Chazobvira🥵Mnangagwa &ZanuPF reportedly upset after Hichilema Hakainde boycott secretly SADC summit💔

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 9. 09. 2024

Komentáře • 36

  • @user-ye2xh4wr2w
    @user-ye2xh4wr2w Před 28 dny +9

    Haasi kuuya nokuti ari kuziva kuti muZimbabwe hamuna mutungamiriri.

    • @munashematasva9784
      @munashematasva9784 Před 28 dny

      Ndochokwadi hatina mutungamiri munyika yedu

    • @YonaMalon
      @YonaMalon Před 25 dny +1

      Taura hako arikuda kugadza ani 😂😂 achazouya kana vakugadza chamis

  • @johnmsimango8402
    @johnmsimango8402 Před 28 dny +1

    That will be great. Down with ED. and all those who support him such as Masisi& Nyusi.

  • @mbiziDube-tn9sl
    @mbiziDube-tn9sl Před 28 dny +5

    Mnangagwa haana kuvhoterwa

  • @user-sd2qr9gz7g
    @user-sd2qr9gz7g Před 28 dny +3

    Mnangagwa his not gavermant anymore how came hashilema to wasting his time to Zimbabwe his really leadership not fake gavermant like mnangagwa

  • @tenjiwemusango6496
    @tenjiwemusango6496 Před 27 dny

    Mutungamiri weZanuPf kwete weZimvabwe, I like that.

  • @YonaMalon
    @YonaMalon Před 25 dny +1

    Anouya kunogadza ani .??
    Achazouya kana chamis akugadzwa coz ndiye arikutonga now

  • @VeronicaMatimati-w2t
    @VeronicaMatimati-w2t Před 28 dny +4

    Haauye because he is not a rapist , abuser like Emerson Mnangagwa .

  • @user-ui5kd4oe9o
    @user-ui5kd4oe9o Před 28 dny +2

    Angauya kuzodii hake muzimbabwe musina hutongi hwejechetere

  • @melissa20244
    @melissa20244 Před 28 dny +2

    Vakanyadzisa kunyeya umwe murume mukuru sure

  • @TanyaradzwaLozane
    @TanyaradzwaLozane Před 28 dny

    Chokwadi munongoswera kutaura kwamusina kuswera arikupinda Zambia aina zvainoramba yavo nguva yapfura anoda Ani kusauya kwezambiya akuna chaunokwanisa

  • @tenjiwemusango6496
    @tenjiwemusango6496 Před 27 dny

    Hichilema anehunhu uye anotya Mwari

  • @InnocentMalatji-qn8eh
    @InnocentMalatji-qn8eh Před 28 dny

    Haa pkaip

  • @user-oh9ep3yz7x
    @user-oh9ep3yz7x Před 28 dny

    😢apa hapadi kuregwa kumira remagamba va ma Israel akarwa Hondo vasinakana pfuti minondo inoshanda

  • @tariraichinyepe675
    @tariraichinyepe675 Před 28 dny

    It's a pity if he fails to come because quorum ikwana that doesn't stop the grant standing of the assumption of chairmanship for Zimbabwe.

    • @TywynKika
      @TywynKika Před 28 dny

      Nhai iwe ZANU irikumbokupei chaizvo chaizvo

  • @menoverse
    @menoverse Před 28 dny

    Only a fool would come isu tiina Chinamasa naRutendo Matinyare vachiti vakaponda President Mwanawasa. Varikutya kupondwa neZANU PF! Ungauye kuzoisirwa mushonga muchikafu? NEVER! Hakainde please stay away - unouraiwa! We must be careful anaMutsvangwa nanaChinamasa vachirasa miromo nekuponda vanhu! Kurumwa nechekuchera

  • @pacienciamatchinga100
    @pacienciamatchinga100 Před 28 dny

    Tikangoziva chete Mnangagwa ndi President weZanupf not Zimbabwe, answer yekuti sei president weZambia asiri kuda kuuya. 😂😂😂

  • @LeonardJoe-s9o
    @LeonardJoe-s9o Před 28 dny

    Zambia arikugona

  • @peterrichardbanda6132
    @peterrichardbanda6132 Před 28 dny

    Zvakama

  • @user-rx9jj1iu1o
    @user-rx9jj1iu1o Před 28 dny

    Hatinei neZambia isu,we benefit nothing from them

    • @munashematasva9784
      @munashematasva9784 Před 28 dny +3

      Igaro ziva kuti bhinya hapana anorifarira kunze kwenyu mhondi iwe na munangagwa vko

    • @BlessingMoyo-w2n
      @BlessingMoyo-w2n Před 28 dny +3

      Pamhata pako iwe namnangagwa wako musatanyoko

    • @maddyfreddybig5367
      @maddyfreddybig5367 Před 28 dny +1

      What we need is good leaders not thieves and murderers we don't need that in our country

    • @maddyfreddybig5367
      @maddyfreddybig5367 Před 28 dny +1

      Usati iwe kana waka naka vanhu vese vaka naka pane zviri kuitika uri mhata hombe yu

    • @gilbertguzha5373
      @gilbertguzha5373 Před 28 dny +1

      Zambia ine basa vanoziwa kukosha kwehuvakidzani