Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Panemabest actors apa well done gys
Bhebhisi.....waramba futi kasokonyenza kangu😅😅🤣😂😂😂hah Pogba kumberi
Ka Bhebhisi kangu,kkkkkk kwahi ndokuvigira kahuku love yekumaruzevha ndoyese
Happy to see mainini nyarie
Gringo Jnr you’re creative wakadzira new character yaMbudziyadhura 🔥👊🏽👊🏽👊🏽
Nzou vakuendesa mbudzi dzasabhuku dziya kuna Allan. Allan hokoyo nasabhuku uchadzi ndiwe vakaba kkkkkk kkkkkkk apa mbudzi dzacho dziri kutenderera dzabva apa dzaenda apa
Allen akupihwa mbudzi dzaSabhuku Mr dhemeti
Nzou kuseri 👊👊👊👊
Pogba 💥💥💥💥 kabhebhisi kangu
Hanzii nzou musangopopote popote kana kundinyeya hayaa 🙌🙌🙌🙌
Ayewa! Ndezve mhuri.
Kkkkk asi haurevesi Gringo J waona kuti musikana uya anonyanya kuda cash saka zviri nani usimbise rudo rwake naSamanyanga kuti ugowana kusadonhedza munhenga
Runya ...my favourite 😍
Samanyanga, Gringo, Pogba haaaaaa Muri kumberi. Keep it up
Allan pakutamba vanhu rough ndomutemba but this anokuvara mubhora
Welldone guys but matisiya panzara kkkk
Nzou nyanyiest 😂😂😂
Nzou in the mix 😂😂😢 mamarova Nzou 🐘
Samanyanga, muchengere Gringo, kuda kuyanana nemi, ame o henyu, munonyura ipapa makaita ma funnies 😄 😆 🤣 😀 😂, am smelling gonzo rakawora ipapa.
Asi nzou na allen uyo muri related kkk
Ndikadaigwa😂 basa gringo and your teem muchandipa basa, coz I’m now busy concentrating with you guys more than work 😂😂😂
Gringo gringo well done 👍
Kkkkk 🤣🤣🤣🤣 kanachekutaura hapana kuseka chete
ndakuunzira karuwa kkk kk rudo soooo
😂😂😂😂😂😂😂😂chihwa matambwa ten note naNzou 😂😂😂😂
Kasokonyisi, kwanzi ka Hublo
Apa pakasangana ma legemds akudhara ne ma new legends.. Good job guys
This was too short guys 😂😂🤣
Runya abva avharwa nenyaya ya Nzou kkkkkkkk
🤣🤣🤣🤣Haa Nzou vanondigonera
Varume munogona basa imi
Asi pauro anogona zvakeee hanz uyu anondibhowa😂😂😂😂Hanz usandidaro eee pauro pauro
Kkkkkkkkk Unondichemedza
hadzizi mbudzi dziye dzekuba here kanyenye akoo
Bt time murikunyanya kuita shoma
Allen ndiChiwhaa😂😂😂😂😂😂😂 kkkk haaaa ndave bhoe 😂😂😂
haaa musachemedze pogba amana
Pogba anopedza masports zvake
Gringo handikutembi unogona kunoudza mai Nzou kumba zvekunyepa kuti vabate samanyanga 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Hokoyo na chihera hazviperi mushe
It's sad kuti Nzou is now selling his own goats simply because Gringo akadziba dzikaenda kwa Sabhuku. Now Nzou akukwatawo💔
Kazongoita ka noodle chete 😅
Gringo akananga kumba kunokwenyera chihera zvake
Kkkk aaa zvakaoma pauro kaaaa 😂😂😂 usadaro so
Nzou vanenge varikunoba mbudzi 😂😂😂😂
Ko bhebhisi arikuchemeiko😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ita kupwaaaaka
😂😂😂😂zvaingori mutupo yega yega
Gringo you are the best
Pogba zvakaoma😢🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😢😢😢😢😢😢😢
Been waiting 😂 you guys never disappoint Manje when is baby Gringo due🤣🤣
Ko mudhumeni vaendepi nhasi
kkkkkkk POGBA auya neka sikonyisi 💥💥💥💥💥
The whole team is 🔥🔥🔥🔥🔥
Ko ka nyenye ndekapi ako
Kkkkkk Zimbabwean Pobga pakuchema hah😂
Bhebhisi kkkkk
Nzou vakuendesa mbudzi dzavakaba kkkkkkkkkkkkkk
But Nzou havana kumboba havo mbudzi kungoti mbudzi dzacho dzave nemutauro too much
@Allen zvake ndezvekupopota kwete izvo😂😂
Nyari dress wakariwanepiko rausingabvise 🤣😂
POGBA HZ THE BEST
Chopisa but too short eyy
samanyanga vahombe panyay idzi
Munogona guys
🤣🤣🤣🤣🤣 Munogona guys
Gogoyi
👊🏿👊🏿👊🏿👊🏿👊🏿👊🏿👍🍺
Grngo
😂😂😂😂😂Pogb ma1🔥
Keep it up guyz
Ko gringo ingoita mistake ukande kese kani
Beautiful runya
😂😂😂😂 Pwaaaaka
Kkkkk asi simbarashe hautane kuchema kkkk kkkkk ma1 pagba
Pogba 😅😅😅🤣🤣😂😂
dzochema wena
Ukachembera waruza kkk
😍😍😍
Pfee
Pogba 😂😂
Ndinovimba haunodani mudzimai wake
Chati Chati
Pogba 😂😂😂😂😂 usavanza mutoriro kkkkkkk
😂😂pakasokoshinyisi apo kk kk 😅😅😅😅
Pogba😂😂😂 babies
Its for ziso for chati kkkkkkkk
Kkkkkkkk
Babies kkkkkkkk
Pogba ma1 chopisa
I'm for Samanyanga guys kkkkkkkk
Pogba ma1 chaiwo
ipa munhu mari yake kwete kuita tumastatimendi

Asi pauro anogona zvakeee hanz uyu anondibhowa😂😂😂😂
Hanz usandidaro eee pauro pauro