The devil saw the star of this man shining, you can tell he is supposed to be preaching but pane paakataimirwa newakaipa. May he find his purpose on this planet in Jesus name
Haa this is a true story. Ndakatodzidzq maye felix uyu. I am from village 7a iye 7b. Family yavo ndeyema drama. Zvese zvaataura ndezvechokwadi... ndikurwadziwa kuti vapfanha vangu ve areas vakarasaika so
Wow, this guys has successfully demonstrated how easy it is to be disguised by evil. His charisma combined with the truth he tells answers so many doubts. So much evil and so many rewards for it!? Kurarama inyasha chokwadi!
Varume mose makanaka, mukasimba nema six pack enyu. Hapana kana ane one pack. Chiyedza chaishe Jesu Christu ngachikuvenekereyi nekukurwirayi chikusungureyi muhusungwa hwenyama, mweya, pfungwa. Mwari rudo nazvino vanotida tose takadaro. Kuregerera ndiyo mviromviro yeruponeso. You are all beautiful 👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽🥰
Whaaaaaat, Felix is this talented nhai. Yaaaa dzakanyanya, he is just good and multi-talented. Mwari aidzida mujeri for a chance kuti dzione talent radzo. Big up to the interviewer, this part 2 was improved and polished, kwete zve part one iyo. well done
He is multi talented loved his voice and knitting 🧶 This guy has potential he just needs positive influence Our officers doing a good job too Thank u interviewer
Mwari vamuregerere Felix.. Shuwa munhu unochinja in life, matalents ari hidden avaisashandisa vari panze now are out in light... Blessed hands in deef.. Iro voice Haro.. He can sing.. Up coming gospel artist while his jail tym is over
Its a shame that he didn't discover his talent and gifts ( he is multi-talented). The devil steals everything from him it reminds me of the verse whch says Satan akauya kuzoba nekuparadza. He stole the talent of a young man who was supposed to be popular even becaming a legend in music or art. But i m happy because God gives second chance hope he will use this second chance wisely.
He contradicts himself, one moment he has accepted God, he goes to church. The next he can’t wait to go out and carry on from where he left . Confused 🤷♂️
The devil saw the star of this man shining, you can tell he is supposed to be preaching but pane paakataimirwa newakaipa. May he find his purpose on this planet in Jesus name
Ko zvaane talent.Satan regera Mwana waMwari uyo...
Thanx was waiting for this.
Improved interview you gave him time to explain
Haa this is a true story. Ndakatodzidzq maye felix uyu. I am from village 7a iye 7b. Family yavo ndeyema drama. Zvese zvaataura ndezvechokwadi... ndikurwadziwa kuti vapfanha vangu ve areas vakarasaika so
One munhu anogona kutaura chokwadi chemhosva pavasungwa vanombo buda anobvumirana nazvo like
Kkkkkk
ichokwadi anotaura chokwadii murume uyu
Wow, this guys has successfully demonstrated how easy it is to be disguised by evil. His charisma combined with the truth he tells answers so many doubts. So much evil and so many rewards for it!? Kurarama inyasha chokwadi!
The guy can sing, akabuda achirikuda zvekuimba he can do wonders
Varume mose makanaka, mukasimba nema six pack enyu. Hapana kana ane one pack. Chiyedza chaishe Jesu Christu ngachikuvenekereyi nekukurwirayi chikusungureyi muhusungwa hwenyama, mweya, pfungwa. Mwari rudo nazvino vanotida tose takadaro. Kuregerera ndiyo mviromviro yeruponeso. You are all beautiful 👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽🥰
Mmmmm he needs deliverance ndatoona muvhangeri paari asi wakaipa ari kuda kuramba naye.
Ko kumunhu anonamata zvinofamba sei
Hanzi uyo wakatofa haana basa 🙆
Kudenga kuna Mwari ane tsitsi nerudo nevanhu vake. Jesu unozoti huya kwandiri vese vaka remerwa. Saka Mwari anemi varume uye Mwari vakato kuregererai kare kare. Mwari anokudai Amen
Whaaaaaat, Felix is this talented nhai. Yaaaa dzakanyanya, he is just good and multi-talented. Mwari aidzida mujeri for a chance kuti dzione talent radzo. Big up to the interviewer, this part 2 was improved and polished, kwete zve part one iyo. well done
He is multi talented loved his voice and knitting 🧶
This guy has potential he just needs positive influence
Our officers doing a good job too
Thank u interviewer
yeah he is multi talented but wrong focus.
Man can sing man 🔥🔥🔥🔥🔥
Hat iyoyo ndaida hangu jwete mafake atinopfeka aya. A gifted musician he is
Eliza🤙🤙🤙🤙🤙🤙🤙🤙🤙 mkomana anoimba ,anema talents but devil is his victory
Thank u ne kuinterviewer zvirinani than first part Felex needs deliverance in Jesus name amen
Wow those voices guys well done cutting onions hangu pliz God touch there hearts so that they will follow you in spirit and truth Amen&amen
Thanks for watching
Mwari vamuregerere Felix.. Shuwa munhu unochinja in life, matalents ari hidden avaisashandisa vari panze now are out in light... Blessed hands in deef.. Iro voice Haro.. He can sing.. Up coming gospel artist while his jail tym is over
Yhoo vese vanoimba havo.. nice one
Welldone Fellix.please batira Mwari .Uri wajesooo iwee
Can you please number your episodes and include links to prior episodes when you upload a new one. Otherwise good content.
wow wat a touching song well done guys
A talented boy , mwari ngavamuitire zvakanaka
Ndarwadziwa. May God's grace locate u so that you be out here and exercise your talent
Yoooo your Talented shame
Haa Yaa, ndashaya mazwi
May God help u my dear
After watching this I came to the conclusion that people want change, they want to grow and they want to focus on what matters most after mistakes
For real but zvigumbo zvirikutonga
Haaaa uyuu i mbeu yekuponeswaaa iyi ,nguva ndiyoyi tevera Jesu
WOW THESE GUYS CAN SING...THATS RAW TALENT THERE.TESE TINOTADZA MWARI TIREGEREREIWO TANAMATA
May you never go back to you past.... After this transformation serve Jesus and Jesus alone
Really ndasuwawo musha what a song
His life is a testimony to the world too see the power of God
This man is very powerful and great.I see someone who can succeed in whatever he touches ...unfortunately the Devil took the talent to his advantage.
But he can testify how about others who are out there and they ar like what he used to be
Jehovah be glorified because above you there's none, if it wasn't of jail time he was going to live in the darkness forever.
Idzi dzogona kukunyorera nigerian movie yakapenga 😂
😂😂😂
😀😀😀😀😀😀
😂😂😂😂😂
Hehehe
Order cde..muchashandisirwa sandawana na baba ivava 🤣🤣🤣
Vanhu vanoimba zvawo awaaaaa
Was waiting for this....
Mwari pindirai so talented
Akanyora book anofa nemarii uyu
Hanzi apo ndotya munhu 1 chete dai ndichitovapo navo izvozvi kkkkkk
Unoroya hako but akakuroya muhombe
Mwari ngakunzwire nyasha
Ma hat ako akanaka heavy ! But kuzotenga yopinda mu wardrobe hmmm , Ino muka ikapedza chikafu muFridge
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Vamwe nekuda zvinhu vakuda kutenga🤭
Its a shame that he didn't discover his talent and gifts ( he is multi-talented). The devil steals everything from him it reminds me of the verse whch says Satan akauya kuzoba nekuparadza. He stole the talent of a young man who was supposed to be popular even becaming a legend in music or art. But i m happy because God gives second chance hope he will use this second chance wisely.
They way these guys singing it's on a another level,they such wonderful as a team of crooks but Glory to God
he has a great voice
I love his energy
Kkk nice song saka haana kuburitswawo here na president
aiwa ava mhosva dzavo hadzibatwi
Anebhora ndiye anomakwa,Inyaya yekunamata chete nokuti Satani anoomba seshumba,Asi na Jesu tirivakundi
This guy Mwari ngava muwanire nyasha that's all I can say.
This guy is multi talented ...
ma voice ayo they must record
Freestyle ine fire iyo💥💥💥
Indeed we learn from our mistakes
Jehovah vapenyu mazuva ose,dai zvisina kudaro takapera kufa
the song, am crying😢😢😢😢😢
That's a beautiful song indeed
Could you include the English subtitles?
How can we do this song Eliza🔥🔥🔥🔥
Ha ndi vocalist chaivo
Um happy nokuti Mwari ariko uye kubata kwake kukuru ...
Now that’s what you call a handmade hat! Dang 9 kids! The music is beautiful they need a album, proceeds can help prison functions 🤷🏾♀️
True
Waaaal so touching song
Like the song irikubuda iyo
Nyora kuti hwaaaaah
Mubvunzo wangu iri apo ko.iye mukomana iyeyu kuzova nechivindi.chokutaura zvese izvu plus age yke nezvaari kutaura mwari pindirai nyika kwayava kuenda
Akafa anabasa uyo zvandipedza ini.iwe rako basa nderei Felix .une drama mkoma
Yoh lobhudi uyahlabela bantu the way akhuluma ngakhona yah uyabona nawe kuthi yah usile lomuntu
Kunzima sure...
ANDY MURIDZO MYT BE IN TROUBLE IF THIS GUY COMES OUT .....THIS GUY ANOIMBA KUMUDARIKA
Tunyaya twemuchinda uyu sooka🙊🙈🙆 mupei more interviews timbonzwiririre. Ko ngaamboiteka demo yezvinhu zvake sezvaaita pakuruka hat🤔
True akamboti anogadzira nyoka ngaatiratidze tione kuti ichokwadi here
Interviewer vakanzwa chichemo chedu😂😂But to felex sadza it's never to late kugamuchira Messiah
noone is untouchable before God amazing
God help Zimbabwe. People boast of evil deeds. He is not repentant because he is not telling the truth about why he was jailed.
Interviewer has improved a bit, he needs to work on his volume and let the guy explain uninterrupted. Its a bit better than last time though
Praying for his salvation- it’s never too late!
but why don't you put subtitles though😭
Great voice
Anoimba shem. Mwari vamubatsire asiye mabasa akaipa ashandire Mwari
Aaah am speechless wani
English subtitles would be a common sense!
Kuimba kwekuvaraidza nguva here asi pasina repentance?
Best vocalist ever mubhanditi wang
He is so talented
Hez a good singer ❤❤❤
Taingoita manzwira nzwira but bhudi Ava vazozvibatanidza manje
trudawo another interview with Felix Sadza pliz pliz pliz
Its his voice for me...Felix can sing.wow
ko chikwambo chako wakregerei kumbotitaridzavo wakanyanya
ndikutotya kucometa
😂😂😂😂😂
Wat a nice interview .ndadzidza so much from felix .may God help u
How do we get their music very nyc vocals
This is great wooooow I'm touched 👌👌👏👏👏❤
We thank God
utori panzi ndini ndakaita kuti ato sungwa ndiri mo muno mukati
Wow what a nice song
Such a talent hijacked
Truly talented soul, dame...
He contradicts himself, one moment he has accepted God, he goes to church. The next he can’t wait to go out and carry on from where he left . Confused 🤷♂️
He clearly said hazvisiike...I doubt if he changed.
Taura hako
Hezvoooo ko mroi uya zvaane chipo nhai mweya yakaipa iriko chokwadi
Kkkkkk iweka
Thanks for explaining dear
Ma hat anowanika sey uye kupi
anogona kuimba
Nice song
Hanzi "haaa uya uya ndakamuuraya , haana basa uya" lol
Imajeni!!!
Lucas mu mero
I love this guy he can sing shame
Nice Voice, very confident lost youngman