +18

    The most famous Headman of all time😂

  • @cedricmukajami4775
    @cedricmukajami4775 Před 7 měsíci +11

    marii yangu yerent ndinoitengese DATA kuti ndione KARANGANDA🤣🤣🤣🤣🤣

  • @silvestermariwowo4497
    @silvestermariwowo4497 Před 4 měsíci +1

    Chief marasika , muzukuru aka chengetwa kumadzisekuru haaroorwe kumadzi sekuru kwete . Havasi vedzinza rake . Panoroorwa muzukuru we dzinza rekwake vari vapenyu vanasekuru vanodaidza vedzinza rekwake ndivo vanotambira pfuma yochizo pfuudzwa kuenda kunoroora Mai vake. Sekuru havatambiri roora re mukwasha zukuru

  • @mambokadzi3755
    @mambokadzi3755 Před 7 měsíci +2

    Love the chief's Court. They are in touch with nature. 🌿🌿🌿

  • @andremtetwa9780
    @andremtetwa9780 Před 7 měsíci +2

    This case brought before Headman is very educative and showcases our rich culture I have learnt a lot

  • @wendscharlene8713
    @wendscharlene8713 Před 7 měsíci +3

    Enjoywd this episodes. Headman was fair and ma goons nhasi vanga vasina ukasha tok much- thanks for uploading

  • @FelistasMboma
    @FelistasMboma Před měsícem

    😊Ishe Chigodora munebasa hombe tokudai Mwari ngavakuchengetei nemakurukota enyu!John Mawarure ndirozita rangu (kuGokwe)

  • @InocenteMatule
    @InocenteMatule Před 8 měsíci +6

    Apa panotongwa munhu kusvika ati yes

  • @user-wp3cu6qo8v
    @user-wp3cu6qo8v Před 7 měsíci +4

    Ummm shangu ya sekuru yoweee

  • @user-oe9rw8os6w
    @user-oe9rw8os6w Před 7 měsíci +3

    Iyi nyaya ndatadza kuibata, vana Mai tisangoita chibare bare kana wazvara mwana murakidze kumba kwawo ,okura achiziwa dzinza rake

  • @tendayimutinhima6232
    @tendayimutinhima6232 Před 7 měsíci +4

    ❤❤❤❤ to the Headman and crew

  • @TheChekas
    @TheChekas Před 7 měsíci +3

    Zvivatongi izvi hazviteereri nyaya kunzwisisa, zvinongoda kubata mumhangarirwi nemhosva.

    • @JOETSINAZ
      @JOETSINAZ Před 7 měsíci

      shuwa haa pese pese kungoita hasha dzisina basa, vazonga vapusapusa vaona kuti vasekuru vari ryt

    • @georginandongwe9227
      @georginandongwe9227 Před 7 měsíci

      Ava vatorinani, Chief Mutasa munoita hasha imi vaya hapana zvozikanwa

    • @TheChekas
      @TheChekas Před 7 měsíci

      @@georginandongwe9227 wamwei

  • @sonenigwenelo2076
    @sonenigwenelo2076 Před 7 měsíci +1

    Sending luv to Mangirazi wishing you a happy Christmas and New year.

  • @ssam1430
    @ssam1430 Před 7 měsíci +7

    another masterclass from our traditional and cultural leader

  • @cedricmukajami4775
    @cedricmukajami4775 Před 7 měsíci +3

    Karanganda Karanganda WAIYEPO ERE NDAIYEPO NDAIYEPO USASOSHORA BAA kuti CHUUUU🔥🔥🔥🔥💯💯💯

  • @user-zw2ps3sd4j
    @user-zw2ps3sd4j Před 7 měsíci +4

    I'm proud of you headman

  • @samuelmpofu9655
    @samuelmpofu9655 Před 7 měsíci

    Headman Chigodora is a superstar . A very talented player who units the community. He tries his dare to unite the people such that they continue with their lives in harmony. He encourages everyone to know he tries cases and not people.He emphasises that cases come and go but people are there for ever in generations.He follows the traditional rules as well as Christianity. I love it .

    • @samuelmpofu9655
      @samuelmpofu9655 Před 7 měsíci

      Headman Chigodora’s team is very professional and very fair and open minded. I love that team.

  • @user-ds1nk7gf2r
    @user-ds1nk7gf2r Před 6 měsíci

    Bba chigodora i love u mafanira kutonga kuva presidant munotonga zvakanaka kunyanya nyaya dzehuroyi munechipo bba vedu

  • @LibertyMadaka
    @LibertyMadaka Před 8 měsíci +5

    Mukunonoka kutipa program idzi

  • @lindsaykaridozo9811
    @lindsaykaridozo9811 Před 7 měsíci +2

    Best chigodora and the team

  • @user-bx1zn4zr9c
    @user-bx1zn4zr9c Před 7 měsíci +1

    Headman de vadare manyama umm tirikudzidza chivanhu chemandorokwati rambai makadaro 22 miles 💪

  • @calistamahachi5947
    @calistamahachi5947 Před 7 měsíci +2

    Headman kuramwa ramwa kwacho makukuwanza aiwa. Pese pese endai mogara ndokudiiko. Munhu 1 akangoita offside hamuchatodii aaah😂

  • @sinosmajayaya1112
    @sinosmajayaya1112 Před 7 měsíci +7

    Gucci you are the man.

    • @queenbae5883
      @queenbae5883 Před 7 měsíci

      Anonzi gucci ndeupi

    • @Qwinpin
      @Qwinpin Před 7 měsíci

      @@queenbae5883 Hapana kana Gucci yandamboona apa... pamwe iGucci yemweya inoonekwa nemi

    • @Georgechitumba-ht3lf
      @Georgechitumba-ht3lf Před 7 měsíci +1

      ​@@Qwinpincos hauteere chigodora dai waimutevera waimuziva

  • @NelsonDaily337
    @NelsonDaily337 Před 7 měsíci +2

    Vana Gopito siyai vazukuru hamuna hama here dzeropa nxaaa

  • @agnesjokonya1405
    @agnesjokonya1405 Před 7 měsíci +4

    Misana iyii ichatiparira kkkkk Baba taps thank you ❤❤❤

  • @user-tw4jl4rg9h
    @user-tw4jl4rg9h Před 6 měsíci +1

    😊bt headman munogona kuronga asi machinda enyu ngarespecter vanhu vakuru especially magirazi neumwe wake uyo

  • @ThePrivy1
    @ThePrivy1 Před 7 měsíci +1

    Ichokwadi chief. I also need advice headman on something similar issue of my mother.

  • @user-sh8jd9mp6o
    @user-sh8jd9mp6o Před 7 měsíci +5

    Bhutsu yeblack iyo ine murume ane red isize ani 😅

  • @TBMEntertaiments-ri1gj
    @TBMEntertaiments-ri1gj Před 8 měsíci +1

    since morning i was waiting

  • @user-uj8bx2li8g
    @user-uj8bx2li8g Před 6 měsíci

    Vana sekuru vakarera nyaya vaifanirwa kuripisa vazukuru vavo Mai vevana kwete vazukuru ibvi avo .Izvozvi hembe dzvakasunga vagovera Ani mumusha mavo uyo katora hembe dzehama yake .Apo vanofarira kuripwa Nevada dzemuzukuru wavo. Mai vevakomana avo.Tete vavo raiva benzi vakaritadza.zvino zvakunetsa kuzvipedza.

  • @Olcool
    @Olcool Před 7 měsíci +4

    Sabhuku Gosho dzungu. kkkkkkkk

    • @calistamahachi5947
      @calistamahachi5947 Před 7 měsíci

      😂😂😂😂😂 Dzungu risingaite

    • @Angylngumashupa-gt3yz
      @Angylngumashupa-gt3yz Před 7 měsíci

      sabhuku gosho ngavaite dzungu vachiziva vane nyaya yavo inekupondwa kwemunhu wavakapa nzvimbo mumusha mavo kwavaiyenda vachigaisa mahara vakazorega kuenda kunobata maoko ndavangwarire zviripo

  • @phinnyndhlovu8543
    @phinnyndhlovu8543 Před 7 měsíci +7

    Baba Taps handidi nemi...You're the best Karanga TV

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Před 7 měsíci +1

    Dai muchivapa mukana wekunyatsoteerera mainzwa nyaya yavo.Munombotonga mushe asi muri kuvhiringidza.

  • @AyishaBhakiri-tl7gk
    @AyishaBhakiri-tl7gk Před 7 měsíci +1

    Our own headman 😊

  • @PoliteMuzenda-de8lv
    @PoliteMuzenda-de8lv Před 7 měsíci

    Kutenda utedzi kudonha thanks headman for Shona proverb

  • @florencedzinodya2757
    @florencedzinodya2757 Před 7 měsíci +5

    Haa karanganda and headman nedare deserve a trophy for 2023❤❤❤

  • @MargretMarufu
    @MargretMarufu Před 7 měsíci +4

    Vana sekuru kusakwana chaiko

  • @tendaimichaelsakarombe6100
    @tendaimichaelsakarombe6100 Před 7 měsíci

    Chigodora ❤❤❤❤❤❤❤❤uri shuka mudhara wangu ndichekerewo kaforo kunonakidza kudunhu iri

  • @tamaremanyika3776
    @tamaremanyika3776 Před 8 měsíci +2

    Baba Taps munofara here nemhuri yese ye Karanganda

  • @victoriazimbao6756
    @victoriazimbao6756 Před 7 měsíci

    Ndivana sekuru verudziiko vanoomesera vazukuru kudero Govan hembe idzo hamutsveruki here imi mapenzi avarume

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 Před 7 měsíci +4

    Iwas waiting BabaTaps ❤❤❤

  • @rudzichief6207
    @rudzichief6207 Před 7 měsíci

    Me from Chipinge headmen Chigodora zvinoita here kuti ndiuye nenyaya yangu

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 Před 7 měsíci +2

    Ana Allan tiitirei kwazvo iwe

  • @luxonpanganai4081
    @luxonpanganai4081 Před 7 měsíci

    sekuru gopito hamuiitiri vana utsinye nekuti mune history ......... u look young to be hard hearted to children

  • @chenaichipeture7735
    @chenaichipeture7735 Před 7 měsíci +1

    Pakatorwa nhumbi natete wacho wachiisa kwavakaroorwa wakadii kufambira nhau munhu arimupenyu kumirira kunetsa vana

  • @Anthony-pf1N
    @Anthony-pf1N Před 7 měsíci

    Ishe gosho manyama 🎉🎉 along side 😂😂😂

  • @user-di1zt1pj3t
    @user-di1zt1pj3t Před 3 měsíci

    Isu kwedu chero wakarerwa kwana sekuru kana ndakuroorwa ana sekuru vakadya pfuma yangu anenge asina kuroora ..anasekuru ngava deedza vedzinza rangu vopiwa change vorova pasi

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika Před 7 měsíci +1

    Vana ava vataura kuti vanoyenda nemari vosvika vonzi wedzerai mari mari yacho ivo varikutotamburawo.saka mbatya dzoramba dzakadaro here.

  • @eunicezimunya3991
    @eunicezimunya3991 Před 7 měsíci +1

    Nhongwa vanhu vokwaGopito,govai hembe mhani 😅undyire here,chii chakadaro kkk

  • @jacobmoore1438
    @jacobmoore1438 Před 7 měsíci

    Vanhu dzidzai kushanda zvinhu zvenyu mangwana munhu akamuka akafa hamunetseke futi kugowa hembe

  • @hardlifemapara3014
    @hardlifemapara3014 Před 7 měsíci

    Karanganda i love you Baba Taps mudiwa ❤❤❤❤❤

  • @PreciousMashoko
    @PreciousMashoko Před 7 měsíci +3

    Bhutsu yeblack yavavo vanet.shirt yered 😅😅😅😅😅😅😅 bodo

  • @shepherdtombizana
    @shepherdtombizana Před 7 měsíci +2

    Vazukuru havana mhosva avo ,apa patadza kutongewa ,ko Mai macho vakaita makuna kuna ,anoziva bba vamwana ndimai ,vazukuru havana mohosva vanasekuru vakatadza sei kutaura nemuzukuru wavo achiri mupenyu

  • @cdechirume2979
    @cdechirume2979 Před 7 měsíci +6

    Allan the fake pastor😂😂

  • @nlebelekibagai8415
    @nlebelekibagai8415 Před 7 měsíci +4

    Am i the only one concerned with shoe size

    • @Evangelist-JT_564
      @Evangelist-JT_564 Před 7 měsíci

      😢😅😅😅😅😅😅mwana cuzy😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @brendakushata2490
    @brendakushata2490 Před 7 měsíci +1

    Bhutsu iyo bhoo here pared t-shirt

  • @epiphaniamakombe40
    @epiphaniamakombe40 Před 8 měsíci +2

    😂😂😂😂 ndamuka ndakango tarisa karanganda nhasi😂😂

  • @ruvimbomachokoto7529
    @ruvimbomachokoto7529 Před 7 měsíci +3

    The most famous Headman chigodora

  • @user-fz4sv4ps5n
    @user-fz4sv4ps5n Před 7 měsíci

    Mbatya dzasisi Kumba kwekwaroorwa muninina ummmmmm musadaro

  • @user-iv3hl9ix7p
    @user-iv3hl9ix7p Před 7 měsíci +1

    Alan usatuke vanhu iwewe

  • @user-ow8ft9sf6r
    @user-ow8ft9sf6r Před 7 měsíci

    Kuwomesera vazukuru ende hamunyare

  • @user-ok4to6ym9w
    @user-ok4to6ym9w Před 7 měsíci

    Hello my dear headman

  • @vincentrunzika8815
    @vincentrunzika8815 Před 7 měsíci +1

    Sure musanonoka Bab taps please unzai chief chigodora please 🙏♥️🙏

  • @user-rt2hw2dw1f
    @user-rt2hw2dw1f Před 7 měsíci +2

    Headman mangotonga zvenyu nyaya iyi but hamuna kutomboinzwisisa zvenyu kunge ini😂

    • @angelkiller99
      @angelkiller99 Před 7 měsíci

      Kkkkk taura hako handina chandanzwa ini

  • @MarthaMapako
    @MarthaMapako Před měsícem

    Ndaona murume akapfeka bhutsu dzakanakisa kuvanhu vagere mberi Kuna sabhuku chigodora

  • @user-ds8jt9gw8j
    @user-ds8jt9gw8j Před 7 měsíci +1

    VekwaGopito maida nhumbi dzemufi hwekuHarare ko pairwara makambomurapisawo hre or maingoda nhaka😢

    • @florencedzinodya2757
      @florencedzinodya2757 Před 7 měsíci +1

      Chero vasina asi husekuru huperi ndosaka vatozovatsvaga futi vana sekuru vacho ndo hupenyu dzimwe hasha dzinokudzokera ndiye akambovadzinga now ava kvada futi voramba ava kutsvaga headman vapindire

  • @MosesChikwikwi
    @MosesChikwikwi Před 3 měsíci

    Chief atonga nyaya isiyo yamhangarwa apa

  • @user-sn6nr9vn1c
    @user-sn6nr9vn1c Před 7 měsíci

    Mukanya to the maximum 😊😊

  • @PityTarwakuona-hs2rx
    @PityTarwakuona-hs2rx Před 7 měsíci

    😂😂😂😂😂kosabhuku Gosho varipi karanganda kuseri🙌🙌🙌🙌

  • @user-ui4ck8zi4h
    @user-ui4ck8zi4h Před 7 měsíci

    Ndaiyepo, nice time

  • @user-yv5io5pi3d
    @user-yv5io5pi3d Před 7 měsíci +1

    Koshangu yaSekuru vakapfeka Red iyo bhoe here

    • @cdechirume2979
      @cdechirume2979 Před 7 měsíci

      What do u mean? Urikuseka murombo? Buy him one and shut up

  • @petronela7548
    @petronela7548 Před 7 měsíci +1

    Horaity chitaurai ndimi munotaura chokwadi 😂😂😂 Headman vanondinakidza hangu

  • @muchmuleya9651
    @muchmuleya9651 Před 7 měsíci

    Mzukuru uyo speed ,apapo baba haana

  • @rudzichief6207
    @rudzichief6207 Před 7 měsíci

    You deserve kutungamira nyika yese

  • @chicaldochico7838
    @chicaldochico7838 Před 7 měsíci +1

    Kana iwe Allan uri muzukuru futi

  • @user-dp2hp5hc2u
    @user-dp2hp5hc2u Před 7 měsíci +1

    Mugaadza bhoo😂 manhunt zvekuti aronda nyayaa arii zii

  • @user-ky9yz9gh3w
    @user-ky9yz9gh3w Před 7 měsíci +1

    Bataps mhoroi ....ndaiyepo

  • @pkchims8565
    @pkchims8565 Před 7 měsíci

    Ishe gosho havashaikwi panyaya

  • @user-ov3rh5vt2i
    @user-ov3rh5vt2i Před 7 měsíci

    Nyaya iyi andina chandabata ini.chihure chakaitwa chakawandisa aaah.nhumbi dxawanda futi kkkk.bonde thing

  • @calebmagoba1278
    @calebmagoba1278 Před 7 měsíci

    Thank you. Maenzanisa

  • @user-fk4mt9bg2p
    @user-fk4mt9bg2p Před 7 měsíci +1

    Headman maresva mamhanya

  • @LettyShawty
    @LettyShawty Před 7 měsíci

    Matare apiko anopfekwa hat kuvanhurume, ana Magirazi kumberi uko😊😊

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Před 7 měsíci

    Dankoe. Headman hey labomalume bakhona bayashisa emakhanda bekumele babonisane Kahle labantwana kulezondo enkulu eyahamba limufi eyaziwa ngabantwana abangayivez iqiniso lifihliwe kuphela

  • @user-di1zt1pj3t
    @user-di1zt1pj3t Před 3 měsíci

    Cameraman bhoo here pa shangu iyo 😂😂😂😂😂😂😂 i size ani nhai

  • @silvestermariwowo4497
    @silvestermariwowo4497 Před 4 měsíci

    Gopito family munoda kunoitei paguva re muzukuru. Hamuna rudzi Naye uyo ,

  • @kadirirelast9917
    @kadirirelast9917 Před 8 měsíci

    Ndaiyepo... Baba Taps hamuna kundibata

  • @fanuelmoyo6272
    @fanuelmoyo6272 Před 7 měsíci +3

    Featuring Ishe Gosho 😂😂

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Před 7 měsíci

    Vanaamai vanoparira shame watove mutoro uyu

  • @miriamchiwarakata368
    @miriamchiwarakata368 Před 7 měsíci

    Saka kuzozi nysrarai kana fare rapedza manyararitri nguva yese wana sekuru torai mari mupedze wafi
    Mune wana sikana munowabaisa nge.mhepo

  • @user-sf1cz8vy5s
    @user-sf1cz8vy5s Před 7 měsíci

    Vakomana vari kubatirwa pana baba vavo vasina kuroorera amai vavo

  • @Danielshalomjnr
    @Danielshalomjnr Před 5 měsíci

    Kuburitsana chakati tende zvinorevei?

  • @simbamoyo9400
    @simbamoyo9400 Před 7 měsíci +2

    (GOSHO) ZVINONYADZISA

  • @Anthony-pf1N
    @Anthony-pf1N Před 7 měsíci

    Nhumbi nhym vanhu ummmmm

  • @wilmarmarara2448
    @wilmarmarara2448 Před 7 měsíci

    Karangandaaa❤

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 Před 7 měsíci +1

    Chivanhu indove pakuda kuita complicate tunyaya tusina basa!

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 Před 7 měsíci

    Headman Chigodora, if possible dai maita educational video yevazukuru iyoyo. Zvakavanda zvinonetsa panyaya idzodzoidzo

  • @kudzaimugadza75
    @kudzaimugadza75 Před 7 měsíci

    Allan ngabve mberi uko .Asharukwa aripiko .