Enda kwaTilder utsvagirwe ma dona modzokera kumba kwamai venyu muchibatsirwa muri kumba kwenyu . Vanhu veMalawi ava vekudhara vanobata mishonga yakaipa unozo tambura worse nemweya wemudhara iyeye afa achiuya achikunetsera murume vechidiki waunenge wazoroorwa naye achiti uri mkadzi wangu iye ave chipoko. Kurumidzai kudzokera kumba kwababa venyu nevana vamai vako . Asi make sure hamuva tauriri your plans. Kumbira kana mari kuna baba vako or kuhama dxamai vako ipiwe iwe direct zvakachenjera tete vasinga zivi morongedza twenyu motiza asi musasiya chero dhende zvaro kana bhutsu yakasakara nekuti kuroiwa nemalawi magic hakuna anokurapa. Ndosaka baba venyu vari kunetswa nemweya wamai venyu uri kuona kutambudzika kwamuri kuita mumba mavatete saka mweya wavo waka appear mumba matete imomo she couldn't speak out kuti tora vana vangu mukatodzokera kumba kwenyu mweya wamai venyu unomboita calming down unovanetsa zviri nani baba venyu. Tete va expose kana zvabuda pachena then tell her kuti kutichengeta its part of paying your brother's sins. Ripai mai vangu mweya wavo uzorore kwete kundiripisa ngozi yamai vangu vamakauraisa, but never say these hash words musati mabva pamba patete. Iye Mulawi wavo akadii kutsvaga mwana achiri mudiki ave kuda mwana ikozvino apera mazino nekuchembera tete vako pane maretuals avakita nemulawi wavo pamwe vari behind your father's girlfriend kuti mai venyu vakafa vowana access to you vokushandisira chisimba kuti ndakaku chengetai saka tsika madziro vaudze kuti endai munotaura nehazvanzi dzamai vangu nyaya yenyu wonzwa kuti vanoti chii. Keep calm until you all get out of their house safe. Wozovaudza kuti imiwo machembera tozoku chengetaiwo sekuti chengeta kwamakaita.
Ahh tete vako vanopenga, run with your life, hupenyu ndehwa Mwari. Usabvume kushandiswa kana vakakusungira zvinhu u will find help. Dei muroi aifa here dei kusina Mwari kudenga. Usatyityidzirwe
Ramba zvinotaura Tete avo utange yako life kukuchengeta it was her gesture of good will hapana future pamunhu weMalawi uyo fonera slymedia unobatsirika uite upenyu wako hwakanaka Tete vako muroyi ndosaka vasina mwana
The best kutovazvarira bcz Hanapa chamunoita kana kuzoroorwa sezvo vakatokupikira tete vako zvabba vako mazvokuda vakauraisa Mai vako nekuda kwechihure
Kana munhu akura anorasika njere chero maZimba arikowo akazungaira may be Malawi wacho akagara akadaro ane mental health it's getting worse nekuchembera let's not judge iye ndiye anogara nemunhu uyu. Point of corrections chimutsa mapfiwa chakapfuura kare kare hagare ari kare haunga post tsamba iyo what's up iripo ngatiregei kutsigira chibharo dai uriwe ungada mwana wako kuti arare nerinda rakadaro?
Ingovaitira with conditions kuti, imba yavo ichava yako, nekuti Ivo vakura unozomurera neyi mwana wacho. Apa haubudirire, chingoita give in, with conditions.
Ahhhh iwe wazondibhows by kushora rudzi rwangu. How cud you say that. Ingotaura nyaya yako than kushora ma Malawians. Mximmmmm. Ndiwr chitsiru opusa kwabasi. Wandinyansa mximmm
Mainini avo vana Tete vavo vanoda kuti muzvarire murume mwana, ndinoda kuti itsika yedu yagara iripo kuti mwana wehanzvadzi ndiye anoita chigara mapfihwa. But kana musingade hazvina basa, kana murume achembera hazvina basa but but but, mandirwadzisa nekushora kwamaita the Nationals of Malawi. They are human beings just like Zimbabweans, havana kudzungaira sekutaura kwamaita. Mwari haana kuvasika vakazungaira. Please withdraw your words snd just focus on your own problem. Maisa pa social media handifunge kuti veku Malawi vakazvinzwa vanofara nemi.
Please find the man of your choice. Don't be threatened by your aunt or anyone. You have your own life to live. Maybe the Malawian man is sterile if he doesn't have other kids elsewhere. Infact you have nothing to do with that man. Ramba kushandiswa.
Ndezvekare izvo zvekugara natete
Usabvume harahwa iyo iwe ko akafa uine pamuviri ozodi aaa usabvume kuitiswa nemunhu asina mazino tsvaga wako arifresh uzvivhurirewo wega aa ,ibva ipapo Pana tete unowana zvimwe zvekuita Mwari haambokusiya
Kana vari sababa imboregai vakadaro ...haaa tete vasadawozve kubhadharisa mwana nenzira iyoyo
Mmm ramba. Iwe une life yako yekurarama. Tete varikurarama yavo. Vimba naJehova. Namata usatyisidzirwe.
Yes baba ava ndivo vakakomzeresa sure nechihure chavo kusagutsikana nemukadzi wako Vanhu vagozvirega
Ah iwe tiza kumba Imamate zve kunamata zviya
Enda kwaTilder utsvagirwe ma dona modzokera kumba kwamai venyu muchibatsirwa muri kumba kwenyu . Vanhu veMalawi ava vekudhara vanobata mishonga yakaipa unozo tambura worse nemweya wemudhara iyeye afa achiuya achikunetsera murume vechidiki waunenge wazoroorwa naye achiti uri mkadzi wangu iye ave chipoko. Kurumidzai kudzokera kumba kwababa venyu nevana vamai vako . Asi make sure hamuva tauriri your plans. Kumbira kana mari kuna baba vako or kuhama dxamai vako ipiwe iwe direct zvakachenjera tete vasinga zivi morongedza twenyu motiza asi musasiya chero dhende zvaro kana bhutsu yakasakara nekuti kuroiwa nemalawi magic hakuna anokurapa. Ndosaka baba venyu vari kunetswa nemweya wamai venyu uri kuona kutambudzika kwamuri kuita mumba mavatete saka mweya wavo waka appear mumba matete imomo she couldn't speak out kuti tora vana vangu mukatodzokera kumba kwenyu mweya wamai venyu unomboita calming down unovanetsa zviri nani baba venyu. Tete va expose kana zvabuda pachena then tell her kuti kutichengeta its part of paying your brother's sins. Ripai mai vangu mweya wavo uzorore kwete kundiripisa ngozi yamai vangu vamakauraisa, but never say these hash words musati mabva pamba patete. Iye Mulawi wavo akadii kutsvaga mwana achiri mudiki ave kuda mwana ikozvino apera mazino nekuchembera tete vako pane maretuals avakita nemulawi wavo pamwe vari behind your father's girlfriend kuti mai venyu vakafa vowana access to you vokushandisira chisimba kuti ndakaku chengetai saka tsika madziro vaudze kuti endai munotaura nehazvanzi dzamai vangu nyaya yenyu wonzwa kuti vanoti chii. Keep calm until you all get out of their house safe. Wozovaudza kuti imiwo machembera tozoku chengetaiwo sekuti chengeta kwamakaita.
Ini ndakaramba wani izvozvo
Usabvuma iwe .infact tiza pamba ipapo usabvuma
Hazviite izvo zvemwana ,kana vachida kuripwa mira ushande ugozviitira
Vanhu tisatora advantage yenherera tachengeta munhu tisati idai ndosaka ndichitaura kuti hama idzi ndovaroi vakuru chii chakadaro Tete musadaro imi 😭😭😭 ndosaka ini ndichiti better hama kuuya musi wandofa zvekubatsigwa nehama zvonetsa izvi
Yo story is painful but usashora rudzi rwebanwe
Baba vako ngavainde kumusha kwamai vako vanotaura voripa yava ngozi iyi
Iwe unga mirire kuroorwa nemutana iyeye tiza uyende uudze baba vako kuti imi baba endayi monobhadhara kuchengetwa kwandakaitwa natete handingaridzwe nemurume wawo nekuti ndakachengetwa imi muri mupenyu usabvume rova pasi uvasiye zvekupenga izvo wakava kumbora here kuti vakuchengete i
Vanopenga tte vako usanzwa iwe siyana nemudhara iyu
Kuchengetewa imhosva here waiva mwana usanzwa iwe ramba tsvaka wako wega waunoda haiwa
Koiye murume watete akamboita mwana here kana kuti ahatoitiwo vana
Usabvume kuzvara mwana zvachose better run with your life
chat.whatsapp.com/C8v9Xt8Gd3nICpxx1tTYiZ
Ahh tete vako vanopenga, run with your life, hupenyu ndehwa Mwari. Usabvume kushandiswa kana vakakusungira zvinhu u will find help. Dei muroi aifa here dei kusina Mwari kudenga. Usatyityidzirwe
Ramba zvinotaura Tete avo utange yako life kukuchengeta it was her gesture of good will hapana future pamunhu weMalawi uyo fonera slymedia unobatsirika uite upenyu wako hwakanaka Tete vako muroyi ndosaka vasina mwana
A😮😮aaaaa wati vanhu vekumalawi chiii 😅😅😅😅 ukabatwa nanachimwene ucharohwa 10:05
Vakambo taurira baba vako here uye vakati kudini
The best kutovazvarira bcz Hanapa chamunoita kana kuzoroorwa sezvo vakatokupikira tete vako zvabba vako mazvokuda vakauraisa Mai vako nekuda kwechihure
Ingo vayitira mwana otherwise vano zokuroya. Ungafe uri rombe other battles are not worthy.
😂😂😂😂 vane ka element kekusakwana vanhu vekumalawi 😅😅😅😂😂😂 front line aina mazino asikana kaaa ndaseka hangu 🤣
Kkkkkkk lol 😆
Kana munhu akura anorasika njere chero maZimba arikowo akazungaira may be Malawi wacho akagara akadaro ane mental health it's getting worse nekuchembera let's not judge iye ndiye anogara nemunhu uyu. Point of corrections chimutsa mapfiwa chakapfuura kare kare hagare ari kare haunga post tsamba iyo what's up iripo ngatiregei kutsigira chibharo dai uriwe ungada mwana wako kuti arare nerinda rakadaro?
Batsirawo tete vako zvine basa rei vaitewo mwana imga vanokuda wani
13:21 13:21
Muri cy zvenyu aunt
Nyaya yako toizwisisa but rega kushora rudzi rwevanhu
Ingovaitira with conditions kuti, imba yavo ichava yako, nekuti Ivo vakura unozomurera neyi mwana wacho. Apa haubudirire, chingoita give in, with conditions.
Ahhhh iwe wazondibhows by kushora rudzi rwangu. How cud you say that. Ingotaura nyaya yako than kushora ma Malawians. Mximmmmm. Ndiwr chitsiru opusa kwabasi. Wandinyansa mximmm
Yeah that was wrong. My aunt was married by a Malawian
Dai ukaitirwa mushonga wekuno kumalawi unyatsoroorwa navo. Evrtything zvavanotaura uchingobvuma. Wozopepuka pava paya.
My sister pack your things and go.
Chero akapeka akaenda hupenyu hwake hwakasungwa🥺
Chihure muchachirega chete. Usave munhu anokonzera rufu rweumwe munhu muupenyu better kusuduruka pedyo ukaona kuti ko zvoinda kunogona kukonzeresa rufu
Link tete
chat.whatsapp.com/C8v9Xt8Gd3nICpxx1tTYiZ
chat.whatsapp.com/C8v9Xt8Gd3nICpxx1tTYiZ
Mainini avo vana Tete vavo vanoda kuti muzvarire murume mwana, ndinoda kuti itsika yedu yagara iripo kuti mwana wehanzvadzi ndiye anoita chigara mapfihwa. But kana musingade hazvina basa, kana murume achembera hazvina basa but but but, mandirwadzisa nekushora kwamaita the Nationals of Malawi. They are human beings just like Zimbabweans, havana kudzungaira sekutaura kwamaita. Mwari haana kuvasika vakazungaira. Please withdraw your words snd just focus on your own problem. Maisa pa social media handifunge kuti veku Malawi vakazvinzwa vanofara nemi.
Munongovaziva vaMurume wekumalawi vane Ka element kekusakwana 😡 mainini hamugone kutaura zvenyu kana mwari wacho angakubatsiraisei nemwazwi enyu iyayo zvatoratdza huipi hwenyu moyo wenyu.dai makazvininipisa dai mwari aķatonga ega nekushandura pfungwa tete venyu.hondo yeyu mucharwa nayo mega
Please find the man of your choice. Don't be threatened by your aunt or anyone. You have your own life to live. Maybe the Malawian man is sterile if he doesn't have other kids elsewhere. Infact you have nothing to do with that man. Ramba kushandiswa.
Zvarira tete vako mwana.ndovhivanhu chedu chaicho.
Wadarirei kurwadziwa vatete vako
13:21 13:21