This chief is educated , knowledgeable, fair, reasonable and smart. I love him and excited to listen to his analysis . Great job chief Mutasa, you rock❤
The most educated and wise chief. Ndinodada nemi chief. Hungwaru hwenyu hausi hwekutenga asi ndehwekubarwa nawo. Wedzerwai makore ekurarama nanyamusiki.
Changamire mutasa is wise and intelligent. The way he verse through the background of each story tackling all sides of the story and possibilities is overwhelming. He is indeed learned. keep itup
So proud of a well-educated chief 👏🏽 thank you for educating these people on miscarriages and GBV. Dai Chigodora adzidzawo because kurikunzonzi huroyi even nezvirwere zviri so obvious. Chinonetsa anawasu havadi zvechipatara, kungoita zvemaporofita and n'anga vachipumhana huroyi. Mainini ibhinya, ngadzoke kumusha kwavo. Ungachaya murume shuwa? Enda kuboxing upedze shungu dzekuneranhu.
Amai avo ngavamboenda nemurume wavo kuna Gynercologist vaitwe Rhesus blood test nokuti kana vari Rhesus negative murume ari Rhesus positive, vana vanotora Rhesus status yababa saka muviri waMai unenge wave kuona mwana se foreign body mhumbu yobva.
Chief Mutasa a very humble and educated man ndovanonzi Chief ava havapindire zvematongerwo enyika : A man of qualities ndashaya ndovadescbriber sei Chief Mutasa humambo uhwu ndehwaMwari chief ava ngavatungamire Zimbabwe yese❤
Mambo Mutasa is a very learned and intelligent CHIEF. I just hope the GOVERNMENT recognises such abilities and intelligence. He should be rewarded for the work but not removed or transferred. He is a beacon to other chiefs and most should learn from him.
Mambo Manga magonesa chaizvo Vanhu ngewenyu avo Batsirai mukomana uyo atore peace order Chete Vamwene wangada mainini ngekutye kurohwa Chete Vangada here mhondi inoda kuuraya mwana wavo Mai guru ngavambotariswa Sari Endesai mhuri iyi kwa Tasvu Mummy mainini vane chitsinha vanobatwa kwa Tasvu
Ku side kwenyu mambo muri ryt asi apa mapotsa apa pari kushanda kuroyana hakuna coincidence yakadaro kt wonzi haufe wakabata mwana pamaoko woita mimba 5 vana vachifa wapedza wonzi it's a medical problem saka avo mainini vakazviziva sei muroyi uyo
Eish feel your pain maikuru wee😢😢 Regai ndipedzise hangu kuteerera but that maini is so wicked...... Even face yavo inorqtidza huipi chaiwo. Dai paine option yema Audio nhasi ndaivapedzera
Mainini vakutoda zveropa straight. Mai namainn vanoroya vose havo endai kwasekuru Tasvu maiguru. Last but not least mainini havana 22 years vari over 30
This chief is educated , knowledgeable, fair, reasonable and smart. I love him and excited to listen to his analysis . Great job chief Mutasa, you rock❤
Unlike headman chigodora
Chief munodadisa,mune wisdom,makadzidza,muri humble
Chigodora should come for education kwaChief Mutasa.
Chigodora haapi munhu time yekutsanangura side rake vanongoti nyarar nyarara but mutasa ohhh I ekisarendi
Chigodora is not a chief you know
Iti Pwee ndikurove neimwe zvakare
Pwwee😅
Pweeeeeeeeeeeee
Pweeeeeee
Dzingai chibanda media inondibhowa karangandaa wooooye it's for manica
Pweeeeee
The most educated and wise chief. Ndinodada nemi chief. Hungwaru hwenyu hausi hwekutenga asi ndehwekubarwa nawo. Wedzerwai makore ekurarama nanyamusiki.
Mainini vanoroya navamwene period 😢😢😢😢. Apa they look alike pa face maiguru namainini
Havana kufanana ava maiguru is very beautiful and looks young.Mainini looks older and ugly.Yes vanoroya navamwe
😂😂😂😂😂😂 Hazviko
Aiwa maikuru vakanakisa,amwene namainini havabvarure machira nxaaa
mataura chokwadi havabvaruri machira
Zvokwadi coz mainini namaiguru vanofanira kuve ma sisters asi mainini vakarwadziwa nekutu maiguru vati amwene muroy kurwadzirwa nezvavamwene iye ndiye akosha manje zvakaoma hazvo
Mainini muroyi pamwe na vamwene vanodakuzungaira zvenhando .maiguru endai kwasekuru Tasvu . mundobatsirwa .
True apa mainini vacho kunyangara chiso
Mainini ichembere iyo
Mwana akarora chembere over 30 years akatodyiswa
Mainini avo ichembere chaiyo...zibhuru chairo
Chief Mutasa you are a joy to watch and l am very proud of you to be my CHIEF and you are full of wisdom and charisma, muri kutidzidzisa zvakawanda.
Chief mutasa is the right person kuva mukuru wemadzimambo not zviripo😊
Changamire mutasa is wise and intelligent. The way he verse through the background of each story tackling all sides of the story and possibilities is overwhelming. He is indeed learned. keep itup
So proud of a well-educated chief 👏🏽 thank you for educating these people on miscarriages and GBV. Dai Chigodora adzidzawo because kurikunzonzi huroyi even nezvirwere zviri so obvious. Chinonetsa anawasu havadi zvechipatara, kungoita zvemaporofita and n'anga vachipumhana huroyi. Mainini ibhinya, ngadzoke kumusha kwavo. Ungachaya murume shuwa? Enda kuboxing upedze shungu dzekuneranhu.
Maiguru, nyarara zvako, l feel your pain, Ishe vanonzwa mazwi edu tisati tamataura. Vanhu vanobaya asi Ishe ndewedu tose.
Thanks Karanganda, Mambo Mutasa raramai makore akawanda
Chief Mutasa I salute you. Full of wisdom, intelligence and many more positive qualities.
This Chief is super ,he know how to deal with community issue ,njere dzaka zara apa .
Tinoonera pamwe thanks for the support
Haaa Chief Mutasa ishasha ndodada nemi chief.mune njere chokwadivdzeku barwa nadzo .keep up the good work.Batsiraiwo vamwe venyu.Sando dzenyu Mambo
Chief Mutasa,, you are learned,, intelligent,,, full of wisdom,,, lots of respect,,, pindai mu chief 's council
❤❤
Sending hugs maiguru,l pray Mwari answers your prayers and protect you
Excellent chief love you so much
Impressed with Karanganda sound system what an improvement keep it up guys..Sando idzo….
Chief Mutasa i met him on tuesday in Mutare. What a humble person. I enjoyed his stories
Amai avo ngavamboenda nemurume wavo kuna Gynercologist vaitwe Rhesus blood test nokuti kana vari Rhesus negative murume ari Rhesus positive, vana vanotora Rhesus status yababa saka muviri waMai unenge wave kuona mwana se foreign body mhumbu yobva.
❤
Chief Mutasa a very humble and educated man ndovanonzi Chief ava havapindire zvematongerwo enyika : A man of qualities ndashaya ndovadescbriber sei Chief Mutasa humambo uhwu ndehwaMwari chief ava ngavatungamire Zimbabwe yese❤
Mambo Mutasa is a very learned and intelligent CHIEF. I just hope the GOVERNMENT recognises such abilities and intelligence. He should be rewarded for the work but not removed or transferred. He is a beacon to other chiefs and most should learn from him.
Well educated chief
35:02
Zimbuya iro harina kukwana zimufiti chairo
Gindagoriya remukadzi. This is a happy village, they’re in love with their mambo
Karanganda ramba wakatsikaipapo more frm mambo Mutasa.
Uyo mupfana Uyo akapusa Buda muchurch yemwazha vakapata xaaa
Mukadzi haana 22yrs uyo she over 30
Taura hako imbuya iyu
😂
😂 Ndatozviona
Aah she is 22yrs..mwanana uyo
Taura hako akura uyo kana Aine 22 nevana 2 akabara how😮
Handei nadzo nyaya dzekwa Mambo Mutasa torarira pano karanganda weeeeeeeeee
Mainini ane shavi re kumusha kwake rekuparadza plus huroyi and akatodyisa murume kamumiriro kake kasina confidence murume wacho..haasi kutoziva zviri kuitika.. muroyi ari mumusha..
Listening from joburg chief sando dzenyu
Kkkkkk hanzi bhinyakadzi,gube ,brama, giant kukora nemoyo back ground ma1
😂😂😂😂😂😂
Thanks chief Mutasa for ur welldone job chokwadi karanganda na Ba Taps aaaaaaah basa muri kugona zvenyu
Kugara nenyoka mu bedroom chokwadi,chief Mutasa sando dzenyu ❤❤❤, ngasungiswe mukadzi uyo bhinya chairo,face yemukadzi wacho kutaridza kushinga chaiko, she is not 22yrs chinonyepa
Sure hakuna 22 years dzakadai
MAININI AVO VANESHAVE REHUROI VACHAURAYA MURUME
Chief munotonga zvandinofarira nachief Bushu mwari vawedzere hungwaru hwenyu🙏
Mainini vane ngozi😢
Dare razondinakìdza iri. Vakadzi varipapa kkk. Hanzi zimbuya ndiro ririkudya vana iro.
Endai kwasekuru Tasvu munzwe kuti chii chirikuuraya wana mother muve ne-peace in yo heart and family
Tine urombo nedambudziko Rina Maikuru avo .Mwari ngavavabitsire mudambudziko ravo
Mambo Mutasa mune hunyanzvia may God bless you always 😊
Mambo Manga magonesa chaizvo
Vanhu ngewenyu avo
Batsirai mukomana uyo atore peace order Chete
Vamwene wangada mainini ngekutye kurohwa Chete
Vangada here mhondi inoda kuuraya mwana wavo
Mai guru ngavambotariswa Sari
Endesai mhuri iyi kwa Tasvu
Mummy mainini vane chitsinha vanobatwa kwa Tasvu
😂😂😂😂 mamoms ari kubackground sando dzenyu
I like before watching
Thanks karanganda TV chief Mutasa munogonesa zvenyu asi mainini vanoda kubhadhariswa vambonzwawo kurwadza zvishoma
Sando kuna Mambo Mutasa vanotonga nehungwaru plus dare ravo harina confusion pavanhu ,Ende vanhu vacho vanogeza😂
vari clean vose
❤❤❤Chief Mutasa he is very learned indeed .He is wise and intelligent 👌
My favourite chief ❤❤❤❤
Shumba you are the best
Chief Mutasa very smart ,educated and humble love you so much long live musunungure matambudziko❤
Well done Chief Lots of wisdom
We need knowledgeable chief like this he is fantastic
Maiguru wakanaka, clear skin
Mambo Mutasa my kule very intelligent man
Good picture quality karanganda
I like this chief. He’s clearly educated and understands science and our culture.
Chief Mutasa vari fair i love matongero avo havawanze hasha cool bty very intelligent❤❤❤
Ndichauyawo neyangu kwamuri chief ... wonderful job
Mmuunzei kuno changamire ndimugadzirire shoe size. Anodzokera kumusha wake achimhanya. Akajaidzwa changamire munhu uyu. Kurova murume.
Mainini vane mushonga wakaipa. Murume akadyiswa amwene futi 🙌
Yaaa of all the chiefs ,chief Mutasa munoziva zvamoita
Ku side kwenyu mambo muri ryt asi apa mapotsa apa pari kushanda kuroyana hakuna coincidence yakadaro kt wonzi haufe wakabata mwana pamaoko woita mimba 5 vana vachifa wapedza wonzi it's a medical problem saka avo mainini vakazviziva sei muroyi uyo
Maikuru is very humble dai mwari vakurwira
Chief Mutasa ON TOP OF THE REST, OTHERS FOLLOW
Some people are really going through the most out there. Be grateful for the little you have.
Umm mukadzi wabamdiki ibhinya iri, zirovambira chairo. Mambo munogona
Chief mutasa you are very intelligent please help other Chiefs the whole Zimbabwe
22 years or 35 years nhaimi
Thank you Shumba rambai makadaro munogona baba vedu 🙏🙏❤️
Maiguru endai kwasekuru Tasvu mainini muroyi mukuru .babamunini vakatyiswa vakapera .Please chief Mutasa batsira babamunini avo
mukoma wemurume murume chaiye anebrain dzakapinza and make effective steps with humility asingashore mai vake who appears to be a the culprit
Mwari ipai maiguru matwins anorarama
Ambhuya vanobatwa kwaSekuru Tasvu ava. Maiguru endai kwaTasvu vanotasvurwa vanhu ava😂😂
Picture quality BaTaps huchi🔥🔥🔥🔥🔥🔥
This Chief is wise and kutonga kwavo kunovaka. Toisa maoko kuna Chief Mutasa
Sando Chief Mutasa mawaudza chokwadi nesu tadzidzawo
Sando kunaMambo pa health education Kuna maiguru mataura pachimidwife Mambo .very educative .
Mambo muneruzivo henyu. Very intelligent. Mambo Solomon chaiye sando kwamuri
Kkk ndonakirwa nanagogo vanokuza vari pasi avoo😅..i love them
Well down mambo ❤❤❤❤❤❤❤
Mainini vakura ava ndinovaziva ndakambofamba navo ku gold
Ko zvavati 22years..anowoneka kty rakura zimhondi
Maiguru mukai imi munopedzera ura pasi.mainini navamwene varikutokushandisai,mukaivo
Mambo SaMutasa you're God given to us send us to rescue, fix and solve issues
Maiguru is beautiful
Eish feel your pain maikuru wee😢😢
Regai ndipedzise hangu kuteerera but that maini is so wicked......
Even face yavo inorqtidza huipi chaiwo.
Dai paine option yema Audio nhasi ndaivapedzera
Mainini vakutoda zveropa straight. Mai namainn vanoroya vose havo endai kwasekuru Tasvu maiguru. Last but not least mainini havana 22 years vari over 30
Zimkadzi zibhinya iri not goodat all 😅😅
Chief is very intelligent 🎉
Back to back ❤❤❤
😊😊 what a chief manyama
Ndadzidza kni..kuzvininipisa kunana maiguru nana bankuru
Our shumba to the people basa pamberi alongside baTaps karanganda TV
The Chief is intelligent
G.B.V has no negotiations she has to go to jail period muroyi wemunhu nxaa
Team iro rinokuchidzira rinondinakidza aiwa hanzi wakahyiswaa iwe 😂😂😂😂
Shuwa ngavamire unofira mahara
Cameraman focus please stop showing us trees
Number one chief muzimbabwe
Man of wisdom❤❤
Mbuya yakadhakwa iyo aiwawo