🇿🇦I'm from South Africa 🇿🇦 m proudly happy with Zimbabwe 🇿🇼 i find out there's my family sharing same surname back then they're from Mtubatuba but permanently Zim so music wise I like lead guitar 🎸 ❤️
Mukomana akavharwa nachipanga akaenda mberi asina kutanga kwamambo Saka mambo maifanira kuti chipanga ane mhosva yekusvora mambo kuisanyaya mberi asina kuudza mambo. Mambo vatya Kutaura chokwadi

Mmmm jah prayzer is a big Artist anoimba mukomana uyu Amen 🙏🙏🙏
Hekani waro
Wangu anototamba kudarika uyo asi kt vanhu zvamunoita mukaona vanemari ndovamosapota chii chakarikuita kamwana ako😂
Kumashure kwevakadzi kuneiko kwatinoratidzwa everytime
Very good sound....good engineering
Energy yacho iii😂.. kkk. Vanhu vanonakirwa nemangoma ako even ukasazvikwadza ne enegy yako iyi
THANK U LORD👋👋
Among
Ndikuda data rangu
😅 data rangu raperera mahara😅
kkkkkkkk
Mukomana akavharwa nachipanga akaenda mberi asina kutanga kwamambo Saka mambo maifanira kuti chipanga ane mhosva yekusvora mambo kuisanyaya mberi asina kuudza mambo. Mambo vatya Kutaura chokwadi
Nice go ahead man u are a genius
Data rangu maihwee
Amoxicillin
4yrs inhema
King Macheso Cheso power
He is not 4 years
Kkkkkkkk haiwa mwana wemunh wekuziva kkkkkkkkk
😂😂😂😂😂😂😂Ahuutaurii kungobva hako ndaaa kutaura kupedza nguva
zviiko izvi
Aman waya idzo ma1
You are from?
Xaaaaa
Totumwa ne nhamo
Ehe mwana atamba
Guys tell me kna muchienda kuChurch kumaungano mahombe vaporofit asi ndovega vanogona kuimba hre cz inn haaa vanozombondikuvadza neBP
Aikaka aitamba fish fish kani
Alick Macheso to the pple
Album rakaramba kurirara totsvaga mbiri nekubata vanhu magaro
Zim ma1 chaiwo stage yacho
czcams.com/video/Dawuz65dmmk/video.htmlsi=zCjDH-y1aspPtwj4
Inzwa ichiiii
But ruzha rwenyu rwakanyanya uko !
Mc hona vana vauya vakachena
Ucharokwa iwe😂
VaMacheso.mukawana time mundipewo data rangu please
Haiwawo kaingo Jamba jamba
Kkkkkkk.
Watumwa naani kuvhura