Bagga is talented holy is childish .Holy is a hypocrite he always wants to ride on the popular figure of the day .His stupidity is that, he is always using an old tired tactic of singing pple instead of strong lyrics .Holy akuita kunge arikukura achidzokera kuhumwanahudiki (pwere) I understand him zvangu munhu akakurira kumayard
Newe uriwekumama....wether Holy Ten is childish or watever don't forget to mention that he is talented. It is what it is we all different n u can't expect him to be what u want yet at the end of the day he feeds himself
Ana bagga dzikamai murima upcoming mese na saintflow arikuchengetwa uyo
Holy Ten ndibaba vavo vese vapfana Ava deep down they know Kuti Holy ndi leader
Mhata yenyu baba 😂🤣
Truly speaking holy ten inzou sure😅😅aaah kubva Kuma gaffa kusvika Kuma upcoming kuzama kudonhedza zvikuramba
Holy ndibaba wavo vese
Maya GHEVHA harisi Tsotsi guyz Bagga ndinaye hangu
BAGGA WAKAIPA fear not broo
Saka kuti hatikwerete bagga idiss 😂😂😂😂😂 munopenga
Wanku seyi uchingotaura nezva holy ten
Bagga is better than holy ten….ndini ndadaro ndogara paseri apo
The song is even out yet makuto analyzer zvekumama
Hooo ndozvamuri kufunga 😂
taurai neshona baba chiringu chinenge chati raksikei mbichana .... ndazama kubatanidza zvaramba zvarava
@@givemorefletcherthom.3055 mhata yako
Uri wekumama
U too tortoise
Uri wekumama iwwww
Ana bagga voice semunhu akamedza bubble gum🙄
Bagga hre amana😂😂😂 musatinakidze
Bagga baba Haa uyu muhombe
Bagga muhombe
Bagga is talented holy is childish .Holy is a hypocrite he always wants to ride on the popular figure of the day .His stupidity is that, he is always using an old tired tactic of singing pple instead of strong lyrics .Holy akuita kunge arikukura achidzokera kuhumwanahudiki (pwere) I understand him zvangu munhu akakurira kumayard
Newe uriwekumama....wether Holy Ten is childish or watever don't forget to mention that he is talented. It is what it is we all different n u can't expect him to be what u want yet at the end of the day he feeds himself
@@mduduzincube9913wapedza 🎉❤❤